GOKWE: PART ONE: Gogo Vakatengesa Mwana Ane 3 Years Akazowanikwa Akachekwa Chekwa MaParts
HTML-код
- Опубликовано: 7 фев 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/G8qgJiGLvrsAgL7BFFWKFC
Hi
Izvozvo zvinoda baba ava ariega wotsanakurirwa kuti ndiya akatenga mwana
Tezvata vakanganesa kureva pfuma muzukuru ashaika
Ndini nani tisiri kunzwisisa explanation yababa vemwana
Aah kunge ndivo vakatengesa mwana wacho nhaimi. Ndiri kuzvishayawo ini
Chokwadi
Neni handina kunzwisisa baba havagone kutsanangura havo ivava
Neni
@@ColleenChikanya-h5cvari kutiza mhosva baba ava ndivo vanoziva kwakaenda ma parts
Thanks for the news Mr Tapfumanei
Nyaya iyi hainzwisisike Bba tawana.varikuti ndiAambuya vakatengesa mwana Amaivemwana varikuti ndivamwene vavo Bba tawana varikuda kuvharira maivavo kti Havana kutengesa mwana chokwadi chiripachena amwene vakaurayisa mwana
Plus vakarambureyi kuti mai Ventana vanosiya nwana kwamai vekubereka mukadzi chii???
Baba ava kana kutsanangura avatogoni zvirikunetsa kunzwisisa
Baba vemwana nevabereki vavo vakaita dhiri nekuda mari
Navo baba ava handivachenese namai vavo
Me tooo was confused ini baba tt vakungondeya nenhau
Can't wait for part 2
ruclips.net/video/9cPzISrZghk/видео.htmlsi=xDkrxBGLaszhymx5
Im confused. Baba ava havasirio vana mai (gogo) vakasiya mwana ega? Maybe he is trying to cause confusion to lay blame on other side of the family
Ava baba ava havagoni kutsanangura vanongoti mamai ava mamai ava azvinzwisisiki,vakuvanza vanza zvimwe.
Ini ndiri kutotadza kunzwisisa kuti mwana akachekereswa naamwene here or kwaambuya
Kkkkkkkk
Baba wemwana wanotopisa hasha zvawo ,hawagone kutaura zvinonzwika
Vry true
Nhai nhai nxaa
True dear😢
dai ari wako afa nenzira iyi how do you react
Haunyepe
Ndiyo lose zvayo yakaitika iyii imagine mwana we3yrs afira kwastepfather ko mai avaa vakange vahealer riin from first marriage ;;;;;;remarry vanhukadzi ngatikoshesei vana vedu than kuroorwa in hangu vangu vakura asi i feel like if i remarry handiziv zviriko kwandinoenda maringe nevana vangu
. Kana musina mbo danana nemurume wemunhu pahusinguru hwenyu Mwari varopafadze .
Ini ndakaroita remary mwana ane 3 years but zvese bhoo so far so good nyaya yekuroorwa unenge wawanawo ari serious hakuna chinonzi kumborera vana zvotaurwa neasati awana ari serious
@@ellenmangwiro5795 taura hako iwe vanhu vanoda kuzviita vambishi ipapa munhu kut umubvunze kut saka stonyeni hamutoizivi kubva zvamaita singuru hapa dairi. Basa kudanana nevarume vevanhu
Hooo anga ari kwa step father? Pandipotsa ipapo
Iyi nyaya ndaishaya payo👐
Baba vemwana vari 100% right tsano vakauya ndivo vakaenda nemwana and pavakati mota ngaibatwe nepolice why mai vemwana vasina kuita action mai vakatengesa mwana ava naamwene vavo havana kana pain mai avo
Gokwe my roots but now am confused like a pregnant cockroach 🪳 am all over the place a so confused 😂
Mai vemwana navamwene vavoo vakatengesaa mwana vachidaa marii yokubhadhariraa murume wavoo arikujeree..
