Ndakawana Nyoka MuHand Bag YeMukadzi Wangu: Nyaya Mudare Ra Chief Bushu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 383

  • @kudanyakatsapa9035
    @kudanyakatsapa9035 2 года назад +23

    Blaz vafunga kudya mari yefodya vega kkkkkk

  • @kelvinchuchu7209
    @kelvinchuchu7209 2 года назад +22

    Mambo siyai kupomera munhu musati musati maenda kumaporofita mambo imimiwo mune dzungu nyaya iyi yaida chief negomo iyooo ndochiwepu anotonga zvine pfungwa zvine musoro kwete bushu uyu haaaa uyu aita mutete plas anoratidza kusawa sharp minded

    • @ponesosegalo8206
      @ponesosegalo8206 2 года назад +2

      Mambo vari very tight ungaisa nyoka isiri yako muhomwe kana Kuti murume iyeyu atori nenyoka dzakewo ndopaatsaura iyi yaave kupomera mudzimayi wake ushingi mhandoyi kusatya kana isiri yake

    • @emmanueljeck4018
      @emmanueljeck4018 2 года назад +2

      Ahagone kutonga uyu aaaah ashandisa chidofo

    • @stellakamuzunguze9292
      @stellakamuzunguze9292 2 года назад +1

      Mambo havangoni kutonga nyaya

    • @tinashematsvaire2346
      @tinashematsvaire2346 2 года назад

      Shefu Avo vakuda kurova Mari yefodya his plot is so shallow for a wiseman to understand

  • @hildamusiwa5431
    @hildamusiwa5431 2 года назад +16

    Kutonga kwakadii kunehunzvinyiriri ko munhu hasiiwi achitsanangura nyaya yake here. Nyika haina kusununguka iyi.

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Год назад +1

    I keep watching over and over again because this court handles cases in an exceptionally good way. Chief Bushu to the World!

  • @leemacnashy2247
    @leemacnashy2247 2 года назад +7

    Madzimai arikuromba aya chief 100% correct

  • @lilylinny
    @lilylinny 2 года назад +18

    Madzimambo Aya haagone kuferefeta nyaya ngavape munhu mukana ataure

    • @sandranyangoni9376
      @sandranyangoni9376 2 года назад

      Chokwadi, they are not giving these pple time to talk plus they seem to h already judged munhu pasati paita humbowo. Mari vanenge vanoidawo too much. Unfair trial in my own opinion.

  • @chiedzamuringi819
    @chiedzamuringi819 2 года назад +30

    Dont forget these chiefs are not legally trained

    • @rasrealitymacky3489
      @rasrealitymacky3489 2 года назад +4

      Our ancestors had chiefs who were not legally trained, still they constructed better societies than this modern decay

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      @@rasrealitymacky3489 ldama iroro

  • @moreblessingmashizha9699
    @moreblessingmashizha9699 2 года назад +18

    Manbo hamungoni kutonga muno ctter munhu sei achida kutaura

  • @tadiwanashejangano
    @tadiwanashejangano 2 года назад +16

    Ana mambo avo hapana chavanoziva

  • @LordHelpUn
    @LordHelpUn 2 года назад +18

    Chief Bushu is examplary and professional and a lot of chiefs can have a page or two from him

    • @sharaizingorisharaizingori3836
      @sharaizingorisharaizingori3836 2 года назад

      Murikudzvanyirira vedare tongai nyaya zvizere ipai vangu mukana vataure mapundu ake Ari mumoyo

    • @carinkisha4504
      @carinkisha4504 2 года назад

      @@sharaizingorisharaizingori3836 ò.ķ9ò

    • @getrudechinhamo8139
      @getrudechinhamo8139 Год назад

      Aaaaaa chiii chavanozivavo ivava Vote for Chamisa mazichief ezanu anomama

    • @getrudechinhamo8139
      @getrudechinhamo8139 Год назад

      Aaaaaa chiii chavanozivavo ivava Vote for Chamisa mazichief ezanu anomama

  • @smartprince511
    @smartprince511 2 года назад +16

    MA chief ayo MA saskam

  • @renniasmuvengwa8796
    @renniasmuvengwa8796 2 года назад +10

    Imi madhara mirirai munhu apedze kutaura monzwa kunoenda nenyaya kwete kumhanyira kupingira munhu achiri kutaura... Ndikukuonai hangu mukuda kudya chete

