Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Yooooh hachiko chinhu chamunoti shamwari
Vana maiSasha part 2 yauya,Hoyooooooh sahwira bvutu murume.Enda unokanda mungungwa ndideedze ndizotora ndidzoke naro joni kugungwa iwe ungazotya kurikanda mugungwa.Pasi nemahureeeeee
Mai Gerry tsitsi dzako uchazochema ,,shamwari haisi hama yako
Baba Gerry wacho iduzvi pafeya,how do you leave such a beauty kunoita mahumbwe?
Sekuru Achapola my favourite uncle ❤❤❤
Shamwari mai gerry zvakasara kare Shamwari ngaiite murume vako mwanangu
Mwari oga ndiye anoranga vanhu vake ,nekurwira hondo dzavo
Our very best sekuru Chapola mukoma Robert makadiiko ndimi murikidzifambira.Akakanganisa Rutendo wakawoma MOYO mwanangu shuwa.wakakanganisa Rutendo
Uyu ngaambosiiwa iduzvi iri....zihure usatomborinzwira tsitsi iri anotoda kuurawa
Mahure ngafe nxaaaa
😢😢😢 nyika inosara isina vanhu dear coz munhuwese anohura asi vamwe havasat vabatwa
Well done sekuru rambai muchibatsira vazukuru venyu.
Zvemasahwira izvi ndakasvipa mate pasi.ini shamwari yangu inotova nemurume asi inotodanana nemurume wangu..apa ndiye wandaitoti best chaiye kubva tichikura.ukaona panondimhoresa anenge atoudzwa kuti ndamuita zvakadai od kudzwa kuti ichokwadi here.last time akanditi ndarota uine chirwere imboenda uno testiwa.not knowing kuti aida kuziva kuti ari safe here since arikurara nemurume wangu without protection 😢😢😢😢
😢😢😮zvakawoma hazvo mwari hadhakwe zvake
Dai aida kukuuraya dai akazviita regereranai please
uum muri kuti ari kubleeder continuous but auya akapfeka hembe yeWhite. sekuru vacho vati izvozvi nganogeza anyangadza hembe but paasimuka haana kunyangadza.
That lady needs to be empowered the way she speaks she sounds fine
Muregererewo shamwari yako iyo sister bvuma kutadza kwake
Zvemashamwari muchazvvirega zvenyu
Ndabatikana asi Rutendo chii sure kudya murume we shamwari
Bvunzai ini ndakabata vanhu red handed sahwira wepanext door imikaaa varume hatina zera navo
Sorry hama pakaipa kani
Asikana zvinorwadza kutaura chokwadi
@@PriscillaMudavu ehe hama imi varume ngavqsadaro veduwe
@@natashamangwende8162 saka wakazovadii nhy hama ummmm navo mai iavavoka denga havapinde
Haaa varume hatina zera navo shame
Varume vanohura vanodiwa stereki, kutoroyana nekuda kwemurume arikukuitisayi, makashinga madzimai
Tinenge tichiitira kuti vana vakure vainababa vachichengetwa kwete kuti tovada sterek maibata kkkk
Mai Gerry hamusi serious shuwa zvamuri kutosekerera
This is why I don't have a friend
Ko imimi amai Mai Tamba nesingle sei
Friends are snakes sometimes ..
