Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kana pane ari kunakirwawo neka statement kekuti Ku graft kwedu isa like
karikundivhunawo mapapu
Maboss angu
Ndokakabata lockdown yese
@@wilbertmagaramagara3702 kkkkkk ehe wena kugraft kwedu
@@jtaunyemba4111 kkkkk
Blaz vekugraft avo kumberii gyz malikes kana Paine anobvumiranao neni
Anonzi DRC lex lugar😂😂
Arikugona kuita mudikazi manje
“Sister yangu yeku london yandotaura nayo paskype “ futi here Amana 🤣🤣😂
Kusvika mati eke. Kkkkkkk
kkkkkk
How mnay likes for the intellectual Linda👇😍😍
Linda anenge achingotaura vheti kkkk
@@supastar25 what's the problem though 😂
team rinonakdza iri kkkk
Bra lex madrinks anenge anorohwa rough. Isa like kana uchishanda kugraft kwedu
Ndogona kufonera guys dzangu dziri pa no. 10 Downing Street 🤣🤣
😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣bla lex
Kudzifonera kuti dziite sei 🤣🤣🤣🤣
Kkkk gonyeti so urikubuda mumba umo
Gonyeti usadaro shaaa
🤣🤣🤣🤣🤣patichaziva real job raBra Lex tichanaikirwa Mirai muone
Haunyepe iwewe chinenge chisiri chi C number
hakuna c number yakadai... bra lex vanotsara masinhi chete
Chnty mnemo 🤣🤣🤣🤣
😂
Pakaipa
Zvima Hipo zvese zvakadaiso ndoshaya kuti zvino,,,,,,😂😂😂😂😂
Kkkkk
😂😂😂😂
Guys lex luger is that kind of man anokunyepera uchibvuma haaaya he is kool here for lex😍
And you ladies love it 😂😂😂
Manje chiGhost chiye chazobuda, Landaz Lockdown yavo yabvanyanguka.kkkk
🙃🙃🙃🙃🙃
🤣🤣😂😂😂😂 chiHippo
😂😂😂 bra lex for president 😂😂😂 hanzi zvima hippo 😂😂
Coronavirus words #2020 # Skype#London#ku graft#ma boss#take a joke#landerz#kugraft kwedu#gentlemen# zvima hippo zvese#London #10 downing Street 😂😂😂😂😂😂
Gonyeti nasis vake,,,bla Lex nekugraft kwavo kkkkkkkkk these guys are too much this is real comedy
Ku graft kwedu ...isai like kana musinqarwadziwe
Boys reku graft kwangu rikauya panapa MAHWAAAAN..hahahaahha show some love to Bra Lex
Pa 0:35 pandinakidza kkkkk ndabva ndaziva kuti chikomba chichabatwa chete nhasi ko kuzoti hee mbavha 🤣🤣🤣🤣 love you guys
kkkkkk there is always a bruh lex in your area anenge achisimbisa zvekugraft kwake
I can see gonyeti achiramba any connection naBaba avo in front of ana Bra Lex 😂😂
I said it before they uploaded it😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Ndiri genturumeni. Maggie na Lexi Luga ka 🤣🤣😂
Maggie vaudze yababa vaye vandazorova Superman punch 👊👊😂😂😂
Ndinokumbirawo number dzaBro Lex Luger 😂😂😂😂😂vandipewo maNotes
Bra lex luga kuseri 💥
🤣🤣ko chikomba chasimudzirwa ka gunwe...haaa kubva iyo tea iri munhamo
Anzwao kuti lex ari gentle pa love ngaise like.
Lockdown inopera Linda ava mai Bra lex
Ko idzo dznongoti kugraft kwedu...kugraft kupi kwadzinoreva kkkk...dzipeiwo malikes adzo kkk😂😂😂
Liked before streaming 🙃
Zvima hippo zvese zvakadaiso zvenge zvri zvese🤣 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 that story yaMaggie kaa hanzi dziri active idzi 😂😂😂 hanzi vaudze uya wandarova superman punch😂😂😂😂😂😂
Zvima hippo🤣🤣
Kkkkk zvima hippo matumbu so haaa #Bra Lex Lugar kumberi kani 2023 for president
Boys repa No 10 Downing.., muripo here😂🤣😂🤣Boris for lex lugar
Kkkkkk l waiting for this moment chikomba chabva chabuda 😂
😂😂😂😂 zidhara iro is underrated
@@waynengonidzashe7648 true that
I can't stop laughing 🤣
Kugraft kwabla lex ndekupi kahle kahle 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Whoever disliked this video hana sis vake veku London vanotaura pa Skype 😂😂😂😂
Km M zveshuwa haana 🤣🤣😂
Ha ha ha
kkkkk kugraft kwedu haaaaa DRC aenda nechimuti.......hope sis vangy vekulondon vandinotaura navo pa Skype havafi.........muwedzere amwe maepisode sekuwedzerwa kwaita madayz elockdown
DZ “ini ndiri gentle , huya titambe “
Kkkkk huya titambe umu Linda aaah ndikapindamo ndobuda ndichifamba here umuuu kkkkkk
🤣🤣🤣 hakuna zve boys ku 10 Downing Street 🤦♀️
bra lex vane connection pachando
Malove nemalike...episode was amaizing iyi...welldone guys
Kkkkkk gonyeti rinamanyanga hariputirwe kkkkkk
Haaaaa amanaka ndazoseka kkkkk ende Lendaz havaite so convincingkuramba BF pajekerere ayhaas hilarious!!! Murikugona amana,Bravo!!!!