Mkoma Robert murikubata basa guru chairo....totenda chose 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Thank you
Moyo wangu urinkurwadzirwa kufa kwemwana ,but kna muri imi baba vemwana muri dzukununu remurume mozoda kuroora mwana Afa nxaaa ,muri dzungaigwa remunhu
Mwana akashaikwa kwavamwene, mainini vonzi vangavakarara kumapast8 , zvonzi sekuru vakasiya muzukuru achidya sadza paveranda kunomutsa tete kuti vasare nevana ivo vachienda kumunda. Ko mainini havaigona kusara nevana here? Ko mbuya vakange vati vachaenda nemwana kwavasevere vakarambidzirei mai vemwana kudzokera nemwana wavo. Iyo hama yamainini rasta yakangonyangadika nevakauya nemota avo Pane nyaya apa. Vamwene namainini ngavatorwe vanobvunzwa mushe.
Wanzwisisa nyaya yese apa😊
Vakadii kusiya Mwana Mainini voudza mainini Kuti Mwana mugozomusiya Navarrete,3 yrs yekut unobereka unongobuda usina usina kuudza varipamba Kut ndasiya mwana
@@robertapfumaneyimapuri ngaabate vanhu Vana vanopera
This is why I never left or give my child to anyone being who
I second u, only to give my mom
Baba vagara vatori neproblem nekwana tezvara vakutoti dzawira mutswanda shame shame,, regai wakasiwa shuwa baba mune pamuromo chaipo,,, dai atezvara nambuya vako vakatengesa mwana dai vakatengesa kare shaaaa,, saka ukuti anambuya vako vakaenda koba mwana kwakaroorwa mwana aaaah vatori venhawu mune bsa shuwa,,, rega mapurisa akamuti pakawana choitika ndiwe koz baba itori problem chaiyo,, andisati ndambozvara but ndichinzwa from vamwe ka haaa akuna mai vangaite deal rakapusa kudero imi ka
Baba ava dzakutotenderera. Pain is written all over.
Ndapedza nguva yangu mahara bba vemwan havan chavatsanangur chinonzwisisika nxaaaah vanonzwisa hasha bba avav
Gokwe mapurisa ose ngaachinjwe vanodya mari yeropa
Mwana uyu Mai vacho vati vakamusiya kwavamwene wani, ini I'm lost nenyaya iyi, akafira arikupi chaizvo mwana uyu???
neniwo handisi kunzwisisa
Mai ava vanenge vakugara kune mumwe murume asiri baba vemwana ashaikwa ,so mwa uyu akange arikwavamwene va amai avo .
@@talenttsuruseni862 Tingavafananidza nani Mai junior vakapana Mwana nababa Tanatswa vabva vasiyana saka Junior akazosiiwa KwaMai vanozvara Mai Junior Mai vake vachinoroorwa kwavamwene vakazosara nemwana achizobiwa achidya sadza pavharanda Mwana akafira kwaStep gogo
Haaa chero baba havagoni kutsanangura
baba varikurwadziwa
Ini handisi kunzwisisa ini pana mai vambotaura vachinzi ndivo mai vemwana ava baba vakuty ndimainin zvimwe zvacho handisi kutombonzwisisa zvangu
Ini nyaya iyi yatondiconfuser chaiko
Me tooo rega tione part 2
Baba ava nyaya yavo haizikunzwisisika
Ava baba ndiyni wemwana,ko mai vemwana varikuti ndaida kunoona murume wangu akasungwa,kwairi kuenda nekubva handsi kunzwisisa
Mamzwisisire andaita mauJunior vanga nasirivo maivemwan chaivo vaive munukuna mai vemwan hanzi akashay sak vng vatoriwo nemirume wavowo
Baba Ava Dai varega havo kutsanangura Nyaya haisi kunzwisisika
Baba ava mupiro wavari kuita vana tezvara mhosva neniwo ndogona kuvafungukirawo kuti pamwe ndivo vakaita chiito ichi kuda kupfidzisa vana tezvara pane pavambokanganisa kutaura kuti "patakarasa mwana" ipfungwa dzanguwo dzirikumhanya mhanya
Baba vemwana ava hmmmmm hameno kuti pfungwa dzavo dziri right here. Ndikuona sekunge vane kakupesana kwepfungwa sekupesanisa kwavari kuita nyaya.
