Ricardo you took the role of a mother and a father in Saul's life. Surely you stood with Saul as a friend and as well as his parent. God has already blessed the works of your hands. You will always be blessed in God's eyes. We all in pain about his death.. Rest well Saul😢
He needed help kumuendesa kuhospital in time panga pasina aripo. Mwana mudiki he tried his best. At least he was there vaya vanozviti ma girlfriends ake, or sisters vaivepi 3 days munhu we sugar achirwara vanga vasikuzviziva here?
Ndopowonzo vanozviti Cables istupid yemunhu basa kungowawata zvenhando nhando heee bag rake iye aivepi nxaaa msunu wako cables God bless Ricardo for what he did to Soul ndiye aitomutarisa pairwara vese vari kudzimba dzawo
Gives me the impression that promoters or those with money like using celebs who do not have enough ground. He had just sang sumudza gumbo.....are we saying he did not even have any royalties from that song?
Well done Ricardo u stood by yr frend pese pazvanga zvakaoma..Mwari akunyaradze ,vamwe vari kungotaura zvavanoda bt vaivepi shuwa uchinetseka uchitarisa murwere uri wega parufu ndopavakutaura kut munhu akaregererwa nxaa ,,Nani imi maisavepowo
Whats Ricardos Facebook account . I feel for him. Is someone checking his welfare please let us us know .He needs support on everything ,mental ,spiritual etc
His Facebook account is Ricado Manyukwi if you need to reach him. He did well, may God remember him for what he did for his friend. It must have been traumatising for him, iye mwana mudiki wo pachake 🙏🏼
His Facebook account is Ricado Manyukwi if you need to reach him. He did well for his friend, it must have been traumatising and maybe panga pasina mari as well. I'm sure that picture will never leave his mind, let's remember him in prayers. Reach out to him & support him shuwa. All we have is each other🙏🏼
Saka shuwa shuwa vese vaimbi vemuZim let alone stepmother pakashaiwawo akakwanisa kunge aibvunza Sauro "whats up" mazuwa ake ekupedzesera here? Surely this premature death could hv bn easily avoided. We continue to mourn u chibaba. Ricardo thank u young man. Blessings ari kuuya kwako.
Shuwa he tried his best ummm mwari vanoziva,but ndopaunonzwa imbwa inonzi cables ichataura zvainoda Cables uri satan mashoko aakataura aasi emunhu anofunga,,,
Ko imi vanoita ma interviews aya mukambotora munhu wenyu mobva panenge paine ruzha?? If someone had requested for help on social media am sure loads of help could be come up. That's what made Kuda Musasiwa survive.
Sauro makamunonokera akomana. He didn't want to die so young...These stories are heartbreaking to hear how he knew he was about to die... Sauro your passing left a deep wound in my heart as someone who loved your music... Urare Mushe Soul
Can someone help me understand why Ricardo asina kuyenda naye ku hospital pa 3days dzaanga achirwara ndirikutadza kunzwisisa ipapo..Asi akaita basa hake nekucgengeta murwere
Plus if u listen carefully this guy had no support from anyone and u will b suprised kuti aito fonera relatives kuti munhu akurwara kuno and noone came musaita semusingazive behaviour ye hama noone wants to take care of murwere. U can eve tel from Rcardos voice kuti ini ndandapererwa coz zvazvakuda vakuru that statements says a lot kuratidza kuti ane vaakamboudza vakasauya and kuzoona akumbira friend yake anodriver kureva hama or vari able kuendesa Sauro were not responding
I hope the so called blood relatives muri kuona nekunzwa how this boy strived trying to help Sauro .my question still stands hamunyarewo here sure hama kurwara yet u were okay with it until ayende .now u trying to justify yourselves against the real truth yakaonekwa neeveryone. Endai munotaura izvozvo paguva raSaul. Makadii kutaura imi stepmother and sister disputing Saul while alive.shame on u hama dzaSauro but l know muri kutonyara so .izvozvi maziso ati dzvoko kutinhu twaakaaiya kusanyara.
I agree with you 100 percent. People left him alone either because of ignorence or jealous. I did not know him but going through his music has made me believe that he had a troubled and lonely life. My question is why didn't the father and his wife take him whenever he was ill. Ricardo deserves to get all what he has left.
Ummm iwewe Ricardo maa statement ako awanda uri kuti tanga takagara muri boyz iwewe ukabuda kunotenga matomatoes but hauna kuita time ko ava vairidza gospel song vanga varipi iwewe wakabuda wega and first interview wakati ndakabuda ndichino tenga chikafu pama tuckshop eku seri apa wakuti ndanga ndanotenga matomatoes uri kuti futi manga makagara muri boyz but first statement rako wakati maive 2 iwewe nasauro haaa mupfanha iwewe kaaa u are behind Sauro's death it's a planned thing but u know what God watching you and scary things are coming for you my yut trust me
The way yu respect him uchiti mukoma tells a lot abt yo character Ricardo.Thank yu fo being there fo your frend till the end.Mwari vakunyaradze wena
Sir Ric u were a true friend that is why Soul chose to be with u in his trying times...God knows why. Be blessed.
