Hot Topic with KVG & SakhyGracy

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 сен 2024
  • Hot Topic: My situation is not about pressure yekuroorwa but my boyfriend or should I say husband akaramwa during negotiations and left on my roora day
  • ВидеоклипыВидеоклипы

Комментарии • 39

  • @shammainncube4276
    @shammainncube4276 17 дней назад +6

    Ngavadzose munhu mari yake vochengeta mwana wavo akadzidza

  • @nobothmusarurwachiutsi9352
    @nobothmusarurwachiutsi9352 16 дней назад +3

    Marriage a not a cash up account roora is all finding love and uniting families

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 17 дней назад +5

    Bamnini was sooooo wrong, jealous re honeymoon shuwa. Instead of kufara kuti awana ane rudo anochengeta mwana zvakanaka. Mukwasha muwonde guys this was wrong, vaizoiwana kupi dai akatizira kune murume asingayendesa chero ku chicken inn chaiko. But she can't go if dude is still upset, he will resent her.

  • @tonderaichiborise8024
    @tonderaichiborise8024 7 дней назад +1

    Ini advice yandinayo is for the mkwasha. He shld be careful coz akangotora mwana uyu back akagara naye zviri kuda kuitwa nana tete izvi, the first thing yaachaitwa we he is coming back to finish roora is to ripiswa achinzi wakatishora. Ndirini ndaingoti chindidzosai mari yangu handichada.

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 17 дней назад +7

    Vakwasha was disrespectful vaingofanira kupa vana Tezvara mari yavanga vainayo kuroora kwagara hakuperi the girl must not go until mukomana aita back to her

    • @tatendarukato8074
      @tatendarukato8074 16 дней назад +1

      But bamnini vanga vaudzwaka Mari iripo but apa bamnini he was demanding 5k

    • @munashenyamuti1651
      @munashenyamuti1651 16 дней назад +1

      Dzikamai

    • @munhumutema8970
      @munhumutema8970 15 дней назад +1

      You really think the boy will "get back" to her? For the why? He has already evaluated the family he wanted to marry into and found them wanting. Far as he is concerned he dodged a bullet. He is gone with the wind

  • @nyatc
    @nyatc 16 дней назад +4

    Score line
    Mukwasha 1 Tezvara 3
    You can’t negotiate uchiti tine honeymoon usati vapihwa mwana vevaridzi.
    You have 3.5 but hauzvi charge, they will meet you half way because munhu haapedzi kuroorwa one day.
    Girl tenda Mwari ana babamunini took you to school, dzimwe nherera dzakadya musiwafa baba.
    Girl must not go by ginya until she knows where he stands. Red hot flag kuramwa, u negotiate uchiti tinodzoka neimwe.
    Tete and munyayi must engage not your fathers or mothers.

    • @chidosithole2284
      @chidosithole2284 16 дней назад +2

      Hakusi kuzvicharger, thats negotiating, zvino kana munhu ataura iripo and imi moramba muchitaura kuti tirikuda more inobvepi

    • @daphnenyasha7296
      @daphnenyasha7296 16 дней назад +2

      Mukwasha was wrong. Hautaure mari yaunoda iwewe. Kutiramwa ikoko is a red flag. Zi reddest flag chairo, and then he ignores you, ko iwe waitawo sei? Mmhhh uchagara ungori wekunyengerera munhu uyu shaa. He was supposed kungo negotiator kana kungoti tobvusa yatinayo tichazouya. Moenda zvenyu.

    • @chidosithole2284
      @chidosithole2284 16 дней назад +1

      Haana kutaura yaanoda, akataura iripo, vana tezvara vakajamuka!!!

    • @nyatc
      @nyatc 16 дней назад

      @@daphnenyasha7296exactly, on leaving dai vakaoneka kuti we are leaving tichadzoka kana tagadzirisa, not kungoti zii. Vakashora dare.
      He must watch Mukwasha by Jah
      There is a saying that says something like kupera kwe murume hubuda ura.

