Yaa in as much as he expounds issues, he misses some. The Sabbath is factual moreover scriptural, day issue is explicit as that is what holds the literal week till this day genesis 2:1-3, My other issue of concern, all people can't be messengers of God,
Iwe unopenga chete iwe kana asiirira ingoparidzawoka zvako zve sabath woposter pano pa yutube ...dzidza kungotendawo chakanaka kwete kuurawa neDoctrine zvekuti pese pataurwa zveshoko raMwari wakuti sabath ko kungoteererawo nhaiwe
THE ISSUE IS I WAS RESPONDING TO THE SABATH ISSUE WHICH THE PREACHER PREACHED AGAINST, IN NO WAY CAN WE KEEP QUIET WHEN THE TRUTH IS ATTACHED, THE SAME WITH HIM, WHAT HE UPHOLDS AS TRUTH, HE SHARES. THE WORLD IS NOT GOING TO BE JUDGED BY THE DARKNESS WHICH SORROUNDED IT, BUT THE LIGHT WHICH WAS SHOWN TO IT AND WAS REJECTED. KUTONGWA NDEKUKU KUTI CHIEDZA CHAKAUYA PANYIKA, ASI VANHU VAKADA RIMA NEKUTI MABASA AVO AKANGA AKAIPA
Powerful word of God,thank you muvangeri
Haaaa ndatenda hangu makatumwa God bless you
Munondigonera Rev Muparinga
Apostle Muparinga shoko munoparidza henyu.amen amen
Powerful word. Glory be to God
Muvhangeri Trymore Muparinga murambe muchishandiswa naShe. the word remains fresh
Powerful
Haaa, evangelist, mapakuriro amunoita Shoko, muno munyika yedu hapana angaswedera,munoritsanangura zvokuti nyangwe dofo rinozvinzwa e.g ini, ndinokunzwisisai zvakadarikidza
thank you baba Muparinga...taiva navo muno mu s.a from friday-01-02-19 kusvika musi wa03-02-19 makatikomborera baba..Pfudzwai pamberi
Powerful Sermon 🙏
Mharidzo dzake dznondkomborera...glooory be to Jesus.
Amen powerful mrume anoparidza zvandoda uyu God bless u Apostle Muparinga
yaaa I love this guy anoita kudedebura vhangeri
Glory be to God. Thank you man of God
Powerful man of God, tinoisa maziso kuma denominations more than kuna Mwari
Very strong massage. Preach brother. God bless you.
Amen amen
You bless me man of God love you too much
Takusuvai Evangelist Muparinga huyai muna first
Hallelujah
This message is unique and dynamic
I am blessed always listening to your sermons Man of God Apostole Muparinga 🙏🙏
Baba maitabasa ne upload ye videos thanks also to Evengalist Muparinga 🙏🏾
Amen munhu waShe iri ndiro shoko raMwari chairo.
Mbiri kumusiki.
Nancy Nyawodza
Amen Hallelujah pastor!!! I need DVD please pastor 🤝🙏.
Thanks baba ummmmm munocheka masettings !!!!!!!!!!!
THANK YOU MAN OF GOD
straight gospel God bless you Evangelist not vamwe vanongorotomoka zvepanyama muna first umo.
Ndnotenderana newe
Amen
amen .....i missed the bible verse someone to help
Thank u for uploading. i really love listening to Rev. T Muparinga's sermons.
🎉.😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 11:36 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅... 12:05 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
. .😅😅😅
Shoko mufundisi zvinokudzwa
Munhu waMwari komborerwai zvizhinji hagoni nemi
I'm blessed with u man God
Powerful Evangelist
amen amen man of God
Long live Evangelist
Amen
Ahh is a great preach
imimi makanyanya mwana wamdara kubva kareeeeee
Thankyou Jesus Christ
Powerful man of God
Glory Hallelujah Amen
Glory to Jesus
look at how crowds gather with time....true gospel attracts men to Him !
Yaa uyu murume anoparidza zvandooda uyu
Powerful papa
Soko
I am blessed
Glory be to God 🙏🙏🙏
Amen and Amen
Amen amen powerful
Itirwai nyasha muwedzerwe makore tigoramba tichinzwa vhangeri rinotigutsa pamweya
Munondikomborera Munhu waMwari itarwayi zvakanaka
Great
Great insight
ndokudana kuti simon Peter muzodziwa
powerful one.
mmm uyu akayenda kuchikororo chemweya mutsvene...
Long live Rev wemaRev
sorted
Comedian preacher.
Zviri nani pa mharidzo dzatinonzwa dzekureplacer Jesu tichinamata vafundisi nemapastor
Yaa in as much as he expounds issues, he misses some. The Sabbath is factual moreover scriptural, day issue is explicit as that is what holds the literal week till this day genesis 2:1-3, My other issue of concern, all people can't be messengers of God,
Iwe unopenga chete iwe kana asiirira ingoparidzawoka zvako zve sabath woposter pano pa yutube ...dzidza kungotendawo chakanaka kwete kuurawa neDoctrine zvekuti pese pataurwa zveshoko raMwari wakuti sabath ko kungoteererawo nhaiwe
Iri ndiro skokozve iri endererai mberi baba
THE ISSUE IS I WAS RESPONDING TO THE SABATH ISSUE WHICH THE PREACHER PREACHED AGAINST, IN NO WAY CAN WE KEEP QUIET WHEN THE TRUTH IS ATTACHED, THE SAME WITH HIM, WHAT HE UPHOLDS AS TRUTH, HE SHARES. THE WORLD IS NOT GOING TO BE JUDGED BY THE DARKNESS WHICH SORROUNDED IT, BUT THE LIGHT WHICH WAS SHOWN TO IT AND WAS REJECTED. KUTONGWA NDEKUKU KUTI CHIEDZA CHAKAUYA PANYIKA, ASI VANHU VAKADA RIMA NEKUTI MABASA AVO AKANGA AKAIPA
haiwawo sabbath yei nayo....sabbath yako enda unoiparidza kuseventh day kwenyu ikoko
@@bernardtagarira1197 true that....chero akaparidza zve sabbath zvacho akaposta tinongoisa madislike kkkkk
Apostle Muparinga shoko munoparidza henyu.amen amen
Amen
Thank you man of God
i am blessed
Powerful
Amen
Thank you man of God
Hallelujah
Amen