Zvinoyera, zvinotyisa, zvinoshamisa: Gogo(89) vakavharirwa mumba vachirohwa nemwanasikana wavo.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 188

  • @Nayr_1111
    @Nayr_1111 Год назад +9

    Uyo arikuAustralia ngaambotora mai vake for 3-5yrs on Subclass 870)
    Sponsored Parent (Temporary) visa

  • @jackiemawoko9191
    @jackiemawoko9191 Год назад +17

    ngaasungwe munhu uyu nxaa anenge akaromba futi kutambudza mai to that extend here veduwee 😭😭

  • @julietmuzokura3172
    @julietmuzokura3172 Год назад +4

    Nyaya iyi inoshuwisa the best way gogo ngavaendeswe kuOld people's Home kuvaharidzira Hondo iyi taiona kuti amai venyu munovada ASI bhinya iri ndorashata muchavaoona vachekwa amai venyu zvinoshamisa chokwadi

  • @gladysmutyiri586
    @gladysmutyiri586 Год назад +14

    Inengei bitterness yekuti haana ku achiever zvakaita vamwe mupfungwa dzake anoona sekuti mai vakamusarudza havana kuisa same effort paari uye vanoda vamwe vana kumupfuura asi ariye anga asinga accept advice or kutsiurwa so obviously not happy with where she is in life. Mabasa ako anokutevera marriages and friendships break down. C word is a big thing inoda counselling to cope. She comes across semunhu ane depression and psychotic disorder. Elderly mother is being physically, emotionally and financially abused and must be safeguarded because her welfare is of paramount importance too. The fact that daughter has cancer doesn't mean she can infringe her mother and sisters' rights. The lady has underlying mental health issues needs to be seen by relevant professionals asap vanhu vasati vakuvadzwa.

  • @Selmar701
    @Selmar701 Год назад +6

    Murwere wepfungwa anoda kutobatsirwa amai havangarohwe zvekudaroo nemwana wavo am shocked 😭🤔

  • @beatriceyvettewaziliwa3565
    @beatriceyvettewaziliwa3565 Год назад +4

    Ko kuendesa mom's kuold pipoz home since vaine mwana Ari kuAustralia zvinoreruka coz Ngozi iyi hamusi kuiziva guys

  • @destinybridalslounge1623
    @destinybridalslounge1623 Год назад +5

    Vamwe tirikutovatsvaka vana amai ava kudemba kuti dai vakangopiwawo upenyu hwakati rebei vamwe ndovarikuvarova 🙆

  • @calvinobo9018
    @calvinobo9018 Год назад +5

    Haaa hamuna vakomana er mumusha umu this small things haajairire vanhu zvekudaro.. mhuri Haina power

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 Год назад +8

    Zvakaoma and anenge akaromba hazvisi zvega izvi

  • @tiashempof7014
    @tiashempof7014 Год назад +12

    Vanhu ava vane zvavasiri kutaura about their family,hakuna munhu anoita so ongosiiwa achiita zvaanoda

  • @blatinaayisa4813
    @blatinaayisa4813 Год назад +1

    Munorohwa nemunhu anoshandandisa ruoko 1 murikutii ,murikuziva kuti ingozi here yamurikutswagirwa .Anoshandisa mushonga weshumba waanozora endai ku church dzemweya mushonga wake unoshanda kune munhu wese ndosaka achityiwa

  • @tanniamahamati7737
    @tanniamahamati7737 Год назад +6

    Thank you for posting was waiting for this

  • @chipomudzinganyamamagoto971
    @chipomudzinganyamamagoto971 Год назад +3

    Akajaidzwa From the way go achikura ipapo

  • @ButeleziKel6115
    @ButeleziKel6115 Год назад +10

    Cancer inoita kuti munhu asasungwa here. She needs to be put in order.

