The Closure DNA Show Season 1 - Episode 6 - Epworth

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 окт 2024

Комментарии • 768

  • @dicksonmapokotera3848
    @dicksonmapokotera3848 3 года назад +42

    Nguva yekupira vana mazita kuti ana Doubt yakapera now kwane DNA test. Hauite nharo unongoti handei tinonzwa chokwadi kana mangoona zvisirizvo munhu famba famba. IT's a lesson to all girls/ woman vachirikufunga kuti kuita vakomana/ varume hobho ndozvine yese. Ingoita 1 wako zvopera. Thank you Mr Mugabe nekutiunzira chirongwa nematest munyika yedu, vanhu vaitoenda Joni for these tests.

    • @kinglissa2953
      @kinglissa2953 3 года назад

      😁😁😁😁😁

    • @kinglissa2953
      @kinglissa2953 3 года назад

      I think both the boy and girl child needs to be taught to have one partner. Too many young women have found HIV treatment pills evarume and murume never told them about their status. Everyone is just hurting each other

  • @nonoechibs2775
    @nonoechibs2775 3 года назад +145

    Mwari tiwanirei Nyasha sevanhu kadzi tigone kuzvibata bearing in mind that our body is the temple of the living God

  • @regisraymond648
    @regisraymond648 3 года назад +36

    Mr Mugabe is very investigative. I cant spent a day without watching an episode.

  • @pipymarechera5827
    @pipymarechera5827 3 года назад +35

    Thank Tinashe I’m learning a lot as a girl child in this program..... zvakangonaka kuvimbika kudanana nemunhu 1 at a time

  • @nigelmadzima2169
    @nigelmadzima2169 3 года назад +68

    i think families in Zimbabwe we should not chase our kids away vabata pamuviri nekuti dzimwe dzenguva tiri kusikira vana nhamo, we are putting them in abusive relationships.

    • @kudzaiantonio3103
      @kudzaiantonio3103 3 года назад

      Yeah true

    • @nyaradzotagonera8499
      @nyaradzotagonera8499 3 года назад

      I agree with u

    • @tarisai-kunaka
      @tarisai-kunaka 3 года назад +2

      Exactly! That's all I could think about throughout this episode, the guy is horrible! I'm actually glad he is not the father cause he is abusive and takes it lightly

    • @Masowe.
      @Masowe. 3 года назад

      @@tarisai-kunaka but do you realise that the girl made this relationship based on lies eg i have morals. I dont condone his actions but if anything she needs to kneel down and apologies

    • @tarisai-kunaka
      @tarisai-kunaka 3 года назад +2

      @@Masowe. but that doesn't give the guy the right to beat her up and abuse her, especially after he manipulated her into sleeping with him, delayed her and got her chased away from home. None of this would have happened if he hadn't done that.

  • @claramacheka9871
    @claramacheka9871 3 года назад +163

    "tinotobreaker record kumaraini" 😂😂 the kinda relationship I need in my life

    • @joshuamazhandu1095
      @joshuamazhandu1095 3 года назад +5

      Breaker record yekupusisa mface kkkk

    • @germashepherddoglover6402
      @germashepherddoglover6402 3 года назад +2

      Kkkk ndapanzwa ipapo

    • @RopafadzoMahaso
      @RopafadzoMahaso 3 года назад +2

      ndazonakirwa nhasi kkkkk tinoto breaker record.....kkkkkk murume uyo ngaatsvake zviri nani

    • @rufaro.nyandoro9915
      @rufaro.nyandoro9915 3 года назад +6

      Mochidii mai nhanha, mono breaker news kuma parents. 😢😢😢😢😢😢

    • @zaamimi7495
      @zaamimi7495 3 года назад +4

      Ku breaker record re domestic violence ka 😂😂 vanemoto mai avo but vazopusiswa manje at the end.

