Ini mutemo I press like first. Even ndisina time yekuoona nguva iyoyo I just press like ndozoona pandinenge ndave free but ka-like kangu kavepo kudhara. Big up Magtom
Ini mutemo I press like first. Even ndisina time yekuoona nguva iyoyo I just press like ndozoona pandinenge ndave free but ka-like kangu kavepo kudhara. Big up Magtom
Slimie kuseri kanhi
Arikuty slimie chibaba Isa like apa
Slim chibaba ichooo
Anyone anoti slime is a legend let's gather here❤
But vanhu tisadaro 1636 views but420 likes , let's support them veduwe varikugona wani
Hameno kt chii chinorwadza kungodzvanya like wozoona video❤
Ini mutemo I press like first. Even ndisina time yekuoona nguva iyoyo I just press like ndozoona pandinenge ndave free but ka-like kangu kavepo kudhara. Big up Magtom
😅😅😅😅Slimie akuda kutotora munhu wakewo uyo
Mudhara uyo Anopedza manje 😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂Ahhh ko Baba vaBamnini😅😅😅😅😅😅😅😅
Kana pane vanakirwawo seni vanoda kuti ma minutes asvikewo pa 30 minutes panext episode simudzai maoko mudenga 🙌
It won't rain. Kkkkkkkk slimmie, slimmie hatina zera naye guys. Magtom huchi
Never seen anything as funny as this😂😂😂 bamnini batai 2 iyi, imi moisa 10😂😂😂😅😅😅
Kkkkk Magtom shamhu yeStress.kkk❤❤
Ndapera power
Hakuna mwana akadai 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 saka ini ndinenge ndaa bamkuru imi bamnini 🤣🤣🤣🤣 zvichibvigwa baba manje 🤣🤣🤣🤣🤣
Slim chibaba ndatenda hangu
Kikikikikikiki Slimie uri ryt ryt here iwewe 😂😂😂😂
Magtom media ❤❤❤😂😂😂😂udzanai udzanai ikoko kt kune magtom media.
Ha Slimie akanyanya zvake 😂😂😂. Your creativity ma1. Well done.
Slimy there is no need yekutsvaga basa because utori basa chairo pauri mudhara atova bamunini munogonesa guys
😂😂😂😂😂Imagine
I like before watching coz mahuchi magtom
😂😂😂😂😂😂Slimmy baba vava babamunini mjolo so ka 🙌🙌Magtom never disappoints 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Apa wandigonera Pgs yako yavarova 😂😂😂😂😂 ndanga ndasuwa pgs sure ❤ bamukuru nabamunini kkkkkkk😂😂
Kkkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂 Slimie uri idoit son sure kkkkkkkkkkk bamunini Kuna baba here Slimie uri nhubu hatina zera newe sure kkkkk
Slimie hadzina kukwana akutoita bamukuru vababa manje 😂😂😂😂😂
Icho pakuda skiri ye potmore gaza ❤❤❤❤❤
Arikut Slim ishamhu yestress like here
Ukuona chii wewe slim zvaunoita zvawakaita nezvauchaita zvese zvondinakidza 😂😂😂😂
Slimmy siyabonga jaha
Baba jujue oooh atina zera nemi kumutambo uku😂😂
😂😂ASI bamunini musadaro weldone guys
Asi slimme kaaa 😂😂😂
This is a Master piece 😂😂😂😂ndaseka zvangu keep it up guys
Mupei maruva ake achiri mupenyu 💪🏾 slimie chibaba 💘💘
😂😂😂😂😂😂 Slimie anopedza basa haaaaaa uyu anogona mhani udzanai kuti kune Magtom media shamhu ye stress
Baba vachakwatugwa newekutumbura😂😂😂⁰
Haaa kana tazogara magtom ishamhu yestress ❤❤❤❤
Ndasvika chichiri kupisa ❤❤❤❤
Apamavhura Hombe chokwadi good for Friday hoza friday❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂 bamunini kuna baba haa surrender 🤣🤣🤣🙌🙌
kkkkkkkkkkkkkkkk haaa PGS yashandiswa apo. Slimmy anorema kana tazogara. Keep it up Magtom Team.
Kkkk slimmie uuuuum mwari wawe newe aaaaa Mai wavharwa PGS.
