Bom dia profeta Frederico Deus te use, é uma benção servir a Deus. Profeta Frederico estou a pedir me ajudar eu quero casar com Januário João por favor profeta ajuda me.
Prophet T.Freddy I regret iv been listening 🎧 to you pakafone kangu kambudzi ndisat ndane App that was 2011ndaikufarirai but never come thru shame of myself now ndaJozi inregret
I wasted 12 years dzese ndichitenderera kunge munhu asina kukwana Prophet ndirikugwadziwa Moyo wangu urikugwadziwa ndiimboreiwo song iyoyo
Settle my case oh Lord,,Amen
Mwari nyaya dzangu ngadzinake nezita raJesu ndodawo murume anondiroora
First 1 to like ❤
Prophet munobatsira shuwa mwari akuwedzereyi mamwe masimba
Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi.. kwete rimwe zuva. Mwari vhurai mafiles ehupenyu hwangu. Locate me man of God. Amen
Thank you Man of God
Ndikudawo mwana profet
Bom dia profeta Frederico Deus te use, é uma benção servir a Deus. Profeta Frederico estou a pedir me ajudar eu quero casar com Januário João por favor profeta ajuda me.
Sei vakadzi vakatanga kuprofitwa vanotanga kuchema
Thanks papa
Amen prophet
Amen men of God
Yes man of God
Mwari vhurai mafiles ehupenyu hwangu Amen
Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi
Thanx you prophet mwari vhurai vo mafile ehupenyu hwangu
l am happy nevanhu veku Mozambique nekubva kure kwamunoita muchiuya kuzonamata Mwari l hope one day Prophet muchazosvikawo ikoko kunovavhurira sangano
Mazvita papa munogona ngazvinake hnasi ❤🙏🙏
Prophet makanyanya 💞💘💘
Ndakamboitambwa iyiii😢😢😢
Ndisungureiwo prophet andina rugare muupenyu hwangu
Amém ❤❤❤
Ndibatsireiwo Prophet Freddy ndodawo kuroorwa ndiitewo musha handinawo hangu vabereki Kubva ndiri mudiki
ndisunungurei prophet
Amen ndirikuuya ko neni mundisunungure munhu wamwari
Amen 🙏
Its been 5yrs prophet ndichingotenderera pasina kna chirikufamba,ndinovimba rimwe zuva ndichasanganawo nemi hupenyu hwangu ukachingawo
Yaaa munhu vaMwari munoona henyu mwari akushandisei semudziyo vake
Prophet T Fredy chibaba
Makanyanya prophet
Ndirikungonzwa mumoyo mangu kuimba song yaproft yekti taurai tenzi ndakaterera ndotaura ndirikunzwa voice raproft
Hupenyu hwangu hahunakewo kubva nhas
Nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete mangwana nezita rajesu
Kuna Mwari kudenga
Amennnnnn
Amen pray for me prophet
Ndicheneseiwo profet
Mazvita papa
amen
papa help me zvangu zvifambe munyaradzi jaji from mozambique
Nyaya dzangu ngadzinake Mwari vhurai mafiles ehupenyu hwanku
Prophet T.Freddy I regret iv been listening 🎧 to you pakafone kangu kambudzi ndisat ndane App that was 2011ndaikufarirai but never come thru shame of myself now ndaJozi inregret
Ndibatsireyi
Nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete rinwe zuva
Thank you prophet
Mwari nyaya dzangu ngadzinake
Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi chaiye
Powerful prophet
Ndioneiwo mwari ndatambura nehupenyu vana vangu
Mwari nyaya dzangu ngadzinake. Amen and Amen
Prophet ndirikuuyawo
🎉
Ndisunungureiwo baba ❤❤
Amen profert
Saka ari kuchemei musikana uyu
Excitement
Kutya vanhu
kkkkk kunakirwa nekuenda UK
Zvanaka zvanaka zvanaka❤
Mwari vhurai mafile ehupenyu hwangu
Nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete rimwe zuva
😢😢😢inga zvakaoma sure
I love it
❤
Munosimudzira marombe kubva muguruva
Mwari vhurai mafiles.ehupenyu hwangu chese chakaipa chandakaita hunhubu.hwese.humbavha kumabasa hunhunzva tunzva hwese hubude pachena ndicheneswe ndatambura ini
Ur free my child
Mazvita Papaaaa!!!!
Amen Amen
Mazvita papaaaa
❤❤
Amen 🇿🇼❤️🕯️🕯️🕯️
Amen🙏🙏
Manyanyanya munhu wamari
Mozambique yakadira kkkk
Dhomo
Ko kudaira uchichema hanziiko?
Kuchema kwekufarira
Zviriko stereki
Why Mozambique only😂 alwys 😂😂
I think baba makufanira kutodzidzira chiMosikeni
T FREDY HUCHI
Prophet makanyanya muwedzerwe nyasha munhu wamwari
Amen prophet
Amen
Thank you Man of God
Thank you prophet
Amen
Amen
Amen
Amen
Thank you prophet
Thank you prophet
Amen
Amen and Amen
Amen