Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ndinofara chaizvooo kuona vakuitiradaree mukatiiumoo🎉❤
Ndimurambirwa uyo akunyora book renanga good job in zimbabwe
Umm ko uyo anenge muzukuru wangu Mutambirwa wani munyori wen'anga
Kkkk kumatare kwakupfekwa macup hre kkk apa muturikiri akaorowa chabhihwa hakuna dare rakadero
Chief mutasa kanjan
Thanks Nhimbe tv ❤
Tinotenda👏
Iye munhu akati n'anga chaidzo dzinofana kutaura nyanja Mwari ave naye.. hapana zveN'anga apo .ana mai avo vari pakutsvaga
Veduwee muchembere seni ndino toibata hamera yekuroverera imba😂😂 zvakatanga nemi madzitateguru edu😊
Thanks NhimbeTv
We appreciate your support
Ko ndiani akati njuzu dzinotaura chirungu😂😂.Drama muzim hariperi.Kunyepa ukooooo
Mambo Mutasa my 2:40 best chief
Nice court ..mambo wedu
Chin'anga chenhema ichi zvekt pamusha panonyorwa kt pachihera zvimasasi zvechimanje manje 😂😂😂😂 mai ava vakwane
Kamukadzi aka kanenge kakatodhakwa
👏👏👏
First 🎉❤❤
Thank you very much
Vanhu vane nguva yekunyeberwa mhani mbuya vakutotsvaga business zvanzi fambirai ngani iszo kkkkkk
Second ❤
Thank you so much Hezel
Asi vanhu chiiko nhai? Nhimbe ndokumbirawo link yevideo yababa vekuzotiza mukotsa.
Ko iye aiitei nehuswa muhomwe anozvidawo Haiwawo ngaakwane
Haa kuisa fear havarege zvavo
Makorokoto yakapera imba yekupindira dare
N'anga yacho inombokanganwa kutaura chirudzi yodzokera kuchizezuru
Mhepo inosvika muNdau asi inotaura Shona futi
@@officialfaychi7941 same nemuporofita anotaura ndimi dzenhema. Or armed robber anoba ne toy gun. N'anga iyo imbavha yakangwara. Arikuvhiringidza vanhu neaccent yechirudzi apa achingovhenganisa zvake madilects eShona - vanhu vototi amen mhepo yataura. Apa angodzokorora zvataurwa mudare ndokuzongoisawo opinion yake
Mmmmm kutsipika
N'anga iyi inonyepa
Vanamambo vakudya nen’anga dzavo dzenhema
Ko uyo marova haamuripi here kumurovera mahara
Muhera rudzii
Svikai mhuka Huru Mhofu yemukono
Havana dare ravanoziya ava dare repi iro rakasanganiswa machira kudaro musada kunyepera vanhu one svikiro rakagara pamucheka wemajuzu apa wakapfeka mucheka wehanga wobata tsvimbo yematateguru apa mumusoro wakasunga dhuku rechingere ngere apawo muturikiri apa pfeka woo zvake apa muruoko mutorine ring yemuchato apa vanhu waripakati premature wakutombotora pesi aaà chiichakadero chocho mukazviita zvimatare zvenyu zvakadai tiripo tinokunyadzisai mukanyara tinokucharenjai pamberi pechita
Mbuya ava ndeve fake matare avagone
Kan'anga ako kanonyepa
Nhimbe tv ko iye nyaya yebag ririkutaurq yainzi ichauya kwa mambo takaimirira
Good morning. Kana yangouya tinokupai
Zvii zvaakuimba futi nxa
Mhofu haitauri chewa fake gogo
Mambo ava uuuu vanogona chavasingazive vanopa vanoziva ini ndagutsikana negodobori . Kuchinja mutauro idi vadzimu vonofambao nevanoziva saka mutauro wechinyanja urikubudao
Ndinofara chaizvooo kuona vakuitiradaree mukatiiumoo🎉❤
Ndimurambirwa uyo akunyora book renanga good job in zimbabwe
Umm ko uyo anenge muzukuru wangu Mutambirwa wani munyori wen'anga
Kkkk kumatare kwakupfekwa macup hre kkk apa muturikiri akaorowa chabhihwa hakuna dare rakadero
Chief mutasa kanjan
Thanks Nhimbe tv ❤
Tinotenda👏
Iye munhu akati n'anga chaidzo dzinofana kutaura nyanja Mwari ave naye.. hapana zveN'anga apo .ana mai avo vari pakutsvaga
Veduwee muchembere seni ndino toibata hamera yekuroverera imba😂😂 zvakatanga nemi madzitateguru edu😊
Thanks NhimbeTv
We appreciate your support
Ko ndiani akati njuzu dzinotaura chirungu😂😂.Drama muzim hariperi.Kunyepa ukooooo
Mambo Mutasa my 2:40 best chief
Nice court ..mambo wedu
Chin'anga chenhema ichi zvekt pamusha panonyorwa kt pachihera zvimasasi zvechimanje manje 😂😂😂😂 mai ava vakwane
Kamukadzi aka kanenge kakatodhakwa
👏👏👏
First 🎉❤❤
Thank you very much
Vanhu vane nguva yekunyeberwa mhani mbuya vakutotsvaga business zvanzi fambirai ngani iszo kkkkkk
Second ❤
Thank you so much Hezel
Asi vanhu chiiko nhai? Nhimbe ndokumbirawo link yevideo yababa vekuzotiza mukotsa.
Ko iye aiitei nehuswa muhomwe anozvidawo
Haiwawo ngaakwane
Haa kuisa fear havarege zvavo
Makorokoto yakapera imba yekupindira dare
N'anga yacho inombokanganwa kutaura chirudzi yodzokera kuchizezuru
Mhepo inosvika muNdau asi inotaura Shona futi
@@officialfaychi7941 same nemuporofita anotaura ndimi dzenhema. Or armed robber anoba ne toy gun.
N'anga iyo imbavha yakangwara. Arikuvhiringidza vanhu neaccent yechirudzi apa achingovhenganisa zvake madilects eShona - vanhu vototi amen mhepo yataura. Apa angodzokorora zvataurwa mudare ndokuzongoisawo opinion yake