Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
You are doing good job 🇿🇲🇿🇲🇿🇲
Uuuuu vahanzvadzi muri muroyi mkuru ko imi mukafa zvinei munenge masunungura vanhu 5 vose kusanganisira mai venyi
Hezvo nyika yashata iyi
Waizviziva kapenzi ke munhu
Ko madii kufa henyu Mukoma mosunungura vanhu
Yooo zvakaoma sure mari inechitema😭😭😭
Tiriko aunty, we support you kusvika zvaita
Unopenga iwe wakaromba uchiziva kwete kuti wakanga usingazivi manje mari yako yemasaramusi iyi inonaka hre mhuri ichirwara uri mumiririri waSatan iwe .
Ummm kunzima kulomhlaba tshuwa mntanami ngenxa yemali nje nawe ozofa uyitshiye
Unehutsinye mwana iwe ungaitire family yako zvakadaro nekuda Mari chete zvino unoidya nani benzi remunhu
Taura zvavakaita better ufe hako
Iiiiii vanhu vashata kunze uko.Idya zvako mari yako yetsvinaWaizviziva iwe Moyo wako wakaipisisa chose
Sunungura vanhu ufe hako . You're very selfish
HUROMBWA HWEVABEREKI VANGU NDAKAMHORESANA HANDSHAKE NECHIKWAMBOruclips.net/video/uHzzlhECCRo/видео.html
You are doing good job 🇿🇲🇿🇲🇿🇲
Uuuuu vahanzvadzi muri muroyi mkuru ko imi mukafa zvinei munenge masunungura vanhu 5 vose kusanganisira mai venyi
Hezvo nyika yashata iyi
Waizviziva kapenzi ke munhu
Ko madii kufa henyu Mukoma mosunungura vanhu
Yooo zvakaoma sure mari inechitema😭😭😭
Tiriko aunty, we support you kusvika zvaita
Unopenga iwe wakaromba uchiziva kwete kuti wakanga usingazivi manje mari yako yemasaramusi iyi inonaka hre mhuri ichirwara uri mumiririri waSatan iwe .
Ummm kunzima kulomhlaba tshuwa mntanami ngenxa yemali nje nawe ozofa uyitshiye
Unehutsinye mwana iwe ungaitire family yako zvakadaro nekuda Mari chete zvino unoidya nani benzi remunhu
Taura zvavakaita better ufe hako
Iiiiii vanhu vashata kunze uko.
Idya zvako mari yako yetsvina
Waizviziva iwe
Moyo wako wakaipisisa chose
Sunungura vanhu ufe hako . You're very selfish
HUROMBWA HWEVABEREKI VANGU NDAKAMHORESANA HANDSHAKE NECHIKWAMBO
ruclips.net/video/uHzzlhECCRo/видео.html