Mwana wechikoro na Suger Mummy zim comedy

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 727

  • @NaizaBoomFilms
    @NaizaBoomFilms  3 года назад +63

    Thanks For Watching! 😁
    Please Like, Share And Subscribe 👍🏽
    Don’t Forget To Turn One Post Notification❤️

  • @tatiananokutenda3761
    @tatiananokutenda3761 3 года назад +286

    Dhimba nhasi wandipedza maihwii😹😹😹😹malikes for mukoma dhimba

  • @privateinvestigationdiaries
    @privateinvestigationdiaries 3 года назад +351

    Anoti NB ndoyega comedy team so far isa like!!!

  • @lovenesschirara3317
    @lovenesschirara3317 3 года назад +90

    Mukadzi anadhimba uyo anogona kuactor zviri smart and dhimba masugar mama anomada

  • @BENATETAKUDZWA
    @BENATETAKUDZWA 3 года назад +84

    What I know is that nyangwe zviome zvirwadze nb never disappoints

  • @pennyndalihamukoshi5830
    @pennyndalihamukoshi5830 3 года назад +64

    Background tracks are rarely appreciated. Let me take this moment to appreciate the good sounds eNAiza, they have matured like wine. Zvavakuendeka. Keep it up💥💥

  • @greshiey-fay7641
    @greshiey-fay7641 3 года назад +46

    Ozemwa... saka moms ndovaudza kuti Dhimba aenda nemunhu wandisingazivi nemota yandisingazivi kkkk

  • @trevormechanic4411
    @trevormechanic4411 3 года назад +45

    Asingarwadziwe na dhimba Siya something

    • @prophetpassionjava5933
      @prophetpassionjava5933 3 года назад

      Beloved, I don't know you in person but God know you. God ministered to me in a revelation when I was on your profile to see things around you,I saw blessings but spiritual attacks holding onto them,in prayers,i saw a woman in the realm of the spirit monitoring and plotting delay in your life, with an evil mirror, and with motive to destroy. But as I speak to you now her time is up, Render hand of favour with Anything you can afford or give to these motherless foundation (TWINS ALIVE FOUNDATION) in Rivers state Nigeria before 2DAYS with faith, as I Rise my hands towards heaven and pray for you they shall serve as point of contact wherever you are, you will receive double portion of grace to excel and total restoration of breakthrough in your life and in the life of your family. Ask for their acct details and help them call the MD in charge of the orphanage to get their details on (WhatsApp or call them now on +2348157404923) tell him I sent you. For it is not by might nor by in power but of the spirit saith the lord (zechariah 4:6). You shall testify to the Glory of God in your life. God bless you in Jesus name

  • @BENATETAKUDZWA
    @BENATETAKUDZWA 3 года назад +44

    That broad (queen) is cute ndamufarira💀🥰

  • @pennyndalihamukoshi5830
    @pennyndalihamukoshi5830 3 года назад +22

    First to comment after live... Ha Dhimba inhunzvatunzva, I hope adzidza chidzidzo. Naiza to the fullest. Siyai malike kana mabvawo neko muri vapenyu😊😊

  • @tanatswahodzi359
    @tanatswahodzi359 3 года назад +26

    NB films never dissapoint we love you Family may God protect you in this difficult time of covid 19 #Tanatswa From Botswana#

  • @bubbytash9199
    @bubbytash9199 3 года назад +36

    Queen akanaka😍, dhimba ne ma sugar mommy🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @carolkimberly9069
    @carolkimberly9069 3 года назад +81

    Dhimba nenyaya yevakadzi🙌🙌🙌😂😂😂😂😂

  • @TatendaBryt
    @TatendaBryt 3 года назад +26

    This is fire!!!!🔥🔥🔥🔥🔥🔥 enjoying this...am I the only watching now?

  • @pennyndalihamukoshi5830
    @pennyndalihamukoshi5830 3 года назад +23

    Queen vari beautiful, ndachema hangu...

