ORAMBIRWA KUTI AZVARA MWANA ANEHUREMA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • KURERA MWANA HAIZINYORE

Комментарии • 609

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 2 года назад +30

    Asi vanhu kana tisati tawirwa bedambudziko rKaita seiri ngatirei kujaja mnhu nokuti mngwana hatizive kuti Mwari vakatirongerei mngwana sure ungati mnhu ane zvinhu zvinotora mari dzedu iye achitambura nmwana kudai saka mari dzacho dzamuti munotorerwa dzinoenda kupi iye achitotambura kudai tisadaro veduwee 💔💔😭😭

  • @elifamogora2261
    @elifamogora2261 2 года назад +33

    Mwama chipo chinobva kunamwari uye zvawapiwa nashe unogamushira u are a hero mwana anenguva yake yekubva pano pamyika shinga hako mwari vanewe

  • @qbeebee5886
    @qbeebee5886 2 года назад +37

    This lady has gone through a lot of hardships in her prime life. Ndarwadziwa. Mwari pindirai and give this lady peace. Upenyu mutoro chokwadi.

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 2 года назад +30

    Mwari ndiye anopa nekutora,Mwari will richly bless this lady,she has a good heart

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika3361 2 года назад +28

    Zvakaoma hazvo mwari pindirai,misodzi yangu yabuda pandaona mwana wacho.Baba vakaramba mwana uyu makazvitsvagira curse mega muchatambura zvenyu mwari havadhakwe😭😭😭

  • @chipomaziriri1639
    @chipomaziriri1639 2 года назад +10

    Mwari itirai this lady zvese zvaanoshuvira muupenyu.Thank you so much drewmas media nevose vanobatsira.

  • @chipokunyarimwe3498
    @chipokunyarimwe3498 2 года назад +5

    Baba wemwana uyu kwamuri ka Mwari awe nemi My sister Mwari wakurangarura thank you team

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 года назад +34

    You are a super mom♥️🙏haisi nyore chokwadi, murume oramba kuti mwana chirema, hama dzoramba kukuchengeta dzako , asi Mwari vachakurangari dearest, as for the father he has cursed his own family ( dzinza) rese 😔, God remember this mom and her child.

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 2 года назад +19

    Mwari veduwe muripi this is very heart broken Mwari rangarirai mwana wenyu ndarwadziwa hangu i cant help wt anything

  • @peemakunzana0691
    @peemakunzana0691 2 года назад +18

    Zvakaoma sei zvichidaro pa nherera Mwari ndarwadziwa ichokwadi kuuraya mwana Ari mudumbu samai unenge wakuzogara uchiti paya ndakauraya mweya wamwari ,,nguva yake ichakwana Mwari achakupindura munin'ina Mwari ndewe nherera

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 2 года назад +38

    This lady has been through a lot of pain💔😢

  • @vimbaigertrudemaocha3146
    @vimbaigertrudemaocha3146 2 года назад +14

    Chandafarira pane mukadzi uyu haana kuita pfungwa dzekuti arase or kuuraya mwana , God will see her thrue .

    • @nettiemapfumo4773
      @nettiemapfumo4773 2 года назад

      Zvinosiririsa

    • @elizabethmatanha2551
      @elizabethmatanha2551 2 года назад

      Ndarwadziwa

    • @shuemazenda
      @shuemazenda 2 года назад +5

      As bad it is ..I wish dai akamuraya because the pain she is going through..f t was me would hv died karesa

    • @joymafukidze6297
      @joymafukidze6297 2 года назад

      Yaah upenyu mutoro veduwee!! So sad.

    • @sarunyazamba6000
      @sarunyazamba6000 2 года назад

      She was going through a lot,she died two days after the interview.

  • @pardonmusonza4238
    @pardonmusonza4238 2 года назад +18

    Ndokumbirawo isu vatsigiri veDrewmas Media kuti tisati tawona tingoisa LIKE tozowona zvedu zvatinenge tapakurirwa thanks kune vachatsigira pfungwa iyi

  • @renicachapwanya1850
    @renicachapwanya1850 2 года назад +25

    What a strong young woman.May God see you through.