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 Год назад +2

      Zvatondinetsawo kuti ukaita cancer une right yekuponda munhu usingaende kujeri hre

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 Год назад +2

    Ummmm Tete Telder plz idzi ndonyaya dzamunofanira kugadzisa Tete uyu ngavasungwe anogara kunogara mapenzi why kushungurudza Mai at that state aaaaa Mwari havo dayi vaiziva chokwadi Vasina kukasika kutora Mai vangu vamwe vana Mai vapenyu vanoita zve kudayi yooooo it's very sad 😭 imi vanhu Ava hapana kana hamadzamai here aaa vasaregerere zvakadayi chiikoasi vakaromba here chiiko aaaa ndarwadziwa aaaaa

  • @nancyngobeni6105
    @nancyngobeni6105 Год назад +4

    Ane mushonga otherwise ndiye akauraya baba na bhudhi becareful

  • @christabellmundandi5060
    @christabellmundandi5060 Год назад +1

    Musungusei mhani imi cancer kudii kwachoo ndiyo inoita kti anetse amai hre

  • @omegagovero9199
    @omegagovero9199 Год назад +3

    Mhuri yakadzidza iyi.The sisters are choosing peaceful way than jambanja

    • @Palaz_Adventure
      @Palaz_Adventure Год назад

      Peaceful way my a*s. Kudzidza kweiko mai vachirohwa??

  • @jackiemawoko9191
    @jackiemawoko9191 Год назад +3

    One day achavauraya mai ivavo

  • @chalensayenda8840
    @chalensayenda8840 Год назад +3

    Mmmh tete this is so sad, my worry is after afumurwa kudai iye mupengo uyu achavavinga zve orwa nawo kuti mandinyadzisa paradio

    • @emmellyganyo9510
      @emmellyganyo9510 Год назад +1

      Maiweeeeee nhas Gogo hawaridye rinopisa zvakunzi vana wenyu vandifumura anenge akaromba uyu

    • @Selmar701
      @Selmar701 Год назад

      True dear

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 Год назад +4

    Mukutopedza nguva munhu uyo ngaavharirwe mujeri mhani

  • @irenerupere1126
    @irenerupere1126 Год назад +3

    Be careful nemupengo uyo muchabaiw.a nevanga anoda kufa neumwe. Akati cancer patient inoita madiro ndiani. Arikukusorerai ngozi hama yenyu iyi

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Год назад +4

    Vanoratidza kuti vanhu vakadzidza

  • @ShynessTagarira
    @ShynessTagarira 4 месяца назад

    Sei achityiwa nevamwe vana mushonga

  • @janemuswere9070
    @janemuswere9070 Год назад +1

    Achauraya amai ne stress. Apa ari kuparamura ngozi nekurova mai. Anogona akaromba or ane ngozi

  • @noresttirongo7008
    @noresttirongo7008 Год назад +1

    Nyaya iyi inorwadza dai mwari avabatira vatora mai vavo

  • @eunicechinyoka9505
    @eunicechinyoka9505 Год назад +2

    Ndachema ndisati ndotodzwa nyaya ndarwadziwa

  • @priscillandoro468
    @priscillandoro468 Год назад +3

    Mwana anoda shamu ine munyu neky anofunga ky ndiye ane yese izvo bodo kuzviregerera zvake.

  • @veezulu8864
    @veezulu8864 Год назад +4

    Tinogona kuswerera pano uyu munhu uyu hongu akakura ari violent but ,I'm 100% sure akauraya murume waakazotorera sisi vake avo batai mazwi angu 🤞,mishonga yega yega kuromba ndokuripo,mafuta eshumba anoshandiswa ipapo ngozi ichitenderera along the lines

  • @clivemunetsi9674
    @clivemunetsi9674 Год назад +2

    Mkadzi uyu akurova vamwe ane Bipolar chete

  • @josephined8931
    @josephined8931 Год назад +2

    Uyo mununguna uyo is just a bulldozer chaiyo izvozvi ari kuda kutora imba yamai avo kuiita yake sezvaakaita kuchata nemurume pachihwande.

