Domestic Issues: Mukadzi wangu akakumbidza shuru shuru yangu ndisingazive.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 янв 2025

Комментарии • 90

  • @izumiguta7599
    @izumiguta7599 Месяц назад +15

    Siyaiwo Dr Nyamakawo vambopawo advise vachipedza why muchiva cutter everytime

    • @PreseviaranceMarangwanda
      @PreseviaranceMarangwanda Месяц назад

      Unozvi onawo ka , Doc Choga vano mhanyira dzose avo vari cool

    • @paullchick
      @paullchick Месяц назад +3

      Apa doctor Nyamakawo vanonyatsovapa nguva yekutaura Ivo kunyanya tete vanocutter zvinosvota

    • @lettiemuregwi28
      @lettiemuregwi28 Месяц назад +2

      Ndinozvionawo nguva dzose kuti doctor Nyamakawo havapedzi point yavo, tete vanenge vatokwachura kare apa he is very factual

    • @pterrymugabe3816
      @pterrymugabe3816 Месяц назад +1

      Apa Doctor Choga kuganhira vachitaura zviri emotional

    • @tatendatakawira2475
      @tatendatakawira2475 Месяц назад +2

      Sure havapiwe mukana

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Месяц назад +15

    First caller mainini siya mhondi.iyo.munogirei.let go.zbiende it's not worth it

    • @elsiezvouashe4692
      @elsiezvouashe4692 Месяц назад +1

      Hi

    • @daphnenyasha7296
      @daphnenyasha7296 Месяц назад

      Thank you. Why do pple stay in such abusive relationships guys. Kurohwaa kwaarikuitwa hakusi kwekutamba nako apa oti handiende kumaphrisa, imba yakazara ropa

  • @ness_hati.07-22
    @ness_hati.07-22 Месяц назад +3

    First caller run as far and fast you can ungarohwa nebroom kunge nyoka yapinda munba kudaro siya mhondi iyo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Месяц назад +6

    Wobviswa zino wotyorwa ruoko woramba uchimutora back APA zimunhu richihura,uchipurwa nebroom urikugarireipo,chasara kuurayiwa. Vakadzi run awqy frm abusive man. Kunzi Mrs kwakanaka asi kunoda paunodiwa kwete nonsonso idzo

    • @aginelah6387
      @aginelah6387 Месяц назад

      Imagine kuda murume kwacho kwakanyanya

  • @EireejoSiga
    @EireejoSiga Месяц назад +1

    My pov 2:16:30 I always share with the males in my life even strangers!
    Respect is reciprocal and relative ! Why , because it boils down to how an individual gives and receives RESPECT!
    Men tend to acquire respect through deeds ( action & expect reward) = Love - its a duty for them to serve aka provide.
    Women tend to receive respect through nurture & cultivation =Love ( the feminine qualities of supporter)
    This cant be taught (due to different personalities & upbring) so it can only be observed ❤😊

  • @ruthkunyongana2756
    @ruthkunyongana2756 Месяц назад +10

    Varume wese vanorova vakadzi ngavasungwe

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 Месяц назад

      But vamwe varume/ vakadzi vanoda mbama sometimes

    • @rayandria2722
      @rayandria2722 Месяц назад

      Nevakadzi vese vanotaura rough kuvarume ngavasungwe

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 Месяц назад +7

    Anopenga mdara uyo anoda mwana weyi rent haabhadhare chikafu haatengi kungozvara chete and take no responsibility. Chupit!

  • @TandiLaureen
    @TandiLaureen Месяц назад +18

    Mainini vekwaFirst caller ava murume wenyu uuuummm, hongu tete Tilder nanachiremba shuviro yavo ndeyekugadzirisa dzimba asi dai maiziva makuva akarara mavictims edomestic violence maizvisunungura zvichirwadza kudaro siyayi inga wani makambosiiwa kaviri kese. Musazoomesere vana kudaro, mai vashaya baba vavemukati

    • @SandraMurungweni
      @SandraMurungweni Месяц назад

      Q😅

    • @rayandria2722
      @rayandria2722 Месяц назад

      True but hakuna kwaisinganaye .This couple they are soul ties remember.