  • @davidzikhali4823
    @davidzikhali4823 2 года назад +14

    Iyooh some times you think you have problems not until you meet people who got really heavy problems may the good lord hear your cries

  • @dennydennis8844
    @dennydennis8844 2 года назад +11

    Right vanhu vaMwari ini ndabatikana zvisingaite Ko hatikwanise here kutsvaga lawyer atibatsire kuti bhanguza arohwe ne maintenance nekuti ha izvi zvinorwadza mhani ndabatikana stereki 😢😢😢😢

    • @memorymanyame3636
      @memorymanyame3636 2 года назад +1

      Chokwadi ndabatikana hangu 😪😪💔💔💔💔💘

  • @robertzvidza383
    @robertzvidza383 2 года назад +18

    its so emotional couldn't hold back my tears...she is a strong lady and God will bless her

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 2 года назад

      It's very sad kuti help yaaida yanona stress yanga yamukuvadza anzi she is no more akashaya nhymi..meno kuti mwana achachengetwa naani sure

    • @missgee1981
      @missgee1981 2 года назад

      Its sad sha. May her soul rest in peace.. uri sei Robby

    • @salrodhesia6593
      @salrodhesia6593 2 года назад

      Zvinorwadza mufunge .

  • @brytonmadziko9913
    @brytonmadziko9913 2 года назад +15

    this is so heart breaking ndabatikana hangu apa she is a beautiful soul

  • @olivianyangombe8557
    @olivianyangombe8557 2 года назад +8

    Haaaa kushaya zvangu ndaidai ndabetserawo mwari pindirai

  • @magoraleoba
    @magoraleoba 2 года назад +11

    I couldn’t hold my tears 😭 you are such a brave woman

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 2 года назад +17

    Thanks Andrew you are teaching these youngsters basa vachimboita vega

  • @danielmhari7225
    @danielmhari7225 2 года назад +7

    Iiiiiii chete varume Havana havo moyo after dambudziko rakadai woramba mkadzi bcz God has decided to bless you with such a baby. Some of the things needs attention from both sides baba vemwana ngavadzoke apa mkadzi uyu aitoti ndawana. Baba ndawana Mai apa murume oramba zvakare😭😭😭 I wish God will do the best for that lady apa mwana mudiki

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika398 2 года назад +6

    I love the team Chihera on Shona mainini on ndebele translation

  • @user-hz2mx6ir8n
    @user-hz2mx6ir8n 7 месяцев назад

    Mwana chipo chinobva kunamwari uyezve mwari ndiwo wanotora munhu hafani kujaja umwe mnhu mwari ndoanojaja veduweee zvakaoma mwari wonaiwo murandakadzi uyo veduweee😊

  • @tongesayimaenda2915
    @tongesayimaenda2915 2 года назад +31

    A very strong woman, we as Zimbabwean mens, we owe that lady an apology.

  • @annahmakupe8304
    @annahmakupe8304 2 года назад +6

    My heart broke. .such a brave woman. .😢😢😢....a mothers love is the strongest. ..

  • @yeukainyanjera5525
    @yeukainyanjera5525 2 года назад +1

    Ndarwadziwa ndazvibvunza mibvunzo yakawanda ndashaya nhinduro ,asi mhinduro iriko kudenga zvakataurwa na Charamba.Mwari mirai murimi mega pamurandakadzi uyu🙏🙏🙏

  • @sinikiwemtombeni3464
    @sinikiwemtombeni3464 2 года назад +16

    moyo wangu waenda kure ummm

  • @mostervengesai4158
    @mostervengesai4158 2 года назад +4

    Yah zvinorwadza Mwari ndiregerereiwo pandinenge ndichifunga kt ndine matambudziko mupenyu ndirangarirewo kuti kune vanawo kudarika angu Mwari ngarangarire mukadzi uyu moyo wako urambe wakadero wasangana nezvinorwadza uri mwana udiki😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @wellingtondandajena2369
    @wellingtondandajena2369 2 года назад +24

    Big up Chihera, u are doing well in speaking Shona. You guys are doing a great job. Dai Mwari varamba vachikubatsirai.

