Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
May the Almighty Lord Comfort the Bethsaida Family, Much love from National Apostolic Faith Mission of Holy Ghost (Neshinari), tinemi pakuchema Baba uye Gamba rechipostora
RIP AchiBishop bba vaManhango makarwa kwakanaka chose, tasara ngativavarire kutevera tsoka dza bba, Amen amen.
Amen amen Bishop ndichatsigirawo basa rakasiiwa ne Nhume
Makarwa kurwa kwakanaka Baba...makachengetedza kutenda. Tinotenda nguva yamakatidzidzisa shoko raMwari...zororai murugare Bishop!!!
Go well Nhume yedu ndiyo yoga yakatumwa kuparadza humambo
Musandisiye Baba ndichitambura
Rarai zvakanaka nhume yashe 😭
🙏🙏
😢😢😢😢Tinoti zororai murugare 💔💔😭💔 unorema kani mutoro wacho
Makadzidzisa mhuri zhinji kunamata rugare kwese kwamuchafambiswa nengirozi piwai mapapiro machena
Fambai zvakanaka munhu vamwari makaita basa guru kwazvo
🙏🏼
Go well baba
❤❤❤
Rip baba Manhango
Go well baba 😢
Makarwa kurwa kwakanaka 😢😢😢zororai zvenyu
Fambai zvakanaka Baba, makarwa kurwa kukuru
Mumba or muchch
Mumba mavo
@@TanatswaMakwavarara hooo ok yakakura wena
My father rest in peace makarwa kurwa kwakanaka.tinokutendai nebasa ramakabata amen 😢