Thanks for the advice ini anditodiwe nababa vangu chaivo nyakubereka vakandiramba IZVEZVI anditaure navo ndakapedza kuda kuti nditaure navo asi vakandiudza mashoko anorwadza so ndikunforarama.hupenyu hwankuwo zvekuimba izvozvi ndozvandofarira kana mwari vatendera ndinovimba ndichaenda mberi nekuimba life yakaoma kana uchichengetwa nemubereki mumwe nekuti ndine zvandofungao kuti DAI baba varipo vaindibatsirao
Thanks for watching: These videos are created from Creative Commons videos that are allowed for reuse. They are edited to match our culture, language and values ..They are mainly based on things that happen in our daily lives, therefore their purpose is to teach, inspire, and entertain.
What a touching story.... lf l was Jose l would forgive him..... 'and free myself from pain....... ivo baba ndo vaizoita hupenyu hunorwadza nekuva guilty
Mwari haadhakwe chete i can relate haada ..One day someone will testify chete.Dai ndirini Jose yes ndaivaregerera nekuti handisi Mwari anotonga uye Ivo jeri ravo vakatoripika kudhara..Saka ndaivaregerera zvangu
Touching....had twins and my husband cried achiti haasikuda matwins,didn't touch them vaichema ndichivanyararidza ndega achiti nyararidza tumakonzo twako...after 2 weeks the other twin fell sick and passed on.lt was like a relief to him....later separated and he passed on 2 years later
Yandibata Bata Mwoyo nyaya yaJoze, aaaaagh!!! What a lesson, yandifungisa nyaya yakaitika kune Shamwari Yangu uakaitirwa zwimwe zvoooo!!! Zvisineyi mwanasikana akakura, hameno kuti vanhu vanodarirei, asi hupenyu hurefu veduwe, Mwari ndivo vanotonga.. But hey hey, what a lesson
😨😨ndapedza hangu kuona asi misodzi dzadzichiyerera hupenyu ha Joseph nehwangu hwakafanana shuwa zvinorwadza kurambwa na baba wofirwa na amai shuwa mwari mhinduro vanayo 1 day vababa vangu vachanditsvagao ndini Joseph Talent Moyo ku South Africa mu Pretoria Mamilodi
Eu podia perdoar na vida tem outras coisas não percebemos más depois descobrirmos o seu sentido de acontecimentos em tudo quero agradecer pelo seus esforços de trabalho Deus te abençoe Amém
Dai ndirini joze baba awa was not going to forgive him but it's a very good lesson esp to men. Thank you so much presenter keep on teaching people 🛠 to Jose he forgive his father remembering waMujubeki
Honestly speaking Joseph is a better man than me coz tbh, if I was in his shoes, I wouldn't have forgiven the person that rejected me when I needed him most only to reappear in my life after I had made it so I would have just told him to carry on with his life and continue with my life 😊
All things work together for the good.I have encountered many situations when blood relatives neglect children due to many reasons but God is for us all, I have seen many of such neglected prospering in life.
Unovaregerera, mai vangu vaiti munhu anotakudzwa mutoro wake kkkkkkk. Kana ivo Mwari vanofarawo if we forgive each other because He is a forgiving God.
Thanks for the advice ini anditodiwe nababa vangu chaivo nyakubereka vakandiramba IZVEZVI anditaure navo ndakapedza kuda kuti nditaure navo asi vakandiudza mashoko anorwadza so ndikunforarama.hupenyu hwankuwo zvekuimba izvozvi ndozvandofarira kana mwari vatendera ndinovimba ndichaenda mberi nekuimba life yakaoma kana uchichengetwa nemubereki mumwe nekuti ndine zvandofungao kuti DAI baba varipo vaindibatsirao
Thanks for watching:
These videos are created from Creative Commons videos that are allowed for reuse. They are edited to match our culture, language and values ..They are mainly based on things that happen in our daily lives, therefore their purpose is to teach, inspire, and entertain.
