Zita rakakosha haro pakutambirwa kwako. Zvanzi neumwe Majuice is getting there, I believed. Then found kuti ndiNowero. Now ndazoona kuti dzabatwa ways 💪🤩🤩
@@BonventureMusungwa-jx2denowel was already playing then changed melody. Ma Juice was holding sub rhythm and simulating. Look closely, the noted and output don’t go along. He did well entertaining 🙏
@@BonventureMusungwa-jx2de😂😂😂😂it's just stage antics. He was not strumming anything, he also did this with the bass guitar sometime ago whereby it appeared as if he and mudhara were playing that Petunia solo on the same guitar at the same time😂😂😂
MaJuicy mati aita sei Munhu arikunzi aridza mhepo asi hamusi kupabata here kuti hapana zvaanga achiita it's Nowero already anga akuita MaJuicy was acting
Ma juice always does this part pama shows though his strings ain't smooth enough. Apa kana akaridzirwa hameno but I saw him live achiridza this part kuma shows
Maajuice did not play that guitar..its other guy behind😂😂😂😂 hahahahah his last notes sold him out😂😂😂 his fonger movement at last if you are a guitarist you will know
*🎉SUBSCRIBE FOR MORE VIDEOS*
Inzwai moto wabatidzwa naNowero uyoo🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nowero number one. Sungura ndongoma pa live. Zvimwe itai mega. Uku ndokwedu
Uuumm macheso anondigonera 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
𝓜𝓪𝓬𝓱𝓮𝓼𝓸 𝓬𝓱𝓲𝓫𝓪𝓫𝓪 𝓷𝓪𝓴𝓪𝓻𝓮
Nowero own Macheso I can't lie👉💯
Tozviziva kuti Nowero arova macheso shiii chinyarara usataurise vanhu vanozozvihwa
Sekuru poto unsung hero
Tomuziwaaa Franzi poto...poto njere
Aridza mhepo aridza mhepo aaaaa
Hanzi waridza mhepo wani majuice haana chaakaridza uyu
🎉zvaitwa nama juzz ndombizviitao kwadembo Ku tiktok
How many are we who watched 10 times to see if majuce actually struck the wire
I noticed that he is just holding the guitar whilst Nowero doing the thing
Ndiye munhu anoti ndisaende kwababa shero anedzungu majuice achatinetsakumberi uko
Ane kakuita kanondisvota akufunga kt atowa muridzi webhendi ngaadzikame muudzei imi ikoko neni kwete
@@tendaimichaelsakarombe6100siyana nemunhu, seek counselling une bitterness
Nowero chibaba chaicho anogonesa kwete zvekunyeba ndiye akabata chimuti kwa Baba shero
Majuice kkkk
Rovai baba
Zita rakakosha haro pakutambirwa kwako. Zvanzi neumwe Majuice is getting there, I believed. Then found kuti ndiNowero. Now ndazoona kuti dzabatwa ways 💪🤩🤩
Haaa ava vane zvipo hvo cheso chibaba
😢Majuice uri wekuchukucha chiuno basi
Aah majuice unotombo kkkkk
Magetsiiiiiiooo
Nowero the best
Aaaaaah Nowero Nyazanda sekuru wa Rashiiiiii
Shasha dzemagitari idzi
when I was about to believe that majuice played something 😅
Combination ❤💥☀️🔥🔥🔥🔥🇧🇼
🇿🇦 ✊Salutations to the sound engineer.
Correct
This is Chesology at the highest level . Did MaJuice actually play that guitar unbelievable 🤣🤣🤣
Macheso akatumwa kunofadza vanhu mu Africa muno
Nowero isimbi yebasa iyi
Noel is bad news! Nothing wrong ngoMaJuis but Noel kuMhiri khatshana stret.
Kariba ❤
Kkk bvai apa haana kuridza uyu kkk
Baba Shero vataura wani kuti Majuice aridza mhepo.
That lead was strummed by Noel Nyazanda.... maJuicy was not stumming anything 😂😂😂
Yah
Imagine. Even the Octave wasn’t Make Sure nepaanga akabata
Akaridza mhepo😅😅
Nowero nobody will do like him
Nowero chibaba icho anotoda Donald Gogo
God given talent ❤
Guys ngatichengete mabasa Macheso is a big company 😅😅😅
Kutipedzera bundle mahara majuice arikuridza guitar risina ku conectwa
Some people havadi kuti vamwe vayende mberi.. what's the problem kuti Majuicy aridzewo...
