Maka Hacker Ndimi Dzemufi 😳😂 |Mbuya VaPiyason

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 11 фев 2025

Комментарии • 228

  • @georginanyambuya6005
    @georginanyambuya6005 2 года назад +10

    Gudo Goriat, mbuya wa Piason na mhosva to the mhosvest👌💪💪🔥🔥🔥 great team🤣🤣🤣💖

  • @constancemakhusa5227
    @constancemakhusa5227 2 года назад +6

    Kkkkkk mai piyasoni namama vee.l start my morning with you

  • @Junior-ym2nt
    @Junior-ym2nt 2 года назад +15

    😂😂😹😹 Raise me from top to bottom
    😂😂MaAEIOU
    😹😹I swear these two will kill us with laughter

  • @chipokalambi6934
    @chipokalambi6934 2 года назад +1

    Kkkk Mai vhaorenzi muri pamberi.i wish to c Yu makapfeka sechibabie .chimbobvisai hembe dzechichembere idzo tione .hats off to you Mai vhayi

  • @edithmakuluni5618
    @edithmakuluni5618 2 года назад +5

    Ayi mama vee stop😂😂😂😂 you're always on point

  • @blessingchakuma1152
    @blessingchakuma1152 2 года назад +1

    Aaaa Mhosva nambuya vaPiyason you are excellent
    Ndaita mabayo nhasi nekuseka

  • @lilianmujati180
    @lilianmujati180 4 месяца назад

    😂😂😂😂 kayalabatse ya mai Sarah vakahacker kwaaaaa mhaiwee mbuya Piyasoni and mama Vee for you zvadirwa jecha zve Cell group prayer.

  • @ruthpartridge6210
    @ruthpartridge6210 2 года назад +5

    Very real creative combination 🤣🥰

  • @wendikileh
    @wendikileh 2 года назад +7

    Kkkkkk ma1 chaivo 😂😂🙌 ndaseka zvangu ini.

  • @sitokodzilechewura5567
    @sitokodzilechewura5567 2 года назад +2

    Hezvooooooo nhaimi, kugwira ndimi here oh maiweeeeeeee iko kuzoteererana manamatire ayaaaas

  • @m.highlyfavoured4299
    @m.highlyfavoured4299 2 года назад +2

    You nailed it. Imika team iyi yakabaka you make me smile evey time hey.

  • @thembinyoni1880
    @thembinyoni1880 2 года назад +11

    🤣🤣🤣🤣laughed my lungs out, i would love to join this church

  • @tanakagurajena1258
    @tanakagurajena1258 2 года назад +4

    😂😂😂Best combination ever...Ukaona maita type dzakadai muchurch pashata😂😂Haa I cant stop laughing kana stress inomboita check out

  • @hazelmakoni950
    @hazelmakoni950 2 года назад +5

    Ini zvangu ini,🤣🤣ma vowels

  • @yvonnezinyawu5893
    @yvonnezinyawu5893 2 года назад +3

    My smile keeper love you guys

  • @mee4084
    @mee4084 2 года назад +4

    😂😂😂😂😂😂😂 this killed me shame 😂😂😂😂. This combination is fire 🔥

  • @valmadzikanda
    @valmadzikanda 7 месяцев назад

    😂😂😂 never gets old, im still laughing my lungs out a year later

  • @miriamwillism8998
    @miriamwillism8998 2 года назад +1

    🤣🤣😂😂😂🙌🏾🙌🏾haa 🔨🔨🔨 sando dzenyu ndimi dzorwirwa vachi kopana good content

  • @memorymadyegasva1725
    @memorymadyegasva1725 2 года назад +1

    Raise me frm top to bottom,As i walk thru tje shadow of death,no weapon....No weapon chi kkkkkk

  • @joselinenenzou5627
    @joselinenenzou5627 2 года назад +11

    Kutamba nekufara hedu pasirino veduwe tichifananidza temberi dzerima. Asi musatamba henyu zvirokwazvo nezita ra Mwari baba, mwanakomana wavo nemweya mutsvene ndapota hangu vadikani. Hungwaru hunotangira pakutya Mwari baba moto unopisa. Musazoita kuti hashadzavo dzive vhunze pahupenyu hwenyu sekutamba. Ityayi Jehovah nezita ravo rakakoshesesa, ndimusika vanhu, denga nepasi ngwarirai mazvi enyu kuna Mwari ndapota hangu. Anenzeve dzekudzwa ngaanzwe, nzenza inozvionera pamhuno sefodya. I love you people, get wisdom, get understanding ❤️ 🙏

    • @m.highlyfavoured4299
      @m.highlyfavoured4299 2 года назад +8

      I drama film yezvinhu zvirikuitika kuti vanhu vavhurike meso izvirikuitika. Last year I liked ndimi dzajava fake exposed. Let them expose ZVIRIKUITWA better iri idrama ko kuzoti varikuzviita muchurch chaimo ooops hoops worse.