Ricardo you took the role of a mother and a father in Saul's life. Surely you stood with Saul as a friend and as well as his parent. God has already blessed the works of your hands. You will always be blessed in God's eyes. We all in pain about his death.. Rest well Saul😢
Mwari panenge panga pasina nekuti rico arikuti ndakaenda kwamhamha vaimboti kweretesa mari
This really pained me mfunge😭😭😭
Mwari akuitire zvakanaka Ricalrdo u tried your best
He needed help kumuendesa kuhospital in time panga pasina aripo. Mwana mudiki he tried his best. At least he was there vaya vanozviti ma girlfriends ake, or sisters vaivepi 3 days munhu we sugar achirwara vanga vasikuzviziva here?
Richardo is a true friend n yu can see kut arikurwadziwa than vaingowawata...may the Lord comfort you
kufirwa nevabereki kutukwa chaiko veduwe the things you go throughka. Only isu takafamba nzira yacho will understand
True 😭😭😭😭😭
Ndopowonzo vanozviti Cables istupid yemunhu basa kungowawata zvenhando nhando heee bag rake iye aivepi nxaaa msunu wako cables God bless Ricardo for what he did to Soul ndiye aitomutarisa pairwara vese vari kudzimba dzawo
Tuku akasiya ati Zvamunoona usahwira hunokunda ukama, Ricardo played his role guys inguva inonga yaqana
Shame hanzi kwamhamha vedu vaimbotikweretesao mwari imi this hurts
Gives me the impression that promoters or those with money like using celebs who do not have enough ground. He had just sang sumudza gumbo.....are we saying he did not even have any royalties from that song?
Shame yei ibvapo iwe
We need to pray for him guys he did all he could do but God’s time no one can stop him
Well done Ricardo u stood by yr frend pese pazvanga zvakaoma..Mwari akunyaradze ,vamwe vari kungotaura zvavanoda bt vaivepi shuwa uchinetseka uchitarisa murwere uri wega parufu ndopavakutaura kut munhu akaregererwa nxaa ,,Nani imi maisavepowo
Whats Ricardos Facebook account .
I feel for him.
Is someone checking his welfare please let us us know .He needs support on everything ,mental ,spiritual etc
Very very true. He needs support. Both mentally and physically and spiritually
Thats true we need his account number
@Stewart Nyamayaro tibatsirewo nemadetails aRicardo
His Facebook account is Ricado Manyukwi if you need to reach him. He did well, may God remember him for what he did for his friend. It must have been traumatising for him, iye mwana mudiki wo pachake 🙏🏼
Kwamhamha vanovakweretesa kureva kuti vanga vasina mari
You tried your best ricardo ..may GOD protect you and strengthen you ..it is well ...
His Facebook account is Ricado Manyukwi if you need to reach him. He did well for his friend, it must have been traumatising and maybe panga pasina mari as well. I'm sure that picture will never leave his mind, let's remember him in prayers. Reach out to him & support him shuwa. All we have is each other🙏🏼
True friend inomira newe nyangwe zvakaoma isingafe yashaikwa....all the efforts appreciated bro
Saka shuwa shuwa vese vaimbi vemuZim let alone stepmother pakashaiwawo akakwanisa kunge aibvunza Sauro "whats up" mazuwa ake ekupedzesera here? Surely this premature death could hv bn easily avoided. We continue to mourn u chibaba.
Ricardo thank u young man. Blessings ari kuuya kwako.
Shuwa he tried his best ummm mwari vanoziva,but ndopaunonzwa imbwa inonzi cables ichataura zvainoda Cables uri satan mashoko aakataura aasi emunhu anofunga,,,
Hanziiko maCables pakandijamba
Im still crying
Ricardo u ar such a true friend💯...God bless u in evrythng🙏
Sauro...MHSRIP😭😭😭
Rest in power 5⭐ makangula general 🙏🙏🙏
Be strong Ricado am sorry i feel for you God is with you ,you tried your best
Rest in peace chibaba 😭😭💔💔💔💔 but God why, why God 😭😭💔💔
Ricardo may God bless you
Rip ngwendeza you will. Always remembered Ma staira manyowani 😭
God bless you for trying your best bro
Mwari vakuitire zvakanaka wakaita hako
Ko mazino sei arikupera maguys
Sir Ricardo wakaita bsa wakarwisa hauna kusiya mumwe wako wakamira kusvika pamusi wekupedzesera mwari ndivo vanonyatso kwanisa kukutenda zvakakwana
Amen n Amen
Uyu ngaasirwe zvinhu zva Sauro
Continue To Rest In Peace #SoulJahLove 😭💔
Ko imi vanoita ma interviews aya mukambotora munhu wenyu mobva panenge paine ruzha??
