Vanhu vangu😂,, asingadi ma long videos ngaagumire pashort pacho😂😂😂😂 love you guys you always put a smile on my face,,,, MegaTheLoveForYou❤❤ Its babe for me💯👌
Guys can you please do a prank yekuti Ryan anonyenga mafriends 3 emukadzi wake pafon Anesu achinzwa timboona mafake friends 😂haa iyi prank mumwe anorara nebhutsu
Nhasi zvazondibata Rega ndimboisawo comment Anesu ka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ko zvandichadzingwa basa nhaimi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haaaaaaa nhasi wandinakidza yooooooo unondifungidzisa sister yangu chaiyo zvese zvaunoita kuseka kutaura l love you mhani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
its Theo for me😂😂.....hanzi hamuna kumbokwana
Haaaa mabrugwa ndibamwana shuwa haaaa vanoacter faster faster he's my favorite pama friends aRyan😊
Mai clifford 😂😂😂 muchadiridziswa garden mirai henyu muone
Apa unenge watone BP and hope dzese kupera kuti hwaaa uchigaya kuti mumba masahwira masimuka mhepo🤣😆😆😂😅😅😅haaaa ndiripei ndisat ndaita ngozi🚶♀️🤣
BT sahwi imimi itovhuraiwo utube channel yenyu tito subscriber nekuti munotori wo rimwe drama secouple yedu iyi, timboona wo mavlogs enyu cz umm paprank yekucoveer iya manyepero enyu akaoma munenge munovhurawo hombe imi🤣🤣🤣🤣😂
😊😅hello sahwira❤
Haaaaa amana 🤣🤣😅😂😂😆😆
Baba wangu weeeeee 😅😅😅😂😂😂😂wanakidza karen
😂
Ini ndotanga ndaisa Like ndisati ndaona video yenyu and kip it up guys❤❤❤❤
❤❤❤
Itai maLoooong looong videos....vanoda maShort vanongogumira pavanenge vanetera😂😂....love you guys
😂😂 true
True😂😂
I second u
True
taura hako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Awww the first guy ari sweet hanzi pane munhu arikuuya ikoko izvezvi ncoww
Vanhu vese wama fnera waku supporter Ryan means he is a good husband 😊
He is🤞🏾🤞🏾 inini ndini zibenzi manje 😂😂😂 tese tikaita nice vaenzi vanozogarisa lamba🤣🤣🤣
Theo said straight away kuti this is a prank 😂😂😂 I am dying 😂😂
I hereby declare Anesu the queen of pranks😂😂😂😂😂
🎉🎉🎉
@@Ryanesu ncaaaaw thank you for replying um favs🥰🥰🥰🥰
I don't even know how I became a big fan of this channel. Ndakutodzungaira sechipoko zvee pano😂😂😂😂
❤❤❤
Vanhu vangu😂,, asingadi ma long videos ngaagumire pashort pacho😂😂😂😂 love you guys you always put a smile on my face,,,, MegaTheLoveForYou❤❤ Its babe for me💯👌
❤️🥰❤️we love you too❤
Yes yes yes yes we want long videos isu. Anoda short video ngagumire munzira osiira isu topedzisa hedu hatingafurufushwe nevanhu vanongosvotwa nhema
😂😂😂horaiti kwacho
Mwari ndipeiwo shamwari inenge Karen namabrugwaa
Ndezvenyu zvamukuti pack ur bags ndochemerapo hatina kwatoenda isu manzwa😂😂😂😂😂😂
😂😂
Nhai hako 😅tiripanoo
Anesu ndi queen of pranks shuwa 😂😂😂😂😂😂
Guys can you please do a prank yekuti Ryan anonyenga mafriends 3 emukadzi wake pafon Anesu achinzwa timboona mafake friends 😂haa iyi prank mumwe anorara nebhutsu
"saka mabrugwa wakamuisa kabrugwa" in Ryan's voice😂😂😂
lots of love guys♥️
My honest opinion 😂😂😂 mama actually pranked you with that cry for you to feel bad . That's how I saw it.
