Tedious Muchapedza Matsito Jnr Suprised Fans Playing Alick Macheso Solo Bass & Rhythm Guitars🔥🎸🎸
HTML-код
- Опубликовано: 8 сен 2024
- ✅SUBSCRIBE FOR MORE VIDEOS
Tedious Muchapedza Matsito Jnr Suprised Fans Playing Alick Macheso Solo Bass & Rhythm Guitars🔥🎸🎸
#alickmacheso #sungura #machesodance
alick macheso hand over his bass guitar to son esau macheso,alick macheso,simon mutambi,mark ngwazi,live show,alick macheso live show,esau macheso,etv zw,itv zw,alick macheso bass guitar playing guitar,alick macheso,macheso songs,eriki sungura,alick macheso top 10,top ten alick macheso,alick macheso bass,alick macheso best guitar moments,alick macheso amuna wanga,macheso,alick macheso madhawu,sungura music zimbabwe,sungura music
Zvinhu zvinenge zviri muropa, mutsinga dzemukati, nechemukati muditi chaimo
mufana anogona uyu anoziva zvaanoita uyu ndiye agona kuteedza tsoka dzababa vake🔥🔥🔥🔥
The best thing to come out of baba shero hands #new sungura King in Making
Thank you Mr Macheso👏👏👏🔥🔥🔥🔥
You are very welcome
More thanks to baba Sharo his tutor keep it up young man
so talented, hazvisi zvekumanikidzira izvi. Thank you iTV
You're welcome
Kunge Peter kkkkkkkkkkkkkkkk
Pure talent big up matsito
Amazing
Wakapenga jnr Matsito
lead man🙌
Creation yekwa Zaka iyo should be rated amongst the top rhythm lines
Pure talent mufana
Hatichanzwe bass nyararai mhani nxaa😊
Young boy with key 🎻🎻🔥🔐
Pure pure pure talent, 🇧🇼🇿🇼🇧🇼
The future is bright
Is on point
Pana zaka zaka apo wandinakidza wanva wapedza masports
Ko avo blaz vane zidumbu semombe vanodei pa stage
Kkkkk
So talented, keep the dream alive and continue to be focused
So talented my guy
Uyo akurova lead akazongo undercappreciatwa hake bat anobata waya mufes uyo🔥
Natural talent
The Young man is doing well.Whoever is managing him,is doing a great job.I think should stick to Ngwenya Brothers Music at live shows.His father left a big catalogue
these are just few moments of him appreciating his mentor...if you find out his history. nothing wrong in that
The guy stays with Macheso i think he is simply paying homage
Macheso is his mentor and also play the role of the father from his young age. I don't see anything wrong for playing his music for a moment.
@@raymondchinoda7361 ok noted
@@lifeonearth3930 ok noted
Please take ur father's band character we need to see Gede on group ,,,,big up young man haaa wire ukudhonza hako thumbs 👍
Someone said Gede passed away
Gede mwana gede
Young Legend
Anogona mfana uyu
talent and the drummer wacho ane moto futi
Order order munokanganisa mwana
Ndabvuma iiiiiiiii
Ichi chopedza
2.31 am back 11months later tipeiwo name please..... Matsito to the fullest
Macheso chikoro ukangogona his guitar style watopinda
Well done
Magonere Akuita mupfana uyu haa ndodakumbomumamisa chete
Kkkkkkkkkk
Matsito urimbinga
WeRhythm anogonesa👏👏
Haa uyo maSheff, the perfection though 🔥🔥
Uyu mfana ane nharo
He did so well but didn't like the pakusapa vamwe time yekurova ma solo avo
Ndazvionawo
True
pure talent thr
Much more talented than Macheso's sons combined.
Vanhu vanozhangandira kunyaudza nyaudza panoitwa mimhanzi vanokanganisa kunzwikwa kwe wire bhoo sharp. Vanhu ngavasiye mukomana azvigonerepasina ruzha
2:31 ndabvuma!
Makubata wire baba rambai muchizvambura
Mfesi a kurova rhythm uyo anogona
Dangerous
Anogona mupfana uyo
Baba vedumbu avo vafunga parefu
😅😅😅😅
Kanogona kampfanha aka
Iro Dhara redumbu Dai richimbosuduruka
Pa 3:00 apo 🔥🔥🔥😭
Unogona zvako mwana
Name of the song?
Vanogona but order ishoma
Taura hako😊
Ummmm Matsito unogona
From 02:32.
So talented shit
Ipapo vamwe mukana wekuridzawo, unogona hako
mface vemadhanzi anonyatsozwa ngoma dzichimupinda mubhonzo mukati kati chaimo anonakirwa nengoma
Pure talent not zvana Peter Moyo
Mic yakabatwa nebenzi
Ah taura hako, 😂
Ko ane microphone uyo madii mamutsiura haa nonsense mhan, noise isina basa
Changamire awo wakamira pastage awo kutaura idi wari kuvhiringa zvinhu ndiyani ngawabvepo pliz wari kungopa ma instructions enhando kana waine chekuita neband ngawatsvage pekugara kwete Sunda Sunda yawari kuita ipapo
Nice
Kkkkk kwasara order chete I think masponsor ndovari kukonzeresa kuda kuonekwa fut pa stage. Bt uyo ane band rine moto uyu mpfanha. Zimdancehall inodzoka here pama maira aya
He is growing up mfana
Too much bvonyongera
Mufana uyo ma1 kkkkkkkkkkk
too much noise from these guys chanter
Too much noise apo itai order the drum is too noisy .ko Blaz vane beer vanodei
Kkkkkk beer pastage hazvidiwe
@@freddymanyuwa8187 vanovhiringidza mpfana uyu
🤣
Azvina kurongeka
Mazidhoti awo ngaarongeke mhani
Ko aita sei nhayi ?
Pagonekwa ngatirumbidze magumo azvo mucharoya musadaro....
Matuzvi chaiwo.kuvhiringa mwana
Taura zvako kune utwo twaingojam a Jamba tuchiita noise yekumama
2:31 bass re song yipi please
Ndorakeo