Am asking for the title of the full movie please 🥺❤️
Okay
@@felixrusipe70 can you see us
you are good at all
@@felixrusipe70its a Zambian movie on Netflix
Mazviita.....it's so powerful ....I have learnt a lot and appreciate mabasa makuru anoitwa nevamwe
So touching 😢 ndabva ndafungawo vangu vana vakarambwa na baba vacho vachiti havadi vana vasikana Mwari ngavandikundise ndiyaruse vana vangu 😢
Amen ..Mwari vachakurangarirai... Mugare muchiisa vana venyu pamunyengetero. Naivo vadzidzisei kunamata zvakanyanya kuti muone hukuru hwaMwari kuti havatinyadzise 🙏
Hugs cusion
Srs zvakaita here izvi. Munhu anoramba mwana musikana hakusi kufarisawo here ikoko
@@rondedzerodzeupenyuAmen
True zviriko ini ndakasangana nazvo izvi
Mwari vanosimudzira pakazvidzika shuwa.May God bless you more
Ndinote nda nyikayedu inodaku bataniswa tivevanu vamwechete thank you God bless you
Mwari vanosimudza marombe kubvamuguruva uye kurambwa nababa handikurambwa nedenga Mwari vanoda zvakazvidzika kuti hukuru hwavo huoneke uye mazvita nokundisimbisa inyaya irimuzvizvarwa zvemhuri yangu Thank you Jesus
Vana hava furatirwe hama dzangu zvipo zvinobva Kuna mwari , Dai ndrini Joseph baba vangu ndaiva regerera nokuri bhaibheri rinoti chivi achidzorwe
What a touching story.... lf l was Jose l would forgive him..... 'and free myself from pain.......
ivo baba ndo vaizoita hupenyu hunorwadza nekuva guilty
Mwari haadhakwe chete i can relate haada ..One day someone will testify chete.Dai ndirini Jose yes ndaivaregerera nekuti handisi Mwari anotonga uye Ivo jeri ravo vakatoripika kudhara..Saka ndaivaregerera zvangu
God is great, chinotarisirwa pasi ndicho Mwari anokwiridzira,upenyu ukakura pasina chinonetsa haungoni kuzoratidza simba raMwari, chivanhu chinoti chirere chingokurerawo,munamato vaTenzi tiregerere vanotitadzira kuti tingoregererwawo,thank you nedzidziso yakanaka yehupenyu
Thank you sister for giving us such stories we are learning a lot ❤❤❤❤
Thanks very much Stella 🙂
Upenyu wha Jose akapiwa nababa vake avo vanova vakamuendesa kuchikoro
Touching....had twins and my husband cried achiti haasikuda matwins,didn't touch them vaichema ndichivanyararidza ndega achiti nyararidza tumakonzo twako...after 2 weeks the other twin fell sick and passed on.lt was like a relief to him....later separated and he passed on 2 years later
Kudzidza hakuperi vanababa madzidza Jose did the best kuvaregerera Mwari ndivo vanorova iwe wakaita ukasiira Mwari
Yandibata Bata Mwoyo nyaya yaJoze, aaaaagh!!! What a lesson, yandifungisa nyaya yakaitika kune Shamwari Yangu uakaitirwa zwimwe zvoooo!!! Zvisineyi mwanasikana akakura, hameno kuti vanhu vanodarirei, asi hupenyu hurefu veduwe, Mwari ndivo vanotonga..
But hey hey, what a lesson
😨😨ndapedza hangu kuona asi misodzi dzadzichiyerera hupenyu ha Joseph nehwangu hwakafanana shuwa zvinorwadza kurambwa na baba wofirwa na amai shuwa mwari mhinduro vanayo 1 day vababa vangu vachanditsvagao ndini Joseph Talent Moyo ku South Africa mu Pretoria Mamilodi
Zvinorwadza Jose asi hazvina basa mhuri yako yauchaita ndidzo dzichava Hama dzako idzodzo... Hupenyu huchitoenderera mberi... 🤗👏❤️
That massage inodzidzisa a lot kudai mwari vapindira vazhinji vanoramba vana vanhu vechirume nekuda kwesituation bt hazvinzwaro
So touching, God help us.
