Uncle Saints may God bless you with out measure ini ndirikurwawo. Ndiichichengetwawo ne wana abroad ndikawwanawo something l also want to give u uncle Saints thank you Saints group idi kuwapa 2rooms cabin 🛠 sando Saints
Thank you Uncle Saint n your team.Thank u mhuri yezimbabwe nerudo rwamaratidza kumhuri iyi.May God pour showers of blessings to everyone who stretched out their hands in helping
Uncke saint ummmm all because of you Mwari wekudenga akurangarirei zvikuru sekurangarira kwamunoita vanhu vske .kune vese vakatambanudza mawoko avo Gid bless you a million times guys ❤
Saint Group yasvika to another level. Firstly, they need assistance of a better vehicle inosvika kumapiripiti deep down the villages..... secondly, i think a borehole will do great things. Those two kids digging a borehole are hardworkers. they can do gardening, surplus yotengeswa to raise schl fees. Thus, a borehole is a necessity. Thumbs up, saint. God bless you for remembering the needy
With God everything is possible, ndinoda kutenda saint tv and crew nevese vatambanudza ndinoti Mwari dai vawedzera pamatapudza may God bless you musaneta kuramba muchiita zvakanaka
Imiwoyee izvi zvinosiririsa chinhu chinonzi amai chakaoma you go through very difficult situations and persevere for the sake of your children Mhuri yeZim let there be a difference in this woman's life through your love in Jesus name
My heart is bleeding Mwari vakukomborerei shamer na uncle tendwai nedenga korona yenyu yakakumirirai uyo anorangarira nherera ne shirikadzi may God bless u
I thank God for my life. I cried so much seeing this family, uncle and all who helped this family THANK YOU IS NOT ENOUGH . Denga ngarikutendei
Thank you Jesus 🙏 kunevakatandavadza kuvarombo Mwari ngavazadzise pakabviswa ❤❤❤❤❤❤❤❤
Thank you so much Uncle Saint nevese vakabatsira murambe makadaro
God bless you uncle nebasa ramuri kubata nevese vakatambanudza maoko avo kumhuri iyi Mwari vazadzise zvishuwiro zvemwoyo yenyu👏🙏❤
Keep up the good work uncle Saint Mwari varambe vachikushandisai
Thanks Uncle Saint with all who contribute to this family siyabonga❤
One Uncle vanofanirwa kuropafadzwa keep it up Uncle you are one in a million ndiri ku declare muve nelandcruser mugone kufamba kwese
🎉uncle Saint Mwari vakuchengetei nebasa ramuri kubata
Uncle Saints may God bless you with out measure ini ndirikurwawo. Ndiichichengetwawo ne wana abroad ndikawwanawo something l also want to give u uncle Saints thank you Saints group idi kuwapa 2rooms cabin 🛠 sando Saints
God bless you uncle saint and everyone who contributed to this family
Saint TV l SALLUTE THIS IS THE TRUE WORK OF GOD TO LOVE THY NEIGHBOUR AND THESE ARE THE LEADERS OF TOMORROW. BE BLESSED OVER & OVER ,🙏🏽🕊️🙏🏽🕊️
Good heart.Thank you LORD JESUS CHRIST of Nazareth
Thank you Saint tv, Mwari ngavakuwedzerei
Thanks nekubatsira vana vedu ava na my sister vedu
A thank you is not enough for those who helped 😢.May God bless you
Zimbabwe has got good hearted people😢
Im so proud of you hama .Mwari vakuwedzerei pamkabvisa
Uncle Saint you are a blessing to us thanks for your efforts to cover us.Thanks to all care givers Mwari vekudenga vapamhidze pamatapudza❤
Thank you Uncle Saint n your team.Thank u mhuri yezimbabwe nerudo rwamaratidza kumhuri iyi.May God pour showers of blessings to everyone who stretched out their hands in helping
UmuJehova evulimnyango akekho ongavala,thank you to all who contributed and thank you uncle Saint,God bless you
Ndafarira hangu plan yeimba munhu anogara ne kukurumidza maita uncle nevamunobata navo🙏🙏🙏
Komborerwai uncle Saint nevese varikutambanudzawo maoko avo👏🙏
Uncle vevanhu and crew itirwarai zvidhafudhafu ❤️❤️❤️
Mkoma Saint ndinokutendai ..nerudo rwekukuridzira kupa vose vatambanudza Mwari werugare vakuwedzerei hupenyu
Haaaa uncle mwari ngavakukomborerei sure basa ramoita irii hariitwi navakawanda iri uuuuuuum mwari ngavakuwedzerei mazuva mubetsere nherera sure........love you uncle ❤❤❤
Good heart.Thank you LORD
Rambai makadaro rudo rwenyu👏👏👏👏
Welldone bro zvinotendwa.Thanks for yor good heart and all those who extended a helping hand,God bless.
salute you sekuru rambai makadaro one love
God bless u uncle saint nevese vakabatsira
Uncke saint ummmm all because of you Mwari wekudenga akurangarirei zvikuru sekurangarira kwamunoita vanhu vske .kune vese vakatambanudza mawoko avo Gid bless you a million times guys ❤
Thank you so much uncle may God bless you
Uncle saint Mwari vakuitirei zvakanaka ne vose vari kutambanudza ngazviwedzerwe
Thank you uncle Saint nerudo uye vese varikubatsira komborerwai
Zvinokudzwa, mwari vakomborere. Kana mava pa side mobatsirawo mai avo vachirega kuramba vachizvara vana please.