  • @GD-td4sd
    @GD-td4sd 2 года назад +10

    Tinoda hutongi huri fair apa,baba itsotsi avo

  • @violetlittle4893
    @violetlittle4893 2 года назад +14

    Pazvanzi nyoka mubag ndafunga Kuti pachabuda nyoka chaiyo , murikumbotemba neyi , Moda kuenda kumaporofita imi maona pachena kuti kamuti 👻dai irinyoka aikachengeta muhomwe make ?😛

    • @momo-ii6ct
      @momo-ii6ct 2 года назад

      But do u know kuti varikurombeswa dziri midzi dzochinja kuita nyoka

    • @violetlittle4893
      @violetlittle4893 2 года назад +2

      @@momo-ii6ct yes but remember dai iri nyoka isisabatiki nd baba avo vaisachengeta kamuti ako muchikwama its either varikufungidzira or n'anga yavo yakavanyepera 😄

    • @JanneMubvumbi-mn5nl
      @JanneMubvumbi-mn5nl Год назад

      Hapana nyoka apo kagadzirwa Ako kana asisamude ngataure

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 года назад +8

    Murume akugadzira nyaya

  • @babamudiwa897
    @babamudiwa897 2 года назад +3

    For a moment i thought it was a python kkkkk,baba varikutata machance ava unga embrace chinhu chikuda kukuuraya kutoisa muhomwe nxaaa saskamu

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 2 года назад +9

    Murume anoshusha uyo. Mu bag waitsvagei? Apa kurova mukadzi futi. Apa mari ye fodya wopedzera kuma girl friends futi. Kubva Harare ne tsoka wapedza mari yese ye fodya. Usadaro mudhara iwe.
    Kupedza mazuva ose nekamudzi ikako. Ndozvakaita nyoka here izvozvo. Nyoka chaiyo ungafambe nayo mu homwe iwe. Nyoka?

  • @chipomujaho2972
    @chipomujaho2972 2 года назад +6

    Baba vanoshusha

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад +30

    Zvimatare zvemadofo, hautongi nyaya yausiri kuziwa. Unosiya munhu otsanangura nyaya yake wozotonga.

    • @peckymuyowa721
      @peckymuyowa721 2 года назад +1

      Dzimba dzakaoma hamadzangu

    • @Jaicee
      @Jaicee 2 года назад +2

      Hanti Ari kudziviswa kunatsotsanangura

    • @fadzosadiki4364
      @fadzosadiki4364 2 года назад +1

      Say it again my dear hudzvanyirir chete

  • @muchenashumirai6984
    @muchenashumirai6984 2 года назад +9

    baba avo dzakushota

  • @malverntmarowa5993
    @malverntmarowa5993 2 года назад +21

    Madzimambo aya ngavasiye munhu ataura nyaya yake zvizere not kumu cutter cutter

    • @sarahkamutero8449
      @sarahkamutero8449 2 года назад +1

      Murume uyu maone

    • @rufarosharonborerwe3689
      @rufarosharonborerwe3689 2 года назад +1

      Taura hako vanobhowesa mambo avo

    • @PaloSant
      @PaloSant 2 года назад

      Haven't watched hangu but based on dzimwe nyaya dzandakamboona vamwe vakasiiwa vachitaura they go off tangent. Musi wedare panenge paine nyaya hobho dzakamirira kutongwa zvekuti panopedzisira paita backlog yenyaya. Day racho kana paine 5 dziri kufanira kutongwa vakatonga 2, the other 3 are pushed back to the following week. Vanga vari pa line up ye following week vodzoswa kumashure futi. Imagine uchigara kana kuBulawayo and are summoned to come woenda nyaya yotadza kutongwa. Unoiwanepi mari nenguva zve up and down

    • @tatendaelishakanyama4049
      @tatendaelishakanyama4049 2 года назад

      Ngavape munhu mkana wekutaura arikumhanyirei

  • @Wamambowezhira
    @Wamambowezhira 2 месяца назад +1

    Zviriko futi Maine🥲 vanoroya vakadzi avoi

  • @fidelisSinyoro
    @fidelisSinyoro 2 года назад +4

    nyoka chaiyo mungai iise muhomwe here imi.

