musoro wakazara jecha

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 69

  • @graciousmangei7740
    @graciousmangei7740  Месяц назад +3

    Thnk u so much fr yr support guys like share

  • @agieshumba8326
    @agieshumba8326 Месяц назад

    I can't hide my Appreciation to Nyarie's natural act

  • @chitovamadyira1481
    @chitovamadyira1481 Месяц назад

    Wanga uchikanga team nenhema kuti ritenge doro zvino ndiwe wakunokangwa manje kumba kkkk

  • @leechen1995
    @leechen1995 Месяц назад +2

    Kumusha uku ndekupi. Love the matombo ayo

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Месяц назад +2

    Ndiperekedzeiwo akomana 😂😂😂😂😂😂😂

  • @prosperCharuma
    @prosperCharuma Месяц назад

    Munhu akangotengerwa haaa ma1 aneAtongwere

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 Месяц назад

    Nyarie anopopota veduwee iii😂😂😂

  • @wallacechitanda1597
    @wallacechitanda1597 Месяц назад +2

    Dan watibhaiza apo hauna kunwa supa 😂

  • @T33_0N3
    @T33_0N3 28 дней назад

    Ummm Nyarie can popota hey anoita achimborasika njere😂😂😂😂😂

  • @libertysimbah2530
    @libertysimbah2530 Месяц назад +1

    Haaa Nyarie azvivharisa kkkkk kkkkk apa ma shoko ekutsetsa Hwahwa avhariswa kkkkk

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 Месяц назад +1

    😂😂😂 kuti Nyarie uchatozoitawo munhu kwaye kwaye here

  • @ultimatebroadcastingnetwor5035
    @ultimatebroadcastingnetwor5035 Месяц назад +3

    Ste up yekumusha is just something else

  • @user-ln9qj9mt7t
    @user-ln9qj9mt7t Месяц назад +1

    😂😂😂😂😂 Nyarie Nyarie Nyarie dzimwe nyaya chengetedza wega muhana aaaaa

  • @pedzisainyamayaro
    @pedzisainyamayaro Месяц назад +1

    Nhasi ukunogadzirirwa size inokwana na Nyarie Dan😂😂😂

  • @stellamangwiro
    @stellamangwiro Месяц назад

    😂😂😂😂😂😂😂Haa Dan unonzwa nekunyadziswa shame🙌🙌🙌ko iwe unonyepereiko

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 Месяц назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂Danny ukauya kumba, hanzi ndiperekedzeiwo🎉🎉🎉❤❤