😂😂 boiz dzangu dzepa namba 10 Downing Street
this part killed me chikomba chabhudikira
Huya titambe n ndiri gentlemen kaaa ndiri gentle pa love
😂Bra Lex vaazvinhu 😂 vanemaConnections neboys repanumber 10 Downing street, haa kuGraft kwavo kumberi😂
Can’t wait ndimi murikurira.
Hahaha bla lex vanhu vekubasa vanopindira papi kuUk munhu ari muICU😂😂😂
😂😂😂😂mumba umu hakuna landlord vakadai...mbavha ngaibatwe😂😂😂
Ndapotsa ndafa nekuseka panzi batai mbavha, handei mondiratidza pamapinda napo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Bra Lex sando dzavo.....Aaaaaah the guy is so talented
hanzi ndorova wo kamwe ka corner kandorova nako
Sisi wangu vekuLondon, vandinotaura navo paSkype
Vabva vazobatwa necorona nhasi kkkk
Ma love ne ma likes love you guys
Mbavha bra lexi batai mbavha😂😂😂😂😂 amana ka ndokurambwa pachena😂😂😂
Zimudhara iro ririkunakidza guys anzi huya nenyama kkkLinda is looking good.Gonyeti arikugona drama hahaha.Bla Lex nestatement rekugraft mukuspaka.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Rinda adyira braLex hanzi umu umu 😂😂😂😂😂
Ndiri gentleman hantivanze but aaaaaaah landerz🤣🤣🤣🤣🤣. #kugraftkwedu
Tarova smell tracking tikaona dhara richizobuda mubedroom paepisode8
lol ko mbavha yazongobuda vakanovharirana futi you killed me
Haaaa Maggie naDRC ngavangoroorana please please!!!!
Can't wait kunzwa graft rabraLex😂😂 ..
Me too ..somehow i dont think mu CIO
😅🤣😅🤣😅 ko ndiani ko uyu batai mbavha haaa gonyeti wandi pedza.... timu rese maka penga... ku basa kwedu ndoda kumbo kusvikawo
Maboss ekugraft kwangu😅haaa braLex kugraft kwedu.Sis vekuLondon vabatwa necorona shame😓😂.
Linda naBra lex kuseka kwavo kutobatwa nesetwa in the middle of acting, making it even more natural. Linda achaiswa pa penareti akaita mafunny achiti bra lex bra lex
Zvima hippo zvese😂😂😂
braaa lex hanzi ndofonera ma boss angu here kkkkkkk
Kkkkkk batai mbavha bra Lex
Saka lockdown ikutopera gonyeti ari mu night dress 😂😂😂😂
Bra Lex ku graft kwenyu akusidiwa vanhu ere ndiuyewo🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk huya ne nyama, haaa ndofonera boys rangu repa 10 Downing Street
Ku graft kwedu kwauya zidhara rine dumbu risina hembe saka landlord muri kushandisa dhara kugraft kwenyu nhai kkkkk
Ummm dai sisi veku Lanzo vakasazonzi vafa neRona 😂😂
Bra Lex kubasa kwavo ndekupi amana😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂batai mbavha😂😂😂😂😂😂😂
apa landers nyaya iyi ndikaudza boys dzekubasa kwangu ma1 chaiwo. Ndakanyumwa paya Linda kuti maCondoms atorwa na lenders chete
Died panzi mbavha😂😂😂Hanzi huyai mundiratidze kty mapinda nepai.Gonyeti kills me everytime she just opens her mouth
Kufonera boys dzangu dzepa 10 downing street bra lex kkkkkk
Bro lex naMaggie makanyanya guyz🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Blaz ve Ku graft kwavo avo ma1 be dumbu ravo....kkkkkkk
Kkkk haa kuGraft kwaLex luger kunenge kunotori neone chairo kungodai kugraft kwedu nekuLondon here bralex
Best episode,🤣🤣🤣🤣hanzi mbavha
Gonyeti yu killed me Kkkkkk pabuda chikomba
Maggi chirungu hahaha kamu Nose chaiko kkkkkk
Chikomba chalendaz fty 😂😂😂😂😂😂
Madhara ecovid chaiwo🤣🤣🤣🤣
Ndiri gentle panyaya dze love. Zvima hippo zvese zvakadai so
Uuuu haaa ndorova kkkk payanzwa nyaya yema sinhi mabva machangamuka gonyeta makanyanya 😆😆😆
