Handisati ndakamboona zim drama rinotyisa kudai. These guys did a great job. I really enjoyed kubva kuepisode 1. Pamwe taiseka, pamwe tovhunduka nekuchema zvese. Munogona❤❤❤
Dai you tube yaibvuma audio ndairecoder ndichikutendai guys from day one until now makagona guys,, keep it up mese zvenyu sister Chido,, sister Panashe,, sister Meagan,, sister Nomsa and my two brothers Andrew and Garikai ,, wish you the best guys ,, munoziva zvamunoita ,, nice episodes ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Best of its kind...repeated kasingaperi last season iri ..i thought aizogona kubuda but haaa zvaramba akacheuka musango rinoera ....keep it up guys....
You are the best guys basa makabata haaa bush girl ummmm ndakutya mese mogona basa but Meagan and Andrew haaaaa mandirwadza ndatokuchemai though murivapenyu😂😂 musamire chimuti ndimi makabata zvaizvezvi
This movie was very good guyz. You did extra best but the way the movie ended was not quite ok. Coz nomsa was supposed to arrive home and tell others what had happened to all others. But otherwise that is what l was expecting
Nomsa semunhu abve zera ,waifanira kuraira nekutunga mirira vechi diki. Kwete gakava ne godo hazvubudise mumatambudziko. Make sure when you ague something is going to change. Yes there are some forces you can not argue with.
Thank you for supporting this series, tell us if you need another Nhodo season.
we need season 2 guys great work
Yes we need season 2 mogona guys
Yes we need another season plzz
Yess season 2 plizz
Toda season 2
This is awesome staff,,,we need SEASON 2,,, IF YOU AGREE ISAI MALIKE
Awesome stuff indeed.
Kana uchiona uripa South Africa isa like apa❤
Please sir tokumbirawo season 2 movie iri rinonakidza we will support until forever ❤❤please
Handisati ndakamboona zim drama rinotyisa kudai. These guys did a great job. I really enjoyed kubva kuepisode 1. Pamwe taiseka, pamwe tovhunduka nekuchema zvese. Munogona❤❤❤
Sure ngakuye ss2
Best movie in zim 2024 so far we need season 2
Dai you tube yaibvuma audio ndairecoder ndichikutendai guys from day one until now makagona guys,, keep it up mese zvenyu sister Chido,, sister Panashe,, sister Meagan,, sister Nomsa and my two brothers Andrew and Garikai ,, wish you the best guys ,, munoziva zvamunoita ,, nice episodes ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Nevazidzi vesango😊😊bush girl
Bush girl well done @Ras-lego95
Imi nhodo dzatambwa pachi professional idzi guys... Nomsa wakadii kutamba nguva yese iyi
Yaibva yapera drama yacho kkkkk
Movie makagona gyz well done more likes 👍❤️ mukutigadzirira rimwe rinhi
Aaaaa amazing, bravo
These people know how to act
Please give us somemore episodes plz plz
Thank you Slimaz pro team for a wonderful epic movie Nhodo keep on guys entertaining us may God bless you
Ndopaunona kuti dai Nomsa ariye akatotamba hake😢thank you very much guys rambai muchitinakidza❤❤❤❤❤
Sure Meagan andirwadza😂
And the Bush girl ummmm anogona guys,, maita henyu rambai makadaro zvenyu
Taive gumi nevaviri tichibva kumoza vamwe ndokudyiwa neshumba ndikaponera mumuty hiii munogona
Dai matigadzirira imwe please tikudhakuona nomsa hachiswika kumba kwake ❤❤❤❤❤ good job guys 🙏🙏🙏🙏
Guys S2 ikubudarinhi
Chimuti maenda nacho guys munogona rambai makadaro ❤❤
Taurai henyu Dj KLC vanogona ava mumbovadana painterview
Thanks for releasing episode 13 ndandatomirira 🔥
Haa kubva episode 1 kusvika apa pamwe ainakidza pamwe ndichitochemawo 😢 this movie makagona ❤❤❤
Thanks guys masadzoke kumashure indirirai mberi neku actor muchitipa zvimwe mwari akuwedzerei well done guys God bless you
Aaah Nomsa road yaari kumhanya nayo, bvaandifungisa nzira yaienda kumba kwana Tunga ichibva kwana Chenjeni😂😂❤❤❤❤
Thank u so much, tipeiwo season 2 tasara nemubvunzo kti ko nomsa zvaagona ktamba nhodo, ko chimuurayi icho chavingei zvakare, mwoyo warembera
Excellent movie.full of suspense 👍 Meagan best actor 💯❤️. season 1 had me on edge n tears cz they had it tough.what more about a season2
Meagan is the best actor and Andrew
Yes l also thought Meagan is the 1 to make it
Andrew and the bush girl.