Was shocked
🎉🎉 extra basso
😂😂😂😂😂😂😂Hanzi dzokorora majuice airidza mhepo bt good acting bcz vanhu vazhizhi they thought ndiye airidza apo kkkk
Kkkk une active listening and understanding ndanga ndisina kupabata
Endai kumaLive show muzvionere kwete kutaura zvamusina kuona isu takazvionera tega achiridza
Kkk kuda zvinhu ana majuice ndimi mozoita ana Franco muchifumga kt maven kurira makhona ose
Ummm handiti kufadza vanhu here
Franco anotogona hake pagadzirise ipapo mutsvage uone
Franco apindira papi apo
Majuice akaridza gitari rodambuka farst yake inototoda kanindo music
😂😂😂😂
Even the way macheso looks at maJuicy simply shows kuti mukomana hapana chaarikuridza apo😂😂
Saka airidza ndiyani
@@carringtonmukwekwezeke1063 disc
Tafadzwa nyarara
Haaa Noweroo akakwapuraaa apooo ..hariperee
Ma juicy juice
Nowero
Itv kumhata kwenyu manzwa here
Nekwako futi kna wadhinhihwa huya ndogara paseri apo
@@iTV_ZW tongo unsubscriber simple
Unsubscribe wega
@@stevenruzvidzo5570 ndaida ku unsubscriber newe ndokuziva hre musoro unenge mhata
@@villageigwee9261 thank you
Nowero apedza basa
😂😂😂😂😂😂Aridza mhepo mjaya
Nowero Moto
MaJuice anopenga kana Octave yacho yeLead nepaakabata hazvidi kunangana. Macheso vatozoti airidza Mhepo
Nowerooo ingwere
MaJuice pane chaaridza hre uyu
Simbi yebasa Noel Nyazanda
Chesology master
Kana mazogara sekuru Poto havana kuchipa!!
Ma juice didn't play anything there 😂
He played that small part between Noel and Alec. Listen carefully. I like it when the original sound comes out like that
@@BonventureMusungwa-jx2denowel was already playing then changed melody. Ma Juice was holding sub rhythm and simulating. Look closely, the noted and output don’t go along. He did well entertaining 🙏
@@BonventureMusungwa-jx2de😂😂😂😂it's just stage antics. He was not strumming anything, he also did this with the bass guitar sometime ago whereby it appeared as if he and mudhara were playing that Petunia solo on the same guitar at the same time😂😂😂
kkkk haana he was acting chete@@BonventureMusungwa-jx2de
Uyoooo mfana uyooooo ngaasadaro 😅😅😅
Majuzy haana kana chaakaridza apaa
Majuice ahatorig8ne kana mbchana ..
NOWERO mangongongo ayo
Itv zw kumhata kwenyu
Nekwakwo futi mfethu
@@iTV_ZW channel chekumama rega ndich unsbuscribe mosenda zvinhu zvekunyeba
@@villageigwee9261 bho bayai king bye bye
Majuice chako kutamba not kuridza baba
Aridza mhepo
The combination is fantastic, baWinnie knows these keys mhani, Majuice slowly getting there, The King aiwa hatingataure😂
MaJuicy mati aita sei
Munhu arikunzi aridza mhepo asi hamusi kupabata here kuti hapana zvaanga achiita it's Nowero already anga akuita
MaJuicy was acting
Majuice wasn’t doing anything 😂😂😂
😂😂😂
Aridza mhepo 😂
Ma juice always does this part pama shows though his strings ain't smooth enough. Apa kana akaridzirwa hameno but I saw him live achiridza this part kuma shows
Noel
Bass iro haripere zvekudaro
Sekuru poto vanopedza
Majuice anga achingoita seari kuridza but pasina chaari kuridza.even Macheso ataura kuti anga achiridza mhepo ...was referring to majuice kuti anga asingaridze chinhu
hapana chaakuridza maJuicy uyu🤣😂😂😂
Maajuice did not play that guitar..its other guy behind😂😂😂😂 hahahahah his last notes sold him out😂😂😂 his fonger movement at last if you are a guitarist you will know
Kuridza mhepo😂😂
Kkkkk hanzi na Macheso airidza mhepo uyo
😂😂😂😂 Majuice kuridza gitare kudhara ikoko
Apo tavharwa😂
😂😂😂 majuzi charamba kudzokorora kkkkkk haaa chabatwa
Ha unohwa kut ndapinda mushow
😂😂