Thank you sekuru Saint
Saint u r such a blessing to Zim n those who r willing to share with e needy may e Almighty increase ur blessings exceedingly n abundantly
Thanks auncle saint
Saint Group yasvika to another level. Firstly, they need assistance of a better vehicle inosvika kumapiripiti deep down the villages.....
secondly, i think a borehole will do great things. Those two kids digging a borehole are hardworkers. they can do gardening, surplus yotengeswa to raise schl fees. Thus, a borehole is a necessity.
Thumbs up, saint.
God bless you for remembering the needy
Saint TV thank you so much God bless you all
With God everything is possible, ndinoda kutenda saint tv and crew nevese vatambanudza ndinoti Mwari dai vawedzera pamatapudza may God bless you musaneta kuramba muchiita zvakanaka
My worry is mbavha
Imiwoyee izvi zvinosiririsa chinhu chinonzi amai chakaoma you go through very difficult situations and persevere for the sake of your children Mhuri yeZim let there be a difference in this woman's life through your love in Jesus name
Salute to u guys. Saint TV magetsi
God ❤ bless you uncle Saint
Uncle saint Mwari vakuitire zvishuwo zvenyu
❤thanx uncle God bless u
Mwari ngavawedzere pane wese wakatambanudza maoko mwari ngavawedzere pamatapudza🙏
Uncle munodiwa zvakanaka ❤❤mwari varambe vachikuchengeta vazadzise zvishuwo zvemoyo wenyu🙏
😢 Much love uncle Saint ❤God bless you 🙏🌹❣️
Mwari vakuitirei zvakanaka uncle 🙏
Thanks uncle. Seint
Thank u sekuru and our blessed family.
My heart is bleeding Mwari vakukomborerei shamer na uncle tendwai nedenga korona yenyu yakakumirirai uyo anorangarira nherera ne shirikadzi may God bless u
Uncle makanyanyisa 💪
Keep it up Uncle
Tinotenda Mwari chokwadi Ameen and Ameen
Maita henyu uncle saint neteam yenyu nevose vabatsira chokwadi
Uncle be blessed and my the lord bless all, who contributed to this family. AMEN 👏🏾👏🏾
Great works. You just gained a subscriber.
Thank you Uncle Saints muri kuita Basa Chokwadi be Blessed my Brother.
We thank you zimbabwe
God bless you uncle saints ,your team and vese vagona kubatsira ,once again God bless you 🙏
Mwari rambai muchichengeta vana venyu mukatisiya tinoparara
Sekuru well done
Bless you uncle Saint❤❤
Thx so much Saint Mwari vakukomborere
Why our zbc not showing these programmes, than kutipa news dzekunyepa
Waita zvakanaka wazviitira uncle itirwai zvakanaka
Politicians ngavambomira instead ngavatende nezvaurikuita nekubatsira nhuri dzerikutambura.hurumende haikwanise kunge ichiita zvese ndosaka tinevanhu vakaita like you
Uncle saint munomiririra nyika , you supposed to be the president of Zimbabwe
Thank you uncle saint nemi mose matandavadza ruoko Mwari awedzere pamatapudza
❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Amen 🙏 uncle saint denga rakakuvhoterai kare , be blessed
Thank you uncle Saint , mhuri yeZimbambwe muri rudadiso
That's great. My God bless you Uncle and your team.
Mr Saint keep the good work, God knows your special reward is ahead
Sekuru dai mwari vakuwedzerai makore ekurarama panyika
Tinokutendai sekuru nevese vatikubatsira mhuri
Mwari akanaka zwokwadi rambai makadaro ndachema nemufaro
Thsnk you saintand all those who donated to this familly may God bless you all
From today I'm grateful with the little I have
Mwari ngaakuwedzerei mazuva uncle ne basa guru ramuri kuita.
Much love
Mwari awedzere pane vose vabatsira mhuri iyi
Uncle Saint you are very good at finding quick solutions. Imba yavapo
Thank you 💕 uncle
Maita basa auncle Saint
Thank you sekuru
Thank you Saint Tv. Mwari wawedzere makomborero
Makanaka jesu
Thank you uncle.May the good Lord bless you
I would like to thank all those people assisted mhamha may god bless you through saint tv
munotendwa uncle Saint
Gd bless sekuru
Mhuri yezimbabwe mune rudo may god bless all who contributed in multiple times
Saint TV munotendwa henyu nedenga chose
Do we have social services in Zimbabwe
Thanks uncle ❤
Thank you so much uncle ❤