Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
ummm hanzi kana uchitaura neni usafinyame kumeso, hama dzevarume dzinonetsa haa zvakawoma...
Ndoona kunge Nyarie ndozvatori in real life ah kkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Mumba umu munogara muine nyaya dzekutongana chete 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 Nyari Nyari mwana anenge Nyari hachengeteti
Hanzi mudhara akauya aidei pano😅😂
😂😂😂😂😂😂😂 Nyari mbanje ita shoma
Ha Nyarie haachengeteke chokwadi
Nyari ka 🙌🙌🙌
😂😂😂😂nyarie wabva tatopora ayas😂😂😂
Munogona zvenyu 👏🏻👏🏻👏🏻. Pamberi naaChihera nurturing young talent
Eish hanzi hama dzevarume dzonetsa kuchengeta 😂
Kkkkkkk uriko here hama yemurume
Kkkkkkk series inonakidza iyi violence chete
Ndipo pandodir Vee ipap anopedz basa usanyengerer vanhu achadzok vakona vanofunga nerimwe divi kan zvaom waiziyaaa kkkkkkkkm ❤ guys
😂😂Nyarie abva atopora
Nhasi Nyari wazobatwa manje 😂😂😂
😂😂😂😂Dan aramba kudzingwa Vee.... Hanzi pandakapinda ndakapinda ndega
Kana ariye akakuona ndiye 😂
😂😂😂😂😂 Nyarie abva apora nekuti baba vayenda kumusha 🤣🤣🤣🤣🤣
Nyarie akabuda nepakabuda nevamwe vana here 😂😂😂😂😂
Nyarie as from today takutokuti Mai Mafuta kkk kubatwa uchitsvaga mafuta pasi pe matres haa munogona guys keep up going
Haaa nyarie l give up newe hutsinye hwako it's too much aaah 😂😂😂😂😂😂nhasi wazobatwa natete😂😂😂😂
Mudire mvura anga kurambise nedara😂😂😂😂
Kkkk nyarie nhasi wabatwa ndafara😊😅
I love you so much guys,,,munogona,,keep this up
I be waiting everyday for this 😊😊😊😊 thank you so much ....i wish i could slap mainini Nyarie😂😂😂
Iiih haa Nyari ane musikanzwa veduwee aiwa😂
😂😂😂😂Haaaa Nyarie unoshooter mafirimu wena
Ma actresses manyama😂😂😂
Dan anyararidzwa na Vee 😂😂😂😂
Zvaiwana ngwarati nhasi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂Vee rova munhu usajaidze
Nhac wazobatwa mumba maita gonzo😂😂😂
Hesi Vee naTete vaNyarie tete muri kumberi
Nyarie kaaa kkkkkkk utinyare sezita rako
Haaa Nyari usazodaro kana wazogara
Vee, kadire mvura yewasukisa ma plates kakadzungaira 😂😂😂
Vee rova munhu 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂 🔥🔥🔥 🙌🏿 muri ma professional actors Kutoita se real life Vatete you are the best We ❤❤❤❤ you 👏🏿👏🏿
Nhas zvaiwana ngwarati,kubatihwa panzvimbo kkkkk
Mbavha ngaikwapaidzwe 😂😂😂😂
haaaaa Nyarie wakanyanya🤣🤣🤣🤣🤣
Tete mune rusarura Ganda, ko sei Nyari musina kumurova
😂😂😂Haa Nyarie is full of drama, haibo this girl🙌🙌
Kkkkk haaa gumbo kupora
Watching from vegas Poland
Life yekumusha hapana anoyida.........kkkkkkkk nyari ❤❤❤❤
apa ini nemadiro andinoita kumusha
😂😂😂😂 Nyari inhudu😂 chaiyo🙌
Mukunonoka kuunza mamwe ma episode veduwee😂😂😂Nyarie pane basa
Hmmmm Nyarie une drama hko ndabvuma
Love rakadaro harinake kkkk ko dan ukuramba kurambwa
Ndiye akakuona hr kana ariye ndeye akanduudza
Aiwa tete chimbomurovai Nyari. Dai ari Vee matorova nebhandi so aah
😂😂😂😂 Nyarie Nyarie chii
Mwari musandipawo mwana akaita saNyari
Vee ,hauna hasha, ndirini hangu haa ndokapedzera shame
Hey garisanai, mese muri nhunzi dzakasangana panhingi
Zidhara racho 😂😂
Haaa nyarie ndatenda hank
Kkkkkkkkkkkkkkkkk Nyarie Gumbo kwanga kurikusada kuenda kumusha
Ndozvinoita ana mama
😂😂😂😂😂😂 chimbodzikama unoenda kumusha iwe,uri kutsvageiko
Haaaaaa nyarie kuvanhu kkkkkkk kkkk usaiita iyyo nyarie
Kudzaiwo maepisodes enyu please
Nyari imborohwa aiwa bodo aah 😂😂😂😂
Nyarie wekuvhura hombe🤣🤣🤣
Nyarìe unondigonera hako
INI hangu kautsinye anoita Nyari kanondibowa
Yes Nyarie is back❤❤❤
Tete vanogeza
Muri kunonoka anaNyari
Ndaandchiii ndaandchitsvaga mafuta!!
Vee unondigonera
munhu anenge Nyarie anotonetsa kudealer naye chaiko chaiko
Kkkkkk nyarie ramba wakadzvanya
Nyarie Nyarie 😂😂😂😂
Waiting❤
Zvikomba😂😂
Ha Vee chakanaka
Chakabatana mhani
Yaa nyarie hauchengeteki
❤❤❤❤
Nyarie haunete hre
Watch from the Ballito KZN
Am here for vee
Waiting wooo
Nyarie again ❤❤❤
Ziso ra Vee aitoda nezva moms chete
Makunonoka kutipa
😂😂😂😂😂😂😂❤😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Wedzerai patime
Zvaiwana ngwarati kufura irere
😂❤😂❤😂😂😂😂
Waiting
Daikwangonzo baba vako varipo waiitasei
V kablack kako kakanaka wakanaka zvako
Nyarie nyarie nyarie the trouble maker
😂😂😂😂😂😂😂😅
Nyarie anondisvota zvisingaite
What a combination nyarie, vee, tete haaa mese zvenyu dan madhara wanyarie haa munogona guys
Nyarie anopedza masports,chingorovanai kanie zvipere 😂😂😅😅😅😢😢
Mudhara 😂

😂😂 🔥🔥🔥 🙌🏿 muri ma professional actors
Kutoita se real life
Vatete you are the best
We ❤❤❤❤ you 👏🏿👏🏿
Nhas zvaiwana ngwarati,kubatihwa panzvimbo kkkkk
Mbavha ngaikwapaidzwe 😂😂😂😂
haaaaa Nyarie wakanyanya🤣🤣🤣🤣🤣
Tete mune rusarura Ganda, ko sei Nyari musina kumurova
😂😂😂Haa Nyarie is full of drama, haibo this girl🙌🙌
Kkkkk haaa gumbo kupora
Watching from vegas Poland
Life yekumusha hapana anoyida.........kkkkkkkk nyari ❤❤❤❤
apa ini nemadiro andinoita kumusha
😂😂😂😂 Nyari inhudu😂 chaiyo🙌
Mukunonoka kuunza mamwe ma episode veduwee😂😂😂
Nyarie pane basa