Pandaona notification i told myself kuti am gonna be the first one to comment...lil dd i know kuti kune vanosano commenter b4 upload 😂...Ma Magtomians woyeeee
😂😂😂🤣ini ndikutotika pane zvakaitika Pana slimie wangu Ndandadogwadzigwa izvo inyaya ye burger 😂 Makanyanya Ndabva ndahwa nemoyo wekurida shame. I miss my Zim fast foods
Hakuna munhu akadai kkkkkk😂😂😂😂
Ini ndoridawo burger 🍔 rasvitsa Slimie at this level rekunyima 🤣🤣🤣🤣🤣 🙌🏽
Slimy is underrated....he is too good 🙌🏿🙌🏿🙌🏿
zvakakuomera slimie
underrared by who?
Slimmy you are a hero for sure not even notice that it's an advert
Kkkkkkk haaaa slim isatijairire kkkkkkkkk ndanga ndakutotya zvee kuti hezvo ko mukoma akaita sei
Aaaa u made my Friday aaahhhh kkkkkk😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣
Oh my gosh it's an advert , you nailed it, thought kuti paita zvematsotsi . Ndaitoda kuti Slime don't get out of the car , quick move 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
Haaah unojairira vanhu nekuvafadza iwewe😂😂😂😂😂 ndadoho nakidzwa chose 😂🔥🔥
nyc advert kkk moziva basa renyu akoma
I was getting nervous watching ndikati hameno violence ichaitika Slimy is going to be attacked😂😂😂
🔥🔥🔥🔥 slime ingamba shuva 🙏🙏🙏👌👌👌💯💯💃
😹😹😹😹😹aaaahhhhhhh ndapera strong
Kkkkkkk ma one baba Juju
Heyii vakukumbigwa kikikikokokokochizezuru chako icho ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉😅😅😅
Haungamboridhli wogazve, Unokumbigwazve, 😂😂😂😂😂ah yas vamwe vanhu soo ka 😂🤣😂🤣😂hakuna munhu akadai kkk
Mataurire ake anonakidza sei kkkkkkkk
Everytime pandaida kuona kanhu aka ndaibva ndaona CA ndobva ndasiya kuona maIntruders ndaizongocheker maAngles kuti ndione pavari paye....💥💥 Slimmy😍The Grill
Ayikaka....inyaya ye burger 🍔 😋 👌 nhai mwanangu.. ..Isu ve Mbizo kwaita kure
Ndaseka zvangu slimy wakumberi🤗🤗🤗
Slim kkk unondiponda nema statements ako PGS
Haha nobody knew it was a burger being talked about 😂😂😂
Hello mangtom media😍😍😍❤️much love from limpopo
😂😂😂nxaa nguva yese ndirikutoti pane zvamakaitwa ini haa muri kumberi baba Juju
Kkkkkkkkk skill ravo rakanyanya 🙌🏽
Ini ndaitoti pamwe aitwa interview yemashuwa nxa😂😂😂😂😂
welldone
Hahahahaha I love this 🤣🤣🤣🤣🤣 Slimmie wakapenga
😃😃slimmie deserves the best actor's reward
Very very creative, I love your stories.
Chokwadi negwa mai ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Can't believe it's a marketing strategy good advertising can't wait to taste that it ❤❤
Slimie, Slimie, Slimie this is too much mhani 🤣🤣🤣🤣🤣, great marketing strategy, 🏆 🥇 ndokupa hangu
Kkkkk mdara slimmy so ndandichitoti Matsotsi
Much love magtom family 🌹 ndinokudai
🙌🙌 ndatenda zvangu
Kkkkkk gegegegege slimie ka Mwari ave newe
Pandaona notification i told myself kuti am gonna be the first one to comment...lil dd i know kuti kune vanosano commenter b4 upload 😂...Ma Magtomians woyeeee
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂Haaaaa mdara musadaro🔥
Imagine slim,vz, dhafu, and gringo Jr , and nijo acting together.