  • @joycemakgetho5862
    @joycemakgetho5862 3 года назад +65

    Poor thing she looks so young and already on the wrong path. The family must hv known that's why they chased her to pin the responsibility on the guy. Only God knows may her soul be saved. 🙏

  • @kudakwasheaudreyponi7147
    @kudakwasheaudreyponi7147 3 года назад +25

    This is sad 😥
    Kamwana aka ...even the way she was answering the QSns...
    Donno wat needs to be done to stop this madness.... kids are becoming mothers💔

  • @auxilliachiwanika8983
    @auxilliachiwanika8983 3 года назад +14

    VaMugabe vanonyatsobvunza yooo.Chokwadi chinenge chatoopo tisati tanzwamaresults wanovember uyo l think ndidecember ndivo baba vemwana.kamusikana kamuchacha

  • @king-solomon5263
    @king-solomon5263 3 года назад +18

    Mr Mugabe is a people’s person and professionally doing his work. I comment on that and well respected man.

  • @clearerams2601
    @clearerams2601 3 года назад +47

    I feel for this young man. Men are being abused in unimaginable ways but the world doesn't give a damn about it. A whole family kutomuramwira munhu anemwana weumwe murume. Nxah.

    • @tssup649
      @tssup649 3 года назад

      Ha Gaya ipapo

    • @Thatguywoya747
      @Thatguywoya747 3 года назад

      Mahwani

    • @passizindova4532
      @passizindova4532 3 года назад +3

      thats grossly unfair. vabereki ngavavhunzisese vana vavo vataure chokwadi. sevabareki munopinzwa munyaya yenhema mogopenga imi mwanasikana wenyu achinyepera munhu.

    • @loxlux8118
      @loxlux8118 3 года назад

      They cant be trusted as well

  • @MrsTee2024
    @MrsTee2024 3 года назад +19

    Ndanga ndichinureverera until ati “ndaive navo hangu vamwe vakomana”. Ndabva ndangoziva kuti jehova ndiye mufudzi

  • @fungaisamuwi1169
    @fungaisamuwi1169 3 года назад +21

    This guy is clever man,good lesson it's not good living in doubt

  • @inkrdb87
    @inkrdb87 3 года назад +16

    That guy is a good presenter🙏🏾🙏🏾🙏🏾

  • @venusnyarambi8960
    @venusnyarambi8960 3 года назад +27

    Vanhu regai kuti apo warara nemunhu pasina protection woenda futi panemumwe usina protection unenge uchida kumboedza kuita seiko chaizvo.....

    • @josiemadziwa
      @josiemadziwa 3 года назад

      Nhai zvako iwe ndokudii ikoku

    • @venusnyarambi8960
      @venusnyarambi8960 3 года назад

      @@josiemadziwa pedzisira wakupomera munhu mwana asiri wake apa zvorwadza sei worse watombomuchengeta wozoziva kuti hasi wako....

  • @tsitsimutevhe
    @tsitsimutevhe 3 года назад +26

    DNA test should be mandatory at birth, matsotsi anyanya

    • @archiboldpatsanza884
      @archiboldpatsanza884 3 года назад +1

      Now DNA tests can be done before the child is even born

    • @rhodalion8311
      @rhodalion8311 3 года назад

      Iii matsotsi awandisa netuvana tuduku twave matsotsi zvakaoma ..kurarama upenyu hwese uri majeri kuti wakanyepa

  • @queen-sammybee-sika286
    @queen-sammybee-sika286 3 года назад +14

    Dead by “plus tinoto breaker record kumaraini”🤣🤣🤣🤣🙌🏽

  • @leighlee681
    @leighlee681 3 года назад +51

    Mr Mugabe is soft as wool 😊

  • @melisachiyeza7127
    @melisachiyeza7127 3 года назад +6

    Mr Mugabe is just sooo humble ,l love the calm voice

  • @nigelmadzima2169
    @nigelmadzima2169 3 года назад +5

    haaa mudzimai mwana uyu veduwe. ngatiparidzei kuvana kuti bonde ngariitwe nevawana not before marriage.

  • @tsungietsambatare253
    @tsungietsambatare253 3 года назад +67

    She looks so young. and to think she already getting sexually involved and being a mother. This is so sad. My heart breaks for her. She should be in school.

