Pakaitwa DEMO na solo yekurara nemukadzi paakati Ozemwa usaenda ku clinic asi zvinoda kudai so chete hapana kundiitira mushe nehanzvadzi iripa side pangu please write 18+ tibve pahama dzinonyarika
thanks for this skit , it's a dop for me you guys are the best ever , wanoti Ozi anonakidza let's gather here , thanks NB out producer you don't run out of contents
You are the best ❣️❣️❤️ mkoma dhimba smile yenyu kuseri Bt gyz Jedza weduwe ngaambotaurwo hake kuti arikubudawo rini tamusuwa veduwe plz jedza ngaambouya 🙏
Dindingwe rinonaka richakweya vamwe kana rokweiwawo roti mavara angu azara mavhu😂😂🙌Netsai Netsai wazvinyanya do unto others as u like them to do unto u😂wapihwa ziSize
Thanks For Watching! 😁
Please Like, Share And Subscribe 👍🏽
Don’t Forget To Turn One Post Notification
Zvirisey NB film?
Ndokumbirawo zita ra Artist akaimba song iry pa VIMBISO anoimba achiisa zita ra Ozemwa!
Naiza you are doing well but can you use viewers sensorship please
Pakaitwa DEMO na solo yekurara nemukadzi paakati Ozemwa usaenda ku clinic asi zvinoda kudai so chete hapana kundiitira mushe nehanzvadzi iripa side pangu please write 18+ tibve pahama dzinonyarika
your viewership will definitely increase if you censor your videos
@@showmusikavanhu7357 Maakuvaudzira zvekuita here
thanks for this skit , it's a dop for me you guys are the best ever , wanoti Ozi anonakidza let's gather here , thanks NB out producer you don't run out of contents
U cn say that again
Best ever??? Chimbomirai please
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
ruclips.net/video/JgLz93vHKgM/видео.html
Kkkk ndofunga tanakirwa tese l love you guys
Kkkkkk eyi yakapenga
Zvekudaro Jatiwero... yu great guys
Jatiwero hauite hauite
Kkkk tasuwa Jati there yaunoridza
His Jatiwero muricei soko
Good Ozemwa......Zvino ungaudzwa nhorondo dza Ex wekubvisa humandara😂😂😂😂.Madzimai uko mudzidze kusarudza mashoko😂😂
😂 💔 Its the facial expressions of ozemwa 😂 even his way of talking you can laugh. Naiza boom you rock
Kkkkkkkkk netsai ngaaaadero
You are the best ❣️❣️❤️ mkoma dhimba smile yenyu kuseri
Bt gyz Jedza weduwe ngaambotaurwo hake kuti arikubudawo rini tamusuwa veduwe plz jedza ngaambouya 🙏
Fair we need to know we miss him
Jedza arikup guys
So funny 🤣🤣🤣😂😂 hakuna kufarisa kwakadayi, netsayi unofarisa
Kufarisa kusingaite kani imi
Do unto others as you want them to do unto you❤❤💯💯💯💯💯😂😂😂😂😂😂😂Ozemwa wakapenga
Asi Netsai akakwana hre. She nailed it
Chengeto all the way from kuchina the genesis 🔥🔥🔥thank naiza boom for this amazing work
Kkkkkkkk Kkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣Netsai gona ana gona wake
Kkkkkkkkkkkk smile ya Netsai ka😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 heyii ndanakidzwa hngu nhasi
For me it's netsai she's always on point love you gal😘😘👌👌
ruclips.net/video/JgLz93vHKgM/видео.html
Watching from Nigeria thanks ozemwa chinedu, dhimba chineke,Ruru onyengwa and Netsi otunda kkkkk Naiza boom on burning kkkkk
Asi netsai kah zvinotaurwa pane murume izvozvo😂
Rutendo is beautiful hake ❤️
Ozy ozy 🐝🐝🐝😂shiri inozongofa 😂😂😂😂
Kkkkkk zvakwakewo akubhowekana u never disappoints guys
Naiza boom never disappoints ,keep it up guys .You made my day kkkk❤
Aaaaah Netsai, ndanyara.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ozemwa aasi kana mu mood yekumhoresaana kkkkkkkk
Its a lesson for all of us. The past should remain in the past. Preferably buried where noone can access it. Ma ex haataurwi muMarriage.
watching several tyms kkkk excellent Ozemwa na nestai munopedza ma sports
😂😂😂🤣🤣🤣😂😂 netsai ka 😂😂🤣🤣
Kķkkk chachaya Netsai revenge is sour l love you guys mondigonera
Thanking for posting everyday guys..