  • @wetumankosa968
    @wetumankosa968 Год назад

    Amai ava inga Hanzi vane mwana akadzidza arikuAustralia zvatotaridza zvega kuti ariAustralia anga achivapa mari vataura vakadzi avo but mupengo uyu nejerasi otora futi mari iyoyo. ArikuAustralia dai apa anasisi avo mari vachengete mai. Tsvakai strong lawyers mhani! Haambozviite futi😢

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 Год назад +2

    Anemweya endai naye anobatsirwa

  • @werowerohamutyi6461
    @werowerohamutyi6461 Год назад +2

    Nyaya iyi kana chiri chokwadi zviri pachena kut anoshandisa mushonga unodzimaidza vanhu kunyange kumatare ska naizvozvo nyaya inoda zvakare kut vanhu ava vaiite nzira dzose dzemutemo uye zvomweya sekut hakuna munhukadzi ane moyo wakasindimara kudaro semunhu akakura nehunhu hwehumbimbindoga itsika yerima itori muropa

  • @masclinemaposa4600
    @masclinemaposa4600 Год назад

    ngozi ichawira vanhu ava irikuita ma press ups now .

  • @anglechipfakacha
    @anglechipfakacha Год назад +2

    Tidanei timugadzirise munhu uyu ,,anoda kuzvambarwadzwa chaiko mainini Vano dherera Ava,

  • @sibombawa9678
    @sibombawa9678 Год назад

    Ngawaende kwaSekuru Tasvu

  • @rutendogrey8910
    @rutendogrey8910 Год назад +1

    Musatanist uyo mukasachenjere anouraya amai .hokoyoyi nengozi makatoparirwa kudhara.ko hama dzaamai venyu dzirikupi

  • @nyashamutemaringa9200
    @nyashamutemaringa9200 Год назад

    Iyi nyaya iyi zvogonakudaro ivo Mai vacho varikurohwa vaine imwe secret yavanoziva yavakaita kare nemwana wavo arikuvarova. So hazvishamisi gogo vakabvunzwa about abuse yavari kusangana nayo vobva vatoramba futi. Vamwe vana vanogona kutoonekwa semapenzi ivo vachida kubatsira Mai vavo

  • @chrishlungus8876
    @chrishlungus8876 Год назад +2

    Hes tilder mukadzi wangu

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Год назад

    haa mukujaidza munhu imi....mukadzi anorarama kunge mhuka kudaro

  • @aneshiasohan2343
    @aneshiasohan2343 Год назад +2

    sad sry ngaaiswe behind bars

  • @eunicechinyoka9505
    @eunicechinyoka9505 Год назад

    Kasungwe asashungurudza mai zvinorwadza ngav

  • @faithtsunha8497
    @faithtsunha8497 Год назад +1

    Arikurwara nenjere

  • @esierayner533
    @esierayner533 Год назад +2

    Something doesn't add up on this story. Report her to the police. She is abusing mai.

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 Год назад +2

      Pane zvavasiri kutaura zvakavanzika they must tell the truth coz nyaya yekuti she is cancer patiant hazvimupe energy or ability yekushungurudza mai vakamuzvara. Something fishy.

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 Год назад +1

    Rubatsiro rwei imi musiri kuenda ku police Nhai ana mai?

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 Год назад

    Apa ka vana vose varikuda mari neupfumi wambuya. Apana kana mumwe wevana ane care nambuya. Kurikurwirwa mari yavo yemaroja neyemwana weku Australia. Kuti azouya apo iye mpengo kune mistake yaivepo yaiona

  • @luciadudu6871
    @luciadudu6871 Год назад +1

    I think mukadzi uyu akuda kufa nevamwe

  • @willardndoro2471
    @willardndoro2471 Год назад

    Vanoda kurohwa Amai ivavo .

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 Год назад

    Vanozviitisa ava, kushungurudzwa nemunhu one? Why not team up mese motora mai venyu nekuti ngozi yacho hamuchaigona

  • @sukoluhlengwenya62
    @sukoluhlengwenya62 Год назад

    I like yo vedio

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Год назад +4

    Report her to the police

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад

    Harwari hr imi

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 Год назад

    Sad story 😭😭😭

  • @MaiProsper-1978
    @MaiProsper-1978 Год назад +1

    Life is spiritual. Nyaya iyi ikaongororwa spiritually it will surprise you. Don't trust anyone. Vanhu vakabatabata

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo

    • @MaiProsper-1978
      @MaiProsper-1978 Год назад

      @@chiyenyumba7135 You are a master of your opinion dear. So as I

  • @eventhoughmapfumo8342
    @eventhoughmapfumo8342 Год назад

    Chasara ndechekut muchazowana gogo avo vauraiwa naye .