Always not sometimes titende
Mai gerry varegererei zvakwana 6months munhu akafa ingozi iyii
Kutamba wega ndo number one
Yhooo Robert kuoesvedzera
Sekuru chapola ndokumbirawo number yamukoma Robert
Misodzi yekusvinidzira bhoooo here zvakuita kunge drama
Tinoda kuti asunungurwe baba Gerry varipo, mukoma Riboos muzotsvaka baGerry tirikuda part 2 pls, uyo ngaambosiiwa akadaro asunungurwe chikomba chake chiripo, ngaarege kuchema those are crocodile tears, ngaasasunungurwe toda murume wake paground
Kuregerera munhu kungoribho mubva mapesana pahushamwari hwenyu ayikuchengeterawo vana zvakanaka akazongokanganisa kuchachura muriwo chete
Kuita chihure chakapusa kudaro iiii ngaambopfidza😂😂
Ummmm haa ndapererwa zvakaoma weduwe... munhu munhu chokwadi
Zvinorwadza izvi
Same same na Chennai Ka iyi
Ndaifunga kuti vanhukadzi takadzidza kubva kuna Chenai
Kkkkk Chenai naMai Sasha pfeeeee mudare.I hope mai Garry varambe kusunungura munhu nokuti munhu wehushamwari uyu
Fungal chinhu chichipinda muchinhu chako Chopinda mushamwari otoziva size yechinhu chemirume wako vanotokunyeya nemurume wako nxaaa chihure muchachorega ndirikuuya achapola
Pasi nemhanduuuuuu..Pasi nadzooooPasi nemhanhuuuuuuPasi nadzooooo
Ndabatikana hangu
Apa munogara pamwe chete futi Chenai part 2
Regererai , don't trust anyone in life , waunodya naye anokuurai ,
Umm if your salary is under usd1000 😂pachihure hapamihwe mihwe mhanduwe mnochohwa mbabvu 😂 mwana otadza kuenda kuchikoro che 35 us
❤😂😂😂😂
Ko kuzopfeka white iwe uchibleeder bhoo here
Waiting ✋
Shame mubatsireyiwo
Muri kushambadza nganga iyo .muchibhadharwa matsotsi evanhu.
Drama munoriziva😂😂
Dzimwe shungu dzinozokuita kut uzorwadziwa zvakapetwa kupinda kurwadziswa kwawakaita mai jerry rangarira remangwana
Pamberi naSekuru Achapola bhora mberi
Ini saka ndichitamba ndega
So painful my dear thank god f it could be wass
Isn't this a marketing strategy for the traditional healer?This could also be drama for the publisher to earn more from RUclips.
It is
True drama
Munozvipireiko ngozi ko kana akafa ropa iroro rinotsvagwepiko haaa izvo regai
Vana wemazuwano kun'anga iwo varume dzikamai weduwee
Btter umusunungure ngozi inouya kwenyu nekutsamwa ropa rosvika pakupera mumuviri mozoripa ngozi inodarika mari yakadyiwa
@VimbaiKufakunesu nhai henyu kuda mbiri isina basa unogona kutomuruza fut murume wacho hakuna murume anoda kugara nemuroi
Chimuregererai . Vakadziwo futi kuzoda kuchengetwa. Shandisai maoko vanhukadzi hupenyu hunotofamba
Shamwari mucharega
Hakuna shamwari mazuvano vanhuwee❌❌
Snake 🐍 nyoka inotyisa Shamwari imhandu
Robert unokuchidzira iwe 😢😢😢😢
Usasungure nxcaaa kuita chihure chakapusa kudaro
Saka ndichitamba ndega
Sunungura munhu ufambe zvakanaka kana uchida kuenda usaroyere munhu mboro mhani iwe,murume wako ndohure ,murume hatorwe hasi mwana tambirayi mainini uko.
Vakadzi munozviwanza kuita shamwari ...Tarisa zvaitwa ne shamwari
I feel sorry my dear dnt judge god also set f her judgement let her gooooooooooooooo😢
Mukadzi uyu zvemba zvatovharana murume achakuramba ...Wakutotyisa kuenda ku n'anga murume..
Murume uyu achaidya mishonga inobva kun'anga, hakuna kwaanoenda mukadzi uyu.
Ifa beach mahuure kushungurudza vanhu....shamwari yako here
Ibvai mangoita maiguru namainini cz mune rombo rakanaka hamuna kuurayiwa tendai akamupa moyo chena
Hakuna chinonzi friend guys
team rechi Moslem iri riri deadly pamhiko
Ma1❤
Robert anozobvunzisa 😂😂😂 ndiye atove makumbi wakhule
Mugoona mukadzi wacho chaiye akanaka stereki kutopfuura fambi iyo , black beauty
Hona kumeso kwehure
In life trust nobody and suspect everyone.
