Dai arimukadzi dai murikumanikidzira vanhu here😢 this is sad GBV haisi yekutamba nayo. Ukaona munhu mukuru asimuka after all these years achishinga munomumanikidzirei
Vanhu havazomborega vakatadza kubhowana nekurwadzisana. Vachidzokera amai ava musi wavanonetsana murume anoremadza kana kuuraya mukadzi uyu achiti after all that apa anenge otya futi kudzokerwa kwamambo. Siyai vanhu kana vachirikudanana vanodzokerana vega!!
Madzimambo please take Domestic Violence & Abuse seriously. Kana victim yati haichadi don’t beg her kudzokera muchoto chaashingirira for years. You seem to listen more to the perpetrator than the victim. The whole dare is making the victim feel as if she’s making the wrong decision. Take GBV & Domestic Abuse seriously it must not be negotiable. The message iri kusendwa kuvakadzi vese with this ruling is if you try to take yourself out of an abusive relationship dare will send you back one more time to endure the abuse before accepting your decision yekuramba murume What a brutal, insensitive and disempowering way of fighting GBV & Domestic Violence.
Ummmmm dare apa dai marega kumakidzira munhu .GBV pahuviri hwavo ari kushungurudzwa ari kuziva .Munhu zvasarudza tisamanikidze ko akafuma akatyorwa gumbo vedare munozoimiririra here?.
Chief Dotito takuwonai. Tinokudai. Thanx Chief Bushu nekushandidzana nevamwe. Mune huchenjeri
Chief Bush vanotonga zvakadzikama havo munodadisa mabho rambai makadaro
Baba avo vanoshusha kupisa mukadzi vane hutsinye baba avo amai garai kumba kwenyu munourawa nemhondi ndiani angazoda kukwirwa nemunhu akamupisa
Dai arimukadzi dai murikumanikidzira vanhu here😢 this is sad GBV haisi yekutamba nayo. Ukaona munhu mukuru asimuka after all these years achishinga munomumanikidzirei
Vanhu havazomborega vakatadza kubhowana nekurwadzisana. Vachidzokera amai ava musi wavanonetsana murume anoremadza kana kuuraya mukadzi uyu achiti after all that apa anenge otya futi kudzokerwa kwamambo. Siyai vanhu kana vachirikudanana vanodzokerana vega!!
Mukadzi aserenda uyo ukaona mukadzi avakusiya imba anenge arwadziwa
Madzimambo please take Domestic Violence & Abuse seriously. Kana victim yati haichadi don’t beg her kudzokera muchoto chaashingirira for years. You seem to listen more to the perpetrator than the victim. The whole dare is making the victim feel as if she’s making the wrong decision.
Take GBV & Domestic Abuse seriously it must not be negotiable.
The message iri kusendwa kuvakadzi vese with this ruling is if you try to take yourself out of an abusive relationship dare will send you back one more time to endure the abuse before accepting your decision yekuramba murume What a brutal, insensitive and disempowering way of fighting GBV & Domestic Violence.
Nhaimi kuda kumanikidza munhu kuti adzokere kwaakambopiswa
Mai avo zvakaoma kuda vavenechikomba. Uye kutaurira pasi gadzirisai vanhu vataurisewo
Regai amai vagare kumba kwavo nokuti mangwana vanozouraiwa nemurume uyu Baba ava havasi serious mukaona mukadzi azosvika pekuti handichada anenge aonerera
Azowonerera nhasi pamakore ese aya 28 yrs vanga vasingafunge kuti vachazowurayiwa mskore ose aya 28 is not a joke
Ngarai mese mane vana vakura
Batai vakadzi zvakanaka ava musarambwe mava kurwadziwa nekurambwa ASI kumupisa hakuna kumurwadza
Amai ava vakawana boyfriend ndozwakuyita kuti arambe murume
Zvemujolo hazvisisna zera vakuru kana vadoko vavekusiya misha
better kusiya uchiri mupenyu munhu murume anopisa mangwana anodii dai yanga irinhamo isingarambirwi munhu
Akuna zvakadaro kovakatadza neyi kuvatyora gumbo racho pa28 years dzese dzavakagara vaye plaz futi mukadzi uyu paayiti kumurume huyayi muzonditora mannoka vachikisana mumafoni umu vanga vasisazive kuti murume wavo anogona kuzova uraya hre chokwadi chiripo ndechekuti mukadzi paayisheedza murume achiti huyayi muzonditora vanga vasati vawana chikomba ikezvino vakazowana chikomba ndosaka vakuchinjira murume kuti avachada asi zvinonyadzisa kuti murambd murume makwegura kudzro sure
vane chikomba avo.
Tanga tasuwa mambo vendu
Ummmmm dare apa dai marega kumakidzira munhu .GBV pahuviri hwavo ari kushungurudzwa ari kuziva .Munhu zvasarudza tisamanikidze ko akafuma akatyorwa gumbo vedare munozoimiririra here?.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kuda kusiya musha machembera kudaro haaa ndakusekai