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +1

    Inga zvakaoma kushungurudza amai vako kudaro

  • @patriciagunzo6647
    @patriciagunzo6647 Год назад +1

    Ummmm ari kutozvipa munyama chaiwo hupenyu hwake hwese plus ngozi chaiwo ummm dai mwari anzwira gogo tsitsi

  • @heartmoyo
    @heartmoyo Год назад

    Mupembedzei zvenyu muchitadza kurova munhu gogo vakangofa avo muchademba

  • @georginamakomva432
    @georginamakomva432 Год назад +1

    Ane shavi remoyo vehutsinye

  • @sandrampofu1755
    @sandrampofu1755 Год назад

    Like I always say . Our justice system is failing us

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад

    Isu taiwe nawo tete vaishungurudza amai wawo hama dzagogo dzacho dzaipihwa mari kt pasambiwane anoti tete vacho vakaipa vanhu vakungoda mari hama dzagogo dzi rongi

  • @kerinachikupo643
    @kerinachikupo643 Год назад +1

    Pane zviripo zvakavanzika apa,anotembeiko mukadzi uyu nhaimi

  • @emilymbizi1075
    @emilymbizi1075 Год назад +1

    Zvakaoma

  • @beautydouzen1976
    @beautydouzen1976 Год назад

    Ngaausungwe

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure Год назад

    Why can't you call the police? Or kuhire mamonya? This thing doesn't add up. Ko varikumhiri varikutii? Ndovanemushonga wese urikukonzeresa zvese izvi. Tipei address isu tivasvikire

  • @anitabero8230
    @anitabero8230 Год назад

    Mukadzi Uyo akabata mushonga nekuti Amai havarohwe ende ingozi yakakura

  • @issie874
    @issie874 Год назад +1

    this is beyond comprehension torayi gogo please tapota

  • @kateluseni5615
    @kateluseni5615 Год назад +1

    Pamwe haasi mwana veipapo pamwe akazviziva saka akuitira mai vake hutsinye

  • @angel_Creations.
    @angel_Creations. Год назад +4

    Eish zvakaoma😭😭😭😭😭

    • @ceciliananny6907
      @ceciliananny6907 Год назад

      Kutadza kubatirana munhu umwechete here imwi makawanda kumukinditsa chaiko aaah shem

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Год назад +2

    Lapha kulemithi phakath akekhoumuntu ongenza kanje coz silabo aba voilence efamilyn kodwa hay so imithi la uthwele lomuntu

  • @TM-iz2ku
    @TM-iz2ku Год назад +1

    Kungodawo kubuda pamhepo here sure wongofona kuti munhu uyu ma1 kkkkk

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 Год назад

    Mese imi vana imi murikutoparirwa ngozi yamusingafe makagona kukutaurirayi chokwadi Mai havasi vekuita chitoy chekutambisa aaaa

  • @getrudemoyo7469
    @getrudemoyo7469 Год назад +1

    Pane nyaya apa pane arikushandisa mshonga pamba apo

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 Год назад +1

    Panezvakawanzika apa zvirikuda ruzhinji rutopindira apayoo

    • @linomsadube
      @linomsadube Год назад

      Taura hako Mai vanogona vaibatawo Mai. Vavo zvisizvo iyo manje inodzikorodxzeka kuita generational curse

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 10 месяцев назад

    Kuromba na amai vako here? Ndozvirikuitika apa. Vano gona batsirai kani. Pure evil woman. She should finish her life in prison.

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад +1

    Wanhu wacho wemutemo fty haaa hwagoni

  • @aneshiasohan2343
    @aneshiasohan2343 Год назад +1

    Am the first here tte mrcy

  • @hildamusiwa5431
    @hildamusiwa5431 Год назад

    Mai ava vanenge vane problem vanoda kubetsera.

