That's why varume varikufa vakawanda nekuti hakuna mambo ariku side revarume vanhu vakarwa havasiwo hre vakadzi vakachemera ma kodzero kt dzienzane saka zvasiyana papi
Chief matonga mabhodhi nhasi.. I love you so much mondigonera that is why I follow you but apa haaaaa watadza mambo... Re think Mwari angakutonge wangu
Ndarwadziwa hangu nemashoko ekupedzisira ataurwa nemurume uyu. pa 22:28. Dai zvaibvira kuti vese vaviri ava vangopiwa havo dzidziso pasina kuripisana.🥲🥲🥲
Ini hasvisi kundifadza ini watowedzera pamari yanga yataurwa nemurume wacho matadza apa mambo chokwadi ngachiite chokwadi zvimwe bvunzaiwo vanhu varimudare
Saka vakadzi vachafamba vachipwana zvirimwa zvevamwe uye vachadenha afterwards kuti vadzorerwe kuitira vabhadharwe . Mambo you are not far. Vanhu avo vakakumbirana ruregerero murume akabhadhariswa $15 dollars kwasabuku, asi Mai avo nemurumebwavo ndakukwira dare futi Kwa Headman. This is not far
(1) this woman must be charged with unlawful entry (2) mukadzi uyu ane mhosva yekupaza nekudhura mapango ari payard yemunhu (3) mukadzi ane mhosva yePremeditated violence involving use of a dangerous weapon...this guy acted in self-defense ari pamunda wake...matongero aNyamaropa uyu akadhakwa kubva kudhara..he must be changed pachiiswa mumwe ane ruzivo coz this Nyamaropa is full of i know it all yet chozivikanwa hapana
The spirit of fighting for land ppl don't even own lingers. Our people have to a very long way to being self respecting individuals. Always grabbing and fighting over small things. Those who genuinely died for people's freedom are watching in horror. Until we all learn to respect each other and realise it's not all about land. Respect for others comes first.
Now I get to the point where I grew the feelings of not liking this chief. He is encouraging woman to beat man .and they will knw kuti ndikamurova haha dzoreri this is unfair totally unfair. Zvunhu zvemurume hazvinq basa zvemukadzi zvakakosha this woman is a troubled maker even the way she talk
Follow the Zimquik Tv Pro channel on WhatsApp: whatsapp.com/channel/0029VaeXmMw545uwtGrFau1K
Chief makachena keep the standard up
It's clear that the woman start the fight .
Doesnt give the man kurova mukadzi wemunhu though regardless of whayt happened
@@ButeleziKel6115ko iye mkadzi wemunhu wacho akarwirei nemurume asiri wake or murume wemunhu...??? 🤔🤔🤣
@@porciarutsvara6953 kumubata bata maparts kana ndimiwo
Ndange ndakusuwai Mambo,haaaa pa smart makarova nhasi,haaaa imi naMambo Dotito muri zvibaba zvefashani,keep it up
I like this chief . He educates and very patient . We need more educating chief like him in our country .
haa chief makukurudzira kushungurudzwa kwevarume. next time achapamhazve haaa imi munenge munotongawo zvakadhakwa imi
That's why varume varikufa vakawanda nekuti hakuna mambo ariku side revarume vanhu vakarwa havasiwo hre vakadzi vakachemera ma kodzero kt dzienzane saka zvasiyana papi
Madzimayi kana muchizivakuti amunakurongeka musasunga madhukumachena please ndikukumbirawo
My chief I salute you ❤❤❤❤
Mu Zimbabwe hamuna mutemo uno support varume
Ndarwadziwa henyu ndinovaziva vanhu ava vose
Even ndisingavazive nenindarwadziwa shame
Apa watonga zvekumama chief
Umm chief munositonga henyu asi zvanhasi mabhaiza ....saka isu varume tofirawo musaga here
I agree that violence does not pay. Nyiya inozongotongwa chete. But vakadzi ngavadzidziswewo kuti vasarwise varume. That is equally violence.