  • @perseverancekazaza5884
    @perseverancekazaza5884 3 года назад +20

    Kkkkkk vamugabe vanenge vanemashoko sometimes buh havazobvunza havo😂😂😂😂😂

  • @sharonchidzomba4636
    @sharonchidzomba4636 2 года назад +1

    Can you imagine mukadzi wako achitaura kuti ndinewandakarara naye infront of you and the world

  • @annotatedmedicaltutorials858
    @annotatedmedicaltutorials858 3 года назад +19

    Haaa mukadzi haatozive kuti mwana ndewaani, but she definitely knows its not his

    • @faraijoffreymutepfa873
      @faraijoffreymutepfa873 3 года назад +1

      But at least keep a record of the men you sleep with. I think there is something wrong with sex education these days. Sex has a by end product, which is called a baby.

  • @leighlee681
    @leighlee681 3 года назад +11

    Ini pazera iro ndakanga ndichikutiza vakomana ndikanyengwa ndaidza mhamha kuti pane mukomana ati anondida 🤣🤣🤣

    • @vimbaidengedza1482
      @vimbaidengedza1482 3 года назад

      True....kids of today vakutanga zvemaboyfriends earlier

    • @leighlee681
      @leighlee681 3 года назад

      Plus kutambudzika ndikwo kwakukonzeresa

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 года назад

      @@leighlee681 kutamburei kunozopedzwa nekurara nevarume nhai?

    • @RexMagiyo-f5n
      @RexMagiyo-f5n Год назад

      Kkk aaa kutoenda kna mai vacho crying kut mwana wenyu ati anondida kwakunz chinyarara hako muroora kwaktopukuta misodzi kkk

  • @leocadiachisvo4692
    @leocadiachisvo4692 3 года назад +1

    I suggest a policy ye mandatory dna testing panononyoreswa nhumbu ku clinic, zvinongoitwa mandatory hiv tests panhumbu yega yega,,, With these statistics dzevanhu varikuchengeteswa vana vasiri vavo kah,, i think vaMugabe can present kuma policy makers kuti zvibva zvangoitwa. Soon,,,,, veduwe vakadzi takaoma

  • @barbramatengani3188
    @barbramatengani3188 3 года назад +30

    Her: vakabvisa tsvakirai kuno
    Tinashe: hoo chete

  • @noreenrusvimbo9220
    @noreenrusvimbo9220 3 года назад +20

    Ndikutoda wo wangu weku breaker naye record 🤣🤣🤣

  • @tawandamatore1206
    @tawandamatore1206 3 года назад

    Eish saka varume vazhinji kuchengeta vana vezvikomba nhai, apa taingozvishingisa nekuti gomba harina mwana..... watching this programme its like 90% murume akavharwa eish.... this is the most noble job ramurikuita mr Mugabe. Ndakutonoita DNA twangu twese, hapana hapo pandiri kushora but ka peace of mind kanodiwa paye...... ndinogona kutoshokiwa asi haisiriyo tarisiro

  • @chipomukumbareza4461
    @chipomukumbareza4461 3 года назад +20

    Kkkkkk vakomana vangu taiwirirana navo vese.

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 3 года назад +63

    U do not have the right kurova mwana wemumwe munhu, take a walk kanazvanetsa, shame on you!!

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 3 года назад +13

    Haa mr Mugabe munobvunza yoo matobvunza nelobola yese kkkk, serious yenyu yakapenga apa muchida kunzwisisa

  • @kategunduzachaparapata1566
    @kategunduzachaparapata1566 3 года назад +3

    Yaah mudzimba makatakura umu ndatenda hangu, thank you Mr Mugabe

  • @agnesschikozho2343
    @agnesschikozho2343 3 года назад +14

    She knew the truth and acted like she ddnt the whole time uyu🤣🤣🤣 zvakaoma chokwadi!

  • @bruceruzera6877
    @bruceruzera6877 3 года назад +19

    Mr Mugabe you came for the rescue of The BoyChild , I cry for my beloved brothers out there.

  • @rumbidzaichoga2390
    @rumbidzaichoga2390 Год назад +2

    THIS ATLEAST GAVE US CLUES ABT THE OTHER FATHER

  • @melsniks
    @melsniks 3 года назад +9

    'Marki ndomuda ende tikutobreaker record kumaraini" so young mwanasikana dzokera kumba unochengeta mwana wako utsvage baba vemwana udzokere kuchikoro.SORRY

    • @josiemadziwa
      @josiemadziwa 3 года назад

      Ngaatsvake basa akure kuchikoro handione aine chaanonoburako

  • @sharonmatarirano3099
    @sharonmatarirano3099 3 года назад +26

    Zvimwe zvacho this time mazoBreakenura record🤣🤣 kumaraini..