Now that we think of it haunyepe 😂😂🙌🏽🤞🏾
Haaa MaBrugwa is a good friend shame 😂😂😂
Babanguweeeeee makutopushana 😂😂😂😂😂 took me out
Haaaa Sahwira vanoda Anesu zvekuty arova Ryan zvaiswa paside zvikanzi haaa you weren't supposed to push her haaaa motinakidza henyu titende😊😊😊😊😊
Hanzi " ndatoita kabononino" 😂😂😂😂
I love the reaction yama brugwa haaaa munhu chaiye nyangwe ndisati ndanzwa hangu vamwe anomhanya kutora action
Dzokai kuma long puriziweeee😅
Haaaaaaa na Theo muchaitwa vhawolenzi inosemesa 😂😂
😂😂😂😂😂kabhononino 😂😂😂😂but Anesu unenge uneviolence 😅😅😅😅😅 everyone is just saying Anesu tomuziva lol
Handidi kujairirwa chete😂😂😂ndoudza mhamha
Kkkkkkkkkkkkk theo is also a good friend anogona kuita action
Ryan is a professional Liar 😂😂
Isu toda zvinhu ,saka mabags hatipeke😂😂😂
Nhasi zvazondibata Rega ndimboisawo comment Anesu ka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ko zvandichadzingwa basa nhaimi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haaaaaaa nhasi wandinakidza yooooooo unondifungidzisa sister yangu chaiyo zvese zvaunoita kuseka kutaura l love you mhani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂❤❤❤
Mafaces enyu makamirira kudairwa manje😂😂😂😂
Thats so sweet vanhu imi monakidza ...kkkkk asi mazotukwa kkkk dai masiya Theo auya zvazvichanakidza 😂😂
Hiiiii he stays close zvekutodaro haaaa ayibva atongorara😂😂😂
Its Theo for me 😂ahh much love guys
😂😂😂 it’s Rhyan for me ahhh murume anobika nyanya maiweee Anesu maiwee ko kuzoita kunge arikuchema 😂😂😂 haaa nhac mazondipedza zvenyu😂😂
😂😂😂"Baba vangu wee makutopushana"
Anesu tbh kaa haa uri Queen of pranks 😅😅😂😂😂 nhasi ndaseka kni 😊😊
Kabhakera kakaita sei Ryan 😂😂😂😂😂😂
Haaaa imi mikudza kutii kana muchiti my parents, we are family saka ndevedu TESE manzwaaa 😂😂😂😂😂
Horaiti kwacho tanzwisisa😂😂🙌🏽🙌🏽
Makutopushana bamwana😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂mungaitisewo mai Kirifodhi stress here amana
Babangu weeeeeeeeee ko manga makutopushana nguvai😂😂😂😂😂😂sahwi ndivo chaivo
Hanzi chimbomira nyaya yako atsva nei😂😂😂😂😂😂 haaaa theo anondi killer hangu
😂😂😂😂😂😂😂baba angu weeeeeh makutopushana
Can someone tag Theo for me amana i want someone to diridza the garden for me 😂😂😂😂aaaah
mukuwedzera futi kuti mama vanoyema imika imi.......😂😂😂😂😂
Long vids ahoyi especially isusu tisinga skippe ma ads
We love you 🥺❤️
my pple first tym commenting muricy munondigonera
🙏🏾 thank you so much ❤
😂😂😂Mabrugwa wakamuisa kabrugwa😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂
@@ethelsawadye4023 ndapera power hangu 😂😂😂
Aewa Hats off to the Kwini of pranks 😂😂😂😂😂😂maigadweee 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂hanzi hamuna kumbokwana 😅😅😅
😂😂😂😂😂 baba wangu weeeeeeeee
I was waiting for someone to say this 😂😂😂😂
😂😂😂
Mai Chidaz Queen of pranks💪
imbondipai mazita evanokutukai ndivapedzere 😂😂😂😂
Haaa mahwinha mama 🤛🤛🤛🤛🤛🤛
😂😂😂 haaa imimi ndakutadzai shuwa lots of love ❤❤
Kkk am always ready for this. Videos should be long. Munondinakidza. Vemashort videos ngavabve pane
The way am laughing without even watching kaaaa😂😂😂😂😂
Ini I'm here to stay forever ,vabereki semwana wenyu