Anotonga ndiMwari, baba vanochengetwa dzidzo yatosvika kwavari vachaudzawo vamwe
Your stories are the best❤ thank you so much🎉
😭😭😭 nyaya yajoseph yndirwa zvokuti ndaita kubuda musodzi nayoo
So touching story. Ndirini Jose uuuuuuum pairema apa ndaitongofuratira ndakaenda hangu😢
Eu podia perdoar na vida tem outras coisas não percebemos más depois descobrirmos o seu sentido de acontecimentos em tudo quero agradecer pelo seus esforços de trabalho Deus te abençoe Amém
It's so touching Jose thank you nekugona kuregerera Mwari ndiwo wanotonga
Inspiring.....I have learnt to care for those who are in need....so help me God
In life we have to be thankful for what God has given us
Dai ndirini joze baba awa was not going to forgive him but it's a very good lesson esp to men. Thank you so much presenter keep on teaching people 🛠 to Jose he forgive his father remembering waMujubeki
A good story and I am learning you are a Hero 🎠🌹💞 super excited
Wat a lesson, thank you auntie
Marwadzo asi. Jose wakagona. Kuregerera Daddy vako bhangu
Honestly speaking Joseph is a better man than me coz tbh, if I was in his shoes, I wouldn't have forgiven the person that rejected me when I needed him most only to reappear in my life after I had made it so I would have just told him to carry on with his life and continue with my life 😊
Forgiveness should be a must nommeter what
Can't say anything my heart is bleeding ndachema veduu we.
Ndachema hangu but why
Ndadzidza zvakawanda panyayaiyi .thanks
Thank you so much handaivaregerera ini
We should take note such stories happen We as parents and the children should learn from this story Thank you sister for sharing us this true story
Thanks a lot 👏👏👏☺️
So touching. I dont know why vanhu vane moyo yakaipa kudaro. Unoramba mwana anozivei chacho chaunomupanichira kudaro
Nyaya yandichemedza yandifungisa hupenyu wangu. Asi amai vangu ndakavaregerera even though she will never like me
Thank you my sister, your stories are touching
ndobva ndafunga makuriro andakaita hangu without my father kutozozivana ndane 27yrs
Muito triste, que Deus abençoe 😢😢😢😢
All things work together for the good.I have encountered many situations when blood relatives neglect children due to many reasons but God is for us all, I have seen many of such neglected prospering in life.
God bless you Joseph zvinowanika muupenyu
Ini hangu kutaura shuwa handina moyo sewaJoze😔😔
May God bless you with yr story l ❤ it
Nyaya ino suwisa ndadonha misodzi.Mwari vanosimudzira zvakazvidzika.Kuregerera kunongodiwa Mwari ndivo vanoranga
That was a touching story indeed. Ndadzidzawo chokwadi.
🎉🎉🎉 Thanks for the story ummm ndambopotsa ndachema hank
Ino chemedza nyaya iyi ndabatikana 😢😢god bless you Joseph
Ummm so painful mwari ngavaropafadze Joseph nekusingaperi
Kudai ndiri ini zvanku bba vanku ndaisavaregerera ini aah,hantii ivo vanenge vakandiramba ndichiri mudiki 😢😢😢
Unovaregerera, mai vangu vaiti munhu anotakudzwa mutoro wake kkkkkkk. Kana ivo Mwari vanofarawo if we forgive each other because He is a forgiving God.
@@lindahpemba7898will forgive and not entertain hangu
Ndachema hama nyaya iyi i chokwadi ndarwadziva mufunge Mwari tibatsirei
God is good... Ukaita chakanaka wazviitira and if do chakaipa futi, unenga wazviitira☑️
Honestly speaking dai ndirini Jose baba ava ndaisavaregerera
Ndaivaregerera hnku
Amazing story telling❤❤❤❤
I WILL FORGIVE HIM BECAUSE HE IS MY FATHER ❤❤❤🎉❤😢😢😢
Nyaya. Iyi yandirieadza
Iyi nyaya yakangofanana neyangu ndinomboda kuzvikanganwa but hazvisikubuda mufungwa dzangu kubva ndiri mudiki ndatovawo mai😢
@lovenessmatsenhura5349 Hugs sis ❤❤❤
Ndiri ku Mozambiqui ndirimumozambiquen ndinofarira,shirongua Shenhu zvakanhanha,tenk you sister.