Beware my frent endai kure nehure iro amai mo one is pefect
Sekuru makadii zvenyu nemhuri ikoko
Ngaambogarazve another 6 months
Good mai gerry wakagadzira imbwa yako
Kkkkkk haaa mkoma Robbie mibvunzo yenyu yaa munogona yes mai Jay don't trust anyone wazviwonaka kuti waunodya naye ndiye anokuura
Hure rinehutsinye iri nxa
Zvemashamwari muchazvirega henyu
Ende zvakaoma ummm shamwari idzi
Shamwari idzii😢😢😢😢 marwadzo
Imi maitambirei ne single sei..
Ini ndakatorerwa neatorine murume wani hohodo
Pasi nemahure
Sekuru vachapola vasimba kuita kunge havasi
Haa vanhu onai zvakanaka imi mukadzi uyu akashinga kudarika mai gerry ziso iro uuumm ndotya kukwapaidzwa zvangu inii basop mai gerry itotamai mu harare muende kure chaiko mukadzi uyu arikuita revenge handione mushe
Wakashungurudza shamwari yako nevana zvese aaaa.nhai mwanangu.shuwa uneMOYO wakasjndimara mwanangu
Robert mumwe mubvunzo waunobvunzq hauite unotipedzera ma bundles..
Meno vanoita Shamwari unomama chete nenyaya yekuda Shamwari
Ende vashamisikq uyo anyara
siya zvife
Siya akadaro
Akafa inoita ngozi wena.
Wakawura chimbomusiya akadaro
Muregei are uyooo haana basa, shame shamwari hakusisina mazuva ano
Asi mkoma Robert munobatsira zve matare hr zvamuri kuti kana usingade kutaura chokwadi tovhara matare
Hakuna chinhu chinonzi shamwari pasipano
Kkkkkk beb Rue
Hure ngarigare rakadaro sure kutorerera Shamwari yako yaurikugara Naye Uri mhondi muroyi chaiye siyai zvife
Uuuuu 😢murume weshamwari haazoite asi
Apa ishamwari apa munhu wekuziva,mamai achatarisana sei,chimwe chihure vasikana itirai kure,ingavakauru vakati muroyi royera kure vepedyo vakureverere
Kunge drama zvakaoma
Pfutseki unenge uchitsvaga kurara irimbwa iwe haugoni kuzvishandira hre iwe varume vedu ndivo vanokushandira urimbwa iwe maiG imbomisiyai akadaro
Yooooh hachiko chinhu chamunoti shamwari
Vana maiSasha part 2 yauya,Hoyooooooh sahwira bvutu murume.Enda unokanda mungungwa ndideedze ndizotora ndidzoke naro joni kugungwa iwe ungazotya kurikanda mugungwa.Pasi nemahureeeeee
Mai Gerry tsitsi dzako uchazochema ,,shamwari haisi hama yako
Baba Gerry wacho iduzvi pafeya,how do you leave such a beauty kunoita mahumbwe?
Sekuru Achapola my favourite uncle ❤❤❤
Shamwari mai gerry zvakasara kare Shamwari ngaiite murume vako mwanangu
Mwari oga ndiye anoranga vanhu vake ,nekurwira hondo dzavo
Our very best sekuru Chapola mukoma Robert makadiiko ndimi murikidzifambira.
Akakanganisa Rutendo wakawoma MOYO mwanangu shuwa.wakakanganisa Rutendo
Uyu ngaambosiiwa iduzvi iri....zihure usatomborinzwira tsitsi iri anotoda kuurawa
Mahure ngafe nxaaaa
😢😢😢 nyika inosara isina vanhu dear coz munhuwese anohura asi vamwe havasat vabatwa
Well done sekuru rambai muchibatsira vazukuru venyu.
Zvemasahwira izvi ndakasvipa mate pasi.ini shamwari yangu inotova nemurume asi inotodanana nemurume wangu..apa ndiye wandaitoti best chaiye kubva tichikura.ukaona panondimhoresa anenge atoudzwa kuti ndamuita zvakadai od kudzwa kuti ichokwadi here.last time akanditi ndarota uine chirwere imboenda uno testiwa.not knowing kuti aida kuziva kuti ari safe here since arikurara nemurume wangu without protection 😢😢😢😢
😢😢😮zvakawoma hazvo mwari hadhakwe zvake
Dai aida kukuuraya dai akazviita regereranai please
uum muri kuti ari kubleeder continuous but auya akapfeka hembe yeWhite. sekuru vacho vati izvozvi nganogeza anyangadza hembe but paasimuka haana kunyangadza.