If someone had requested for help on social media am sure loads of help could be come up. That's what made Kuda Musasiwa survive.
He is in Pain😭
Mwari vachakuitira zvakanaka Ricardo
Hama kana munhu akarwadziva munovarairwa imi munotoshaya kt zviri kufamba cy anogona kutomuka kutoita seari bho mukamusiya muchiti atowe bho modzoka atonyarara moshaya kt ko why munhu aitoseka
Rip sauro
😭😭may God bless you Ricado
Thanx ricado wakamira
Sauro makamunonokera akomana. He didn't want to die so young...These stories are heartbreaking to hear how he knew he was about to die... Sauro your passing left a deep wound in my heart as someone who loved your music... Urare Mushe Soul
May God strengthen u Ricardo
Too much noise ku background uko it's better to put subtitles because now hapana chandiri kumbonzwa
Am sorry Sir Ricardo you tried your best God will bless you
he did a good job
Very sorry hes is rest now zvarwadza
Rest in peace
Can someone help me understand why Ricardo asina kuyenda naye ku hospital pa 3days dzaanga achirwara ndirikutadza kunzwisisa ipapo..Asi akaita basa hake nekucgengeta murwere
Hanzi anga Ava nani
For my understanding arikunzi anga asingataure for 3 days ipapo ndopandirikushaya kuti zvaifamba sei🤔🤔
inga ricado ataura wani kuti b4 h went to buy tomatoes akataura kuti haasi Sinach akaimba song iyoyo meaning aitaura paakadzoka ndopaakawana zvashata
Natso teererai video racho baba
Plus if u listen carefully this guy had no support from anyone and u will b suprised kuti aito fonera relatives kuti munhu akurwara kuno and noone came musaita semusingazive behaviour ye hama noone wants to take care of murwere. U can eve tel from Rcardos voice kuti ini ndandapererwa coz zvazvakuda vakuru that statements says a lot kuratidza kuti ane vaakamboudza vakasauya and kuzoona akumbira friend yake anodriver kureva hama or vari able kuendesa Sauro were not responding
Ariku shungirudzika
😭
SAURO AKATAURA achiimba hupenyu hwake saka hanzi zvavakungotaura dzanyambo isutongotenda CHANGARA ne masahwira ake newe waigarara naye namwari vaikuchengetai zvakawanda mwari vachatonga Vega vacharopafadza vanetsitsi nemoyo uneRudo. RIP chiba Ababa Makuruwani wakarwa umire😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Tunhu twaakasiya typing error ☝️
I hope the so called blood relatives muri kuona nekunzwa how this boy strived trying to help Sauro .my question still stands hamunyarewo here sure hama kurwara yet u were okay with it until ayende .now u trying to justify yourselves against the real truth yakaonekwa neeveryone. Endai munotaura izvozvo paguva raSaul. Makadii kutaura imi stepmother and sister disputing Saul while alive.shame on u hama dzaSauro but l know muri kutonyara so .izvozvi maziso ati dzvoko kutinhu twaakaaiya kusanyara.
Tunhu twaakasiya motuda imi hama futi.ngatidadananei hamawe tiri vapenyu not kuzoratidza rudo ndafa pasocial media
I agree with you 100 percent. People left him alone either because of ignorence or jealous. I did not know him but going through his music has made me believe that he had a troubled and lonely life. My question is why didn't the father and his wife take him whenever he was ill. Ricardo deserves to get all what he has left.
@@marymuganyi1091 his father passed away in 2005.
Vapfanha ava varikuisa kupiko mazino
Ummm iwewe Ricardo maa statement ako awanda uri kuti tanga takagara muri boyz iwewe ukabuda kunotenga matomatoes but hauna kuita time ko ava vairidza gospel song vanga varipi iwewe wakabuda wega and first interview wakati ndakabuda ndichino tenga chikafu pama tuckshop eku seri apa wakuti ndanga ndanotenga matomatoes uri kuti futi manga makagara muri boyz but first statement rako wakati maive 2 iwewe nasauro haaa mupfanha iwewe kaaa u are behind Sauro's death it's a planned thing but u know what God watching you and scary things are coming for you my yut trust me
He looked drained this Ricardo guy shame.
😪😪😪
Ricardo vakaona horror shame
Ricardo may God bless you