Chief matonga mabhodhi nhasi.. I love you so much mondigonera that is why I follow you but apa haaaaa watadza mambo... Re think Mwari angakutonge wangu
Happy for you guys. Endai munogarisana tete munerudo
Mai vanemhosva. Ndivo vakanopindira kudenha munhu mugarden rake. Murume haasiye akanodenha
Haaa chief ndoziva muchitonga chaizvo asi apa hapana kujeka mukadzi uyo ndimambara mangoda henyu kuti next time munhu asakwidza nyaya yaka mangoda kufadza headman
u looking good chief
Noise pfukunyu pfukunyu yacho mukunyanya
kkkk Faith ka...hanzu pfukunyu pfukunyu
Eeeh haaa vanhu vacho havagone kugarisika kani
Haunyepi noise yacho ma1
Handsome Chief Nyamaropa, apa anotongeswa matakanana enyaya
Senator tongai chaizvo nyaya iyi vakabhadhara fine uye mukadzi ndiye akatanga
Handisati ndanzwa judgement bt apa vakarovanaka mkdzi dai akarohwa pasina kudzoswera zvaimaker sense vanofanira kuripa vose
Nyamaropa hauna kunyatsodonongodza nyaya iyi, mai iyi inhubu. Magistrate kukave Nani Apa wabva Dharuweni
Smart Chief
Aaaaaa ndofa nekuti mukadzi wemunhu haana kurongeka mukadzi Chief dzidzai nyaya
Ndosaka vanhu vachizopisirana dzimba husiku😂😂😂
KOKURWA KUNE FORMULA HERE
Kuruma kubhururukira kana kukenga kwese kurwa .Mambo matadza apa .Mukadzi akadenha saka akawana zvaaitsvaga akazobtwa maparts iye akabatawo .Thats fighting 😂
🤔 No chief matonga zvisizvo Mai iyo Haina kukwana ndiyo yakatanga munhu saka maida here kuti atemwe ne badza
Mambo Nyamaropa maida kumurume afe sehwai here akanyarara. Murume akadhonzwa uyo. Tarisai nyaya. Izvi zvinoita kuti vakadzi vashaiwe respect kuvarume. Next time murume wakarwiswa nemukadzi uraya uzotongerwa mhosva chaiyo
Otherwise chief makachena kuratidza improvement ❤
Too much noise hamuna order mudare menyu anywhere I'm not happy with your judgment chief mune favour😢
Good chief mombe mbiri boe zvekuti 💙💙💙
Imi amai avo hamuvazive vane pamuromo
Iwe Munyaradzi unozviti Nyamaropa haugone kutonga nyaya zvachose
Chief mabhaiza apa. Hakuna justice yakadai soo
Chief munotonga imi zvinonwisa mvura kunyangwe kumusha kwedu mukadzi vemunhu haarohwe nemunhu vechirume imombe mbiri
We are all equal pamutemo,since mujaya akabatwawo his privates,mai avo vaifanira kuripiswawo
UNfair ko dai akatemwa nemukadzi uyo nebadza. Aiita self defense. Aah mambo vatadza
Chief pafeya watonga matuzvi ndokutonga pachi Zanu pf ndozvotauta kuti murimbwa dzezanu
I think Ma chief aida kutombodzidziswa matongerwo enyaya cz umm
Mai iyo kumamiswa kushoma vakadzi vanotojairira awa kana mazogara Hakuna pachamboonekwa nyaya dat will favour varume
Chief makoniwa, verenga comment section Haa nhasi mandibhowa matadza
Mai avo varikuda kutogarirwa futi vakanakirwa nerpo remuchinda uyu kkkk vaiterera zvinhu 2 Ropa nezvibhakera kkkk
Chief matadza apa mukadziwo anogona kutorepa murume apa hapana angaachifanirwa kuripa mangamuchifanirwa kuyananisa chete
Yazvikanga nemafuta ayo😂😂😂😂
Murume ukaona mukadzi oda kurovana neww tiza
zvabva zvaita worse kkkk mukomana kowakwirirey dare waingoredza kubhadhara pakutanga pacho
Iwe nyamaropa unoda tirohwe nemazinhu kadzi unopenga, chero rako noridhonora
Mudare umu munoitwq noise inosvota chwaa chwaaa mapapers here or mic ndoine porobhuremu
Saka varume vachizotya kurepoter abuse inobva kuvakadzi nekuti madzimambo acho akadhakwa
Munhurume haurwisane nemukadzi asiri wako zvirinane kutiza musazozviite munofira mahara
Ndarwadziwa hangu nemashoko ekupedzisira ataurwa nemurume uyu. pa 22:28. Dai zvaibvira kuti vese vaviri ava vangopiwa havo dzidziso pasina kuripisana.🥲🥲🥲
Sando kunamai Nyamaropa ayewa vanogezesa
Ngatichingoti kurwisana kwakaitika .asi bamunini musazorwa ne mukadzi weasipo munotora mhosva. Chief Nyamaropa kwenyu mhosva dzinoparwa zuva nezuva vanhu venyu ndinofunga vane hupfumi hwakawanda ndiko saka vasingateti ku dzipara mhosva
Sando kwamuri chief
Amai Voda dzokororo. Yekugarwa kkk
I would never ever find myself accused or otherwise in these kangaroo courts.
Anyway, the whole judiciary system is now captured.