  • @mhopi9744
    @mhopi9744 3 года назад +6

    Vana vadiki kushanja hey. Sorry young mother n sorry son fo wat u went thru

  • @dephine8815
    @dephine8815 3 года назад +4

    Good show .kasikana ako zera iroro kakutorara neepworth yese.lost generation

    • @virginiatomu4315
      @virginiatomu4315 3 года назад

      Ukagara ku epazi unobatwa nemweya wenzvimbo 😂

  • @tariromukazi2132
    @tariromukazi2132 3 года назад +20

    Kkkk ndikudawo wangu wekubreaker record kumaraini amana

    • @lizzyalidi4863
      @lizzyalidi4863 3 года назад

      😂😂😂😂😂😂😂Ndasekawo

    • @tariromukazi2132
      @tariromukazi2132 3 года назад

      Kkkk hiwee

    • @tinayechuma7593
      @tinayechuma7593 3 года назад

      🤣🤣🤣🤣

    • @tariromukazi2132
      @tariromukazi2132 3 года назад

      Kkkk usaseke

    • @zamamatsotso4274
      @zamamatsotso4274 3 года назад

      Kubreaker record nemunhu waurikupa mwana asiri wake its useless ipapa panogona kubuda varume 5 vasiri baba vemwana wechi 6 pamwe unozova iye vanhukadzi zamai kuremekedza ramangwana renyu

  • @sylvester4784
    @sylvester4784 3 года назад +24

    She must apologize to his man.

    • @brianhareki5247
      @brianhareki5247 3 года назад

      Iye ngaakumbire ruregerero mwana warova uyo

  • @foremanmoyo9675
    @foremanmoyo9675 2 года назад +1

    I like "Totobreaker record kumaraini". Wow!

  • @tendai4043
    @tendai4043 3 года назад +18

    Tinodanana chaizvo tinotobreaker record 🙈🙈🙈 nemwana asiri wake

  • @LeeLee-gz6xr
    @LeeLee-gz6xr 3 года назад +7

    Kumeso kwekamkadzi nezvakanoita hazvipindirani chaiii

  • @vlogwithme5569
    @vlogwithme5569 3 года назад +13

    Unomurova ndiwe wani this guy is making me mad Hanzi nyaya yandaimu rovera nxaaa

    • @worldclass1219
      @worldclass1219 3 года назад +1

      The boy is completely right..leave him alone she is freak

  • @ellahncube3773
    @ellahncube3773 3 года назад +12

    Kamubvunziro kenyuka DNA man 🤣🤣🤣🤣.

  • @praisemukono345
    @praisemukono345 3 года назад +3

    paangotaura zvekuti akagumisira kurara neumwe murume muna november ndabva ndatoziva kuti ma1 atanga

  • @agnesmurefu3209
    @agnesmurefu3209 3 года назад +22

    Hanzi first month of November 🤣🤣🤣🤣

    • @felixobihlong137
      @felixobihlong137 3 года назад +10

      Common sense will tell he wanted to say frst week of November , azozvitaura wani , .
      Grow Grow, unoshaya zvinosekesa

    • @agnesmurefu3209
      @agnesmurefu3209 3 года назад +2

      @@felixobihlong137 loosen up bro we are are allowed to comment zvatoda sha kana zvakubhowa enda unofa sies Mr Common sence🙄🙄😂😂😂😂

    • @floramaya9871
      @floramaya9871 3 года назад

      Munhu uyu, mkadzi uyu shows zero love. It was just a fling aine other bf futi nxaaalest

    • @Zimchic83
      @Zimchic83 2 года назад

      @@felixobihlong137, I agree, nothing funny at all. It was obviously a mistake

  • @clarasibanda263
    @clarasibanda263 3 года назад +8

    This girl looks very young however, that doesn't give her the right yekupomera munhu mhosva isiri yake, she knew it all along. It's very appalling how we jump from one guy to another without condomizing, sad generation 😥.