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад +8

    Zvimatare izvi zvinobhowa bcz madzimambo aya ane chizanu.
    Munhu anosiwa otsanangura nyaya yake, mupomerwi opindura nyaya yake.
    Iwewe nyarara haaa wakazotadzirei kubvunza. Let's be realistic uriwe mambo ungabvunze munhu ane nyoka kuti chii ichi muri mega.

  • @f.madzivire1731
    @f.madzivire1731 2 года назад +1

    Haana nyaya murume uyu....mambo bushu angatoti arikutonga nyaya ipapa ngaatibvire hedu

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 года назад +9

    Well done vatongi, thank you madzimambo

  • @pheobiehakutangwi9203
    @pheobiehakutangwi9203 2 года назад +7

    Uyo unogona utori mushona unoitora fodya dzavamwe coz nyoka inotumwa kumaminda remember yagogo vekwamusami vavakidzani be careful nevanhu avo munoshandisa mahara kushandira a pasina chobuda vamwe vachaita ma hero 50

    • @peemakunzana0691
      @peemakunzana0691 2 года назад

      True mushonga wefodya bcoz pane ATI mati munobuditsa 40 or 50 mabhero pamunda paya zvikanzi namai avo ehe kushanda chaiko

  • @manfredchikwanda9425
    @manfredchikwanda9425 2 года назад +3

    Kwai muri kutarisira kukohwa fodya yakawanda sei hmmm kuitira kuvheta bag tumadhara utwu.....😂😂

  • @mercykutyauripo590
    @mercykutyauripo590 2 года назад +3

    Baba ava ngavatiitire musho nyoka vanoiziva hr nyoka chaiyo vangaiisa muhomwe kna kuibata chaiko

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Год назад

      Nhaimi NYOKA yakambokura seiko zvekuiswa muhomwe 😂😂😂

  • @ephasmaruta8944
    @ephasmaruta8944 2 года назад

    Chief yu are the best ...ndichauya kuzoroora kudunhu renyu

  • @milliekondo6007
    @milliekondo6007 2 года назад +6

    Baba vane majokes chaiwo ungaise chinhu chinoda kukuuraya muhomwe chinhu chenyu baba

    • @memorymanyame3636
      @memorymanyame3636 2 года назад +3

      Kkkkk ko kuzoti ndava ne mazuva ndisingadye varikurarama nei baba ava vanoda kuongororwa njere please

    • @daughterofthesoil3366
      @daughterofthesoil3366 2 года назад +3

      Anoda shamu murume uyu, he's full of nonsense. Mukadzi anoraura iye akagara achi searcher ma handbag emukadzi. Sly media please help this woman to get out of this abusive situation.

    • @Jaicee
      @Jaicee 2 года назад +2

      @@memorymanyame3636 24 days kkkkkkkk

    • @tichaonagoliati6226
      @tichaonagoliati6226 2 года назад +1

      Evidence zve😂😂

  • @tsitsinyaswimbo7103
    @tsitsinyaswimbo7103 2 года назад +7

    Mapostori apedza misha veduweee😭😭😭.Apa hapana zvinoziikanwa vachingonyepera vanhu nekupesanisa mhuri!

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 года назад +13

    Best decision, I also saw that he's trying to set his wife up for a financial gain. These men if God, so?🤣🤣 But the husband is acting suspicious , it's like putting a bomb in his pocket😀😀 Please put subtitles,came across this today.I really enjoy this channel l hope it really grows for the benefit of all Zimbabweans. This is crucial for educating about our culture and social norms.