Kkkkkkkkkk siyana naye Slime chibba ichi big up magtome media team
...hoyooo tangatakachimirira ❤
Kkkk slime atina zera newe bamudiki nabamkuru
Nhayimi daddy jona zvovourawa😅😅😅😅
Kasong kandifungisa neighbor 😂😂😂
😂😂 vaMuzondiwa nyaya dzenyu modzifunga sei idzi
❤❤1st handidi kupikiswa
Kkkkkkk slimmie chibaba. Munotigonera Tori tese kusvika kumagumo zvakaita the family
Bamnin kuna baba manje kkkkk ayaas
Kikikikikiki
First ndini
Tasvikawo pano magonesa ❤❤❤
Kkkk mai indayikumba mwana awanemukana
....chachichinaka🎉🎉❤,bamnn varangwa kkkk😂
Ava baba ava ndavakonewa hangu 🤣🤣🤣🤣🤣 kuvhara mhayi uyo akuita busy calling baba “babamunini” 🤣🤣🤣🤣 kutojoina baba kumjolo kkkkkkkkkk
Kkkkkk kwaaa uuuum ba juju haaa huye bodo.dad vako vababanini.uuum kana ndachema zvangu
Aaaayaas mhayiweee anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Kkkk Aiwa ndapa kutenda munogona guys 😅😅😅
Ini mutemo I press like first. Even ndisina time yekuoona nguva iyoyo I just press like ndozoona pandinenge ndave free but ka-like kangu kavepo kudhara. Big up Magtom
Va muzondiwa🤝
Bamunini $2 iyi wedzerai ten vasikana vatandare apa kubaba manje aaaa slimie hatina zera newe shuwaaa ummm 😂😂😂 ❤❤🎉🎉
Aaah bba vako vava bbmnn
Isu takutoona❤❤❤❤
Slimie Uri Tsotsi chairo chii chakadaro❤❤❤❤❤ but I love you guys
Slimmie hausi Chibaba,asi uri BABA. Ndafa ini 😅😅😅😅😅
Haaa slimmie isimbi yebasa .hats off magtom
😂😂😂😂😂😂😂Mwana atove bamukuru baba vatove bamunini.Asi kumba muri baba Slimie wandipedza hakuna mwana akadaro
Baba juju muri Legend 50
😂😂😂 kwayi ndimi bamukuru asi slimmyka
😅😅😅😅😅😅😅ndachema nekuseka aaah bamunini kuna baba
Ndovapamha ava mhai🤪🤪haaa ndaseka zvangu
Kkkkkkk slimie uribenzi hauna kutokwana baba vako ndovava bamunini chihure chacho chakaoma
😂😂😂haa baba juju makanyanya
Tatovapo kare more likes🎉
😂😂😂😂😂😂 Baba juju zvinhu paActing
Kkkk hona vhirizvaroita baba wababamunini kkk magtog rega inzi shamu yestress inopedza
😂😂😂😂😂hanz saka Ini ndava bamkuru
Kkkkk haaa slimie kana quaver iro bvisai
Asi slimmie kaa utinyare sure nemiwo mudhara muchifira Iwo mujolo hre 😂😂😂😂😂😂
Urikunzwa here bamudiki haaaaa slim ka
Slim ndamutadza ink ❤❤❤❤
😂😂😂😂hahahahahaha bamunini heyo pondo isai 10.😅😅😅😅Bamunini kuda kana kusada oooooh .hanzi bamunini vari fast ko bvigwa baba manje
Mwana otonga chipfambi chababa kkkk
Kkkkkkk ❤❤❤❤🔥🔥
Handit mazvihwakaa bamnini kobvigwe bba 🤣🤣🤣 Slimie ita mushee
😂😂😂😂 aaaah ko baba vatova bmunini
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Maiweeeee nhas ndazoseka
kkkkkk ba juju mofadz kanii l love you so much ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉
ZvaSlimmy hey ndapera power suwa babamunini manje kunamudhara ahyas....
Hanzi Amawanepi mazivanhu ayo mhai mazinyama😅😅😅
😂😂😂😂😂Kakolabho na baba Slimie wakaoma
Hakunamwana akadai anotiii Kunababa Bamunini 😅😅😅😅
Baba variku mwawukira kkkk
Iyi role yaida Eazy, ndiye watoziva asingatane kudhinguka akaona mabhebhi😂
Slimie usazodaro xàa nhasi ndaseka zvangu 😂😂😂😂
Kkkkk botso hakuna ukarova baba slimmie
Slimie Slimie Slimie ndatiiii huchiii
Slimie hatina zera newe pafair uri chibaba 😂😂😂😂
Kkkk bmnn kuna mdhara hr
Kkkk slimie❤❤
Haaa Slimmie never disappointed as long aripo ndotoziva ndinoseka chete bhora mberi baba juju you made my day chamhamha
😂😂😂😂😂😂 une hunduna wangu
😂😂😂😂😂😂 ndaseka hangu babajuju musati tyora babvu hanzi babamunini baba😂😂😂😂
Kkk haa ndaskka hanzi bamnn baba juju munogona
Hokoyo like Father like son slimy ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂bamnn kuna baba
PGS rashanda apa nderekurova baba
Slimie hatina zera naye