  • @johnamakavi3171
    @johnamakavi3171 2 года назад +34

    This lady never had piece in her life before , wish her the best to come 🙏

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 2 года назад +4

    Nyaya inoshungurudza.Chihera wapamberi wena.U hendled this interview very well.Keep it up.

  • @manetamajongwe4383
    @manetamajongwe4383 2 года назад +3

    Song GOOD BYE yandichemedza ndichiona musikana uyu at the sametime ndichinzwa kuti that was her last interview before her death. May her soul rest in strength , she tried all her best as a mother Mwari vakaona havo zvakakodzera kuti azorore from all sufferings.💔💔💔💔😭😭😭

  • @milmwa2801
    @milmwa2801 2 года назад +35

    True definition of a Mother, some women are abandoning able bodied children but you decided not to. May God meet you at your point of need. Mwari vakupe zvishuviro zvemoyo wanyu Mami. Luv you

    • @tongesayimaenda2915
      @tongesayimaenda2915 2 года назад +1

      That's true, the spirit of of motherhood was upon her and couldn't feel good to abandon that precious gift she conceived after a long time. Guys what pains me most is that she passed on before we even chip in for assistance. MHDSRIP.

    • @milmwa2801
      @milmwa2801 2 года назад

      @@tongesayimaenda2915 It's a pity hey, I feel for the baby. May her saul rest peace.

  • @musekiwamachakanja2628
    @musekiwamachakanja2628 2 года назад +16

    She should go and speak to the Chaplin at the AFZ , I am sure they should help her

  • @rannydewah8549
    @rannydewah8549 2 года назад +6

    Welldone Chihera we r proud of u! . . .

  • @dorcusnyaganga6614
    @dorcusnyaganga6614 2 года назад +4

    Mwari muripi pamuranda kadzi wenyu uyu dai mapindira eish eish jehohva 😭😭😭

  • @evernicechiedza870
    @evernicechiedza870 2 года назад +1

    Mwari wee muripiko ndingaimba sei nziyo dzekurumbidza zvinhu zvakamira zvakadai mwari wee toimba sei nhai mwari asinakurwarirwa haazvinzwisise asina kufirwa haazvinzwisise inzwai minyengetero yedu ndarwadziwa hangu

  • @gariwestan
    @gariwestan 2 года назад +9

    Well done Chihera and Mainini. 👏 I hope the young lady will get help. She has been through a lot.

  • @memorymemo9959
    @memorymemo9959 2 года назад +12

    May this lady's soul rest in peace...l hope the child gets all the love and care that he needs

  • @audrychamangira9179
    @audrychamangira9179 2 года назад +9

    This woman is very strong. I couldn't hold back my tears yet she is explaining her story very well. May God bless you mama. I don't know the exact words to say to you......may it be well with you🙏🏾

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 2 года назад +20

    Umm she has a brilliant mind , i wish if we can all cone to help this lady

    • @swingyjr
      @swingyjr 2 года назад

      and now she just passed away. its a crazy world

    • @raychibvongodze5283
      @raychibvongodze5283 2 года назад

      @@swingyjr ooh what a sad develpment

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 2 года назад +6

    This is very painful to watch 😭😭big up ladies you have done it again 💖👏👏thank Drewmas Media taking you to another level

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 2 года назад +29

    Your story deserves the world to know about it. You went through so much in life 💔 what you went through in life that's what gives you this good heart and a lot of determination paupenyu. This is very painful. But mwari haakupe zvisina kuringana newe also zvausingakwanisi kutambira. God wl help you.Ndarwadziwa hangu.