Varikutawura zvisinga nzwisisike bba avo
Zvinonetsa izvi zviripaviri babamukuru vatapiwa havana hre kupopota vachiti hamugone kuchengeta mwana asi vachiziva zvavo kt ndivo vakatuma vanhu vakauraya mwana
Dzorimo but vavhunduka vanenhe vaunoziva zvavakaita namai vavo
mukoma Robert makadii,makachena keep it up
Kkkkk
Thank you
Mukoma Robert baba avo varkutaura zvisinganzwisisike
Mai Junior nanababamunini,navamwene venyu natezvara murimudhiri.Vamwene vanga vachiti ndanga ndisina mwana asi mainzi mwana aidya sadza
Baba ava handivachenesi ini,vamwene natezvara namai Junior.
Amai vemwana navanwene vanozivana vaisiirei mwana navanwene mwana uyu aigara namai vavo kosimba rekutsanangura pakawanikwa mwana mamboona here kushungurudzika kwaamai nyakubereka
Mai Junior navamwene vavo vakachekeresa mwana
Mukoma Robert I like your investigative questions. Murder hainei nenhau yekunzi munhu akaroora here or not. This child ave kutotsipikwa. Ngozi yatopinda mumusha. Nyaya iyi itori pachena zvayo. Ritual killings awandisa veduwe.
Mukoma Robert u are the best
Thanks for the support
Aiwa Mkoma Robert hamusi kuona kuti baba vemwana ndovanoziva yese varikuda kutakunyira vamwe mhosva
yes part 2 toida but baba vari kurwadziwa ava thats why kutsanangura kuri kuvanetsa, tsano vari kutaurwa avo vakazo disapear vanodaro varivo vaiva mudhiri remwana iri nevamwe vavo veD4D ivavo hanzi vanabamunini wat wat, muporofita uyu kana akataura zvekuti mwana akatengeswa uye kuti akatobviswa maparts pamwechete nepane mwana mubatisisei, chiporofiti chake sei chiri kunyanyoti nemonemo. Anogona kukubatsirai neinformation yakati wandei @ZimNews beat tv endai mutaure nemuporofita mbune muzvinzwire
Very true anoda kuonekwa muporofita
Baba vane confusion ava dzimwe nguva ndewangu dzimwe nguva haasi wavo ndekupi kwakambonzi mupurisa ati heee mwana haasi wako zvakamboitika kupi ok dai anga ari beyond recognition but ivo they have identified mufi DNA ndeyei nyaya yavo ine magap akawanda.. Vanhu vakapondwa vakawanikwa vanongoendeswa kuhama dzavo teacher akawanikwa kuMasvingo from Harare hama dzikati ndiye was there any DNA procedure teacher uye anga ave mabhonzo... Arikutotipedzera nguva achiinterviewer munhu asina zvine msoro zvaari kutaura
She's shocked this Mum, shame mmm 😢
Dai mukoma Rob vatsvaga mumwe anotsanangura kani veduwee . Asi veduwee dai Tashanda nemaoko tisasvike pakuuraya kudaro . Mwari nyaradzai mai vemwana
Ndiko kutotsvaga kwacho
Ava baba chero rondedzero yaivanetsa zvekurevesa , kuita semwana mucheche chaiye
Stress chaiyo ndoyandiri kuona
Ana bmnn natsano avo varikunzi vakauya ngavaongororwe plzzz,baba vemwana varegerereiwo veduwee dzinenge dzakatopesanawo pfungwa dzacho,myb inyaya yemwana ikuvakanganisa
Vanhu vegokwe makugijairira paye munyaradzi makauraya nw makune tawana 3yrs mapurisa egokwe batai vanhu
I trying kubatanidza story yababa haa I give up, zvisinei condolences it hurts mwana mudik uyu
Nezera renyu motsvagana zvekubvutigwa mkadzi mudhara makadzungaira imi ,ndozvinetsera vamwe varume veZim ,kuda kutsvagana nezvisinei nemi ,Dai makaroora mwana asina kumbofa uyu ,ropa rake riri mudehenya renyu
I think Mai vemwana vakazorogwa kumwe Pana baba vemwana hapana chirikunzwikwa apa kutsanangura kurikuvanetsa ndofunga fungwa dzavhiringidzika nechitiko ichi
Hooo ndiye murume ari kujere wavaivinga
@@TheresaMapsnyaya yacho ndaitadza ini.😢
Guys mumusha medu mmm ndanyara hangu bt vanhu avo varehwa they are good in this job handivhunduki
Anambuya hre kana kuty anamwene kwakashaikirwa mwana
Baba ava vari right right here varikutaura dondo ava mixed masala nyaya yavo. Kana kuti istress. Muprofita ndiye culprit
Vamwe vanhu havagoni kutaura , baba Benji ndinonzi baba Tawananyasha, anenge ane ka hurwere uhu.Ko vana tezvara vano pinda papi apa hanty vaiva kumba kwavo hr .
