Ko wakadii kuenda kune chikomba and iye chikomba chinoshaya respect kuuya in your matrimonial home for what. Makadii kunoita bonde kumba kwechikomba. Unopenga iwe
Varume kana vachihura avapindenema fillings asi vakadzi anopinda nezvese moyo brain ma fillings saka ma1 murume akajola kunze bhebhi rikaita mwana anogara kunamozi wake asi vakadzi munochengetesa varume vana vevamwe
#1st Ah!,better than murume wako pakudii nhaiwe,tibvirepo,ukwane iwe hona wakanganisa hupenyu hwevana.Mukadzi anorambirwa chihure munhu washe ndosaka vabereki vako vari zii,dai zvanga zviri zvimwewo zvawakarambirwa vaidai vachito mira mira kuti vakugadzirisei mudzokerane muchengete vana pamwe chete.Zvino wakanyadzisa and wakutosemesa murume.Zvisinei give him time coz zvawakamuitira zvinorwadza and hazviregerereke.Kana achikuda back ndiye achakutanga then wozoita hunhu hwakanaka hwacho hwauri kutaura.Kwazvino murege afurwe mhepo,and ukamuona achinanaidzana nemusikana usamurwise nekuti ndiwe wakazvitanga.Saka chikomba chiripi now,wazvionaka kuti chaikuda uri mumba mako otherwise dai watiudza kuti you moved on nacho.Next time kana uine mwana musikana uchamudzidzisa not to compare murume nemumwe munhu.
1st confession day 1 amainini matosangana nemutorwa motoitana sweetheart here shuwa. Satan anouya nepakuru chaipo. Zvakaoma Once trus is broken zvaendwa. It doeent hurt to try to ask for forgiveness, the worst you can get is a no. Himble yourself honai zvamakaitira vana venyu makavapesanisa na baba wavo.
Everything starts with the devil. He came to steel and destroy. He wanted you to loose this good marriage. Just open up to your hubby and tell him that it was a mistake and you regret everthing and you learnt your lessons.
Iwe munhu urimukadzi wemunhu unokimbirwa no nemurume wausingazii unonga uchimupireiko , ini kitaura chokwadi handipi ndimototi no handingopa vanhu no dzangu unodzidii
Married women munombonyadzisa. You thought kuti Chikomba was better than yr husband wakadii kumutevera pamakabatwa?? We always say chikomba chinokuda uri pamurume but still kwaari uri hure because u r cheating on yr husband. Thank God you have only YOU to blame
Ko wakadii kuenda kune chikomba and iye chikomba chinoshaya respect kuuya in your matrimonial home for what. Makadii kunoita bonde kumba kwechikomba. Unopenga iwe
Fellas once mukadzi ahura never take her back, they don't change.
Kkkkk kas imi mukahura munoda sec chance
Even murume
Varume kana vachihura avapindenema fillings asi vakadzi anopinda nezvese moyo brain ma fillings saka ma1 murume akajola kunze bhebhi rikaita mwana anogara kunamozi wake asi vakadzi munochengetesa varume vana vevamwe
Chokwadi kk mukadzi akahura ngaende
Second confession pfungwa dzechihure idzo ,manje uchawanao ane pfungwa dzino darika dzako paku funga ,chazvakanakira uka putsa imba yeumwe newe uno putsirwawo.l love it.
😢😢haaa unohura zvinosvodesa iwe mhani. Ko makadii kuemda kuchikomba nhai bhishu iwe hure risina kukwana
#1 wakadii kuzvi funga usati wahura wakuda kuchengetwa Ka enda kuchikomba chako... vakadzi dzidzai kuzvishandira musamirire varume
Munonyadzisa sister, ndimi makatoparadza future yevana, nekuita zvekupenga. Kusasana kunoparira. Dzidzai kurespecter varume venyu, maphone aya akauya nezvakawanda hazvidi kuteedzera unosara wapazero.
#1st Ah!,better than murume wako pakudii nhaiwe,tibvirepo,ukwane iwe hona wakanganisa hupenyu hwevana.Mukadzi anorambirwa chihure munhu washe ndosaka vabereki vako vari zii,dai zvanga zviri zvimwewo zvawakarambirwa vaidai vachito mira mira kuti vakugadzirisei mudzokerane muchengete vana pamwe chete.Zvino wakanyadzisa and wakutosemesa murume.Zvisinei give him time coz zvawakamuitira zvinorwadza and hazviregerereke.Kana achikuda back ndiye achakutanga then wozoita hunhu hwakanaka hwacho hwauri kutaura.Kwazvino murege afurwe mhepo,and ukamuona achinanaidzana nemusikana usamurwise nekuti ndiwe wakazvitanga.Saka chikomba chiripi now,wazvionaka kuti chaikuda uri mumba mako otherwise dai watiudza kuti you moved on nacho.Next time kana uine mwana musikana uchamudzidzisa not to compare murume nemumwe munhu.
