Voice richiri intact. Haa kuchembera ma1, latest album I was thoroughly disappointed, but I am the biggest Cheso fan to ever emerge from Belingwe, Midlands!
@@donaldazzurie iwe ukutaura Nyazanda watoziva here or someone else 😁 Inga kana pa previous album akaridza Wani, Ngwenya brothers kana app pa first song aitoridza wani pana Shedia
@@donaldazzurie ska aitei? U can't see Donald Gogo playing lead panaShedia apo painotopera ndopavarikutozochinja check him anotanga Atiku left side raMacheso then ozoenda kuright side .
Donald Gogo sweet melodies. Isimbi iyo.
Majuicy and Franco🎉
TafadzwA matangiro acho ...the man himself kuda kubvarura bass guitar ❤
Franco was playing a big role on vocals
Ndopaunoona kuti Macheso he's the main act nanhasi akangomira besides boys idzo padzakamusiya akatoita vamwe vanhu vatsva
Zvakafanana neReal Madrid zvee pachibva umwe achipinda
Tisati taakuziva maJusice
Macheso chibaba
🎉🎉🔥🔥🔥🔥🔥💪
Donald Gogo uyoooo
Donaald gogo there
Donald gogo haana kumira mushe zvake
Apana anokumda macheso pamac heso vakuru vebasa ummmm
Vakoma Gogo uyo ka😭😭😭😭😊
Gogo haana kumira mushe. Vanhu havadi kuzvibvuma chete
@ignatiusgines1476 hauvazive here team iri rinoti ukabva kuband iro hauchatogonw😂✋
@ uri right ipapo. That is why dzimwe nguva mamwe ma talents akutsikirirwa
Alick Macheso was something else on microphone,, now mic yorema
Ndozvazviri nekukura, kuti asiye he can do that but munhu ukazofunga vaunoshanda navo nongozohadhira
❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
😊
Voice richiri intact. Haa kuchembera ma1, latest album I was thoroughly disappointed, but I am the biggest Cheso fan to ever emerge from Belingwe, Midlands!
Why would you be disappointed....the old man is aging Baba, you can't expect him to be the same..mune drama imi😅😊
Pane vanoziva magitare ndibatsireiwo bass iro i cort here rababa shero rine kakusiyana nemamwe ma cort andri kuona
Ko majuice was already there ???
Ndewekare uyo
Akabvira kare
He joined in 2009
Kachuleèe indururani sa Ballotelli Kkk
Basa ratafadzwa raitoda misoro yevanhu
Thanks tipeiwo kapfupi and zakaria same gala iyoyi
@@robertchanza6457 ok mudhara ndichakuisirai
Munhuwese pa mic aitoda wake mkana kkk😂 everyone was a chanter😂 Muropa neka voice kavo kaitobhowa paku Alekee
Akanetsa kubvira kudhara
Yes yess
Noero lead ummmm ane chipo
Dhara
Voice ranga richiripo
Ma gala aimbonakidza vakomana
Husiku hwese takasvinura😅
@@TinotendaMuchena-us9kz sure
Paigezwa mari ipapa😂 money laundering yakasimba
Chesology 🎉
I didn't know majucy joined the band while franko and as still there
MA juicy akasvika same year na Peter
Albert Maria akazouya wo after
Thanks 👍
Majuice and Peter joined OMK in 2010 after the release of Tafadzwa
@@donaldazzurie thanks brother, u are very well resourced
@@eliasngwenya5677 great
Mudhara kubva kudhara ayaaaa
That was tym then
Why did I think Devine joined sometime before covid19
Device akauya 2009
@@FultonFrancisMupupuBetween 2011-2012 ndopaakauya not 2009
Akauya kuzotsiva Lucky
Aimboridza kupi Devine
@@kennedynhire3820 he was there pa 2012 album
Nyazanda akunyepa pa rhythm yaShedia apo
@@Madzivas hz never played the rhythm guitar my brother
@@donaldazzurie iwe ukutaura Nyazanda watoziva here or someone else 😁 Inga kana pa previous album akaridza Wani, Ngwenya brothers kana app pa first song aitoridza wani pana Shedia
@@Madzivas ndiri kutaura pa live ipapo kuti he never played a rhythm guitar
@@donaldazzurie ska aitei? U can't see Donald Gogo playing lead panaShedia apo painotopera ndopavarikutozochinja check him anotanga Atiku left side raMacheso then ozoenda kuright side .
Zbc eish poor quality 😛😛😛
That was a long time ago Franco achiriko
@@britonbukvane Yakazochinja here😂 maGala avarikungoita akadhakwa
But atleast instrument ranga richibuda zvakanaka, totenda engineer
Nonsense