    • @daphnenyasha7296
      @daphnenyasha7296 Месяц назад +1

      @@rayandria2722guys soulmates?? Soulmates??? God never created such. The way we take abuse so lightly is this country is appalling. Mukuda titange tasvika level re south africa here kuti tizovhangamuka. Also mwana wamai vako, kana tete kana mai vako chaivo vakautawa nevarume vakadai ndipo pamuchanzwisisa…

    • @TandiLaureen
      @TandiLaureen Месяц назад

      @@daphnenyasha7296 wapedza 👌

  • @nenaniphiri9760
    @nenaniphiri9760 Месяц назад +1

    Last caller ,l feel for him veduwe vakadzi musadaro nekuti Munhu arwara ahuchamude? I have a brother so such stories really scares me,tisadaro veduwe

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 Месяц назад +4

    Vanhu vachatibhowa nenyaya yekusadzima radio

    • @izumiguta7599
      @izumiguta7599 Месяц назад +1

      Nhai zvinobhowa kuda kungoudzwa every time

  • @queenofsheba3978
    @queenofsheba3978 Месяц назад +2

    first caller why did she take him back iye akambomusiya, she is not serious with her life mhani. achasiiya aguva ne zirume iri.

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад +1

    1st caller mainini muri kutya kutizwa ko kuuraiwa nhaimi. Vakadzi vese vanorohwa chimbodzokerai kuxool kwete mudzimba mamuri umu hamusi menyu zvokwadi.

  • @nokuthulaannamanyangadze
    @nokuthulaannamanyangadze Месяц назад +3

    Varume chandakaona havade kutadzirwa vanorwadziwa kana vari ivo vatadza vanoti zviri normal ndinofanirwa kungoregerwa of which its not.

  • @elsiezvouashe4692
    @elsiezvouashe4692 Месяц назад +1

    Varoora vanonyanya vana dr choga always they say that statement yokuti mai vako muroyi or unorara namai vako please address this issue tanzwa nekutukirwa vanamai vedu nevaroora

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад +1

    Doc Choga regai kutuka vanhu pliz 👏👏👏

  • @nancyngobeni6105
    @nancyngobeni6105 Месяц назад

    I am heartbroken na baba avo vasingachaoni...please ladies ngative nemoyo😢

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa Месяц назад +7

    Kkkkkk yokupa zvinhu iyi ndakazopa tsano hembe dzemukwasha dzange dzisisakwani kkkkkkk kutsonga kufa chokwadi kukura hurombo 😂😂😂

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 Месяц назад +1

      Ini dzangu dzachembera ndinongozo shaya mumba...I don't know kuti dzinoendeswa kupi

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад

    2nd caller bbmunini munhurume haatengerwi doro ari murume zvonyadzisa kani veduwe munoitiswa nazvo izvi. Bvumai kana musina uye shandirai mhuri yenyu.

  • @dorischinoz642
    @dorischinoz642 Месяц назад

    Those that don't listen will listen.

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 Месяц назад

    Why musingambopewo Doc Nyamakawo zvese zvese doc Choga

  • @AdelaideBridgetNtebe
    @AdelaideBridgetNtebe Месяц назад +1

    Zvawanda zvoitika mudzimba sure

  • @irenemidzi5382
    @irenemidzi5382 Месяц назад +1

    Kana using mapaper hangover kubuda munyika

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Месяц назад

    Mainn ko modii kuita copy and paste mamsg acho musaita forwarded cz anoenda asina manumber anozviramba or screen shot nemazita

  • @BlandinaGutu
    @BlandinaGutu Месяц назад

    Bsabsa team

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад

    Avo mainini ve8 yrs zvokwadi ndiwo anonzi mawings chaiwo. Zvakaoma hazvo veduwe unotryer zvichiramba asi zvevamwe zvinongoitika nyore nyore ufunge asi zvako hazvibudi.

  • @SRJ419
    @SRJ419 Месяц назад

    Pa 2:10:35 ndabhoikana panzi Dr Nyamakawo Dr Choga vakuita take over 😢😢

    • @RosemaryPhiri-nv7zw
      @RosemaryPhiri-nv7zw Месяц назад +1

      Choga anohakira pese zvinobhowa ane full of I know inosvota.... haape vamwe mukana

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve Месяц назад

      Ndozvavanoita nguva dzese

    • @pterrymugabe3816
      @pterrymugabe3816 Месяц назад +2

      Choga kuganhira apa he is so subjctive...Bishop is so calm and collective ...

    • @BeatriceChiweshe
      @BeatriceChiweshe Месяц назад

      No sometimes doc nyama vanenge vashaya pekutangira sa bishop that's y doc choda vachizopindura

    • @pterrymugabe3816
      @pterrymugabe3816 Месяц назад +1

      @BeatriceChiweshe ayehwa...Choga anekakumhanya kaainako

  • @nenaniphiri9760
    @nenaniphiri9760 Месяц назад +1

    Hanzi mechanic usadaro 😂😂 na Tete

  • @emelygodzongi667
    @emelygodzongi667 Месяц назад

    Hanzi hoyoo natete Tilda😂

  • @CleopatraMudyandigere
    @CleopatraMudyandigere Месяц назад +5

    First caller haude mukadzi,wakadzokera kuona kuti mukadzi uyu ndiye ane luck rekuti uite mari if not waisambodzoka ende mukadzi haumude pachokwadi

  • @bchis8806
    @bchis8806 Месяц назад +1

    Babamudiki avo vari kuchando chinyahwe that's why mapepa ekuti mukadzi wavo ateverewo kuchando ikoko ichinetsa, simple.

  • @jgg55
    @jgg55 Месяц назад

    8 years 😭💔

  • @marvinmhlabati
    @marvinmhlabati Месяц назад +1

    😂😂😂Maturusi akgoverwa

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Месяц назад +1

    Kwa Nyamaropa shuru shuru zvatoze zvimwe zvinhu 💦

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Месяц назад

    Mainini second caleer itai musika

  • @MarthaMatasva
    @MarthaMatasva Месяц назад

    Njenjera kuurawa my dear

  • @giregrace317
    @giregrace317 Месяц назад

    ❤❤❤

  • @IreneChiwanza-hz7qx
    @IreneChiwanza-hz7qx Месяц назад

    😂😂😂😂

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa Месяц назад +2

    Zvirimudzimba umu kushinga chokwadi

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 Месяц назад

      😅😅 not true... maona dzimba dzinonetsa mukafunga kuti ndizvo zviri mudzimba zhinji 😅😅

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 Месяц назад +2

    Inga mudzimba umu ihondo yaHitla

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 Месяц назад

      😅😅 how did u come to that conclusion? Zvamaita is like going mu maternity ward and then concluding kuti vakadzi hobho vane nhumbu. You have a biased sample

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад

    Aimboveri makanika zvokwadi akaneta 😂😂😂

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад

    Vabereki ngavaende kwamambo . Simple!

  • @melodymncube5848
    @melodymncube5848 Месяц назад

    13:29

  • @seniorpat27
    @seniorpat27 Месяц назад

    Dr Choga your slowly losing it, how can you try to justify mashoko ekuti unodanana naamai vako? The wife was wrong for saying that and the husband was wrong
    Also your example of a lion and a leopard doesn't make any sense

  • @NonhlanhlaVundhla
    @NonhlanhlaVundhla Месяц назад

    Ummmmm mainini leave that man anokwanisa kudhakwa bada asingaiti serious

  • @Tari-g5g8r
    @Tari-g5g8r Месяц назад

    Kkkkk nya nyoka hre doc Chonga huye bodo

  • @izumiguta7599
    @izumiguta7599 Месяц назад

    Dzimwe dzamunoti marriage ka kkkkk ummmmm makwikwi

  • @julietmuchanyuri
    @julietmuchanyuri Месяц назад

    Hi padomestic

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 Месяц назад +1

    Uyu murume we$75 USD chikwereti coherent u are useless, murume rudzii anotadza kuita maricho to raise $35 monthly. Uri rombe rine nungo

    • @nenaniphiri9760
      @nenaniphiri9760 Месяц назад

      Things are tough out there believe me ,I was in Zimbabwe some time last year I saw it for myself Saka I understand it kana vanhu vachishaya mari

  • @IdahRugara
    @IdahRugara Месяц назад

    Murume uyu akaoma hana tsitsi

  • @ropamakoni2618
    @ropamakoni2618 Месяц назад

    First

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 Месяц назад

    Avo mai vemurume akazotadza kuona zvokwadi musadaro mukurwadza nemukuwana tiri nyama imwe kusvika muguva wena. Musadaro bb vevana venyu sure.

  • @MeaulahChakanyuka
    @MeaulahChakanyuka Месяц назад

    Makadiniko Tete

  • @IreneBhasera
    @IreneBhasera Месяц назад

    Taapo

  • @evechari2332
    @evechari2332 Месяц назад

    bamnini not serious🚮🚮

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa Месяц назад

    Murisei pano

  • @sharonmkwate3676
    @sharonmkwate3676 Месяц назад

    Hessy tete tilda

  • @brianmtengwa
    @brianmtengwa Месяц назад

    Vakadzi Vana ,, pamhepo hazvitaurike hazvo asi kurova it's part of discipline .. Munhu akasorohwa Ane kamwe kakutambanuka kasingadiwe . Let's be honest.

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa Месяц назад +2

    Zvirimudzimba umu kushinga chokwadi