Guys unonakidza BUT please give each other chances to exhaust a point without others interjecting and also let one chair to control the flow of the conversation. Mese muri kuchemera kutaura before tadzwa full thoughts yeumwe
Tinobuda vatendi even maprophecy ava vanotoenda kunobatsirwa kumwe vodzoka vokuudza kuti tenda kunaMwari vanoita chivanhu vanhu ivava saka ngativhurei maziso tione Zigo anoziva secret yose yemaPastors akatozviita akatoona haana Simba akatsveta pasi about those things what you are talking ask Zigo he knows every detail and Ane spirity of no fear ndosaka achitaura akagagavara haavhunduke Ani zvake
Winky akasiyana Nana Killer T mwana kuna Winky even thou music yavo yakatodiyana pane zera tinoenda pane vanhu not like Winky he is humble guy anoziva zvaanoda that woman why she is talking about Winky musatambe naWinky pamusic anoita zvemunhu mukuru kwete zvee vana ava ana Killer T pananai mukana wekutaura musaite senyuchi dziri pahive
Show iyo yakaipa guys musabhaizwe vasingade vanongoregedza kuona ka chii chinonetsa ipapa
Winky muhombe mukadzi uyo asafananidze Winky nevanhu vasirivo...Biggyyy muhombe❤❤❤
Anoda kufananidza winky nevanhu vaanohura navo
Mukadzi uyo ndewe kushaya ngaabve paPodcast...... Haana respect naVaWinky D
Guys unonakidza BUT please give each other chances to exhaust a point without others interjecting and also let one chair to control the flow of the conversation. Mese muri kuchemera kutaura before tadzwa full thoughts yeumwe
Uncle Saint naZigo vane huchenjeri vamwe avo rungori ruzha but kufunga hapana
Saka Java in'anga here nhai Zigo😂😂😂😂. Hanz hakuna prophet anoinqmatira ikapera but n'anga.
Podcast iyi ikuita kunge special class, hamuna order especially zigadzi iro plus.
Please ipananai mukan munonakidza zvenyu Zigo smart journalist ❤❤ keep it up
Hanzi iyeye iyeye kana ini ndanyura haaa Zigo hatina zera naye😅
Chishow ichichinonakidza hacho, ingopedzai nyaya kana matanga. Munorespect henyu winkyd. Asi munezvivindi henyu
Mukadzi uyu we nolonger need him
Mukadzi uyo arikutokonzeresa noise apo dzungu ambori nemurume here iyeye?
Zigo ndiye ega ari serious vmwe muri kutsika tsika nyaya mongosiya. Mkadzi uyooo ngaasadzoke
54:30 n'anga nevaroyi vanhu vamwe chete so vanogona kutobviswa zvaiswa nevamwe. N'anga matsotsi most of them. And Zigo remember basa raSatan nderekuti vanhu vasaone Simba raMwari
Music inongo buditswa anytime despite ndiyani akabudisa hitsong... let music be music simple
The Gifts. Of God are without repentance. Meaning anoita any achitopedz atoporofira.
Tinobuda vatendi even maprophecy ava vanotoenda kunobatsirwa kumwe vodzoka vokuudza kuti tenda kunaMwari vanoita chivanhu vanhu ivava saka ngativhurei maziso tione Zigo anoziva secret yose yemaPastors akatozviita akatoona haana Simba akatsveta pasi about those things what you are talking ask Zigo he knows every detail and Ane spirity of no fear ndosaka achitaura akagagavara haavhunduke Ani zvake
Yo dare is very intresting bt ipanai mukana wekutaura muungotaura mese 1 time topedzisira tisiri kunzwa point
Zigo zigo zigo ndakudana kangani kkkkkk haaaa iweee zigo chimbotimira but next time pops ndasauye apa haana respect navaWinky Dee
Guys I think they is a differents between gobhori anorapa anoziva mishonga irorapa zvirwere ne N'anga dzemishonga inorombesa
Zigo brain dzake dzakafanana nedzangu...You are a genious
🌈😊
Haa pfutseke usacompare gafa nezvisina basa
Chitima vanenge vachingoseka 😂
Mukadzi uyo musauya naye futi ngaanotsvaga murume
Sparks chopenga hanzi wakosheyi iwewe
Pamuri mese l respect uncle chete
Ko madii kuisa link rema youtube amati titarise kana one wandawana Bidza tomuziya hedu
😂😂😂😂Kundai hanzi chitaurai imimi
Mukadzi uyu ndeupi uyu mbiri yake ndeyei
This episode was almost perfect dai chikadzi icho chisina kutaura shit about baba venyika Gaffa
awusiriwe rimwe dofo rataurwa here iwe😂
@@tsquaredmrfarmer4427 kkkkkkk vawanza apo
Hatina basa nekuridzwa ku radio isu na Winky D titori bho
Zigo dzikuda babe
haaa popsy wakaneta shem your hate is out of this world
Uyu akasakumbira ruregerero mmmmm hatichada
Dj Popsy
Winky akasiyana Nana Killer T mwana kuna Winky even thou music yavo yakatodiyana pane zera tinoenda pane vanhu not like Winky he is humble guy anoziva zvaanoda that woman why she is talking about Winky musatambe naWinky pamusic anoita zvemunhu mukuru kwete zvee vana ava ana Killer T pananai mukana wekutaura musaite senyuchi dziri pahive
mukadziuyo ngaabve
Team good conversation. But give each other time to talk before interrupting them. You are all talking over each other's voices.
Winky to the world...muka diser winky tobva ta unscriber😅😅😅😅
Even zigo anekaku remerwa nemagirazi
Mambo JP
Zigo ane brain 🧠 very sensible
Umwe neumwe anenguva yake yekuita mapisarema
Mskana akanaka uyo
Million views dzipi
Ok l think u have to ryt chats of your themes and go ane by one isin't it sparks
Kundai is empty vessels
Vawinky
Uyo Makdzi uyo haana respect na VaWinky D next tym hatidi kumuona
Mubaby uyo tseq wake
VaWinky