Kkkk chikomba chakazongoerekana chabuda hanzi mbavha 😂😂
Pfacha mutop 5 mo fire DRC,kugraft kwedu
😂 😂 😂 😂 Nhasi ndanakwa hanzi batai mbavha
Eish nasi ndaseka yu guys yu wil not kill me ooooh😂😂😂😂
hahahaahhahaha zvima hippo zvese haaaa bra lex musadaro haahahah
Hanzi ndiri gentlemen kaini
Mbavha 🤣🤣🤣ndafa hangu ini 😂😂😂😂😂
Bra lex vanongoti bho masinhi otouya🔥
Namatirayi sisi vaGonyeti vasafe nekorona pangaite ma1😂😂😂😂😂
Ahhh at 4:56 ka smile ka Bra Lex ndakatya ummmm achabvuma chete Rinda kkkkk
Hahahhaha chimudhara yawe mbavha nhasi, bra lex inenge mbavha chaiyo zvinhu anozviona kupi
Sisi vangu veku London vandinotaura navo pa Skype kkkkk
Bra lex nekugraft kwavo so🤣🤣🤣
KuGraft kwedu.kkkkk. chiStatement ichi chinopedzera maSports.
Kana pane ari kunakirwawo neka statement kekuti Ku graft kwedu isa like
karikundivhunawo mapapu
Maboss angu
Ndokakabata lockdown yese
@@wilbertmagaramagara3702 kkkkkk ehe wena kugraft kwedu
@@jtaunyemba4111 kkkkk
Blaz vekugraft avo kumberii gyz malikes kana Paine anobvumiranao neni
Anonzi DRC lex lugar😂😂
Arikugona kuita mudikazi manje
“Sister yangu yeku london yandotaura nayo paskype “ futi here Amana 🤣🤣😂
Kusvika mati eke. Kkkkkkk
kkkkkk
How mnay likes for the intellectual Linda👇😍😍
Linda anenge achingotaura vheti kkkk
@@supastar25 what's the problem though 😂
team rinonakdza iri kkkk
Bra lex madrinks anenge anorohwa rough. Isa like kana uchishanda kugraft kwedu
Ndogona kufonera guys dzangu dziri pa no. 10 Downing Street 🤣🤣
😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣bla lex
Kudzifonera kuti dziite sei 🤣🤣🤣🤣
Kkkk gonyeti so urikubuda mumba umo
Gonyeti usadaro shaaa
🤣🤣🤣🤣🤣patichaziva real job raBra Lex tichanaikirwa Mirai muone
Haunyepe iwewe chinenge chisiri chi C number
hakuna c number yakadai... bra lex vanotsara masinhi chete
Chnty mnemo 🤣🤣🤣🤣
😂
Pakaipa
Zvima Hipo zvese zvakadaiso ndoshaya kuti zvino,,,,,,😂😂😂😂😂
Kkkkk
😂😂😂😂
Guys lex luger is that kind of man anokunyepera uchibvuma haaaya he is kool here for lex😍
And you ladies love it 😂😂😂
Manje chiGhost chiye chazobuda, Landaz Lockdown yavo yabvanyanguka.kkkk
🙃🙃🙃🙃🙃
🤣🤣😂😂😂😂 chiHippo
😂😂😂 bra lex for president 😂😂😂 hanzi zvima hippo 😂😂
Coronavirus words #2020
# Skype
#London
#ku graft
#ma boss
#take a joke
#landerz
#kugraft kwedu
#gentlemen
# zvima hippo zvese
#London
#10 downing Street
😂😂😂😂😂😂
Gonyeti nasis vake,,,bla Lex nekugraft kwavo kkkkkkkkk these guys are too much this is real comedy
Ku graft kwedu ...isai like kana musinqarwadziwe
Boys reku graft kwangu rikauya panapa MAHWAAAAN..hahahaahha show some love to Bra Lex
Pa 0:35 pandinakidza kkkkk ndabva ndaziva kuti chikomba chichabatwa chete nhasi ko kuzoti hee mbavha 🤣🤣🤣🤣 love you guys
kkkkkk there is always a bruh lex in your area anenge achisimbisa zvekugraft kwake
I can see gonyeti achiramba any connection naBaba avo in front of ana Bra Lex 😂😂
I said it before they uploaded it😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Ndiri genturumeni. Maggie na Lexi Luga ka 🤣🤣😂
Maggie vaudze yababa vaye vandazorova Superman punch 👊👊😂😂😂
Ndinokumbirawo number dzaBro Lex Luger 😂😂😂😂😂vandipewo maNotes
Bra lex luga kuseri 💥
🤣🤣ko chikomba chasimudzirwa ka gunwe...haaa kubva iyo tea iri munhamo
Anzwao kuti lex ari gentle pa love ngaise like.
