Kano shamisireiko ndiye ega aneshamwari here so her friends ain't suppose to talk with someone she does want to talk to.... Ana Mai maketeni vaifunga kuti ndivo vakaitasei vasinganetsane nekanhu aka
But why did Mai Maketeni back bike like that,some friends ayaas , friends can be dangerous , but Wasu akachengetwa for years this is bad , you don't bite a hand that fed you.
@cherryhaze4176 don’t take the socialist stories seriously. And don’t be hotspoted read it . Because you end up wava munhi asingagoni kutaura . All socialist no body is perfect.
Kano shamisireiko ndiye ega aneshamwari here so her friends ain't suppose to talk with someone she does want to talk to....
Ana Mai maketeni vaifunga kuti ndivo vakaitasei vasinganetsane nekanhu aka
But why did Mai Maketeni back bike like that,some friends ayaas , friends can be dangerous , but Wasu akachengetwa for years this is bad , you don't bite a hand that fed you.
Aisagara mahara
She's so toxic and tells alot of lies 🎉🎉
Kana tozogara zvedu hakuna chinonzi shamwari panyika pano best ana bestie wakewo
She's wrong, pakaita wasu live hapana chakaipa chaakataura about mai tt. Ichi chinongokonana nevanhu vese
I think kuti shamwari yangu ndashumba kutaurawo veduwee l dont think angazotaura zvakawandisa nemurume .
Haaan kuti ndoda ma friend akati ndoda munhu kuchinz ariko hanonyanya kubatika ne basa
Mai tt does not deserve people in her life. Ndiye munhu aifanira kuita nherera manje.
@cherryhaze4176 don’t take the socialist stories seriously. And don’t be hotspoted read it . Because you end up wava munhi asingagoni kutaura . All socialist no body is perfect.
@@josiemadziva9825 maitt is a terrible person realistically. Hazvidi rocket science. Some sociallites are cool but Mai tt ain't
@@josiemadziva9825 maitt is a terrible person realistically. Hazvidi rocket science. Some sociallites are cool but Mai tt ain't
Haaaaa
Friend yako cannot be Frenz with yo enemies azviiite zvachose
Wasu imbavha achavagadzirisa
Matiti iwild person
Miss Blue you are lying they talk with Mai Titi.Go to her lives you see her commenting.
True they talk ,handiti she is a tete to amai Titi,makungonyawo kushandisa zita raamai Titi to stay relevant
Dzidzai kutaura zvakanaka pamusoro peumwe munhu ndizvo zvinofarira mwari
Mai Maketeni has a problem of gossiping.She was wrong with inviting Wasu to go and do a live at her house.That was very wrong.
Zvakaoma zvakubhowa kungovhura social media pwai pwipwi it's boring 💤
Who needs a friend?nafriends vanoruma vachifuridzira
Kooo iwe iwewe unowuya nenyaya dza amai tt pano - uripiko iwewe? Unodzifambira ufunge.
Mamacurtain mahard.she is ahard workee😂😂😂 anedambudzo madhube
Ko akanyengerwa murume inga zvakawoma
Shumba vakatiza vaneta kkkkk
Kunyeba
@@gloriaberger515 yes love mura is unlucky with men he has a page now using her for money