  • @thamarymashonganyika8781
    @thamarymashonganyika8781 3 года назад +33

    Kungoona nb ropa romhanya mhanya wena nb ndimi mune chimuti

  • @toddphiri5852
    @toddphiri5852 3 года назад +9

    Asi Dhimba uyu zvaMwari chaizvo kuvakadzi kunenge ndoo kwake chaiko 😂😂😂

  • @samanthanhamburo2061
    @samanthanhamburo2061 3 года назад +7

    Aaagh that new character can act chaai 😊😊😊😊😊👌🤗🤗Queen kumberi vagonesa

  • @marklazzei7341
    @marklazzei7341 3 года назад +35

    I think dimba ndiko kanonga kachimhanya ne sugar muny....

  • @moleenbanis7750
    @moleenbanis7750 3 года назад +15

    KoMomz inyowani ndeipiko iyi nhai team

  • @robertzimunhu5053
    @robertzimunhu5053 3 года назад +14

    Saka pese apa ndanga ndichiona hope dza Dhimba kkkkkkk

  • @esterndlovu6722
    @esterndlovu6722 3 года назад +24

    Dhimbaa Agara Ari handsome but I hope ahusi hunhu hwake

  • @trendyeliastv
    @trendyeliastv 3 года назад +6

    i feel like that laughter and the "Mwana iwe une mskanzwa" was real
    😂😂😂

  • @melisamoyo3410
    @melisamoyo3410 3 года назад +19

    Can’t wait NB ndiimi munechimuti 😍🤞

  • @zivanayimabuto1487
    @zivanayimabuto1487 3 года назад +7

    Dhimba wondipawo maNotes pachembere apo kuti tifambidzane .....😹😹😹😹....keep it up guys ❤❤❤❤

  • @blessingchelinje9317
    @blessingchelinje9317 3 года назад +39

    Dhimbaaaaa hanzi ndozomada ma single mother 😂😂😂😂😂😂😂

  • @dwaynetino
    @dwaynetino 3 года назад +14

    Mmmmm ndevapi Queen avo. Kuseri

  • @NKlivelovelife29
    @NKlivelovelife29 3 года назад +6

    NB moto! Never disappoints 😂 Dhimba zvema sugar mummy chisiya kana kuhope wakupiwa warning ⚠️ 😂😂😂

  • @tanzagowe128
    @tanzagowe128 3 года назад +5

    kana une chimomz chaurikudanana nacho unobva watonovharisa madhiri chopaz kkkkk. good piece Naiza Boom

  • @ashiamufaranechisi8398
    @ashiamufaranechisi8398 3 года назад +8

    Hezvoooo saka mureva kuti tanga tichirota naDhimba here apa kkkkkkkkkkkk

  • @sachihera1743
    @sachihera1743 3 года назад +6

    This is fire the sugar mommy looks like Getty from zviri mudzimba

  • @nyakutepamalvin3974
    @nyakutepamalvin3974 3 года назад +15

    Kugadzirirwa size😁😁we are waiting for engagement ring 11 guys iri kp

  • @alicetadiwa7031
    @alicetadiwa7031 3 года назад +13

    Dhimba uchafira pakati pemakumbo hameno zvako kikikikiki

  • @takudzwamurodza968
    @takudzwamurodza968 3 года назад +14

    We are waiting for it...hope haityise coz I can see apo maimage hapana kugara fine mahwambi murambi🙄🙄🙄🙄