The Bush girl , Andrew, na Meagan
Haiwa ndatenda hnku makabata basa zvaita se zviri real kwandiri cnt wait for season 2
Azviizikwani kt wainga eyi fona ndian,pamwe zvipoko,but washingirira kudzitamba nhodo dzacho❤❤❤, love you
Thank you Slimaz production, you are the best, rambai makadzvanya ❤
Welldone Mr Magombedze munogona big time ticharamba tichisupporter kubvira paTindike tiinemi, zvakare paTunga
If you are in Capetown chingosiya like
Haaaaa well done guys that was amazing stuff.. season 2 ngaiuye please...
Guys munogona 🎉🎉 season 2 .. hamurwadziwe guys siyai ma likes 😅😅kana vanakirwa ne this movie
Maperero acho aahh huyai necontinuation. Welldone Slimaz
You are the Best guys season 2 please makanyanya ❤❤❤
Aaaah we want more amungatisiye takadai sure😢❤❤you are the best guys keep it up🎉🎉🎉❤
The best movie haaa you nailed it guys especially kasikana kemusango ako
This was really amazing keep it up it kept us on our toes the whole time👌
SLIMAZ PRO Director Actors & Actress you are the best l salute you all it seems real emotional
Meaghan is out of this world ❤❤ what a pure talent she is
Hey guys episode 13 haisi kuita ndodii manje eish
Yakati can't play video
Best of its kind...repeated kasingaperi last season iri ..i thought aizogona kubuda but haaa zvaramba akacheuka musango rinoera ....keep it up guys....
You are the best producer of our time director. This is the best production in 2024. Haa ndokupai sando dzenyu. Will be patiently waiting for part 2
Well done guys what a movie
Hats off to you director. Am sure season 2 will be packed w more action . I enjoyed season can't wait for season 2
Shinga kutamba nhodo usadzva
Season 2 kana ichikwanisa kuuya ngaiuye hayoo makanyanya Guys keep it up
Haaah guys munogona ,uye thanks nekutitandadxa gadxirai rimwe guys love you so much
Tambochema hedu guys aaah yarwadza iyi nhodo dzacho hauzombode
Gyz zvinotendwa panhodo apa makapedza masports ❤❤ well done guys tipei imwe season panhodo
Thank you slimaz .....tipeiwo season 2 pliz rinonakidza iri
Another season please......❤❤❤I love this drama
Ndakaona skt nhodo dzacho hadziperi unongodzva at the end
This is great guys keep up the wonderful work thank you
Can't wait for another series
Watching from Luxembourg 🇱🇺 maita basa team keep on pushing
...thank you guys nekuti entertainer
You are the best guys basa makabata haaa bush girl ummmm ndakutya mese mogona basa but Meagan and Andrew haaaaa mandirwadza ndatokuchemai though murivapenyu😂😂 musamire chimuti ndimi makabata zvaizvezvi
Pitsirai kamwe ka party guys please munogona zvinhu zvenyu ❤❤❤
Waiting for season2 ....hoping to see Panashe back again chero arimufi
Well done guys munogonese haa parikutoda season 2 apa tizive kuti Nomsa achazofambasei apa bush girl amutevera futi 😢
I think atadza paadarira 4ni ndosaka bush gel vasvika
What happened Kuna nomsa😢 uuum pamhai futi rimwe tione hedu tir pa south uuum mukubata basa well done 👏
Thanks you guys for this amazing movie and keep it up the good work I love you all❤❤I watching from mozambique
Nomsa ndaona watambiswa donho futi 😢😭😭😭😭
But apa wadzitamba pachi professional kupedza game wakamirirwa nezvipoko kudaro 😂😂😂
Best series ever thank you so much guyz nekutipa chekuti tandadza😊 we really appreciate yu n we will always support you ❤❤❤❤❤
Mmmmm weirdo arimusango uyo is creepy wig yake was on point and i am always screeming paanobuda
Pliz ndokumbirawo kuvhunza tine season 2 hre
Zvandiri kutoyeredza musodzi well done guys❤
Like serious
Serious kuda kuzviuraya kwaAndrew nekufa kwake naMeagan kwandichemedza aah😢
Mofanirwa kuenderera mberi toda kuziva kuti vamwe avo vakazoregedzwa here uye kwavaiva vabva vaitorao matanho api kutsvaka vanhu vangavarasika.