    • @ithrees8891
      @ithrees8891 3 года назад

      The family was also in it?

    • @kudakwasheaudreyponi7147
      @kudakwasheaudreyponi7147 3 года назад +1

      She didn't know...she isn't even sure... sex education is important really

    • @floramaya9871
      @floramaya9871 3 года назад

      Hudofoo, hurombo, kushaya entertainment, only think kurarwa.nxaaa manje Ndiwe watove nemwana asina baba

  • @Saint_Albert
    @Saint_Albert 3 года назад +3

    The DNA results is the record breaking not love rekumaraini iyaaa😳

  • @aarongasva513
    @aarongasva513 10 месяцев назад +1

    A lot of all kids in Zimbabwe varikuchengetwa kuma nzinza asiri avo 😢😢😢😢

  • @barbie_gal
    @barbie_gal 3 года назад +6

    Nhai hapanawo here ari kundidawo tigobreaker record kumaraini

  • @coleworld12
    @coleworld12 3 года назад +16

    “ToBreaker record rekudanana😭😭”.

  • @TheLittleLondonGarden
    @TheLittleLondonGarden Год назад +1

    Champion and Melon. Wow. What names.

  • @miriammapinga9535
    @miriammapinga9535 3 года назад +2

    Yoooo vana vakukasira kuita bonde veduweee mwana uyu kutoziva varume hobho nhaimi zera rachoooo

  • @peenyikayaramba5433
    @peenyikayaramba5433 3 года назад +5

    Mainini the record breaker 😂😂😂😂😂

  • @catherinechakamanga7428
    @catherinechakamanga7428 3 года назад +10

    Aiwa hazvikupe right yokurova mwana wemunhu iwe bro iwe

    • @clearerams2601
      @clearerams2601 3 года назад +2

      Nayewo haana right yekunyepera munhu kuti mwana ndewake. The world is biased. No one seems to care about the boy child. Imagine kuramwirwa munhu nemwana asiei wake, maybe kamuskana aka Kaito taura zvinorwadza. Munhu ndewenyama anosvika paanorwadziwa oregedzera rwoko.

    • @gibsonmphisa8209
      @gibsonmphisa8209 3 года назад

      Baba pain yekunyeperwa inoitabuite hasha

  • @sandramuchererwa1833
    @sandramuchererwa1833 3 года назад

    Breaking the record kumaraini pa Epworth
    Now u will break the record kuti wakapa munhu nhumbu isiri yake

  • @SisMellyDiaries
    @SisMellyDiaries 3 года назад +1

    Record yamaibreaker nhasi mazoiunbreaker shem

  • @felixtavengwa7115
    @felixtavengwa7115 3 года назад +1

    asi vakadzi chii nemi iye kana achiti akasangana nemukomana muna November ex wake haasi kuona here kti ndiye muridzi wemwana,mungaedza kuhwandisa nyaya zvenyu but zvinobuda pachena izvi

  • @ashelykambanje7955
    @ashelykambanje7955 3 года назад +2

    When he was asked the first time and he said no... the look from the lady said it all

  • @kingimmanuel3411
    @kingimmanuel3411 3 года назад

    i avoided pregnancies throughout my 20s. tapedza ndini ndaitoenda ku pharmacy kunotenga contraception/morning after pills coz i wanted to have fun but i wasnt ready for kids and neku bleya kwakaita vaskana i wasnt gonna let such kind of affairs be handled by the girl coz i know ndaiunzirwa nhumbu chete ndikasaita action coz ivo vaskana vacho havana action yekudzivirira nhumbu yavanoita vega, thats why vamwe vachidzibata plus kuwanza vakomana munhu ova ne confusion yePaternity.
    sex inonakidza but haidi madofo zvikurucei kana murikuiita musati mawanana.