    • @joselinenenzou5627
      @joselinenenzou5627 2 года назад +1

      @@m.highlyfavoured4299 God Almighty expose people in a more excellent way than humans. We should be praying for those churches and seek self-righteousness. Comedy ought to fear God regardless, but it is strictly for those with ears 👂. Remain blessed.

    • @nyashajmagora3084
      @nyashajmagora3084 2 года назад

      haya

    • @tsatsawanihlengwe8169
      @tsatsawanihlengwe8169 2 года назад

      Drama

    • @SirMacDBlessed365
      @SirMacDBlessed365 2 года назад

      Ndimi dzeku ECD aaa eee iii Ooo

  • @tom14767
    @tom14767 2 года назад +1

    Kkkk ndimi dza mai Sarah ah zvakaoma 🤣🤣🤣🤣

  • @norleenround1938
    @norleenround1938 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣chimwe chinhu chichatiuraya takarivara kuona ma skits amai vee nambuya piyason🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @elegantwoman3404
    @elegantwoman3404 2 года назад +1

    Kkkkkk ndozvamaifoseredzera vanhu kutendeuka here kkkkk

  • @RumbidzaiMaketa
    @RumbidzaiMaketa 8 месяцев назад

    Iriteam iri kaaa motipedza imi 😂😂😂😂😂😂😂

  • @primrosemazendame9216
    @primrosemazendame9216 Год назад

    😂😂😂😂😂😂raise me....from top to bottom

  • @ruvimbochisada1529
    @ruvimbochisada1529 2 года назад +4

    Kkkkkkkkkkk hanzi raise me from top to bottom kkkkk Mai vee ka

  • @peecha9696
    @peecha9696 2 года назад +2

    Am dead nekuseka ndimi dzamaisarah 🙆🏾‍♂️🙆🏾‍♂️

  • @lilianmutero
    @lilianmutero Год назад +1

    Kkkkk kurwira ndimi here

  • @ChipoMadubeko
    @ChipoMadubeko 11 месяцев назад

    😅😅😅😅 ane mbiya mumba. Auna mweya😅😅😅😅😅😅
    Ndafa hangu nekuseka

  • @meriummazima4729
    @meriummazima4729 2 года назад

    Mbuyya Piyaniso my best hanzi ndine file rake 😂😂

  • @ntombanamlilo4069
    @ntombanamlilo4069 Год назад

    Please mai Vhai stop it I like ut 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @HerbertMandevere
    @HerbertMandevere Год назад

    My favorite 🎉🎉

  • @vovoelicious
    @vovoelicious 2 года назад

    Kwahi namai Piyasoni iyi zvagara ndimi iyi ndeyangu pandinonyutura 🤣🤣🤣🤣

  • @selinanyabonda5173
    @selinanyabonda5173 2 года назад

    Mbuya piyason kunyutura mundimi here 😆😆😆😆

  • @kundaimazadza9388
    @kundaimazadza9388 2 года назад

    maiweee 😂😂😂😂 mandiponda henyu

  • @lovenesschirara3317
    @lovenesschirara3317 2 года назад +2

    Mbuya Piyasoni ma1 chaiwo vanogonesa

  • @ngonidzaishepfupajena8307
    @ngonidzaishepfupajena8307 2 года назад

    Mavows aku ecd😂😂😂

  • @nyashabuwerimwe9682
    @nyashabuwerimwe9682 2 года назад

    Kkklkkll haayas hanzi mauya kuzoita ma refrees evarikunamata here hiiii ini ndakutadzai wedu weee

  • @thembelanimgutshini9
    @thembelanimgutshini9 Год назад

    😂😂iripapi church iyi inonakidzr shrme

  • @TishaMasiyambiri
    @TishaMasiyambiri Год назад

    😂😂😂😂😂😂 uri sewe hauna mweya 😂😂

  • @beatricekayiya9270
    @beatricekayiya9270 2 года назад

    Kela bazantu ndeya guest speaker. Hanzi iyi ndeyangu pandonyutura kkkkk

  • @markmax3112
    @markmax3112 2 года назад

    Mai vhai makatokwana kwana mumadzimai taakutokanganwa kuti muri murume ende huye futi sooo.