  • @munhumutema8970
    @munhumutema8970 15 дней назад +2

    Parents of girls vanofanirwa kuziva kuti zvinhu zvati chinjei. Vana vavo havasisiri the same as women vairoodzwa 2 generations ago. These days mukomana anenge asangana nemwana wenyu after John, Paul, Tom and Harry have passed through. Onzi its the mordern world take me as I am and he accepts. Pedzezvo oudzwa kunzi ndoda murume who can cover all bills and do 50/50 pahouse work. Obvuma zvakare achiti its mordern world. Paanonoti kwatezvara onzi Nzou mbiri nemuswe weshumba. Imika. At that point mukuwasha otanga kufunga kuti but sis vaibikirana naJohn first year kuvarsity, Paul naTom vakazouyawo. And all of them got it for free and passed. Ini ndonzi nzou mbiri only to have bills and 50% of housework. Haaa anosimuka oenda zvake. Maths wont be mathing.

  • @pterrymugabe3816
    @pterrymugabe3816 16 дней назад +2

    Ana bamunini nana Bamukuru ava vangwarirei ... i know some1 akaroorwa bvapaita something like this then bvavaenda seperate ways apa mari vadya...now the lady is almost 40 haasi kuroorwa ,akafamba arikunzi utori mukadzi wemhunhu ana baba vakadya pfuma... problem imwe inoita vanhu vazoramwa.... the tezvaras vanenge vachidya magaka 1 hour muchikweshana i will be saying isa 4k rusambo tiende next stage apa iwe the whole budget is 3.5 K....

  • @kuzivakwashejoy6588
    @kuzivakwashejoy6588 16 дней назад +2

    Haaaaaa ngavadzosere munhu mari yake. They realised vakanganisa marriage yemwana now they want to force it to happen.
    Its 2 parties with so much pride. Dai vakangooneka vachiti tozouya neimwe. But kutoramwa is a big big sign. Vawirirana sedzinza kuti its not worth it and also imi ndimi muchavatsvaka sezvakuitika. Pamuchasvika muchatobvunzwa kuti ndimi vanani😢😢 coz vakwasha havana kupinzwa munusha ka ava. Uuuuum you need to go zvine clarity my girl. Talk to your person

  • @mercynyika7796
    @mercynyika7796 17 дней назад +3

    I also have a hot topic where can i send it

  • @josh_dat-guy4891
    @josh_dat-guy4891 16 дней назад +1

    I stand with mukwasha. Pane kumwe kuomeserwa kwaunoona paday 1 kt apa ndakutozvitorera dambudziko kuroora muno mumusha. The guy has probably made up his mind n thats a done deal ..zvakatoendwaaa izvi

    • @tonderaichiborise8024
      @tonderaichiborise8024 7 дней назад +1

      My thinking exactly. Vanhu vari kufunga kuti mkwasha aida kuzvi charger but i dont think so. Mkwasha aka tryer ku negotiator but akaona kuti ne pace yaifambwa nayo kuchitaurwa kuti mwana wedu takadzidzisa hapana kwaachaenda. I normaly do it myself if i want to buy something with a budget rangu price yandinoudzwa at first will determine kuti shld i negoatiate or walk away. Unfortunately if the tezvaraz do not call in their vakwasha to apologize and negotiate then there is no marriage. Muchinda uyu akutotenda mwari kwaari kuti ndandazvitorera dambudziko and if he had 2 gals like wat normally others do akutoinda ku option B.

  • @delishe2178
    @delishe2178 16 дней назад +1

    Kuramwa was very dramatic vaingobhadhara iripo iyoyo vosara nechikwereti.vakatodheerera vakwasha avo.even if ana babamudiki knew about it they went ahead and charge what they want vakwasha ndivo vaifanira kunegotiater vosara nechikwereti

    • @munhumutema8970
      @munhumutema8970 15 дней назад

      Vanatezvara can indeed charge what they want. BUT mukuwashawo can decide if what has been charged is acceptable to him. And if not he has every right to walk away. Hapana kana kudheerera.

  • @nomamathe977
    @nomamathe977 15 дней назад

    Mukomana kana akaona babe rauya ngaarambe kumutambira. Cz kana vaiti ngapasare 5k I think akachargwer pakuru. Akatora mukadzi aasati awiririrana nemunhu then vatonyura vakwasha ivavo

  • @chidosithole2284
    @chidosithole2284 16 дней назад +1

    Mukaona munhu asvika pakuzoramwa zvinenge zvarema

  • @pterrymugabe3816
    @pterrymugabe3816 16 дней назад

    Kana mwanasikana asichade zve marriage vanotodzosera 1.8 k nema grocerries ...cz mukadya mari yemunhu zvinoreva maroodza mwana...kuzorrorwa after mady mari yevanhu mahara kunonetsa .