    • @nomatteramapanda2893
      @nomatteramapanda2893 2 года назад

      Apa akanzi akashaya imagine after going through all this ,May His soul rest in peace

    • @victorben1739
      @victorben1739 2 года назад

      @@nomatteramapanda2893 kkkkkk

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 года назад

      This thing about God giving you what you can handle kaaa...zvakaoma veduwee.......I went through something that nearly killed me physically though I know I'm dead as I can't feel anymore pain. Some things are just too hard and very bad

  • @musasasharon5470
    @musasasharon5470 2 года назад +1

    Zvakaoma hezvo ...kushaiwa zvangu ingadai ndiine chinhu ndaibatsira...rambai muine moyo wenyu mainni...one day is one day

  • @Mafarakuseni
    @Mafarakuseni 2 года назад +1

    Ko y chihera muchi struggler zvese Shona neNdebele imi muchiratidza makukura muchitaura ndebele imbotererai mainini

  • @boggerfransisco6800
    @boggerfransisco6800 2 года назад +3

    Mwari pindirai batsirai mkadzi uyu she's a hero

  • @takudzwamusinga2722
    @takudzwamusinga2722 2 года назад

    May the Lord bless this Lady and kid. Mwari haasi murasi wavanhu. Nguva yako hanzvadzi yekufara inosvika. Mwari will always be with you. The Lord will bless you

    • @alfinandhlovu5305
      @alfinandhlovu5305 2 года назад

      Hanz akabva aCollapsa akafa may her soul rest in Peace

  • @tenderomarazanye
    @tenderomarazanye 2 года назад +4

    Weldone Oppah- Chihera

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo 2 года назад +17

    This is really sad. As people let's normalize accepting scientific advice. Had she know better, she should have terminated as advised by Doctors. She took a decision with the father in mind yet the father came back to reject both of them. Zvinoda kushinga kana wasangana nezvakadai.

    • @monicamanamo7579
      @monicamanamo7579 2 года назад +2

      Ichokwadi ichocho....hakusi kuuraya ba..bt now kwakutambudza mweya waMwari.doctors are a gift from God let's listen to them..ndarwadziwa Ini😭

  • @annahgangiragangira4260
    @annahgangiragangira4260 2 года назад +1

    Veduwee Mwari inzwai mwana uyu vanhuwee ndarwadziwa

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 2 года назад +1

    Veduwe ndarwadziwa hangu apa mai vemwana is very young dai Mwari mamurangarirawo veduwe

  • @mercyg4397
    @mercyg4397 2 года назад

    Ndarwadziwa nezvaurikuenda through munin'ina.Mwana chipo chinobva kuna mwari. Mwari ngavakuropafadze uye vakubatsire iwe zvose nomwana. Be blessed.

  • @flymak1975
    @flymak1975 2 года назад +4

    You are such an amazing woman...you have been through a lot my sister, you have so much to teach....dai Mwari vakurangarirawo...i am so so touched by your constant reference kuti MWANA WANGU. You teach us that even though he has so much that makes life complicated but you tell us ...MWANA WANGU

    • @Amarie077
      @Amarie077 2 года назад

      Unfortunately she passed away paakazobuditswa ufunge. She passed away 5 days after.

    • @NondoKadzi
      @NondoKadzi 2 года назад

      @@Amarie077 thats really sad iii

  • @sheltermukamba8577
    @sheltermukamba8577 2 года назад +7

    Chihera to the fullest weldone for trying shona tichadzidzawo ndebele love you all Drewmas media team

    • @mandlasbu7267
      @mandlasbu7267 2 года назад

      She's a shona akula ndebele elinje

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 2 года назад +8

    Drewmas media thank u. Very sad. Hugs. This is so heartbreaking 😭 nhai mwari wangu but tikabatana anoita zvakanaka mwana

  • @busybeebusybee6336
    @busybeebusybee6336 2 года назад +8

    This life so painful 💔
    Lord comfort this lady 🙏

  • @hlanjiwesibanda7017
    @hlanjiwesibanda7017 Год назад

    God bless you my dear 🙏 you are a strong woman

  • @Bidza1
    @Bidza1 2 года назад

    Ummm lyf yakaoma mwari pindirai pamwana RIP my sister ndarwadziwa

  • @milliekondo6007
    @milliekondo6007 2 года назад +3

    Mwari wenyasha wanirai nyasha mwana wenyu!!!!