Plus mama please don't safe words for these people 😂havana basa
No this was too good man! 😂
Kkkkk hanzi Babanguweeeeeeee Karen so
M helping kusekera pasi tisanzwiKaa😅😅😅😅😅 yuuh
dai muchitoita henyu maprank everyday munonakidza you guys
I want to know kuti mafriends enyu achiri kukutorai serious here panyaya dzimwe off camera😂😂😂😂 cause yoohhh
11:11 hanzi Anesu ndewe violence 😂
Hanzi ndoseferei mbuya nehanda vakatifira😂😂😂😂 looooool
Lm now obsessed with you guys iiiii ndinokuteverai kwese❤❤😂😂😂
😂😂😂😂😂 haa sahwira akutodefender Anesu 🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Sahwi is always right 😂😂😂
To us vekuti kana tisina kuona manew vedio tobhoikana love you guys ❤andey nawo malong vedio vanoda mashort aona kusvika paanetera ogumira ipapo isu atinet naRynesu ❤
❤❤🙏🏾🙏🏾
My people my people😂❤haa this city nah go yell for you woo🎉
Haaa Anesu ndiqueen wemaprank kutotaura senge pane zvikunetsa shuwa😅
😂😂😂😂 Pano ndobva ndafa chete cz panotapira zvisingaite wena yoooo
Anesu everyone is saying une pamromo 😂😂😂😂😂
Handina pamuromo veduwe 😂😂ndotaura zvinoita kuty moyo wangu usununguke 🤣🤣
Ryan mafrenz ako anokasika kuita action ndazvifarira vese vavachiti Mirai ndiuye ipapo
I love you guys. Malong videos tukuada shame kunesu hedu toraramira imi
❤❤❤
Kunoku tinopuhwa zviri nani kwete kwatytie nekakadzi kake aa kumwa tea nemhiripiri chaiko😢😢
Haaa guys we need part two apa haaa kutaura chokwadi aaaa plus Anesu can act guys mmmm sando😂😂😂❤❤ really enjoyed this
❤❤❤
Ndabva ndamerera Anesu you are the Queen of pranks
😂😂😂Queen of pranks hoyo ndanga ndakutorohwa nehana😅
anesu shes good shame. she needs to go ku studio 263 🔥🔥🙌🏻🙌🏻🙌🏻
The first guy is very sweet shame❤
😅😅😅😅😅 Sando Kuna Anesu pcall Kuna Theo aaa uri queen of pranks sure 😅😅
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 Prank outsiders kwacho Inoita fut
❤❤Long videos and imbopranke yi bamnn timboona smthing
Sure ipapo
Wavasuwaka😂😂😂
Haaa imiiii totadza nei kugara pano nhiamiii hanty makati this is home 🏠 😂😂😂mototijaira nhaii😂😂
Mwana akatoita muskanzwa anomboendeswa kwambuya😂😂😂
Hanzi naKaren baba vangu weee🥲
Hamutonzwe ka imim 😂😂😂😂 10 o'clock kwaita kure😂
Theo to the world
Mai kirifodhi vachakuitai violence inosemesa😂😂😂
Tomuputitsa uyu 😂😂
Ma prank itayi henyu totomada but ma parents siyanayi nawo fullstop😭❤️☺️we love u😂💔
Garazviya makati mabrugwa haasati aroora ka 😂😂 ndivo vatova babmunini venyu sisi Candy😂😂
Yuwiii nhayi Mwari😂😂😂manje nepamuro pedu apa he is too sensitive anochema 😂😂
Haa Karen ndewako shamwari❤ 😂😂😂
My friends always complain kty Karen naAnesu hamusi right munongo sidhirana nezvinhu zvamuri kuona kty hazviite 😂😂😂
@@Ryanesu 🤣🤣🤣 that's the real friendship I like it ❤️🔥❤️🔥
My friend pick up oooo
Ma nigerian mukumawanz vaChidavaenzi
MaSkits ana Yahwa nana Mark Angel 😂😂😂
Haaaaah Theo asvotwa😅😅😅😅
Ryan ita ka 🤣 queen of pranks 😂
Your friends are caring zveshuwa
Mhamha vanoyema here 😂😂😂
Vanongochemezekawo😂😂😂
subscribed to your channel today. I really enjoyed watching your content!. God bless
My favourite couple, you are blessed to have genuine friends ❤
💯💯🤞🏾🤞🏾
Mapranks munogona zvenyu 🔨🔨🔨