Mambo awo hawagoni kutonga Ngawatarise ana Chief Mutasa , Bushu or Nyamaropa kwete kuti munhu haana kuroora iye akambo bvisa zvishoma after that woti munhu abvise pfuma kumunhu ane mumwe murume ku promote chihure
Rasta kuda kuroverera Mkoma wake he’s bitter and disrespectful haana mkanwa he can hurt mukadzi uyo or any man that woman chooses to date he subconsciously refuses to move on…
Family yaRasta kwavo kuda muroora here..?They just don’t want that beautiful woman to move on..?or kungoda kuripwa nehupfuma chete?Theyre just trying to ruin that woman’s new relationship!!
Nxaaaa chihure ichi zvakaoma ndosaka mvura ikunetsa kunaya zvikuitika munyika muno zvakaoma
Praise you a good presenter keep it up❤❤
The best mambo. Kuda kukohwa pausina kurima
Our fav song vanayahwe😂🎉😢😊
Vanogona Mr Murungweni ndochokwadi ana mupqmombe magonesa chose.2019 munhu ouya nhasi.Mai Mlauzi ndivo vanga vachifanira kukwira dare kukwirira gf yemurume wavo kana vakachata
Vatonga zvakanaka varikuhurana dread nemkadzi .mlaudzi akadanana nesingle mother haana mhosva
Praise is beautiful
Ok
Pane wanano chaiyo here apa kana kuti ndezve chiRasta Rasta zvenyu zvembanje zvamunenge muchingoita zvenyu.
Imi mambo, Isu marasta hatidi kundzi marasta kana tiri mumatare. Vaneshamba mozotitsiurira mukuru uyu pliz
Ndiri muberevere zvangu ndichinzwa mambo uyu atonga ende ndakambonzwa futi imwe yaakatonga yevana vaiti baba vavo vakafa netea vakaibata zvakanaka yanhasi vaitonga futi mune zvakanaka vanotokunda mambo wacho chaiye chaiye Rasta kuda kusvaka kubhadharwa chete iye akaramba mukadzi kare
To us who like before watching
Drewmas media taking us to another level
Mambo awo hawagoni kutonga Ngawatarise ana Chief Mutasa , Bushu or Nyamaropa kwete kuti munhu haana kuroora iye akambo bvisa zvishoma after that woti munhu abvise pfuma kumunhu ane mumwe murume ku promote chihure
Ndonyaya dzezvishanu idzi
True mambo magoma kutonga
Ko gogo Vaya vekubudisa vanhu venjuzu vashumbayaonda makazodiu
Sirivhiya akazoenda here kunaAmai vake tipei zvizere
😅😅😅
Baba vaSiri vakazviramba😂
Matonga apa mambo 👏👏
Munourayisa vanhu
Kutonga pachidofo and bias chaiko
Dare iro harigone kutonga,mhata dzenyu mese.machimba
Kkkkkkkkk
Madoita ngozi murimapenzi
Unotonga nhema iwe chief
Kurambana igupuro
Dread vazvipinza mumoto nekuda kuripwa, dare ragona kutonga nyaya
Vanhu ndokuzourayana veduweeee
Try to change your audio quality noise is high than your voices
Hapana gupuro
Ko dai mukadzi uyo afa imi.mambo maitaura here izvoo.tarisai mativi ose apo masapota chihure mambo
Mambo vatonga fair apo inzwai kwabvira nyaya
Rasta apa anga akudzokera kuda kuti ati ndakabata chikomba kwete kuda mkadzi 😂😂😂😂
Ok
Haaa sahwira Gara muberevere
vanhu ava muchahwa kuti paita zvimwe
Rasta kuda kuroverera Mkoma wake he’s bitter and disrespectful haana mkanwa he can hurt mukadzi uyo or any man that woman chooses to date he subconsciously refuses to move on…
Rasta musawanza mutoriro
Vanonzi mambo ani avo
Family yaRasta kwavo kuda muroora here..?They just don’t want that beautiful woman to move on..?or kungoda kuripwa nehupfuma chete?Theyre just trying to ruin that woman’s new relationship!!
Mambo vagona
Mulauzi ndiye wema bus here anouya joni 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Ndofunga ndiwo wema bus
Drewmas murikupisa mazuvano
Mulaudzi vha Venda musi
Saka just becoz ane rasta hacharoore
Vakadzi takawandisa
Drewmas media 😊
Drewmas
Haha
Zvakangooma hazvo
Ava vakadhakwa ava havagoni kutonga nxaa
Matuzvi amambo musadzokorora vedrewmas nyaya idzi dzamatuzvi
@Drewmas Media. Your telephone number is not complete😅
Ko gogo Vaya vekubudisa vanhu venjuzu vashumbayaonda makazodiu