  • @NondoKadzi
    @NondoKadzi 2 года назад

    yhoo ya this woman has seen it all yho. Mwari musanyarare mwana wenyu uyu murangarireiwo ndapota

  • @tendaisithole8268
    @tendaisithole8268 2 года назад

    Zvakaoma marwadzo hupenyu dai mwari apindura ashandurawo hupenyu hwake hufambe Zvakanaka

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi 4 дня назад

    She right ngaafe nenguva yske yamwari kwete kuuraya mwana

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 Год назад

    Baba vemwana vanoda kutonamatirwa nekuti chokwadi unogona kutozviita zvakaitwa nababa ava.
    Amai vemwana Mwari vekudenga vakurangarirei pese pamunenge muri nemwana.

  • @ayandamalombo6144
    @ayandamalombo6144 2 года назад +3

    😭😭😭😩😩 aaah ndarwadziwa veduwe ahana kumbobvira akafara mukadzi uyu mwari ngavamurangarirewo God bless you my sister

  • @FaithMudadi-mj8fm
    @FaithMudadi-mj8fm Год назад

    Mwana wacho akamboremara zvakaita sei nhai veduwe😢😢😢😢

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi 4 дня назад

    Buritsai wo ka mwana wacho timuonewo

  • @fkats4177
    @fkats4177 2 года назад

    Ndarwadziwa

  • @zakaroyalty62
    @zakaroyalty62 2 года назад +4

    This is so heart wrenching….how can Zimbos treat disability with such sheer ignorance & rejection! Sad & depressing 🥲😩!??

  • @nakai5772
    @nakai5772 2 года назад +3

    Muma society mune vanhu vari very evil how can they say such hateful stuff pamwana mudiki akadaro my heart is broken my dear Mwari vakurangarire

  • @abigailpatterson9490
    @abigailpatterson9490 2 года назад

    Mmmm Mwari

  • @alicelazaro1394
    @alicelazaro1394 2 года назад

    Ndakarwadziwa hangu ishy

  • @rofhiwamillicent7284
    @rofhiwamillicent7284 2 года назад +2

    May God bless u my ssta. You r 1 in a million. Nothing is impossible with God

  • @mlilofuture3314
    @mlilofuture3314 2 года назад

    What a strong woman that true let make up our mind Zimbabwe and help ungakuphi kwendawo singaxumana Lani njani ngapha e south

  • @georgephiri7839
    @georgephiri7839 2 года назад

    Dai Mwari varova baba ava neahamhu vasamboite mumwe mwana kusvika vvachengeta iyeyu

  • @evernicechiedza870
    @evernicechiedza870 2 года назад +2

    RIP sisi ndarwadziwa hangu ndabatikana handina kana neremuromo 😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @salrodhesia6593
    @salrodhesia6593 2 года назад +8

    May her soul rest in peace. I can’t believe this lady is gone living behind her child alone. Who is going to look after Sky . 😭 😭😭😭😭😭😭.

  • @tindomawara8414
    @tindomawara8414 Год назад

    God bless yu my sister

  • @sheilagotora860
    @sheilagotora860 2 года назад +5

    They should expose the guy's name.

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 2 года назад +2

    Noni good ndebele ungumuntu wena namhlanje ngolunye usuku siyabonga chihera no Noni

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 2 года назад +1

    Mwana mudiki kupindana nenyaya dzakadai, zorora murugare dear😭😭😭💔💔💔💔💔

  • @yamuraimaposa4269
    @yamuraimaposa4269 2 года назад +1

    Mwari pindirai inzwaivo kuchema kwa sister vedu.

