Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kkkk yaaa ngoma manyama❤
Chero mudzimu une nharo pakadai unobuda kani yooooh
Unobuda sure
Mukomana wengoma manyama❤
Muzukuru we ngoma ishasha, ne lead mbira. Ndonzwa kuzipigwa.
Good idea sekuru Kane
Mhoroi sekuru vangu vandofarira Kanengo
Dai zvadaro kwese kwese kana mroyi abatwa ngaripe ma expensive ese since ariye anga achi benefita
Ndobasa irisekuru wangu makugona chaizvo maitabasa tichauyawo
Sekuru Matakanure team inoyimba nengoma yaaa inorohwa beat kumberi, vanhu vachitakanurwa
Manager wasekuru anotema hake smart
We need collabo ya sekuru kanengo na sekuru tasvu
Kkkkkk hazviperi mushe 😅😅 varoyi vanonzwa butter
PaHosho ipapo
Ngoma iyo mhai kani ndatamba ini aaaah munhu anobata ngoma uyu
Ipapo ngoma irikubatwa apa
Ngoma iyo uuuu
Zita rakanaka iro Makatanure ende mukavakatanura chokwadi 😂😂😂
Kuzwa manyukunyuku nengoma yacho sekuru kanengo kumberi
Ngoma yatsemurwa apa.
Muroyi chaiye