Makachena nhasi Chief Nyamaropa
Ini hasvisi kundifadza ini watowedzera pamari yanga yataurwa nemurume wacho matadza apa mambo chokwadi ngachiite chokwadi zvimwe bvunzaiwo vanhu varimudare
Vanhu vekumba kwangu
Nyaya ngaitongwe ft iyi
Saka vakadzi vachafamba vachipwana zvirimwa zvevamwe uye vachadenha afterwards kuti vadzorerwe kuitira vabhadharwe . Mambo you are not far. Vanhu avo vakakumbirana ruregerero murume akabhadhariswa $15 dollars kwasabuku, asi Mai avo nemurumebwavo ndakukwira dare futi Kwa Headman. This is not far
(1) this woman must be charged with unlawful entry (2) mukadzi uyu ane mhosva yekupaza nekudhura mapango ari payard yemunhu (3) mukadzi ane mhosva yePremeditated violence involving use of a dangerous weapon...this guy acted in self-defense ari pamunda wake...matongero aNyamaropa uyu akadhakwa kubva kudhara..he must be changed pachiiswa mumwe ane ruzivo coz this Nyamaropa is full of i know it all yet chozivikanwa hapana
Very true
Apa mambo vatadza kutonga vese vaingofanira kubvisa zvakafanana
cheif bushu na nyamaropa ukaita mhosva nemukadzi kana mukadzi ari wrong vanonyepera kuzungaira
Vanhu varikupfakanyika chiiko aaaah apa havagare pasi
Mmmm nhas mambo mandigumbura
Saka mukadzi wemurume uyo akamhan'ara wo kuti uyu mukadzi akabata zvombo zvemurume wangu anopiwawo mombe here ?
My question too
Noise mhani umo
😂😂 true tongue 👅
Mudare umu noise inovanda plz
Nyamaropa 💥💥
Mukadzi uyo arikutoziva size yezvombo
Eee hake😂
Nyamaropa apa wanyeba zvekurevesa nxaaa
The spirit of fighting for land ppl don't even own lingers. Our people have to a very long way to being self respecting individuals. Always grabbing and fighting over small things. Those who genuinely died for people's freedom are watching in horror. Until we all learn to respect each other and realise it's not all about land. Respect for others comes first.
Dhuku re white haaa ava vanhu chiiko, taneta isu. Mambo musanzvenge pachokwadi ,tokuzivai muchitonga chaizvo.
haaaa iyi yatongwa wrong ....tichanzwa nema abuse ....no one ia above the law
Chief makachena suite yenyu yakakufitayi
Matauriro amambo ndeekupa mbiri kuvanhu kadzi munhu anourawa kuchinzi handifaniri kurwisa badza raiva rekutotema saka aifanira kumira or kudhonzwa amire mopenga chief
Chief nhasi mandibhowa henyu mai iyi inhubu chaiyo
Kkkkkkk kutambisa zvombo zvangu achigwina gwina
Aaah chief with full respect today u totally wrong
Mugarden maida eve iwe. Zvombobzvinoparara😂
Nyamaropa always fever vakadzi amutarise chokwadi mai avo naivowo vakazvitorepi zvokurwa nomurume vose vari wrong apo pakurwa
Aiwa hamusikuona nyaya imi murume uyo akatora garden ramai avo ravakasiirwa nemukwambo wavo achitemba kuti mukuwasha wake ndisabhuku zvogumbura corrupt sabukus. Well done Chief nyamaropa magona kutonga.
Ndosaka varume vachizorega koreporter vanodzvanyirirwa
Chief makuitasei futi aaah
Mukadzi imhata iyo
Anonetsa village rose uyo ndewe muvillage medu stupid chaiyo
Kkkkkkkkk. Hauna akawanda mashoko
Vese namambo wacho zvese nxa imhata nyamaropa
Vakadzi vanongorevererwa zvichief izvi ndezvekupenga
Sei mumatare emadzimambo muchingonzi munhu wese mukuru nemudoko anongonzi iwe chero ari mudhara why
APA chief hamuna kutonga zvakkanaka amai Ava ndovakatanga murume uyu amai Ava vanepamuromo
Hamusi kugona kutonga saka kwenyu ikoko nyaya dzisiri kupera day & night kudare why vanhu vezanu ana nyamaropa tongai mushe
mutemo hauchaitaura izvozvo mambo ko iye mukadzi anobvumirwa here kurwisa murume wemunhu ? Hant mutemo urikuti takaenzana
Dai mrume uyo akamhanya kwasabhuku kuti huyai muone garden rapazwa not kurwisana nemkadzi asiri wake futi mambo matonga chaizvoo
I'm not happy ne judgment
Ini vaviri ava vese handisi kuvanzwisisa
Chief you failed our gender
Ava ngavatongerane panze,muchiclass umu mune noise veduwee
Gaeden nderaamai avo mambo magona kutonga
Chidare chine noise ichi
Mambo isu vakadzi hamusi kutiziya ,mai ava vari wrong,mkomana tsvaga vanoroya uvaroye vanojairira,tsvaga mombe iyoyo vapedza tsvaga vanoroya uva fixe
Mukadzi ngarohwe akadenha murume wemunhu cz tese tiri vanhu ,wese ngava ripe cz kanawo mkadzi wemuface uyo akato gwinwirwawo zvombo zvake wani ,mambo maita chidofo apo
But vakadzi vevanhu musazotora advantage nekudenha kuti muripirwe
Iwe wakarimirei mugarden usina kutaura namai avo
Mai vane mhosva