  • @mutsagwizo9912
    @mutsagwizo9912 2 года назад

    Munobudisa mweya muchurch,mama vee na mbuya piyasoni great bad combination

  • @NelliahChapuredima
    @NelliahChapuredima Год назад

    What's the name of your church Mai Vee .Ku hekera zvevamwe

  • @evernicemhara9747
    @evernicemhara9747 2 года назад

    Hondo yambuya vaPiyasoni namama Vee haiperi 😂😂😂😂😂🤗

  • @tamarichitando1419
    @tamarichitando1419 2 года назад

    Kudzokera kubhawa it's yes for mi

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 2 года назад

    Kkkkk aaaa mama Vee ini ndapererwa 😂😂😂😂😂

  • @ednamafavuke2380
    @ednamafavuke2380 2 года назад

    Mbuya piya munondikidza mai vee worse kkkkk haaa munogona

  • @AngelaMatsambe
    @AngelaMatsambe 21 день назад

    I love you guys so much you make my day

  • @brianmahachi1465
    @brianmahachi1465 2 года назад +1

    😅 😅 😅 Kana uri sewe nyarara

  • @jotinahgamanya7186
    @jotinahgamanya7186 2 года назад

    😂😂😂😂😂😂raise me from top to bottom nei wayo mwari 😂😂😂

  • @josephinemandebvu7362
    @josephinemandebvu7362 2 года назад

    😂😂😂😂😂 aaaaah nyaya y

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 2 года назад

    😂😂😂😂mhosva iweka unotidambura mbabvu

  • @shuvaizongoti4239
    @shuvaizongoti4239 2 года назад

    😂😂😂😂😂😂Zvichiri zvechechi here kkkkkkk hai

  • @RumbidzaiMaketa
    @RumbidzaiMaketa 8 месяцев назад

    She is always a victor kkkkkkk aaa maveee

  • @missdee112
    @missdee112 2 года назад

    Combination iyika😂😂😂

  • @shishie7689
    @shishie7689 2 года назад +2

    Aiwa bodo mbuya vaPiya naMama Vee tinzwireiwo tsitsi veduwee 😂😂😂😂😂😂😂

  • @innocentbobo3697
    @innocentbobo3697 2 года назад +1

    Ribabashando ndeyangu pandinonyutura🤣🤣🤣🤣

  • @trmangena2463
    @trmangena2463 2 года назад

    Mama Vhee ka

  • @estheresther974
    @estheresther974 2 года назад

    kkkkkkkk top yaMai Vee bhoo hr ngirosi dzacho kkkkk aiwa cell grb renyu rakaoma kkkkkk

  • @memorymatirangana4212
    @memorymatirangana4212 2 года назад

    Mai vhai ngirozi yanga iina mai Sarah same same neyenyu

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 2 года назад

    Ndiri kudawo ane shot hair ndinga muwana sei

  • @nellisamukomberanwa5578
    @nellisamukomberanwa5578 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣vanhu ava surrender,ihondo yendimi iyo🤣🤣🤣

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 8 месяцев назад

    Aah mhosva kubva avhariridza vanhu vese hapana kana mumwe achanzwika

  • @esinathchabvonga7447
    @esinathchabvonga7447 2 года назад

    Combination iyi mazino kkkkkkk ndaseka hangu thanks guys

  • @newonen9397
    @newonen9397 2 года назад +1

    Dressing ya mbuya Va piyason 🙌

  • @petronellazefania4925
    @petronellazefania4925 Год назад

    😂😂😂😂.mundi wuraya anhuweee

  • @tracykofi4927
    @tracykofi4927 2 года назад +1

    Ndimi dzacho dzine matitle deeds🤣🤣🤣

  • @maslinechachona7500
    @maslinechachona7500 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mai vhai please stop it kkkkkk