well done guys dai nomsa wakatamba nhodo pakutanga ai makabuda kudhara but its good because zvakaita drama rirambe richienda kumberi
Haaa movie rafaya iri zvinwe ndezvimwe murikutigonera mutipewo season 2 please
Well planned and well organized keep it up guys, my heart is still unstable.
Best movie so far
Yaaaa kuramba nhodo chokwadi ummmm tokumbiravo season 2 munotigonera guys . Asi simba rina bush girl boe hr
We need more guys muri huchi❤❤❤❤
Patiently waiting for Season 2
Aaa nhayi veduwe komusikana uyu anodeyizve kuna nomsa iye angaakutobuda eish
Akatendeeuka musango rinoyera ..anenge akufanhirwa kutamba nhodo futi
Saka zvakatopera😢not fair why ma drama enyu ese achiperera munzira
Kubva Pana tunga ,tindike , rudo etc ese akapera mu road wamwe tirima loyal fans tipeio full package 😂😂😂😂
Nhodo idzo ndini ndakadzichera. Todzitamba tiri kumombe
Ya iii mandifadza,ndanakirwa ini,murambe makadaro,tirikuda imwe,yacho,,hii munogona
But Nomsa (Tsiurai) wakapenga unondiitira keep fire burning
This movie was very good guyz. You did extra best but the way the movie ended was not quite ok. Coz nomsa was supposed to arrive home and tell others what had happened to all others. But otherwise that is what l was expecting
This is a great movie❤❤❤
Guys please create us a new season NHE continuation ye episode 13 ende drama renyu rinonakidza 👍👍👍👍👍👍👍
Mune maone guys 🎉so muchatipa zvimwe hre guys
❤ Tokumburisawo gys tiisiraiwo ssn 2
We are waiting for the other one guys keep it up Andrew and your team.
Thnks guys munogonesa ❤❤❤❤❤❤ ngaiuye season 2 takatoimirira pa Botswana
Guy moyo unorwadza musadaro 100 💯 % munogona asi
Weldone guys we need more like this
😊😊😊haaa guys munogona,, thanks to the director Slim Magombedze it was a wonderful movie. But mandirwadzisa paurayiwa Megan😢
Watching from Europe
We need season two guys 🔥 you are the best 💞 excellent 👌👌
Part 13 😂kutamba nhodo wakagaririrwa. Nevakafa mm it's not fair guys 😢 ndaseka zvangu waiting for Next episode
Aiwa Kuda session 2 guys ,chimuty mainda nachoo
Iiii i hope kudzokera kumashure kwaaita achinotora phone hakumukanganise kubuda😮😮😮
Thank you waiting for ssn2
Bush girl aregga ma votes kkkk a good series
Well done hunzai kuseri kwacho 😂😂😂 ndimi munechimuti guys
Yes we need more but chimbotipaiwo kumba kwevana avo vachitsvagwa pliz
Well-done guys, tirikuda season 2
❤❤❤❤ Tamirira Season 2 thanks guys
Nomsa semunhu abve zera ,waifanira kuraira nekutunga mirira vechi diki. Kwete gakava ne godo hazvubudise mumatambudziko. Make sure when you ague something is going to change. Yes there are some forces you can not argue with.
Nhodo ndedza Momsa ❤❤❤❤❤