1st confession day 1 amainini matosangana nemutorwa motoitana sweetheart here shuwa. Satan anouya nepakuru chaipo. Zvakaoma
Once trus is broken zvaendwa. It doeent hurt to try to ask for forgiveness, the worst you can get is a no. Himble yourself honai zvamakaitira vana venyu makavapesanisa na baba wavo.
Enda unokumbira ruregerero,but varume havaregerere so easykl ko maihurireiko
Everything starts with the devil. He came to steel and destroy. He wanted you to loose this good marriage. Just open up to your hubby and tell him that it was a mistake and you regret everthing and you learnt your lessons.
First tinokuudzai pano kuti muchazvirega henyu zvemujolo anenzeve anzwa
#2 haaa mwari ave newe
Kukumbira ruregerero for the sake of your peace of mind zvitori bho. Zvekuti azokutora back manje uhmmm i think it's too late hanzvadzi
#1 uneshavi haunyare sure munhu anga anemurume wake kwaye wanga wagara uri hure hakuna mukadzi anoita ushingi hwakadaro .iwe itongokumbira baba vevana vako ruregerero chete izvi zvekuti vakutore back handioni.but kumbira ruregerero moyo wavo usununguke.
Haaàa better kutsvaga umwe murume kubvuma kupfekwa nedemon kuuisa chikomba mumba mune murume.
Chiramba uchihura ndoo zvauri, zvirimuropa
Ndakunyarira iwe geraway
Yaaa kunze uku kwakwaoma chokwadi.Mwari pindirai vanhu havachakutyai
Zvinowanikwa umwe wangu.Kumbira ruregerero kumurume wako anogona kukuregerera
1st confession Enda kunechikomba Chako chipfambi hachiregererwe mu marriage ucharegererwa naJesu chete wakazviparadzira imba wega
Cc isiwule asifan loxabana nje ababuyisana kungela siwule bayabuyisana not lokhu Phola cc lomjolo pandemic
Iwe munhu urimukadzi wemunhu unokimbirwa no nemurume wausingazii unonga uchimupireiko , ini kitaura chokwadi handipi ndimototi no handingopa vanhu no dzangu unodzidii
Why did you not think about the kids first just go like that sis
Wakatadza here kuenda ku lodge iwe
Mahure aya
Ingomuisira masg ukumbire ruregerero hama zvinowanikwa
Chihure hachibhadare sista ko chikomba chakaenda nepi
Ko madi kuenda kuchikomba chenyu chiya
Ummm mweya wekuchiva mrume we neighbour iwe uine imba here haaa Demon rako haridi kudzosa mumba
Yaaaa Neah last Lizima strong
Kumbira ruregerero wakazvininipisa anogona kunzwisisa
#2 unotoroya chete iwe
😂😂😂😂😂Aaaayaa ende futhi.
One thing that a man can never forgive is a cheating wife it's better Dai wakamubira Mari or to leave him broke than to cheat .. he will die with it
Nhai mkunda munochemei ko chikomba madini kuinda kwachiri asi mainge musingadanani hre .
Kukumbira kudzokera kwamakasiya maitira tsvina hre waidayi wakafunga vana usati wabvisa panty plus kurara nechikomba pabed raunorara nemurume wako wakaoma iwe tsvaka mumwe murume pls .
2 urimuroyi chaiye😢
Married women munombonyadzisa. You thought kuti Chikomba was better than yr husband wakadii kumutevera pamakabatwa?? We always say chikomba chinokuda uri pamurume but still kwaari uri hure because u r cheating on yr husband. Thank God you have only YOU to blame
😢😢😢
Dai usina kubatwa wavakkupiko you even drove a car. My advice is to approach him via her sister or your relatives. Kanda arrogance kure beg
Hapana mazano aanitsvaka hure remunhu ngariende kure uko.makatadza kukunda satan..hauiti chihure uri kwawakaroorwa dununu
.gara kumba kwevabereki vako ndozvawakada.chituta chemukadzi kufadza gomba pabed pemurume wako.teveraka gomba haukuzivi kumushs kwaro?
Yaaa kunze uku kwakwaoma chokwadi.Mwari pindirai vanhu havachakutyai