  • @sharontmoyo186
    @sharontmoyo186 3 года назад +55

    Vaisa madislike is everythin ok kuden🤷

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 3 года назад +1

      Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk bvunzawo

    • @esterndlovu6722
      @esterndlovu6722 3 года назад +1

      😀😃😄pamwe vanoisa nemistake nekusaziva

    • @moleenbanis7750
      @moleenbanis7750 3 года назад +2

      Ndofunga kuDen Kune akarohwa neConfusion kana kuti kusaziva zvinonakidza kkkkkkk

    • @maryleanmavherudze1029
      @maryleanmavherudze1029 3 года назад

      @@esterndlovu6722 taura hako dear kumwe kusaziva haisimhosva yavo

    • @tendainyamuzihwa3977
      @tendainyamuzihwa3977 3 года назад

      Hazvina kuvamirira mushe

  • @samuelbimha7457
    @samuelbimha7457 2 года назад +3

    This is ligit NB 😂😂😂😂🙌🙌🙌
    I don't know how l missed this one
    You guyz munondiitira
    🙌🙌😂😂

  • @mumpaul093
    @mumpaul093 3 года назад +1

    Naiza Boom munorema🤣❤️❤️❤️💚💚💚💚💚❤️❤️❤️❤️❤️💕💕💕💕💕💕💕💕Much love from me haiwaa makanyanya

  • @veronicamudzengerere1170
    @veronicamudzengerere1170 3 года назад +8

    🤣🤣🤣🤣Hope dzacho😂😂😂🙌🙌dhimba

  • @Nhamo3
    @Nhamo3 3 года назад +4

    That's a nice name I like it. hahaha anzi single mother ndozomada chaizvo.

  • @shiningstarchannel9536
    @shiningstarchannel9536 3 года назад +1

    Saka babe panekaromence kandodakuita ndakausungirira pamuti kkkkk

  • @elliotndoga2003
    @elliotndoga2003 3 года назад +4

    Dhimba next time usataura nezva Ex Dhimba😂😂😂ingoti amai ndakufarirai chete zvatopera

  • @princesskimjonga2587
    @princesskimjonga2587 3 года назад +5

    Aihwa munogona mhani vanhu imimi👏👏👏👏😂😂😂😂Dhimba

  • @prospermusungwa2159
    @prospermusungwa2159 3 года назад +4

    NB is becoming a good habit 🔥🔥keep it up bro's this is dope

  • @t_asha___5435
    @t_asha___5435 3 года назад +16

    I hope this time haasi Jedza 😀😀last time kakazopengeswa. Can't wait you guys

  • @adroitchikukwa
    @adroitchikukwa 3 года назад +7

    WHAT AN EDUCATIVE & HIGHLY CREATIVE PIECE OF WORK

  • @tashamusha3718
    @tashamusha3718 3 года назад +1

    Haaaa ko dhimba anga achi rota 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @ruvimbopfekezani3930
    @ruvimbopfekezani3930 3 года назад

    Kkk pandangonzwa kt Ben ten ndatoziva kt ndi dhimba cht kkk haa nyaya dzevakadzi dhimba i number one bt zvisiri zveku actor dhimba anenge tsotsi cht

  • @petertoyi2421
    @petertoyi2421 3 года назад +6

    Dhimba kkkkkkkkkkk unofa wangu ne zvimama hope dzako dzaka ipa

  • @aronejuniormakina1811
    @aronejuniormakina1811 3 года назад

    Zwino itika pha live. Ndinokutendai nema history esse special sengue aya mandje. Dhimba uri ma1 without mention ozmwa. I like

  • @ani-flo1985
    @ani-flo1985 3 года назад +1

    Eish Dai maizoita zimovie rehour chairo.. NYC guys

  • @tkmahonspatnk4586
    @tkmahonspatnk4586 3 года назад +1

    hooo ndo romance dzevanhu vakuru idzi kkkkkkk... aikaka...ihope 🤣🤣Nb Films😍😍

  • @u_already_know
    @u_already_know 3 года назад +6

    That ending though l,,,, Awesome

  • @shalom7572
    @shalom7572 3 года назад

    Ndoita dhimba amheno munonzani..... Ndoitwa queen.... Oh Thts a nice name I like it........ Thank u.. You are welcome...

