Tati Timbotaura Nyaya Dzatiparadzira Musha Wedu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 сен 2024

Комментарии • 20

  • @Ma1chaiwo
    @Ma1chaiwo Месяц назад +1

    Kupinda ne like

  • @Gomez-m5s
    @Gomez-m5s Месяц назад +1

    We need a MINDSET CHANGE true Mudhara, and that can only come from the diaspora.

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Месяц назад

    Murikutaura.chokwadi.ndizvozvo chaizvo.vaudzei.nyika inobuda neruzivo

  • @user-hc5pg4ig3y
    @user-hc5pg4ig3y Месяц назад

    Yes mdara

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh Месяц назад

    Mudhar muise glaz remvur paside mupot muchimwa minotigoner

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si Месяц назад

    Hamuzi kunyepa mudhara. Zanu yange isina hutungamira Zapu was prepared to take the country forward

  • @JamesonChitavati
    @JamesonChitavati Месяц назад

    Simbisai nyaya demonstration musi wa16 uye ndeye munhu wese hasurudzwe ;taurai nhau yekuti toda mahuman wrights atevedzwe vaka sungwa vabude ;toda fresh election

  • @HaradesSteyn
    @HaradesSteyn Месяц назад

    Mamatanga zvakanaka wani. Kuzotuka musangano ndopamakanya

  • @HaradesSteyn
    @HaradesSteyn Месяц назад

    Chinomhara chinobhururuka

  • @user-xu2cc5sg5z
    @user-xu2cc5sg5z Месяц назад

    Mudhara imi munodikana kuzosimudza nyika mudhara ungatoita advicer va president anenge asarudzwa nevanhu

  • @solomondhokwane8303
    @solomondhokwane8303 Месяц назад

    Murume uyu huchi

  • @DaisyZ786
    @DaisyZ786 Месяц назад

    Famba neshoko mdhara

  • @maxwellmavi6712
    @maxwellmavi6712 Месяц назад

    Dr Rusike greetings 🙏

  • @TapiwaSibanda-b1d
    @TapiwaSibanda-b1d Месяц назад

    Sairira bhora mberi Rusike.

  • @AssaNgara-hj7dh
    @AssaNgara-hj7dh Месяц назад

    Sure Rusike kune ku UK tadzidza a lot zvekuti tangomirira kudzoka kuzoshandisa ruzivo

  • @AssaNgara-hj7dh
    @AssaNgara-hj7dh Месяц назад

    Pachipamwe

  • @stevetailor7750
    @stevetailor7750 Месяц назад

    Which is true Mdara

  • @stevetailor7750
    @stevetailor7750 Месяц назад +1

    Vanhu varikuMUSHA havazive Democracy they know independence and they think independence is everything..they is difference between democracy and independence...

  • @Darrell-Mangenje
    @Darrell-Mangenje Месяц назад

    You are saying it as if vanhu vari kuZimbabwe havana fundo kana ruzivo, that's fucked up of you for thinking that 🤨

  • @AssaNgara-hj7dh
    @AssaNgara-hj7dh Месяц назад

    Zvayedwa zvekunyika kwedu hakuna chinhu