122 YEARS HUMAMBO WABVISWA NEVARUNGU CHIEF CHIPADZE VOGADZWA ZVIRI PAMUTEMO NEHURUMENDE IRIKUTONGA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 11

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 2 месяца назад

    bindura woyeeeeeeeee❤

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 2 месяца назад

    Nyamaropa Chibaba

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 2 месяца назад

    chipadzeee woyeeee hungweeee hoyeeeeee

  • @PhillimonHazviyemurwe
    @PhillimonHazviyemurwe 2 месяца назад +1

    Ummm zvima chief izvi i skiri rekusimbisa Zanu-PF chete

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 2 месяца назад

    Tisuuuuuu nasi ndezveduwoo isu anahungweee madzisekuru eduuuu tanechiremera humamboooo hwamuka

  • @shava-k5j
    @shava-k5j 2 месяца назад

    zveushe ndezvevadzvinyiri na ed wavo. pasi nezvemadzimambo izvo. kudzorerwa shure nezanu

    • @Countrychoice253
      @Countrychoice253 2 месяца назад

      Asi unopenberera hweku England xem on you.
      Zanupf is a part that will lose gorvance,but Humambo remains

  • @aar6047
    @aar6047 2 месяца назад

    Humambo❤

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 2 месяца назад

    Makorokoto sekuru mambo wedu hungwee chasura chatibwegeee zienda nemdenga pasi rakatya murove shiri isina zishura nemunhu

  • @MVHVoices
    @MVHVoices 2 месяца назад

    NYIKA INOVAKWA NEVENE VAYO THE USD MUST BE BANNED FOR GOOD

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 2 месяца назад

    Poor sound