  • @pamelamupungayi
    @pamelamupungayi 2 года назад +1

    Tragic 😥, sad to know she has passed... The young lady went through a lot of difficulties indeed.
    And murume wacho kuti hurema hwemwana huno tarnisher image yako how 🤔 Zvakaoma, you're heartless !!!

  • @eliasdimhairo1853
    @eliasdimhairo1853 2 года назад

    Mwari onai vanhu venyu

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 2 года назад

    Mwari ndiye ane mhinduro , mhinduro ndiJeso

  • @beatricemarapara3434
    @beatricemarapara3434 2 года назад +8

    The lady is so brave to care for the disabled child. Now she has to continue with looking after the condition of her child

  • @memorymachisa3331
    @memorymachisa3331 2 года назад +4

    Uuuuuuuu Mwari pindirai shuwa

  • @kudzaiglory8445
    @kudzaiglory8445 2 года назад +1

    Ndarwadziwa hangu zvino Sky wacho zvaasara ega 😭😭😭😭

  • @hillaryvimbai513
    @hillaryvimbai513 2 года назад +2

    Yaaaaaaa mwari pindirai ndabatikana hangu

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 2 года назад +9

    Mwana anoda serious surgery from Western countries.

  • @ruedauka2769
    @ruedauka2769 2 года назад +5

    Her softness nhayi weduwe 🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️ 😔

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 2 года назад

    Ndarwadziwa chokwadi apa akabva ashaya achisiya mwana wake 💔😭😭😭

  • @happymadyangove6199
    @happymadyangove6199 2 года назад

    Mwari muri Mwari wenherera Mwari varombo Mwari wevanosekwa pindirai mupinde muvanhu tibatsire
    Nepashoma ipapo

  • @octaviaruwoko8695
    @octaviaruwoko8695 2 года назад +6

    Shame
    Varume tisadaro ungarambire munhu kt azvara chirema,, Karma will locate u

  • @tcha6010
    @tcha6010 2 года назад

    Haa hupenyu hwanga hwakatooma kubva pahucheche hwake....life can be tough really

  • @maryagneskaingwe6286
    @maryagneskaingwe6286 2 года назад

    Wawu this woman is beutifull and hay. Pakaipa she is natural beutifull mis zimbabwe

  • @tcha6010
    @tcha6010 2 года назад +1

    Who is here after learning that she had passed on?

  • @masareenits4198
    @masareenits4198 2 года назад

    Ngaataure zita ramai vake nekwavaigara pamwe Baba vake musikana uya vapenyu

  • @carolineburawa3565
    @carolineburawa3565 2 года назад +1

    Am this is so sad ko mwari munodarirei akakura ari nherera now orarama life yakadai hupenyu hake haana zororo haaa zvkaoma mwari muwanirei nyasha .

  • @tatendagatsi8252
    @tatendagatsi8252 2 года назад

    Eish ndarwadziwa veduwe 😭😭 ndinombogara ndichi complainer about my problems Mwari ndiregererei munzwe kuchema kwemukadzi uyu. I am 22 also .. tried to put myself in your shoes haa wakashinga wangu. Une mothers love yakanyanya. God bless

    • @tracyncube7548
      @tracyncube7548 2 года назад

      Akatozoshaya uyu mukadzi nezuro zvinorwadza

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 года назад

      @@tracyncube7548 matii?

    • @charitymareya255
      @charitymareya255 2 года назад

      @@tracyncube7548 are you sure? Akafa neyi?,she looks stressed but murume wacho. Mwari ngaave naye murume uyu please.

    • @tracyncube7548
      @tracyncube7548 2 года назад

      Yes

    • @esthermaritsa4408
      @esthermaritsa4408 2 года назад

      @@tracyncube7548 uum eish, inga zvakaoma nhai. Ko zvakazoita sei and ko mwana manje