  • @owenchingore7500
    @owenchingore7500 2 года назад +4

    Pliz slymedia tozodawo update yenyaya iyi....

  • @evelynchikandiwa4380
    @evelynchikandiwa4380 2 года назад +4

    Baba ava hadzimo dai irinyoka yemushonga pavakaiona havaitokwanisa kuitakura kwavakuita vanonyrpa apa vakufamba nayo muhomwe vanopenga ngavaende kunoongororwa pfungwa kutoiputira kani .

    • @engineergarikai1517
      @engineergarikai1517 2 года назад +1

      kkkkkkkkkk blaz ava vane nyaya😂😂😂😂😂

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Год назад

      @@engineergarikai1517ibenzi rababa. Nungo chete. Unoona neku explainer kuti hadzimo

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад +3

    Amai vane nyaya dzawo dzawari kusanganisa nenyaya yawari kupomerwa.

  • @dimat5839
    @dimat5839 7 месяцев назад

    Kutokumbira mari yekuenda kuChurch.. onoedza kusecha handbag!what a man😂

  • @alicematare4523
    @alicematare4523 2 года назад +11

    My surprise unoti inyoka ASI iri muhomwe make ummmmm mushonga wausingazive ugomuisa muhomwe here ??????madzishe Pliz be serious kave kepiri wakagara Mumba uchiziva Kuti mune nyoka imika imika nyoka ndeyavo baba ava umm???????

    • @sharonchitapita2991
      @sharonchitapita2991 2 года назад

      Ma2

    • @ponesosegalo8206
      @ponesosegalo8206 2 года назад +3

      Arikuda kutamba mukadzi zvenyoka mazano ungatora nyoka mubag isiri yako wofamba nayo muhomwe here vanhu woyee

    • @memorymanyame3636
      @memorymanyame3636 2 года назад

      Baba ava maonero angu vanoshusha varikushaya kuti vosiyana sei nemukadzi vaakuita nyaya dzekugadzira

    • @gracie2world
      @gracie2world 2 года назад

      Murume ari rty anogara nawo nekuti ari kuuziva kuti mushonga wei unaadzimai vake

  • @whasingtonmugova0236
    @whasingtonmugova0236 2 года назад

    Ndamboona nyaya dzakawanda dzakatongwa ba chief Bushu, zvechokwadi vanotonga vasina kwavakarerekera

  • @goodwillndube430
    @goodwillndube430 2 года назад

    Please sly media musandisiya musi waichadzoka mudare please please

  • @tsanoandertv5430
    @tsanoandertv5430 2 года назад +5

    Vanhu ava vaida kubada divi remurume zvakanyanya vaisa Tonga zvakajeka

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 Год назад

    Nyika yoparara nemaprofiter aya .vanhu voparara nekushaya zivo .murume aitsvagei mubag remukadzi .haana respect .akuda kuramba mukadzi chete benzi iri .mukadzi ari kungoshungurudzwa achishinga .dare siyai kutonga nyaya according to prophets they are not prophets but familiour spirits .

  • @mlondolozimlondolozisengwa5421
    @mlondolozimlondolozisengwa5421 2 года назад +1

    Kana murume asisada mukadzi ngamurege nenzira kwayo nokuti zvaanotaura hakuna zvakadaro ingori triki nekweduwo aripo murume akaita same yokuti abata mushonga mupilow achiti waiswa nemkadzi kunosvitsana kwavashe nyamba kwete akange asisada mukadzi ainge akuda kuroora umwe mukadzi pakupedzisira akazodzokerana nemukadzi mukuru aona uipi hwemukadzi mudiki ndopaakazotaura kuti mushonga uya was just a trick it's him who put that mushonga in the pillow

  • @innocentchimanikire6899
    @innocentchimanikire6899 2 года назад +2

    Mambo siyai mnhu atsanangure munotonga nyaya yamusingazive siyai mnhu apedze kutaura