  • @libratefondoka432
    @libratefondoka432 2 года назад +4

    Kayalabate ,kayalanso kkkkkkkk vakahacker

  • @memorymatirangana4212
    @memorymatirangana4212 2 года назад

    Mbuya piyaso munonyutura ndimi shuwa

  • @newonen9397
    @newonen9397 2 года назад +2

    Kkkkkkk kayalabatse indimi dzangu 😂😂😂😂😂😂

  • @tinashemakosa
    @tinashemakosa 2 года назад +1

    Great and amazing acting 🎭

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Год назад

    Mhamha vee ka😂😂😂😂

  • @yvettydembe5818
    @yvettydembe5818 2 года назад

    Kkkķkkk hanzi ndedzangu pndonyutura Kkkķkkk #haking

  • @tatendamabukwa2045
    @tatendamabukwa2045 2 года назад

    kkkkkkkkk haaa guys munondiita bhoo hangu ndaita mabayo nekuseka

  • @millynzanga
    @millynzanga 2 года назад

    😂 😂 😂 Mai Vhay

  • @watsonfelemenga5314
    @watsonfelemenga5314 Год назад

    Ma Fayera evanhu Mbuya Piyason

  • @nancymatibini1350
    @nancymatibini1350 2 года назад +1

    Kkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣 guys mandiuraya nekuseka

  • @brendahlatshwayo6817
    @brendahlatshwayo6817 2 года назад

    Mai Vayi Isai Pasi bag

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 2 года назад

    Mama Vee kucell grow kkkkk

  • @esinath.anduku5151
    @esinath.anduku5151 2 года назад

    Tiripabsa vanhu ndozoseka tikadzingwa bsa kkkkkkk

  • @kumbykapasura3556
    @kumbykapasura3556 2 года назад

    Mbuya piyasoni😂😂😂😂

  • @belindadangarembwa3015
    @belindadangarembwa3015 2 года назад

    mukuvahwa here vachi photocoper kwaaaaa

  • @nyashabuwerimwe9682
    @nyashabuwerimwe9682 2 года назад

    Jkkkkkkk hw did u guys plan all this inzwaiwo anhu wee hanzi waka hacker ndimi dzemufi kkkkk haaa ndanakirwa zvangu

  • @everjoysandra3743
    @everjoysandra3743 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ndafa kuhacker here

  • @chipomugabe9336
    @chipomugabe9336 2 года назад

    Mama Vee you will kill me ooooh

  • @zuva4768
    @zuva4768 2 года назад

    Musangotamba nezita rake Mwari anoyera.

  • @beatricekayiya9270
    @beatricekayiya9270 2 года назад

    From bottom to top izvozvo zvandataura, zadzisai izvozvo kkk

  • @nongqawusemabhena3049
    @nongqawusemabhena3049 Год назад

    Ketalabazanto😂😂😂😂

  • @nyaradzomartharuzane1336
    @nyaradzomartharuzane1336 2 года назад

    Ngatireururei vakambohaka ma statements epa side during prayers. Sevanoshedzera haaaaa topedzisira tahaka kkkkkkkkkkk

  • @AshlieghG
    @AshlieghG Год назад

    😂😂😂😂 ndapera strong nema toungues veduwee

  • @cynthiamuchirahondo7683
    @cynthiamuchirahondo7683 2 года назад

    Ndabhoo nemi

  • @brightonmutototi6236
    @brightonmutototi6236 2 года назад

    Better ndidzokere ku bhawa kkkkk

  • @euvettyshyleenwashayabunaw7535
    @euvettyshyleenwashayabunaw7535 2 года назад

    😂😂😂 bag harisare

  • @vanessamakwanya1780
    @vanessamakwanya1780 2 года назад

    Excellent guys 😂😹😂😹😆😅😅

  • @ranganaigeraldchirova4586
    @ranganaigeraldchirova4586 2 года назад

    Kkk this team ma1 ende havaiti mafunnies

  • @evamondoka9464
    @evamondoka9464 2 года назад

    Hahaha mama Vee 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @patriciakhupe3950
    @patriciakhupe3950 2 года назад

    Please mama Vee serve my ribs 🤣🤣🤣🤣

  • @maryhara8046
    @maryhara8046 2 года назад +2

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂katalamavande kkkk