Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
Mebo "Hitmaker" Obert Chari Explains nyaya yekunzi Akadzingirwa Mebo kuChurch
HTML-код
- Опубликовано: 17 ноя 2023
- Our Artist Of the week Is Obert Chari Aka Obert chari and the.Hakireni stars
He has.been trending on the.chats with his.Latest song Hamuna moyo wich has dominated the Radio music charts proving to be a talented superstar and dominating zimbabwean music
watch full interview
Mebo mebo yooo song ndoida iyoyo
Albert charii Pana hamuna moyo wakaimba life yangu chaiyoo
my own artist
My best artist
WekwaChari musarwadziwe naye Medo
Hauna moyo ndomashefu
Aaaazvina mhosva hazvoo.....
I like the music so different from other artists
Sei nhasi usina bheji
Ndoifarira song iyo makadini va chari
Mebo ndizvo yakaita kuti ndiwe zvandiri
Home boy wangu ini ndinobva paBaradzanwa apo
Chibaba ichooo
Chibaba ichoo
Mebo mebo
Ndongokuda wakadaro ufunge obbie❤
@@nomatamanyanga1967 Mebo ndizvo
Obie ari hambo
Hamuna moyo yakandiitira endai mberi mukoma
Social media aya achatiuraya nenhema ummm
Mwana wekwedu iyeye zcc mbungo
Ku z cc hakudzingurwe vanhu kuimba nekuti zvakatanga kare
Zviriko zvema babie kuchurch mukoma Obie
Inspiration qsn yabvunzwa mushe here pamazoedza kutsananguro mubvunzo? I doubt.
Wekwedu todada naye
Higher picture quality
Munorova mwana wekumusha ini ndobva pa aNjaravani apo
Gospel hausi musambo hama dzangu.
do you know the meaning of musambo in English
Pahasha pliz research before an interview
Munozvigonera henyu imi mkoma Obie
Um sabio na musica
Zvakaoma chokwadiìiiiiiii gossip
Kana rufu rwukangotangawo neni,,,,,ummmm unobuda misodzi apa
Usadaro😭😭😭😭
Mebo kkkkkkkkkkk
Aaaazvina mhosva hazvoo.....
Aaaazvina mhosva hazvoo.....