Vamwene Vangu Muroyi Mukuru Vaitora Marara Andinenge get Ndatsvaira Vomagadziri Kuti Nditambure

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 17

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 8 месяцев назад +4

    Morning mkoma Nash nemi vedare 💖 💝 🙏

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 8 месяцев назад +4

    Hazviite kuti usare nemunhurume uriwega murume wako panyaya iyi ane hudera mukufunga

  • @angelinetakapareyi6188
    @angelinetakapareyi6188 8 месяцев назад +2

    Two murume wako ari kuda kuona kuti wakatendeka ere ari kuda kuona kuti wauzorare nemunhu iyeye muchenjere kurepewa munhu iyeye ozoudza murume wako achiri ndiwe wamutanga

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 8 месяцев назад

    Chenjera sis wangu miyedzo chayiyo uye ne bopoto taurayi ne murume wako chausingade haudi, pakayipa apa my sister, yes kubatsira inobatsira kwete ku kusiya nemunhu wechirume, ayiwa ndazviramba

  • @ChipoMarimo-do3ye
    @ChipoMarimo-do3ye 8 месяцев назад +2

    Mangwanani❤

  • @allinadaysworkhakunamatata9187
    @allinadaysworkhakunamatata9187 8 месяцев назад

    First confession God loves you , keep praying 🙏

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 8 месяцев назад

    Taurai nemurume wenyu CC hapana murume unoisa shamwari mumba iye obva abuda imhepo inosimudzwa navamwene kuti imi muite chihure vobva vakudzingai ndipo pane mhiko nemuyedzo yenyu makateyiwa murume wenyu ngaakure taurai naye .

  • @tre642
    @tre642 8 месяцев назад +1

    Iwe i think murume wako is putting you on tests vange vataurira neshamwari dzake. Kuda kuti uhure its a trap or huroyi wamai vake normal man can never do that.

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 8 месяцев назад

    Mrume uyo upstairs yake ahiite mushe , kumukadzi uyo akavimbika pray about it kuti murume uyo aite wake up

  • @thekisonomsa2826
    @thekisonomsa2826 8 месяцев назад +1

    Varoi variko shuwa mmm.
    Pana sahwira wedu aiva ne pamuviri akangomuka mutsipa asingagone kutendeuka , vamwe mai vemu line vakati vasvika pa road pakanangana nepamba pa sahwira wedu, taiva takagara panze kuri kuseni, mai vaya vakabva vati aaah hausati waenda, sahwira wangu uya akabva avati kuenda kupi? Vakangoita u-turn kudzokera kumba kwavo takasara takatarisana tikati saka ndivo ka vakuvinga husiku

    • @tinevimbo8751
      @tinevimbo8751 8 месяцев назад +1

      Varoyi Havana pillow mumba chokwadi chii ichocho mwari pindirai kuti tichengetedzwe

    • @thekisonomsa2826
      @thekisonomsa2826 8 месяцев назад +1

      @@tinevimbo8751 shuwa mmmm mwari ngavapindire tichengetwe nekukundiswa

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 8 месяцев назад

    Varoyi chii chaizvo ndatya zvangu

  • @munaanusa7967
    @munaanusa7967 8 месяцев назад

    Zvakaoma

  • @allinadaysworkhakunamatata9187
    @allinadaysworkhakunamatata9187 8 месяцев назад

    Ummm kusiya shamwari is not good. Very risky

  • @GeorgeKwangware-m9f
    @GeorgeKwangware-m9f 8 месяцев назад

    Murume wako ari ku kuvhara hutera rwavo vachisiya shamwari yavo achiku spyer

  • @gracempofu526
    @gracempofu526 8 месяцев назад

    1st confession
    Izvi zvakutoda kti iwe ungware ngware bicoz kna murume wako asipo achazobatwa rape kna kuurawa ndiwe murambire kti vauye usipo or tsvakao kwekunorara wosia munhu wacho ega pamba ipapo bicoz uripa ma 1 murume wako i benzi