Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Endai kwaprophet Miracle Paul munobatsirwa
Mmmm aya ndiwo makunakuna chaiwo
Hie aunty Mamoe and veDare na Hidey. Eeh last confession 🎉🎉 zvaarimashura akagochewa, vafana vechidiki zvivindi munombozvihodhepi
@@khotsomakokotlela8002 welcome khotso
@@AuntyMamoyoBackup aunty, i was missing you, more content.
Iiii tete mukutiregerera pakutipa zvirongwa amana musadarooooo 😢
Tete confession yokupedzisira iyo nhau yabamunini Ini ndinoti zvaitwa nemuroyi kana kuti ne n'ganga zvinokwanisa pedzwa ne mweya mutsvene hongu vamwe vaprofit vanoti zvakawoma asi varikovo vaprofit vanemasimba okuparadza mhiko dzemhandoi murume uyu ngafambire nhau kuneve mweya kunyanya kumasowe chero venguvo tsvuku vanosunungurwa chete izvozvi takada kubvunza ku mafamba kupi ne kupi pamwe tinozoona kuti Hakuna kwakayendwa kure variko chaizvo vanokwanisa kukusunungurai chimbosimbayi nokufamba zvinonaka. Chete
Uri benzi wakadii kuudza mama pazvakatanga chiona wakambozviona kupi
Morning team
@@mercymupondiwa9426 hey dear
Yoweee udza vabereki vako nhaiwe am sure vanokubatsira
Mai ava muroi chaiye dai vakangomusiyawo akaita life yake vakangoitawo move on nelife yavo
Ummmmm vanaamai munoroereiko vana iwe mukomana enda unoudza amai vavo nehama dzavo madzisekuru nababa vako zvifumuke
Mainini vane moyo wakashata
Auntie mamo ko ku tete tv kweve vechihure how far
@@mutsachokururama6187 gd point nyaya dzemujolo tete havachadi nadzo
@@simbarashekwembeya3908 ngavasadaro ndadzisuwa
Udza vabereki vako hapasisina zvekunyara pamwe unowana rubatsiro
Endai kwaprophet Miracle Paul munobatsirwa
Mmmm aya ndiwo makunakuna chaiwo
Hie aunty Mamoe and veDare na Hidey.
Eeh last confession 🎉🎉 zvaarimashura akagochewa, vafana vechidiki zvivindi munombozvihodhepi