  • @VibeVaultzw
    @VibeVaultzw Месяц назад +1

    Dan Grego 🤣🤣🤣

  • @miriamanhu8909
    @miriamanhu8909 Месяц назад

    Ndiperekedzei kkkkk

  • @sandrabeulah
    @sandrabeulah Месяц назад +1

    Hanzi ndozvinoita marriage😂😂

  • @wha-ajr92
    @wha-ajr92 Месяц назад +1

    Nyarie 😂😂😂😂

  • @dilq_unique6688
    @dilq_unique6688 Месяц назад +2

    Every house 😂😂😂

  • @vincentchirambwi5080
    @vincentchirambwi5080 Месяц назад +1

    Nyarie Siya Dan ambofare uyo

  • @tatendajiri5779
    @tatendajiri5779 Месяц назад +1

    Musvinu panyama😂😂😂😂😂

  • @Mukubvu
    @Mukubvu Месяц назад

    Nyarie akomana

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Месяц назад +2

    Nyàrikaa unopèza

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi Месяц назад +1

    Hezvo kwasvikiwa naNyarie mukadzi unaye kamuchacha chaiko

  • @NyashaNhinga
    @NyashaNhinga Месяц назад +1

    😂😂😂Dan

  • @leechen1995
    @leechen1995 Месяц назад +1

    Kkkk Nyarie kkkk

  • @YugeyugeNyamz
    @YugeyugeNyamz Месяц назад +2

    Ndonorohwa ndakadhakwa

  • @MakahManiki
    @MakahManiki Месяц назад +1

    😂😂😂😂😂hakuna mazai hre kkkk

  • @Taytee77
    @Taytee77 Месяц назад +2

    good combination but kana uchirova doro redu mira kutinyepera kkk

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Месяц назад +1

    😂😂😂😂😂 Dan Ñyarie anokusaiza

  • @leechen1995
    @leechen1995 Месяц назад +1

    1:20 😂😂😂😂 Dan ucharowa

  • @lydiamazengwa703
    @lydiamazengwa703 Месяц назад +1

    😂😂😂😂 Dan veduwee unodarirei

  • @user-ln9qj9mt7t
    @user-ln9qj9mt7t Месяц назад +1

    Dan imbo decepliner mukadzi wako mbama 1 chete anoti twasu aaaaa

  • @thegeneral4138
    @thegeneral4138 Месяц назад

    Kune hacha ukoo 😂😂😂

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 Месяц назад +1

    Kkkk hnzi tazosiyana kt imimi mune mhanza ini andina 😊

  • @memorymadyegasva1725
    @memorymadyegasva1725 Месяц назад

    Kuwuya kwa Nyarie....Game over ha Nyarie anopedza ma sports😂😂😂

  • @innocentmupedzisi9009
    @innocentmupedzisi9009 Месяц назад

    Musoro makazara majecha ...Aiwa endai motaurirana kumba ....ndieperekedzei vakomana 😂

  • @sangelombuyancube3087
    @sangelombuyancube3087 Месяц назад

    Nice one Dan. It was nice seing you at Bulawayo City hall

  • @mitchellchiwocha5473
    @mitchellchiwocha5473 Месяц назад

    Imagine waunza vanhu ava padare

  • @leechen1995
    @leechen1995 Месяц назад +1

    Gregora 😂😂😂😂😂

  • @yuvonnetengende2345
    @yuvonnetengende2345 Месяц назад

    Haaaa zvadirwa cement😂😂😂

  • @MunyaradziChavura-h6e
    @MunyaradziChavura-h6e Месяц назад +1

    HAaaaa🤛🏻🤛🏻🤛🏻

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 Месяц назад

    Nezuro yayikukurudza wani kkkkk😂😂😂😂

  • @Suewally
    @Suewally Месяц назад +1

    😂😂😂

  • @user-jw8gh6hy2r
    @user-jw8gh6hy2r Месяц назад

    Danny woda kuperekedzwa kwapisa zve kumba ndaseka zvokwadi mandisetsa guys thank yu

  • @pluckyzunza7604
    @pluckyzunza7604 Месяц назад

    Kkkk mkoma Dan munonyeperei kudaro 😂,Nyari aah wakafumukisa ndezvekutaurawo here pane Vanhu,apa Hanzi Dan ukauya kumba kkk Mkoma Dan vacho makutoendawo kutya 😂😂

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 Месяц назад

    Nyarie pfee 😅😅😅😅😢

  • @obiomambewe1252
    @obiomambewe1252 Месяц назад

    Vava mwana wedu kkkkk

  • @user-pl6ye3li2o
    @user-pl6ye3li2o Месяц назад +1

    😂😂😂😂mabasa esuper

  • @ndabezinhlenkomo6288
    @ndabezinhlenkomo6288 Месяц назад

    Grego the gregola

  • @mazvie
    @mazvie Месяц назад

    Baba Tata nyaya dzemari vanodzida😂😂😂

  • @dilq_unique6688
    @dilq_unique6688 Месяц назад +1

    😂😂😂😂😂

  • @user-eg3df6zm4q
    @user-eg3df6zm4q Месяц назад

    Imwa doro redu wakanyarara kwete kuti nyepera

  • @alexmadhekwana3175
    @alexmadhekwana3175 Месяц назад

    Nyarie Nyarie Nyarie 😂😂😂

  • @claraben8154
    @claraben8154 Месяц назад

    Kkkkkkk ngwere ikunwa super

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t Месяц назад

    Dan uringwereee here kkkkkkkk

  • @mitchellchiwocha5473
    @mitchellchiwocha5473 Месяц назад

    😂😂😂😂aya ndomazipenzi

  • @user-lp4si4wb4c
    @user-lp4si4wb4c Месяц назад

    Gogoi

  • @ericachari5942
    @ericachari5942 Месяц назад

    😂😂aikaka

  • @raykaruru1144
    @raykaruru1144 Месяц назад

    Hazvipere mushe

  • @obiomambewe1252
    @obiomambewe1252 Месяц назад

    Pakadai kana ukanwa kusvika mangwaana haudhaakwe

  • @obiomambewe1252
    @obiomambewe1252 Месяц назад

    Ukuda kuperekedzwa nani

  • @kudakwashetsvanhu2521
    @kudakwashetsvanhu2521 Месяц назад +1

    Thanks Grego n team

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 Месяц назад

    Kkkk hnzi musoro wakazara Jecha

  • @doctorprimash6197
    @doctorprimash6197 Месяц назад

    Kkkkkkk huye bodooo