Anenge anga ari kwastep gogo not kana baba nyakubereka
Haa iwe hauzi baba vemwana iwe sei urikuti wakarambwa zvibvunze,enda uone kuti haavingwe here
Mataurire anoita murume uyu anenge ndiye akauraya
Ahh iwe dzidza kuroora shaaa mkadzi wako chaiye akakufira usina kuroorwa haatovigwe
Baba ava ndivo vanozivazvavakaita
Munhu haafe sehuku makauraya mwana asina mhosva zvatotanga asati avigwaa we need justice Broe Robert
Vamwene vari kutaugwa ndevapiko avo; asi amai avo vakaroorwa pachipiri pasiri pababa avo kanhi? I'm just confused kuti amwene vacho could it be amai vemurume uyo?
Baba ava vane kamunyabvurira nekakupenga soo 😴🤦♀️🙌
😂😂😂😂😂😂
Vadudzungaira
Vakuvhunduka nyaya
Depression chaiyo iyi
Mupositori kaaaa 😂
Akstengesa mwana haasi vabereki vemurume here
No vabereki vemurume kwaakaroorwa fut vanga vasisiri vese nababa avo akaroorwa nemwana wake kumwewo ndokwafira mwana
Iiii pane anatsonzwa wo kutsanangura kwababa Avo hr aah zvakangokanyana kanya
My ? Ko amwene vanotora atete kumwe kuti vasare nemwana vachiyenda kumunda pamba panemumwe munhu sei its not adding up ? Also kana vakayenda kwacho kuma 8 kuseni then said mwana havasi kumuwona dzakuma 1 masikati still ots not adding up too.
Baba tawana ndivo vakanoba mwana wavo matauriro avo anenge emunhu anemhosva
Hiiiii imi 😢😢varikurwadziwa ava
Mubvunzo wangu ndewekuti Vatezvara varikupinda papi apa baba ava vasasanganisa nyaya ava
Vanenge vanopenga baba ava
Stress yemwana @@Annie-be9qi
Baba kurondedzera kwavo hakunzwiki vava pakati vakuita sekuti mwana akafira kwatezvara havachatauri zvekut mai vavo ndovaiva nemwana
Vanoda kusundira nyaya mwana bvunzai mai venyu baba
@@Vemasoweupdates2019havasi mai vake mukadzi uyo vakasiyana namai vatawana mai tawana vakaroorwa kumwe ndokuna vamwene vakasiirwa step vamwene hope wanzwisisa
Mkwasha uyo anoda kuongororwa
Mai is involved.. Vaisada zvinovanetsa kusecond merechi... Mai vemwana namai vavo ngavasungwe.
Musadaro weduwe munhu arikutorwadziwawo.
Ummm handifungi nekuti mwana Havana kukumbira kuti amwene vasare nemwana asi amwene ndivo vakati vanoda kuti mwana Asare vozomuendesa kwasevwre mangwana acho .handigone chaakatadza but amwene vane nyaya why vasina kuzodzoka kurufu mwana awanika and why kusaudza Mai vemwana kuti mwana ashayikwa paaka shayikwa and why vasiri kubatana nevekumukadzi uyuu 🤔🤔
Mai tawana vakaita mwana anoda uyu nemurume wekutanga pakafira pamba pastepfather vatawna .Mai you yeyapamurume wepiri. Saka mwana akatengeswa navamwene vechi2 navasevere
Yowee baba vemwana havagoni kurondedzera nyaya,vanotopa havo urombo
First gogo she beautiful I think vachiri msikana vanga vakapenga.