  • @dreynokue5371
    @dreynokue5371 3 года назад +8

    Haya record yekumaraini kkkk too much fun

    • @mamoyopee8246
      @mamoyopee8246 3 года назад

      Kkkkkkk Ikozvino kwakuita record yekuti aichengetesa murume mwana asiri wake

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 3 года назад +3

    She is just a child cause by the Zimbabwean situation for her to be a mother

  • @kceeaba2300
    @kceeaba2300 3 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Haaaaaayas tinobreka record kumaraini 😀😀apa 0% inodzikamisa unonzwa seunotsva 🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 3 года назад +3

    Why uchitaura mashoko anodzimba ekuti wakambosangana nemumwe mukomana nxaaaaa

  • @normamunyama
    @normamunyama 3 года назад +2

    Ndosaka ndisingaite vakomana 2 panguva imwe 🙌🏼🙌🏼🙌🏼😂😂😂😂

  • @joycemsiska-chihana9010
    @joycemsiska-chihana9010 3 года назад +13

    The way the woman always grabs the results sheet and looks at it as if they can change the outcome

  • @pheladinare2876
    @pheladinare2876 3 года назад +29

    The consequences of opening your legs at such a young age. Well done young man for your calculations and to think most people take the responsibility of something that is not theirs. This must serve as a lesson to the young lady to concentrate on what will be profitable for her future and for that of the child.

  • @tafadzwachaponda1104
    @tafadzwachaponda1104 3 года назад +17

    The big lesson that I have leant from these shows, girls need to be extra careful because in the end they are the ones to be humiliated. In this case this case, the lady did not only suffer abuse, but also she was shamed in public and she is stuck and confused.

  • @leighlee681
    @leighlee681 3 года назад +1

    Mukadzi uyo panze mwana haasi vababa ava Kabva Kati kotakota kukotama setsanga yakakotamira mumvura 😁😁😁zvakaoma twana twakuda lulalula veduwe 🙌🏻🙌🏻

  • @luciathandeka1931
    @luciathandeka1931 3 года назад +1

    This is so sad hey...vabereki must stop kuti kana mwana aita zvaanoita voti enda...you leave them no choice coz vanenge vari desperate..now voshoresa mwana wako pavanhu...I hope the biological father will take care of the baby. Mwari ave nemi mose...kusarege kunamata..Jesus loves us all

  • @user-db5kw1ve9o
    @user-db5kw1ve9o 3 года назад +24

    Shame hanzi tino breaker record kkkk komakutsamwira ani now🤣🤣🤣

  • @Sekuru_Dread
    @Sekuru_Dread 3 года назад +2

    The truth can hit like a Freight Train, Some of these Couples need Counseling to cope with the outcomes of these DNA tests.

  • @samanthasimango6333
    @samanthasimango6333 3 года назад +2

    The way she said totobreaker record mumaraini 🤣😂😅
    The society needs to act on these early marriages... at a tender age she is not sure who the father of the child is😒

  • @nashemancube
    @nashemancube 3 года назад

    😂😂😂😂mai vacho vane moto havo😂😂Mr Mugabe mune kasoftaz kandoda 😍keep up the good work

  • @batsiraijanhi8753
    @batsiraijanhi8753 3 года назад +1

    Mukadzi uyo ummm surrender 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌

  • @mercyselfempowering6542
    @mercyselfempowering6542 3 года назад

    ziso rangu ndinoona haaa wakaona zvekuti Mr Mugabe dai vashanda newe kuscience ukoo . but record kumaraini muno breaka zvenyu.

  • @madube8397
    @madube8397 3 года назад +2

    Nhai vana vemazuvano mapindwa nei zera irori wakutoziva more than 1 murume

  • @emptyyourheart9086
    @emptyyourheart9086 3 года назад +8

    Vabereki why kurasirira vanasikana

  • @auxychingwaru5326
    @auxychingwaru5326 3 года назад +5

    she looks so innocent until she opens her mouth lo

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 2 года назад

    I just like the way inoverengwa nayo ma results nemkadzi ari guilty kaserious so kakudzungaira 🤣🤣🤣🤣

  • @felixmoyo8237
    @felixmoyo8237 3 года назад

    Boom real record rimwe ravabrecker irooo twabama

  • @vimbaimachiridza7474
    @vimbaimachiridza7474 3 года назад +1

    Ku breaker record kuma raini 😂😂 thats what we call love kwete zvema pizza izvi

  • @essiet7037
    @essiet7037 3 года назад +10

    This line of questioning as much as it adds drama and suspense can be dangerous to a woman in an abusive relationship. Him sitting there hearing her open up about previous sexual relationships can trigger him! If you're going to have such a show atleast be educated about women beaters and what could trigger them! Munourayisa vakadzi mudzimba umu over views. And I hope you referred them both for help!