  • @goodwellrukweza5767
    @goodwellrukweza5767 2 года назад

    Kangaroo courts. Kana ariwo matongero acho saka dunhu iri riripama1. Murume uyo anemhosva ngavasapedzerwe nguva. Ngaaripe mombe yekupumha tht hardworking 🐞 lady

  • @hazelfadzi
    @hazelfadzi 2 года назад +7

    I had a husband like this hahaha🤣🤣🤣 akangoita cash mukadzi wakuroya

    • @zamamatsotso4274
      @zamamatsotso4274 2 года назад +1

      Sory TAFADZWA shingirira kunamata mwari achakununura

  • @patiencechinatsamuto4115
    @patiencechinatsamuto4115 2 года назад +3

    Saka nyoka yacho ndiyo iyo Inga zvakaoma hazvo

  • @patiencechindamba2526
    @patiencechindamba2526 2 года назад +6

    Madzimambo Aya madofo pachokwadi

    • @chengetai5272
      @chengetai5272 2 года назад

      Ko vakadzidza nezve kutonga varipi ...mambo muri zidofo chairo mese nevanoda kudyawo nemi mari kikiki

    • @ruvimbodawu6913
      @ruvimbodawu6913 2 года назад

      Madofo aya

  • @josephined8931
    @josephined8931 2 года назад +2

    Waisecherei mubag remukadzi haufaniri kuba mari yekuchurch hapana zvaunenge waita
    Kana mukadzi aigara achishaiwa mari mubag ndizvo saka akamusota

  • @constancechiwawa3355
    @constancechiwawa3355 2 года назад +2

    Murume idofo kuda kudzinga mukadzi kuti asare achidya mari yefodya ega. Maporofita anonyepa hapana nyaya apa. Amai endai mundotengesa fodya mudye mari

  • @katambirascud4050
    @katambirascud4050 2 года назад +6

    Idzi imbavha kubira vanhu mombe nembuzi dzavo

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад +5

    Zvemaporofita nen'anga is nonsense.Zvekubira vanhu izvo.Use simple logic and facts to arrive at a judgement.What if I don't believe in that ?Who choses maporofita acho and how do you know kuti ndezvechokwadi.Real circus!!!

    • @patriciar.masawu5966
      @patriciar.masawu5966 2 года назад

      Nyoka yamunoisa muhomwe here haadi nemari murume uyu ndozvaari kuitira

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад

    24 days how is he still standing and talking with so much energy 😂😂😂

  • @tribal1546
    @tribal1546 2 года назад +2

    Akuda kudya mari yefodya rega... mxxm ngaakwane mdara uyu

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 2 года назад +1

    Kana usisade mukadzi usadaro uri kunyepera mukadzi iwewe hapana kana chawa taura chino batika

  • @ruvimbodawu6913
    @ruvimbodawu6913 2 года назад +2

    Anotaura sei munhu nyaya yake imi muchimudzimadza mambo itai mushe

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 2 года назад +2

    Kutaura chokwadi mambo ava havagone kutonga zvavo. Dai vanodzidziswa kwamambo Bushu.

  • @nomatamanyanga2842
    @nomatamanyanga2842 2 года назад +4

    Mukorekore wehurungwe kkkk

  • @peacedrael400
    @peacedrael400 2 года назад

    You woman God will set you free

  • @nozweloncube8788
    @nozweloncube8788 2 года назад +4

    Baba Ava vanorwara ungaisa nyika muhomwe

    • @ponesosegalo8206
      @ponesosegalo8206 2 года назад

      Isiri y'all zvinoreva kutoti iye pachake anedzakewo nyoka ndosaka zvamurerukira kuisa muhomwe yaari kuiti ndeye madzimai wake

  • @mlondolozimlondolozisengwa5421
    @mlondolozimlondolozisengwa5421 2 года назад +4

    Is those prophets have certificates 1, when he saw that snake before he went to prophets did he asked the wife first 2, did that man knows that it's a crime to say somebody is a witch3, now I suspect that the man is having another lady to marry thus y he is doing that, now I say to the man respect your wife and her clan, the chief must charge you with negligence to your wife and children