Ndinotenda nekutsigira kwenyu
Joseph ane moyo wakanaka ini hangu handaizvigona zvababa vakadai
Pahupenyu hwakaoma asi gamuchira zvawapihwa na Mwari nhokuti ramangwana husiku
Ndachemedzwa with this sad storyy
Kna ndaiwe ini joseph bba ndaisavaregerera ndaingoenderera mberi nelfy yank
Ndaiwaregerera uye ndichiwaudxa chokwadi kuti wave nechidzidzo nekuzodzidzisawo vamwe ummm but zvinobata
Yaah dai ndirini ndai varegerera coz kusaziva kwavo
Yaaa ndabatika asi mwari variko baba ndovaregerera asizvinonesta kubuda muhana
Rondedzero unonyatso dzidzisa zve ini ndinokutendai rambai muchadaro musapere power
Ndinotenda neniwo nekutsigira kwenyu 👏
Baba vaingo Sara vakadaro nekut hapana chachinja
Mai vaJose dai vakauraya Jose nekuda kwavo vaizoita sei
You are a good story teller
My tears poured down unconsciously
I'm crying as I'm watching this video exactly my background
Hugs love
Inorwadza eish
Thanks Joseph for forgiving ur father,l know it hard but u did great.
This is a powerful story so touching I enjoyed all the episodes
Misodzi yangu yayerera kubva mai Joseph pavakabatsirwa kusvika story yapera
Ummm zvinosuwisa,,ini handiregerere nhasi ndanakei
Handambo varegerera vakandiramba ndichirimucheche ..kuti ndiri Musupee handina kuchinjaa saka vanondiisa kupii
Ummm zvakaoma ....ndabatikana hangu Jose aive mkomana weumhare zvechokwadi
Joseph anemoyo Wakanaka ini hangu ndakazvimiririra handairegerera baba
ini pachangu dai ndry Joseph andikwanisi kuvaregerer
Ndachema hangu ini aaa
God is good all the time Mwari tibatsirei tichengeta vana
Ndairegerera hangu baba coz anotonga ndiye Mwari nekuti zvinonzi regerera kuti ugozo regererwawo
Power full...💥💥💥💥💥🔥🔥🔥ko move iyi inonzi chiiko
Can you see us
Nyaya inorwadza iyi. Ndadzidza zvizhinji asi ndabuda misodzi
Thanks for watching
So emotional 😢😢baba ndaiveregera hangu
Siyabonga bakithi uthando oluyenzeka kunjoseph asifunden ukuthanda izipho esizophiwa yinkos
Ndiri ini Joseph handazomboona ndichivaregerera baba ava
That's why ndichifarira nziyo yaObert Chari "Hamuna moyo imi " inga zvakaoma nhai ndozvoita kuita kwaMwari
Hapanazva izoita sezvoarimwa nabati ummmm pangapaka oma
Tirikudzidza .thanx sisi❤
Vana havarabwi zvisinei kuti pane ane hurema, musope,kana kuita vasikana chete kana vakomana chete .vana vane zvipo unzonyara mangwana ive unenge vakaramba vana. vanababa vakavanda vanoramba vana nenenge vakuita sa baba vaJose vanga vakungochema vachiona chipo chavakaramba chichiita zvinofadza pamberi pavo.
😢😢😢😢Pakaipa ngatidei vana sekuzvida kwatinoita hazvinei kuti mwana auya ari werudzii
😢😢😢 ndarwadziwa
Thank you munyori it is a very touching story 😢
The message in this passage is on another level 👐👐👐.
Keep up with the good work we enjoy your stories ☺️
So touching keep sharing stories like this
Ndaivaregerera Mwarivanoziva 🙏
Heartless people sometimes need to be treated with love, Love would be their only painful punishment nothing else.
Ndini Muchope pa Mozambique baba ava vakanyara
Ummm zvinorwadza asi kuregerera ndochikuru muhupenye shem joze namai vake vakarwadziswa shem
zvinorwadza kurambwa nemubereki vako okusiya wozukuda vakura ini ndirini ndinovaramba sekuramba kwavakandiitawo