  • @Laurah-v4g
    @Laurah-v4g 17 дней назад

    Dear,watombobvisirwa,Roora hariperi nezuva rimwe,asi mubvunzo wangu kwauri unoti,iwe ukuda 1200US yakasara here,or ukuda murume?

  • @cleopatrachetsanga5724
    @cleopatrachetsanga5724 16 дней назад +3

    Vakwasha they were very disrespectful. Haungauye nemari yako oti ngaikwane.. They were supposed to siya balance atezvara vaida 5k, he had 3.5k so 1.5k ndoyaaramwira. It's not about the money it's just about building relationships. Ngavasaendesa mwana anonotambura

    • @kudzymhondiwa7052
      @kudzymhondiwa7052 16 дней назад +1

      U ar mad

    • @josh_dat-guy4891
      @josh_dat-guy4891 7 дней назад

      Madness inototangirapakuti moudzwa kuti tauya takabata 3.5 imi moti hatiide toda 5..like really,how about kugamuchira iripo mozopedzisirwa mberi imwe

  • @desmond-011
    @desmond-011 16 дней назад

    Haa idzo mukwasha dzorwara kuramwei😂😂mbudzi

  • @chidosithole2284
    @chidosithole2284 16 дней назад

    Vakwasha havana problem, pamwe pacho negotiations dzinonetsa nevanhu vasingade kunzwisisa. Why changing goal posts. Its a clear sign kuti the bamnini is not the actual parent wemwanasikana

  • @mamaman4730
    @mamaman4730 14 дней назад

    Zvakaoma kana baba vako vashaya vana bamnini nana bamkuru vanoita zvavanoda

  • @Monica-ex4ry
    @Monica-ex4ry 16 дней назад +3

    Uyu murume ane zviramwa. Akafita kungobuda mumba oinda kuma girlfriend kana zvinhu zvisina kuinda his way. He was very disrespectful. Roora rinongo chargwa asi haripere. Uyu murume atori red flag. Musikana please usainde kumusha uku. Vana tezvara vakatenga chikafu nekubikira benzi. Ngaaripe

    • @daphnenyasha7296
      @daphnenyasha7296 16 дней назад

      The comment I was hunting for🙌🏽

    • @munhumutema8970
      @munhumutema8970 15 дней назад +1

      Munodherera vanhu nekuti varikuda kuroora. You wanted the guy to be charged an arm and a leg and just say yes for the why? Man is still young, has his life in order and this is the best time for him to ensure he marries into a reasonable family. This is the best decision he has made in his life. Ukaroorera vanhu vane nhafu kudaro kese kaitika in that marriage unonzwa nekuripiswa. As a man, he picked up the red flags and walked away. Kudos to him

  • @evechisvoshaseven3624
    @evechisvoshaseven3624 16 дней назад

    Mukwasha is wrong. Vakawanda vakaudzwa mari dzekupenga asi unosiya yaunayo. Muface doesn’t dictate on how much is to be charged

    • @munhumutema8970
      @munhumutema8970 15 дней назад

      He doesn't dictate how much he is charged but he does have every right to decide if what he is being charged is worthy it. He wasn't wrong. He did not force them to charge lower, he simply felt kuti zvamuremera and walked away. There was no better way to handle this

    • @blessingjingura5271
      @blessingjingura5271 15 дней назад

      Agreed aingosiya wopedzisa later...To walk away i think was very wrong especially when building relations.... You cant say because ndati ndine 3.5k ngazviperere ipapa unochema chema ndobasa remunyayi and wobvisa kusvika pawakwanisa

    • @tinashemikejoeshayanewako9510
      @tinashemikejoeshayanewako9510 8 дней назад +1

      @@munhumutema8970 you are right mukoma but there could be another underlying; sometimes its about the hostility from anaTezvara and the moment logic kicks in, you ask yourself "Is it worth it?". Kuchirungu vanoti "love is not enough" because kuroora hausi kuroora mwanasikana chete; you are marrying into the family..the whole family will become your family.

  • @holywaterzentertainments238
    @holywaterzentertainments238 16 дней назад

    Cup Clash