  • @tapman5488
    @tapman5488 3 года назад +2

    Omy first time watching some thing up too date all the love from UK 👌

  • @elmazoni4075
    @elmazoni4075 3 года назад +1

    Haa chakanyanya ichi haa ndabva ndatya ma sugar mummy thanx for the lesson guys munhu gutsikana nezvaunazvo god will bless you ne nguva yakafanira

  • @matthewmathew9109
    @matthewmathew9109 3 года назад

    Wonderful guys magona APA. And murikukura thus good. Keep on working Dimba. Moms masata. But you are beautiful hako

  • @bridgetgweshe2905
    @bridgetgweshe2905 3 года назад +3

    Lmao🤣🤣🤣🤣.Dhimba this is a warning yekuti usiye kudisa vakadzi.Dreams always come true🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👐🤣

  • @virginiamugovera1408
    @virginiamugovera1408 3 года назад +2

    Am watching it very interesting guys we want more of this .

  • @eliphasmasuka5730
    @eliphasmasuka5730 3 года назад +13

    Kkkkkk hanz hana yako inorevera kumusana ukuona zvimhamha 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ushertmoyana5736
    @ushertmoyana5736 3 года назад +6

    Short raOzemwa bhoo here

  • @jamalmustafa1008
    @jamalmustafa1008 3 года назад

    ummmmmm ini handitokwanise kuswera kana kurara ndisina kuona NB films guys i in love with NB films

  • @anitakay6713
    @anitakay6713 3 года назад +4

    gegegegege i really liked this one😂

  • @tanzagowe128
    @tanzagowe128 3 года назад +12

    counting down , im waiting for it , i know its a bomb as usual

  • @kimberleighbandason2358
    @kimberleighbandason2358 3 года назад +1

    Pangpnzi single mother naQueen maonawo kuvhunduka kwaita dhimba here 😂😂kuita kuti pepu😂😂😂😂

  • @rumbidzaitazvivinga9400
    @rumbidzaitazvivinga9400 3 года назад +4

    Dhimba heyii nemachembere urikuseri wena😂😂😂😂😂😂😂

  • @lynmaganga3574
    @lynmaganga3574 3 года назад +4

    😂😂😂😂the things you are giving us guys is lit😂😂😂😂big up all the way

  • @rufarozhuga8729
    @rufarozhuga8729 3 года назад +7

    Dhimba unoda vakadzi🤣🤣🤣🤣🤣

  • @gracechikohora140
    @gracechikohora140 3 года назад +8

    Dhimbaaa kaaaaa......apa nhas ndarota dhafu nasenzeni kkkkkkkkk ndafara shem kkkkk zvnhu zvacho soo

  • @sebastiansanzvenga287
    @sebastiansanzvenga287 3 года назад

    Dhimba keep it up haa wakapenga mbinga yawasimudza iyo aaah mahwambi murambi

  • @preciousmahlangu6280
    @preciousmahlangu6280 3 года назад +5

    Omg can't stop laughing at the end😂😂😂😂😂

  • @gilbertsiringwane254
    @gilbertsiringwane254 3 года назад +7

    Mugabe akati zviroto zviroto

  • @SimparasheDzvokora
    @SimparasheDzvokora 3 года назад

    Moms yango tanga neku gona Iyooo haaa excellent nechi baba chevakadzi dhimba

  • @christinesocha7198
    @christinesocha7198 3 года назад

    Naiza kwakuseri keep it up guys .mukoma Dhimba muma bby kkkkk

  • @ratinosmazuru626
    @ratinosmazuru626 3 года назад

    Well done dhimba palast part u well performed

  • @ashleighshandelin5429
    @ashleighshandelin5429 3 года назад +5

    Why hana yako ichirovera pamusana wakaona zvimhamha iwewe😂😂😂😂😂😂😂

  • @batsirai2488
    @batsirai2488 3 года назад +7

    Aaàaah amanaka apa ndaonera pasi petable kutya kuonekwa naBoss😭😭😭 musazodaro 😂😂😂😂😂😂 zviroto zviroto chokwadi,🤦🤦🤦🤦🤦🤦🤦🤦