This story is so sad
Mwari nyaradzai baba avo
Mai vababa ndoovanenyaya vakaurauya mwana .bt baba vemwana zvaarikutaira zvimwe hazvina chironzo ..Mukoma Tapfumaneyi endai.navo kwasekuru Tasvu zvioneke chimiro
Ma dno ndeapi
@@brendamsudu DNA
Baba vemwana varikurasira nyaya kwavatezvara sei.vanehusimbe hwekufunga baba ava
Mwana uyu akashayikwa Ari kumusha kwake here kana kuti kwamai vake
Mukoma Robert batsirai murume uyooo aende kunana Sekuru,Tasvu,Kanengo,Achapola na Nyangatayani tinzwe kuti akafa sei mwana ,murume achenerwe
Ini hangu handitoriwane simba rekutsanangura misodzi isingabude even after 10 yrs chaidzo mai vakashinga havo ava
Ndatadza kuibata nyaya baba havasi kutaura zvinonzwika
Bba murikuti kudiikoo 🙄🙄🙄 ange ane mwana ndiatezvara hr ini bba awa ini andisikuzvinzwa ini
Baba ava havana chironzo hazvishamise vatori mukavhiya katiyo endai.navo kwasekuru Tasvu zvipere
Kugokwe kupi kwacho isu tinobvao gokwe nemangwe
Mukwasha uyu ndiye anenyaya yese hapana chisvinu charikutaura uyy akangwarisa anoziva nyaya yese nehama dzake
Babmdiki n tsano avooo pne nyaya mkoma Robert
Ko Baba Tawana kumba kwavo ndekupi, is it because I'm not fluent in Shona language, how come amai nababa vemwana varikutaura kunge they are from same family and who was arrested, totally confused.
BABA DAI ZVENYU MAKAGARA NEMWANA WENYU
Ini hangu zvinotaurwa nababa vemwana handisi kumbozvihwisisa, manzwawo hanzi ndakati tarasa mwana, rurimi rwasvedza baba ava vane ruooko pakurasika kwemwana ndatenda hangu
Diane Pasi pezuva anosiya mwana Ane 3 yrs Ari ega???
Zvakawoma hazvo mwana andirwadza mafiro acho baba tawa avasi kutaura zvino nzwisisika
Baba vari right 100% panyaya yavo
Ummm baba vemwana vane dambudziko ,,anzi dai vari ana Tezvara vakangwara
Mai nyakufirwa nemwana wanenge wane mhepo apa wati ndaiendakunoona murume akasungwa mmmmm
Murume wavo akasungwa haasi baba vemwana vataura avo
Baba ava vatori neconfusion chaiyo avagone kutsanangura inga mwana anzi ayiva kwavamwene wani
Ndazoona kuti nei musikana akazovasiya baba ava ,brain wise munekakupenga so
Ko baba nemwana sei vasingatauri zita vanongoti mai ava mai
Mmmm baba ava varikutiiko tatorasika nyaya
ngavige mwanawake
Shem.baba vemwana vakutopenga..varikurwadziwa😢
Amwene vanenyaya yose
Chokwadi baba ava i problem shuwa ndosaka wakatadza kugarisana nemukadzi pakuzosvika pakuchengeterwa mwana nana tezvara ..Une pamuromo iwe
Muprofita uyu ndiye akauraisa nwana saka ave kupomedzera vanhu .... hurombwa uhu
Mukoma Robert nastella vanogona kubvunza
vanhu ava ngavarohwe neCID reSoutherton vanotaura chokwadi chaicho chemahara same time.
Mkwasha anohumana uyu 😢
Asi mwama akasiiwa kwamwene mai wemurume akasungwa🙄🙄
Baba avo vanoziva zvakaita mai vavo pamwana vaida kutora advantage yekuti mwana arikwana sekuru the fact yekuti munhu akasara nemwana akamushaya sei havanei nayo dhiri ravo vakaita vachida kuzozora anatezvara nana ambhuya manje amwene jumped the gun kwaakuendesa mwana ari kwavari dhemeti shit dzevanhu 😢😢😢😢😢rovai vamwene stereki vataure kuti mwana vakasara naye akaita sei
True ii taura hako munhu aiva nomwana havanei naye.Vakawanda mudhiri
Iiii nyaya iyi ichapinza vakawanda mu jeri mirai muone,mai awo vataura nyaya mbiri dzakasiyana chokwadi mai vemwana