    • @libertysumai7809
      @libertysumai7809 3 года назад +1

      She brought up the issue of her boyfriends on her own. Tinashe simply followed up on her comments of multiple boyfriends.

    • @mazienkashane3036
      @mazienkashane3036 2 года назад

      But does your stray thinking change the fact that he is not the father of the child and that the lady was lying. This is about justice for the man who has been falsely accused.

  • @nicolenrdzikiti6115
    @nicolenrdzikiti6115 3 года назад +1

    how old is this child nhai? this is sad. iwe mukomana regera twihasha twenhema uchirova vakadzi.

  • @sarahmugwenhi4028
    @sarahmugwenhi4028 3 года назад +2

    ndini ndega here ndanzwa pekuty tinotobreaker record kumaraini ahahahaha

  • @noxblablabla136
    @noxblablabla136 3 года назад +6

    Bepa rine humboo 😅😅😅😅

  • @shielasamvura7360
    @shielasamvura7360 2 года назад +1

    Dai varume vese vavhura meso sana baba varikubuda ava kwete kungoti ukanz mwana ndewako oti hungu . Wake up men!

  • @sandramusi7222
    @sandramusi7222 3 года назад +12

    Tnoto braker record kumaraini 😂😂😂😂😂

    • @princemoyo293
      @princemoyo293 3 года назад

      😂😂😂

    • @floramaya9871
      @floramaya9871 3 года назад

      Sooo sad, our world is upside down thot this happened only in SA.

  • @drjesuselshaddai9537
    @drjesuselshaddai9537 3 года назад +25

    Tinashe's face when he learns the girl had other sexual relations 🤣😁

  • @belindanhlanyelo396
    @belindanhlanyelo396 3 года назад +6

    Heyii yhaaaa, vana varikumboiteyi veduwe

  • @newlifenation2018
    @newlifenation2018 3 года назад +2

    this is a nice show for real

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 2 года назад

    Panondipedza Amai baba ava havazi muridzi wemwana eishy record yamazobreker apa yakanyanya🤣🤣🤣

  • @mazvitachabayanzara2812
    @mazvitachabayanzara2812 2 года назад

    Good for the young man, hope mberi kwakajeka iro ziso rinoona birth kuti mwana haasi wake rimuonese a good wife

  • @edithsweet8610
    @edithsweet8610 3 года назад +1

    Totobreaker Record kumaraini 🙌🙌🙌🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @trixadonai8082
    @trixadonai8082 3 года назад +7

    I havent watched it all but i think people need to be educated kuti it is possible to go into labour before the due date. Men come up with all sorts of calculations kuramba nhumbu. Not defending chi hule hule hangu.

    • @kuzivabaila9880
      @kuzivabaila9880 3 года назад +3

      you may be correct but its not the normal thing , the normal thing ndeyekuti pregnant its 9 months so if a baby is delivered before 9 months, there are only 2 things . premature baby or Munhu akauya nenhumbu. So haisi nyaya yekuramba but the question deserve to be answered.

    • @unclebob646
      @unclebob646 3 года назад

      Ibvaapa iwe men this men THAT nyarara if u got nothing to say!taurirawo hama dzako @the same time not to give ppo vana vasiri vavo!PERIOD

    • @BDiddy01
      @BDiddy01 3 года назад +2

      The guy turned out to be right nemacalculations ake. He nailed it

    • @innocentmaponga5107
      @innocentmaponga5107 3 года назад +1

      Ko zvaabuda ne calculation iri right wani. Most women pama DNA apa inhema dzega dzega so dont blame the guy for noticing red flags

  • @amandaannamperuka6205
    @amandaannamperuka6205 3 года назад +2

    Ndikudawo wanku weku breaker naye record veduwe 😆😆😆😆

  • @nyaku4682
    @nyaku4682 2 года назад

    This Show imakei zvenyu but its mending broken heart and unanswered questions