Papane mazuva amamakusa poster
Dindingwe rinonaka richakweya vamwe kana rokweiwawo roti mavara angu azara mavhu😂😂🙌Netsai Netsai wazvinyanya do unto others as u like them to do unto u😂wapihwa ziSize
🤣🤣🤣🤣🤣🤣mucharovera honai ozemwa akutyoka mspa haa netsai uri mabasa
Haaaa this is super.iye ruru ngaanake kana ku actor anogona
Netsai unozonyanya kuti ndinzwe mbabvu nokuseka zvimwe zvaunounoita sooka musadaro sister 🤣🤣🤣🤣
Netsai Mwari ave newe🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣im loving Ozemwa's facial expressions
ozemwa undipewo mamwe malines you never disappoint guys thanks NB
Shona yacho so kkkkkkkkk
Rue wandinakidza aàaa hanzi mother chingobudayi kaa 😂😂😂😂😂😂
Netsai wapfekedzwa size inoshinya. Kkkkkk asi ndiwe watanga hako
Team Naiza Boom makapenga munondigonera Goodlifemusic is with you we are Supporting you makanyanya
Kkkkk Netsai uri kapenzi introduction rudzii yakadaro ayas
Apa kuzoda kumupinza mumota kani 😂🙆♀️
Well done ozemba :revenge is sour Netsie kkkkk
Chenge so..." Mother ingobudai zvee ingobudai😂😂😂😂
Watching from Nigeria, Thank you Dhimba Ocheche, Netsai Odigu and Ozemwa Ozuzu🔥🔥🔥🔥🔥
ozemwa ozuzu
🤣🤣🤣🤣
ruclips.net/video/JgLz93vHKgM/видео.html
Naiza boom never disappoint keep it up good work 🔥
kkkkkkkkkkkkkk i did not see that coming.."mother chingobudayi". Kanenge kakubatsira kkkkk
Can't wait, guys munondigonera chaizvoo, kuno kumoza "manica city"
So far you are the best in Zimbabwe
The skit was amazing
Ruru to the world kkkkkkkkkkk
My sazita Rurue😊
Kkkkkk hes Chengeto I luv u
Murume gone Ozzy Ozzy Ozemwa😹😹😹😹
Kkkkk haaa netsai kaaa kkkkk 😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣
Haaaa NB ndiyo ine chimuti zvamanjemanje 👌🏽👌🏽👌🏽
Ooozzy manje kkkkk
Ozemwa kkkkkkkkkkkkkkkkkk yaaaaaah wamuwachisa netsai kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk.
Netsai teera shamwari yako 😂🤣🤣 mother ingoburukai kaa 🤗🤗
KO Rurue wakutobetser Ozemwa kudzinga Netsai 😂
Kkkkkk chero wakadyisa murume haungatauri zvakadaro akanyarara sure 🤣🤣🤣🤣🤣
Ozemwa naRuru magadzirira munhu size😀✅✅
Kkkkkkkkkkkkkkki its kuwedzera kunaka for me🤣🤣🤣🤣🤣
Netsaika 😂😂😂😂kusagaya manje ahhh ndapera power
Kkkkkkkkk Ozemwa hauna hasha iwe kkkkkkkkkk
Ka Laughter kari kubackground 😂😂😂🙌🙌🙌
😂😂😂😂😂Netsai kah zvakaoma hazvo
Naiza boom boom, 💯💥💯. You're on fire
Ndimba Ndimba Ndimba 👐👐 l surend my guy 😂😂😂😂 ...Okay let me call you 𝙈𝙪𝙟𝙤𝙡𝙤 𝘾𝙖𝙥𝙩𝙖𝙞𝙣 from now .....
Kkkk mashura akaboiliswa akuita na Netsai
❤️❤️❤️happy to see you Chengeto from Kuchina.
Tinyatsogara takagumhana😂😂😂😂😂 Nzenza
Iwewe Naiza tora sando dzako idzoo 🤜🤛🤜🤛🤜🤛🤜🤛🤜🤛 plz
😂😂😂Shiri inozongofa
Nuff respect to ozie ozie makanyanya mukuru
Netsai ka the level of disrespect...😂😂😂
Netsai is the dull kind 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 very funny
Zvinofadza
🤣🤣🤣🤣Netsai to the fullest
You rock Naiza Boom.
You never disappoint guys
Rurue azopedza masports hanzi budai😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣 Ruru kani mhan iwe!
Haaa ozemwa vanongondipedza nereaction yavo yavarova varimumota🤣😂😅
So talented Ozemwa unogona pese
Ncaaaww Chengeto
Ozemwa’s facial expression is funny
Ndaseka kkkkkkk
@@tholakelesaule9517 ggu
😂😂😂
😭❤to us who are already waiting❤😭
@chipo the trouble causer done❤
Kkkkkk hakuna mukadzi akadai netsai 🤣🤣🤣🤣
Didingwe ronakidza richakweva vamwe🤣🤣wagona ozemwa
Ozemwa wakutoitwa Uber 🚕 driver 😂😂😂😂
Ozemwa chakanyanya yooooo. nyc1 guys. Munhu akada kufarisa anosotwa, kkkkkkk Netsai agonekwa anosaiza murume
Aaah amanaka 😂😂😂😂😂😂
Hahaha 😂😂 Netsai
Haaaa action yaOzemwa ma1
Netsai ka ini ziiii zvangu
🔥🔥🔥🔥🔥ichoooooooooooooooo moto naiza boom kumberi
Ozzie kkkk pay back time 😂 🤣 😅 nyc one
Well done Naiza boom
To us who like before watchin
Netsai unongo ku actor keep it up
I died three times watching this 😂
Kkkkk Netsai akapusiswa uyo....hanzi ndiye akandibvisa humhandara....uyo ndowandomamisa akazvimamira baaahh
Kkkk kkkkkkkkkkkkkkk inini munosara mese pabusstop
Haaaa netsai soo hahaha 😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣netsai andifadza nhasi zviriko here izvi in real life
Zvaiiwana kwaratii yange yadya ivete kkkkkkkkk
Well done 👍✌️, what ever you do or GOOD or BAD ,,,, knowingly or not surely you do it to your self ..🔥😭
Iyi ndiyo yaifanira kunzi mjolo manje😝😍😆