  • @forgetjenyura894
    @forgetjenyura894 Год назад +2

    anorwara nepfungwa munhu uyu

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 Год назад

    Hello tetez and fam

    • @jullianamataswa
      @jullianamataswa Год назад

      Panogona kunge pane munhu akaita zvaakaita pamwana uyu achiri mwana mudiki. Tiri kunzwa kuti akabvira Ari mudiki kuva violent kwacho zvino zvatowedzera. Pane zvisina kumira mushe pamunhu uyu. Ngavatsvage vanobatsira vozomuendesa kune vaongorori vepfungwa. Asi Mai ngvambobviswa paari nekukasika coz havasisiri zera rekurova zvekudaro. Nerimwe zuva vanofuma vasisipo. Dai ndakaziva haitungamire. Kunzwa nekuita vanayaya vedu.

  • @getrudemoyo7469
    @getrudemoyo7469 Год назад +1

    Gogo ngavayende kunochengetwa kunogara vanhu vakuru

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 Год назад +1

      Vose zvavo unotongonzwa nematauriro avo kuti ndivana mai vakadya mabook

    • @memorychikumo3295
      @memorychikumo3295 Год назад

      Very true they're educated

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 Год назад

      Ivo vana vakuru ava ngavatore mai vavo vanogara navo kudzimba kwavo. Sei varikusiya mai varipamba apa

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Год назад +1

    Ko musungiseika agare mujeri nhai

  • @babajoze
    @babajoze Год назад +3

    Utsinye hwake kungu munhu wezanu pf

  • @virginiahove3856
    @virginiahove3856 Год назад +1

    Ko torai mai venyuka mugare navo imi uyo asare pamba

  • @revaimaserwe
    @revaimaserwe Год назад +1

    Batai munhu murove ,akajaidzwa nxaa

    • @natashanyamunda435
      @natashanyamunda435 Год назад

      Taura hko iye akunzi akazvimba ruoko Anoda kunyatso rohwa

  • @ruthphilip5837
    @ruthphilip5837 Год назад

    Sister iyo ane ma Mental promblems anongo piwa peace order. Tete Tilda batsirai vakadzi avo please havana power kusara kwenyu. Please mental problems yake ya more obvious. Please help them Tete Tilda that’s why Mwari vakauisai pa muri.

  • @josephined8931
    @josephined8931 Год назад +1

    Mukadzi uyu akatombouraya munhu chete, uyo murwere wefungwa chaiye.

  • @patiencechimhanda3734
    @patiencechimhanda3734 Год назад

    Amai vake chaivo is she possessed 🤨 and why is that person not yet arrested even ivo vanhu vemuraini varikumusiirei achipenga kudaro kutadza kumurova sterek

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 Год назад

    Something doesn't add up. Hapana munhu anesimba rokurova nekuita zvaanoda mumuri. Havamudzoseri. Vanotorizina nemhondi...hmnnn no. Pane zvimwe kuseri!

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад +1

    Moti harwari anorwara uya zvamusiziwa

  • @charitymareya255
    @charitymareya255 Год назад

    batayi munhu muri two kudaro momu kinditsa zvakaipa kusvika asingacha gone kufamba. Mukumu jaidza kwazvo nxaaa. plus ngaa sungwe anenge akuda kugara namai zvekuda mari yemba nemari irikubva kunze.

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 Год назад

    Kusarohwa

  • @getrudedavis1957
    @getrudedavis1957 Год назад

    Asi muZimbabwe,social services haina adult protection services here?

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Год назад

    Ngaasungwe munhu wepi asinga respecte mai vake

  • @joeycharm77
    @joeycharm77 Год назад

    Ngava bate sly media

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад

    Makadii kudzosera pamakarohwa haaa akuda kurohwa uya

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Год назад +1

    Asa hwande ne cancer musatanist uyo

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 Год назад

    Ko.imi.madii.kubvisa amai mugare navo muvasiye sisi vacho pamba ipapo

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 Год назад

    Ngaasungwe munhu uyu abviswe futi pamba apa