  • @kelvinchuchu7209
    @kelvinchuchu7209 2 года назад +4

    Chief munonzwa mweya here imi munokundwa na chief negomo mambo imj hamugone kutonga

  • @rudomuyambo6444
    @rudomuyambo6444 2 года назад +9

    Nganoongorora baba avo kuti dzichiri dzakakwana hre pamwe akupenga

  • @takunda34
    @takunda34 2 года назад +1

    Murume is a Shame to other men

  • @rogerchanda
    @rogerchanda 2 года назад +2

    Varimi ve Zimbabwe Leaf Tobacco Company avo. mari ye fodya yakaipa

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад

    😂😂😂😂 baba ava vakagarira chipo he is a good actor

  • @lovenessbasira6197
    @lovenessbasira6197 2 года назад +1

    Iye ayitsvagei muhandbag yemunhu kkkkkk richafira izvozvo

  • @mufarochaka6901
    @mufarochaka6901 2 года назад +2

    Zvakasangana zvese ipapa mkadzi ne mrume vane pamuromo .fanika mai ava vakangwarisa .hanzi wandizora mhiripiri kumagaro🤣🤣🤣🤣

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад +5

    This guy is crazy.

  • @drrebeccasetino1565
    @drrebeccasetino1565 2 года назад +1

    Baba avo ngavabve pamba vasiye mukadzi nevana nefodya mukadzi asare atengesefodya ega kkk tokuzivai mapositori

  • @margaretmunyanyiwa1269
    @margaretmunyanyiwa1269 2 года назад +3

    Ummm Ana mambo musapedzere vanhu nguva hamugone kutonga

  • @innocentchimanikire6899
    @innocentchimanikire6899 2 года назад +4

    Team iri harichagoni kutonga kn kamwe cht madhara aya kkkkkkkkkk

  • @kudzanaimhako5785
    @kudzanaimhako5785 2 года назад +1

    Vanhu vekumusha brain dzavo dzakadhakwa ,ndosaka vachivhotera zanu ,kubva kuna mambo ,mukadzi nemurume mazungairwa ,although vari vekumusha kwangu

  • @godknowsmise6982
    @godknowsmise6982 2 года назад +1

    Avababa vanoda kuchengetwa nemukadzi kushishanchaiko

  • @anesukusemamuriwo227
    @anesukusemamuriwo227 2 года назад +1

    Kumusha kwangu

  • @bridgetbenge3907
    @bridgetbenge3907 2 года назад

    Mai avo vanosafirei nefodya nhy Mwari

  • @thomasmandinge5265
    @thomasmandinge5265 2 года назад

    Mambo havagoni kutonga nyaya avo tongai sezvazviri kwete kutorera munhu advantage nxaa mazidofo evanhu

  • @thomasngwendere9
    @thomasngwendere9 2 года назад

    Adhala avo ivhurukomu chairo.Kazheti kake kekunyepera mukadzi kakadhakwa.Ndekechi bharanzi.In fact idofo,zungairwa chairo.Andibhohwa, anoda kumbomamiswa.Kushungurudza mukadzi mahara.

  • @hazelkaseke562
    @hazelkaseke562 2 года назад +18

    People are destroyed because of lack of knowledge maporofita aya

  • @barendbs8471
    @barendbs8471 Год назад

    Mkoma bhoo hre

  • @libertychipere7498
    @libertychipere7498 Год назад

    Kkkkkkkkkk inyoka here iyo nhayi mambo munhu uyo arikutambisira dare nguva

  • @everjoymhlanga65
    @everjoymhlanga65 2 года назад

    Nyoka chaiyo muhomwe.kana ndimio mambo

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 2 года назад +1

    TwumaChief utwu twunondibhohwa havagone kutonga nyaya

    • @senzeniganyani9461
      @senzeniganyani9461 2 года назад

      Yaa ma1 ,mudzimba ,baba vakabva Harare netsoka vachibva kunotengesa mabhero ,kkkkk

