Prophet Miracle, dai zvaibvira, maitawo plan yevanhu vari kunze kwenyika. Kana tabhadharawo mari hombe yekuita 1 on 1 nemi pa Video conference. varikudaira phone dzenyu ikoko ku Zimbabwe varikuti hapana nguva, tinogona kungofonerwa chero nguva Tuesday yacho. zvino kuno tinenge tiri pabasa zvasiyana neku Zimbabwe kwekuti mushandi anongoenda kwaanoda nguva dzebasa. please do something tirikudawo kubatsirwa nemi munhu wa Mwari. Dai ma gadzirisa ma appointment times pamwe tingagonewo kubatsirwa. Tinokudai Prophet Paul. Muri munhu Wa Mwari zvechokwadi.Rambai muchitishandira muzita ra Tenzi wedu Jesu Christo we Nazareta. AMEN
Ahhh Prophet makatumwa na Mwari kuzobatsira vanhu chokwadi komborerwai naShe
You are more than a prophet. Amen Prophet Miracle Paul 🌺👏🙏🙏
Tinotenda Mwari prophet Mwari vakuitirei zvakanaka
Prophet Miracle, dai zvaibvira, maitawo plan yevanhu vari kunze kwenyika. Kana tabhadharawo mari hombe yekuita 1 on 1 nemi pa Video conference. varikudaira phone dzenyu ikoko ku Zimbabwe varikuti hapana nguva, tinogona kungofonerwa chero nguva Tuesday yacho. zvino kuno tinenge tiri pabasa zvasiyana neku Zimbabwe kwekuti mushandi anongoenda kwaanoda nguva dzebasa. please do something tirikudawo kubatsirwa nemi munhu wa Mwari. Dai ma gadzirisa ma appointment times pamwe tingagonewo kubatsirwa. Tinokudai Prophet Paul. Muri munhu Wa Mwari zvechokwadi.Rambai muchitishandira muzita ra Tenzi wedu Jesu Christo we Nazareta. AMEN
Imi munofonai pa number dzipi tikutodzitsvagawo tipeiwo tatenda
This prophet eishhhhh we need him as a family
Haaa Munhu wamwari makanyanya makatumwa kutakanura nyika
Thank God 🎉🎉
Makanyanya prophet 😂😂😂
Thank you Prophet
Murikushanda basa endaimberi munhu wamwari
Amen Prophet is to much
Vanhu veku Malawi takangokura tichivatya nenyaya yemishonga
Munogona prophet
Thanks ❤
Rebroadcasting toiziva
Did you check when it was posted