Ko Dhafu akutsvagei pamaActors
😂😂😂😂😂 nhaimi ndikutoerera ndakamirira nyaya kwayo 🙌🙌🙌🙌. Mahwina magtom kkkkkkk
naBiko
Nijo, gringo ne bustop TV onai mega henyu. Zvinotoda Naiza boom yese, Slimmie and Mhosva
@@seniortarytouch2178 hahaha😂😂
Kkkkkk ndaiti hameno inwe tsaona kwayo kkkk
Kkkkkkk mukoma.slim musadaro kkkkk ndatufunga kut hameno wanga woda kutivhiringira best acter wedu kkkkkk ndichatoendawo kuBegga uko
kkkkkkkkk Slimmy hauitte hauitte....good marketing skills
Watauga baba juju kkkkkk ndandakatsrisa ndichiti chichaona hondo ka ini kkkkk
Aaaaaah ndaseka zvangu kkkkk
Kkkkkkkkkkkk marketing strategy at it's climax level
Slimy unopenga waiziya haaaa unopenga wangu
Slimy ka kkkk 😂😂😂. Concentration yataita ka ... Happy New Year Magtom Media and God continue to do the good the.good in you
Pakazoiswa Jah bee mmmmm
Kkkkkkkk slimmy to the world🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😅 😅 😅 😅 Uyu anogwara uyu hai 🙌
Icho apo makapedza ini ndakateya nzeve ndichifunga kt pane nyaya yakareba
Makaipa ipa king mapedza masports aaa iroburger rinonaka zvee madiii imi
Kkkkkk you make my day bro🤣🤣
Happy new year Magtom MEDIA wish you all success in 2022
Kkkkkkkk advertiser slimmy haa vakanyanya panoti burger apo❣❣❣❣
Happy New year magtom media team
Chirungu chako chiri too English 😂😂😂😂😂 Slimie zviya 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
You never disappoint 🔥🔥🔥🔥
Haaaaa Ma1 Baba Juju musadaro asika 😅😅😂😂😂
@@JahBlissZw he is too much 🤣🤣🤣🤣🤣
😂🙌
@@mrchitimanyamunda5754 ma1 ayo💥💥💥💥💥
I love the way slim talk #PGS
Haaaa Slimie vakanyanya havatombodi kukumbigwa vakakuona vokukava
Baba juju mahora kkkk hakuna umwe zxee akadaro uyo zxazxinhu wena
Uyu akutopenga Kkkk
Slimy ka. Iwewe wakanyanya
Ba juju ka moyo wangu wawaradza izvo kkkkk burger
You are the best guys❤
This is greaty ,keep it up guys
Ndichirindakaterera hangu asi kutoona kuti muperero werondedzero iyi ka ayaas. Slimie ka 🤣😂
kkkkkkk kwaaaa apa i was looking forward to seeing real intruders
😂😂😂😂😂😂 haaaa baba juju kaaa moziva ndanga ndatovhura meso ndchida kuona kut chii chichaitika ipapa kkkkk ende soo kaaa you're truly a hero
Mafans emagtom media siyawo like
Wakanyanya slimy kkkkkk magtom kumberi
Aaaaaah nhai vakomana kikkkkkkkk
😂😂kwabva nyaya yacho manje kkkkk
Slimmie best in Zim 🔥🔥
Kkk zvakaoma shuwa
kuhwereketa negwamai kkkkkkkkkk,,,we stand wth u our best commeedy squad
Kkkkk slimy kaa they way you talk l think something wrong sando mudhara ndi papa Charmaine kusouthafrica
Handina hangu chekutaura Slimmie nhasi wandipedzera kkkkk
Slimmie u r magnanimous
You're a hero sir
aaah mukoma slimy tiitireo ma serious weduwee tikutot ameno violence inoda kuitka apa makatorova BMW kunotenga bagger henyu kkkkk
😂😂😂🤣ini ndikutotika pane zvakaitika Pana slimie wangu
Ndandadogwadzigwa izvo inyaya ye burger 😂
Makanyanya
Ndabva ndahwa nemoyo wekurida shame.
I miss my Zim fast foods
Imagine 😂😂😂😂😂
Saka nyaya yairi paburger, ndandichitoti ndichanzwa akuti ini neskiri rangu maintruders ndopedzera 😂😂😂😂.
Kkkkkk umm it's over.
Burger iro mahuchi
Kkkkkk Slimy ibasa chairo hero pakugadzira nhapi tapi
Ende slimie soo kkkkkkkkkkkkkkk ndakutadza
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂 Chirungu chako my sister chiri too English
Aaaaaaah yanga iri advert ndafunga kuti inyaya dzechimbavha mbavha
Seriously baba Juju
Kkkkkkk .musazodaro vakomana
Aaaaaa zvakaoma sure 🤣🤣🤣🤣
Burger hero😃😃
Amana ndachida kunzwa nyaya
My sister-ka, chirungu chako chiri too English 🤣🤣🤣🤣🤣
Haaaaaa makanyanya mambo....
Slimy kaaa 😅😅😅😅😅😅🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Slimmy usajairire vanhu tookumamisa iwe wanzwa
maihweee nhadi ndikuindako kunoritenga kkkkk
Kkkkk Slimie uri mhondoro
Slim mudhara
Slim kaaa
😂😂😂😂😂😂😂Haya kkkk slim 🙌
Kkkkkkkkkkkkkkkkk slimie ukwane iweee kkkkkkkkk
Ini ndatorovawo 360 neplate yangu yesadza mulounge
Vakasangana hazvipere mushe coz vanhu ava vane zvipo weduwee ndabvuma hangu
😂😂😂😂slim ukwane wanzwa
I thot this was a gangster typa muvi only 4 u 2 reveal a burger🙌😂😭😂😂😂😂