  • @mercymercy8392
    @mercymercy8392 3 года назад +5

    Queen mogona bt dhimba dhimba dhimba hw many times dd i call u kkkkk

  • @Zim.news.online
    @Zim.news.online 3 года назад +4

    😂😂😂😂😂😂unofira kuhope mfana wangu kkkkk

  • @sonenimagasa5381
    @sonenimagasa5381 3 года назад

    Kkkkk ndavhunduka zveee ko kurota here or zvinhu zvikuitika handibve pano Naiza boom

  • @ithrees8891
    @ithrees8891 3 года назад +10

    Dhimba anokugochesa matemba ukapinda busy

  • @desiremaposa2705
    @desiremaposa2705 3 года назад

    Haaaa guys musadaroooooo👊👊👊👊👊👊👊you are the best

  • @lenintrymoremsekiwah3415
    @lenintrymoremsekiwah3415 3 года назад +12

    Dhimba anondiitira manje nenyaya dzevakadzi idzi

  • @philipngubo5831
    @philipngubo5831 3 года назад +1

    Haa! Manje volvo ka mawane nemugomo uyo

  • @black-gu7rt
    @black-gu7rt 3 года назад +4

    Hanzi i tambo yamhamha yemu godhi 😂😂😂💀 ayaasss

  • @tnashtbos4327
    @tnashtbos4327 3 года назад +1

    Hanziii madirooo andozoitaaa ma suga mama ahhhh😂😂😂😂😂😂i can relate hngu awuuuuu

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 3 года назад

    Queen vawachisa Dhimba, makamboyiwonepi romance yekusungirira munhu pamuti nerupu yemombe 🤠

  • @tsuerealities9525
    @tsuerealities9525 3 года назад +9

    The ending part🔥🔥🔥🔥

  • @privateinvestigationdiaries
    @privateinvestigationdiaries 3 года назад +4

    But Dhimba usatidaro 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @wedzeraidube375
    @wedzeraidube375 3 года назад +4

    Haaa Dhimba unozozvinyanya zvema babe😂😂

  • @ashleighshandelin5429
    @ashleighshandelin5429 3 года назад +16

    Dhimba uchinyanya kuda zvinhu😂😂😂 hauna kutozviitira weti here kuhope uko 😂😂😂😂

  • @AshleyKaseke-dt6el
    @AshleyKaseke-dt6el Год назад

    😂😂😂 WHAT THE HECK! ,,,,,,I WASN'T EXPECTING THE END......HE was DREAMING😂😂🙌 Naiza on top of all👏

  • @loicekubvoruno3002
    @loicekubvoruno3002 3 года назад +1

    Kkkkk saka zvese izvi kwaive kurota nhai makanyanya

  • @sarahmpofu5360
    @sarahmpofu5360 3 года назад +7

    Ndangoisa like ndisati ndaona

  • @margiephili5422
    @margiephili5422 3 года назад +3

    Regai atoita kurota coz reality anovharisirwa naDhafu

  • @veronicamudzengerere1170
    @veronicamudzengerere1170 3 года назад +12

    Pawati Pati single mother haudi kuiona futi dhimba 🤣🤣🤣🤣kunyora homework

  • @masangaadam6721
    @masangaadam6721 3 года назад +7

    Dhimba mukusofta munhu mubenz pachiGhetto yut

  • @winnelkeysley213
    @winnelkeysley213 3 года назад +1

    That new lady shez very good

  • @tadiwanashechinoruma5497
    @tadiwanashechinoruma5497 3 года назад +7

    Dhimba unoda zvinhu😂

  • @memorymadyegasva1725
    @memorymadyegasva1725 3 года назад +1

    hahahha well done guys ....well done aiwa mandigonera

  • @misspeemm2832
    @misspeemm2832 3 года назад +1

    Kuzoti dayi paamuka asangana naQueen... Would hev imagined him being Bolt🤣😂😂😂