Lockdown inopera Linda ava mai Bra lex
Ko idzo dznongoti kugraft kwedu...kugraft kupi kwadzinoreva kkkk...dzipeiwo malikes adzo kkk😂😂😂
Liked before streaming 🙃
Zvima hippo zvese zvakadaiso zvenge zvri zvese🤣 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 that story yaMaggie kaa hanzi dziri active idzi 😂😂😂 hanzi vaudze uya wandarova superman punch😂😂😂😂😂😂
Zvima hippo🤣🤣
Kkkkk zvima hippo matumbu so haaa #Bra Lex Lugar kumberi kani 2023 for president
Boys repa No 10 Downing.., muripo here😂🤣😂🤣Boris for lex lugar
Kkkkkk l waiting for this moment chikomba chabva chabuda 😂
😂😂😂😂 zidhara iro is underrated
@@waynengonidzashe7648 true that
I can't stop laughing 🤣
Kugraft kwabla lex ndekupi kahle kahle 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Whoever disliked this video hana sis vake veku London vanotaura pa Skype 😂😂😂😂
Km M zveshuwa haana 🤣🤣😂
Ha ha ha
kkkkk kugraft kwedu haaaaa DRC aenda nechimuti.......hope sis vangy vekulondon vandinotaura navo pa Skype havafi.........muwedzere amwe maepisode sekuwedzerwa kwaita madayz elockdown
DZ “ini ndiri gentle , huya titambe “
Kkkkk huya titambe umu Linda aaah ndikapindamo ndobuda ndichifamba here umuuu kkkkkk
🤣🤣🤣 hakuna zve boys ku 10 Downing Street 🤦♀️
bra lex vane connection pachando
Malove nemalike...episode was amaizing iyi...welldone guys
Kkkkkk gonyeti rinamanyanga hariputirwe kkkkkk
Haaaaa amanaka ndazoseka kkkkk ende Lendaz havaite so convincing
kuramba BF pajekerere ayhaas hilarious!!! Murikugona amana,Bravo!!!!
😂😂 boiz dzangu dzepa namba 10 Downing Street
this part killed me chikomba chabhudikira
Huya titambe n ndiri gentlemen kaaa ndiri gentle pa love
😂Bra Lex vaazvinhu 😂 vanemaConnections neboys repanumber 10 Downing street, haa kuGraft kwavo kumberi😂
Can’t wait ndimi murikurira.
Hahaha bla lex vanhu vekubasa vanopindira papi kuUk munhu ari muICU😂😂😂
😂😂😂😂mumba umu hakuna landlord vakadai...mbavha ngaibatwe😂😂😂
Ndapotsa ndafa nekuseka panzi batai mbavha, handei mondiratidza pamapinda napo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Bra Lex sando dzavo.....Aaaaaah the guy is so talented
hanzi ndorova wo kamwe ka corner kandorova nako
Sisi wangu vekuLondon, vandinotaura navo paSkype
Vabva vazobatwa necorona nhasi kkkk
Ma love ne ma likes love you guys
Mbavha bra lexi batai mbavha😂😂😂😂😂 amana ka ndokurambwa pachena😂😂😂
Zimudhara iro ririkunakidza guys anzi huya nenyama kkk
Linda is looking good.
Gonyeti arikugona drama hahaha.
Bla Lex nestatement rekugraft mukuspaka.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Rinda adyira braLex hanzi umu umu 😂😂😂😂😂
Ndiri gentleman hantivanze but aaaaaaah landerz🤣🤣🤣🤣🤣. #kugraftkwedu
Tarova smell tracking tikaona dhara richizobuda mubedroom paepisode8
lol ko mbavha yazongobuda vakanovharirana futi
you killed me
Haaaa Maggie naDRC ngavangoroorana please please!!!!
Can't wait kunzwa graft rabraLex😂😂 ..
Me too ..somehow i dont think mu CIO
😅🤣😅🤣😅 ko ndiani ko uyu batai mbavha haaa gonyeti wandi pedza.... timu rese maka penga... ku basa kwedu ndoda kumbo kusvikawo
Maboss ekugraft kwangu😅haaa braLex kugraft kwedu.
Sis vekuLondon vabatwa necorona shame😓😂.
Linda naBra lex kuseka kwavo kutobatwa nesetwa in the middle of acting, making it even more natural.
Linda achaiswa pa penareti akaita mafunny achiti bra lex bra lex