  • @mikenzuwa3710
    @mikenzuwa3710 2 года назад +2

    Hauchada mukadzi iwe usataure zvakadhakwa musiye anyengwe hake nevamwe Iwe umbodya mari yefodya

  • @simbarasheminodi3166
    @simbarasheminodi3166 2 года назад

    Why kana waenda kwa chief kwacho they will start to accuse you of witch ndiwe waenda nenyaya zvemuzimbabwe yooooo

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 2 года назад

    Ndokutonga kwemadzishe here uku, kwekuti anorambidza munhu kutsanangura nyaya yake yese then ozobvunza mibvunzo yake. Chokwadi kwekuti ndaita nyaya yangu ndoenda kunotongwa nevanhu vakadai ava vasina kana ruzivo rwekutonga nyaya. Am so disappointed mambo ava, tsvee zvekutonga nyaya vakumbobvunza zvemutupo wemunhu , zvinei nenyaya yavinga vanhu, zvinotinyadzisa izvi, kuti madzishe edu ndokutonga nyaya kwacho here uku

  • @lilylinny
    @lilylinny 2 года назад +4

    Ko kungorambana nhai imi.🤣🤣

    • @agnessbete8620
      @agnessbete8620 2 года назад

      Taura hako

    • @ruvimbodawu6913
      @ruvimbodawu6913 2 года назад

      Mai ava vane era chaiwo mambo regai kutonga munhu tongai nyaya matinyadzisa

  • @KhutsoMathetja
    @KhutsoMathetja 3 месяца назад

    Aaaaa baba ava vanorwara pfungwa
    Ndochii ichochi

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 2 года назад

    Iye muguys ayida Mari Kuti anopa mafake pastors here ?? Kkkk , naiko ka Chief aka rubbish ye court chaiyo

  • @neliamutamera2094
    @neliamutamera2094 2 года назад

    Ko havasati vadzoka here kumaproffets

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 года назад +1

    Hakuna murume chaiye chaiye anosearcher handbag yemukadzi achitsvaga mari.muribaba verudzii vanoda mari yemukadzi.baba ava vano abuser mukadzi zibenzi .vane shavi rehurombe baba ava

  • @peacedrael400
    @peacedrael400 2 года назад

    Deformation of character

  • @chiedzamalunga6595
    @chiedzamalunga6595 2 года назад +1

    Kkkk anzi iye mukadzi ndiye anotondirova musoro uyu...apo nyoka yacho ndiwe urikugara nayo muhomwe mako....baba vakangwara ava

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 2 года назад +1

      Vakazungaira baba avo,nyaya yavo iri kushaya value kkkk

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад

    Maporofita will be the end of us I swear 😮😮

  • @UltimateRef
    @UltimateRef 2 года назад

    Kangaroo courts hey. At the end yakazowana direction hayo. Kudyiwa netsananguro kwese kudare nekumapostori. Mukadzi ndikwaye uyo usazviputsira musha

  • @EluwanceZhoya
    @EluwanceZhoya 5 месяцев назад

    Murume uyu ari kugadzira nyaya. Hakuna nyoka yausingazive inobatwa nemutowo wakadaro.

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 года назад +3

    Baba vakunda kudya mari venga havana kukwana

    • @dudzaichimbangu1716
      @dudzaichimbangu1716 2 года назад

      But chidare chechidofo ndechekutyisidzirana kutongwa nemadofo anhu ane udyire wanenge wachipopera zvinhu zvevanhu

  • @violetmaluleke183
    @violetmaluleke183 2 года назад +2

    Baba avo itsotsi

  • @juniorfreedom4317
    @juniorfreedom4317 2 года назад +5

    Mai muroyi avo ,pavangoti mabhurugwa evana ndopandatovabata nemhosva

  • @godwillndhlovu893
    @godwillndhlovu893 2 года назад +2

    Kkkkk 😂🤣🤣🤣kkkk regai ndi downloader video iri ndichati ndoiona