That lady needs to be empowered the way she speaks she sounds fine
Muregererewo shamwari yako iyo sister bvuma kutadza kwake
Zvemashamwari muchazvvirega zvenyu
Ndabatikana asi Rutendo chii sure kudya murume we shamwari
Bvunzai ini ndakabata vanhu red handed sahwira wepanext door imikaaa varume hatina zera navo
Sorry hama pakaipa kani
Asikana zvinorwadza kutaura chokwadi
@@PriscillaMudavu ehe hama imi varume ngavqsadaro veduwe
@@natashamangwende8162 saka wakazovadii nhy hama ummmm navo mai iavavoka denga havapinde
Haaa varume hatina zera navo shame
Varume vanohura vanodiwa stereki, kutoroyana nekuda kwemurume arikukuitisayi, makashinga madzimai
Tinenge tichiitira kuti vana vakure vainababa vachichengetwa kwete kuti tovada sterek maibata kkkk
Mai Gerry hamusi serious shuwa zvamuri kutosekerera
This is why I don't have a friend
Ko imimi amai Mai Tamba nesingle sei
Friends are snakes sometimes ..
Always not sometimes titende
Mai gerry varegererei zvakwana 6months munhu akafa ingozi iyii
Kutamba wega ndo number one
Yhooo Robert kuoesvedzera
Sekuru chapola ndokumbirawo number yamukoma Robert
Misodzi yekusvinidzira bhoooo here zvakuita kunge drama
Tinoda kuti asunungurwe baba Gerry varipo, mukoma Riboos muzotsvaka baGerry tirikuda part 2 pls, uyo ngaambosiiwa akadaro asunungurwe chikomba chake chiripo, ngaarege kuchema those are crocodile tears, ngaasasunungurwe toda murume wake paground
Kuregerera munhu kungoribho mubva mapesana pahushamwari hwenyu ayikuchengeterawo vana zvakanaka akazongokanganisa kuchachura muriwo chete
Kuita chihure chakapusa kudaro iiii ngaambopfidza😂😂
Ummmm haa ndapererwa zvakaoma weduwe... munhu munhu chokwadi
Zvinorwadza izvi
Same same na Chennai Ka iyi
Ndaifunga kuti vanhukadzi takadzidza kubva kuna Chenai
Kkkkk Chenai naMai Sasha pfeeeee mudare.I hope mai Garry varambe kusunungura munhu nokuti munhu wehushamwari uyu
Fungal chinhu chichipinda muchinhu chako Chopinda mushamwari otoziva size yechinhu chemirume wako vanotokunyeya nemurume wako nxaaa chihure muchachorega ndirikuuya achapola
Pasi nemhanduuuuuu..
Pasi nadzoooo
Pasi nemhanhuuuuuu
Pasi nadzooooo
Ndabatikana hangu
Apa munogara pamwe chete futi Chenai part 2
Regererai , don't trust anyone in life , waunodya naye anokuurai ,
Umm if your salary is under usd1000 😂pachihure hapamihwe mihwe mhanduwe mnochohwa mbabvu 😂 mwana otadza kuenda kuchikoro che 35 us
❤😂😂😂😂
Ko kuzopfeka white iwe uchibleeder bhoo here
Waiting ✋
Shame mubatsireyiwo
Muri kushambadza nganga iyo .muchibhadharwa matsotsi evanhu.
Drama munoriziva😂😂
Dzimwe shungu dzinozokuita kut uzorwadziwa zvakapetwa kupinda kurwadziswa kwawakaita mai jerry rangarira remangwana
Pamberi naSekuru Achapola bhora mberi
Ini saka ndichitamba ndega
So painful my dear thank god f it could be wass
Isn't this a marketing strategy for the traditional healer?
This could also be drama for the publisher to earn more from RUclips.