Tasha kays Ft Ti Gonzi-Dzoka Kumba (Official Video)NAXO Films 2019
HTML-код
- Опубликовано: 15 июн 2019
- DZOKA KUMBA is a song written by both Tasha kays and Tigonzi whereby they will be summarizing artistically how other married couples live in their marriages, a caring women is trying to get her man back into the good ways expressing how she feels despite all the wrong doings of the husband.
Instagram valtashakays, Facebook page Tasha Kays,Twitter Violet kasinganeti.
#KBKingdomBeneficiaryNAXOFilmsTMan - Видеоклипы
T Gonzi is now officially KING 👑 GONZI. press like if u agree.
chero akangoti imwe mbeu onyarara collabo inenge yatobuda
waita hako i was always wondering kuti zviri kumbonzi chii...kkkkk
heavy chibaba
😂😂😂😂😂taura hako
kkkkkkkk u made my day
Kkkkkkkk
anyone still waiting for T gonzi second verse give mi likes
hapana zvandanzwa ne1 iyo
Ehe sha
Who else is repeating that t gonzi part👍
Am I the only one who looks for T Gonzi just to here what he will come up with next. He is producing hit songs always.
metric chimombe same here
Me too
AMANA BATAI TI GONZI UYO......anotiza nechinhu akasadzoka uyo
Kkkkk chinhuchipi mdara fty
MANGOMA IYAYA KA
Ti Gonzi weduuuuuuu. Kkk bae uyo anotenderedza lol
Ti Gonzi akatiza nechimuti uyu. He is a lyrical genius and spits the best bars. Don't @ me. 💯
"kana uchida kuti ndidzoke kumba, sender video uchi whiner rhumba...ndotoda kuisirwawo coffee (Kofi) ndamuka...."
@@tariromaponga7548 makadzidzei ipapo...lol
Munya.This guy has undeafeted word play in the Zim hip hop scene
dadza kasumba im sure hauuna kunzwisisa iwewe and that mkes t gonzi the best
Good tune guys. Tasha Kays and Ti Gonzi well done.
haa Ti Gonzi uri chibaba , you just rapped for 44 seconds but you made the song lit , real talent man
True ndiye aita ndteerere
Big up to the producer wakanyanya and tasha pachiuno nevoice usazodaroo and T Gonz l played the bars for my wife kkkkkkk
No robots ahead of T-gonz famba no one will block your own way 💿💿💿💿🎤🎤🎤🎤🎤🎤👑👑👑👑👑
TI Gonz waimba padiki😟😟😟amana i was still enjoying your verse
After what happened to him , this is great Ti Gonzi am so much in love man this is great all the best in your recovery and wish you a healthier life than before man.
"NdakaLooser memory ndiri kuGigi (gig)🙆🏾♂️🔥...
Batai T Gonz uyo nguva ichipo..
inga mukuziwa masinhi enyu Mdara Shalom
Sis and T Gonz weldone, magona mese
Haiwaaaa Haaaa Ti Gonz idhara.. And its Certified
Hndichade zvemacomplains.....imwe mbeu king of hiphop........
Tasha,usaite hasha..... imwe mbeu wakanyanya
Ti Gonzi 🙆♂️🙆♂️🙆♂️oooo
Ndabata musoro hangu🙆♂️
The girl's outfit,,, on 🚒 fire
I think the body stands out
Kurohwa kwakaitwa Ti Gonzi musoro it was a wake up call munhu anga aienda off beat mafirst days now his bars and the beat are in touch sonce Kure
T Gonzi auya nema bars akawanda kunge Zupco😍🙌
Tasha wakanyanya chiuno icho🤗
I used to be a fan,now im aircon
Great collabo💯👏Tasha I'm loving the solo voice riri fresh kunge majipe...💯on point imwe mbeu
Ti gonzi is the king of Wordplay
gyz uyu anonzi ti gonzi uyu ka uuummmmmm kwakumberi
T gonzi akangonyuka guys....haaa imbeu iri fruitful
Video booo.... Keep the fire burning guys
Tasha well done ,Gonzi mambo vema barz
Mount Zion Music x T-Gonzi x Tasha Kays.. this combination iri hot kunge machips emu restaurant ...Naxo Films paVid zvaazvinhu.
first hit like wozoona later simpru
the unstoppable TI GONZI.....
Ti Gonzi ndeimwe mbeu ndabvuma. Dude is on another level, so good
Imwe mbeu kwakuseri T gonzi to the fullest
T GONZI EXCELLENT .......... NDIWE UNE CHIMUTI
Ti Gonz never disappoints...mambo we ma bars💣💣
chero akakosora chete ndotoisa malikes ndotomuisa parepeat futi, best collabo
This is lit 🔥👌
Tinashe Gonzara AKA Baba Shaa makanyanya.Big up Tasha Kays to the fullest
Collabo of the century. King Gonz and queen Tasha.
T gonzi the president of hip hop yemugetto
T Gonzi kwakumberi veduee thumbs up
Lyrical Master.. NaBars AKE anemapunchline.. TI Gonz aipa uyo
kana uchida ndidzoke kumba senda video uchiwaina rumba... Ti Gonzi is too much your bars are out of this world bro. changing the face of hiphop in Zim. pure talent
watching from South Africa love you guys😘👌🏻💗
tgonzi is gud at collaborations
another hit er
T-Gonzi to the world...wakapenga mufanha iwee
Ti Gonzi achibata verse, Tasha with nice vocal nemadance bho. tisingakanganwe Tman Mount Zion neBeat raakuseri boss
Uri imwe mbeu for real mmmmmm I'm speechless man thank you, u r so entertaining, I like you Gonzi
Sisi vakachena avo,nice music there
ma1 Boizzzzzzzzzzzzzzz
nice song guys
Tasha kays atora marii anoti nooo ndeupii....ndaisa like
Aiwa T gonz please mubatei nespoon yewood arikupisa shame🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
welldone T Gonzi unigona ❤️❤️waiting for another hit
GOOD JOB TI GONZ AND YOU TASHA
Hokoyo ne Garwe uchitambira pamvura apo..
Yooo heavy ngoma
Are we not gonna talk about how Tasha kays outfit by the river is on point
the hardest working man in town Imwe Mbeu chibaba
This oan is killing it #@Tgonzi and Tasha kays
haaa ka "boiz" ako kari mubackground Ti Gonzi achirapper kakanyanya mmmm
Tasha Kay's anoimba. unogona...
Imwe mbeu to the fullest boyyyyyyyz
Hahaha imwe mbeu zvinhu!tgonz ngaatipe rimwe verse
Good job you two😊🥰
T Gonzi makanyanya, Tasha wapa T Gonzi nguva shoma
Strong msg there to bighouses....zviri munzeve T gonz
Ndaloser memory kugig🔥🔥🔥🔥🔥
Dai wango raper song yese mhani Gonz kkkkk wakaipa
Ndakalooser memory ndiri kugig....King of bars
FIRE FIRE THIS IS LIT
Haa kendrik wekuzimbabwe🔥🔥
T GONZI yoooh vanemoto baba ivava vakadziya vakunoita ma hit ,hit
real talented ti gonzi
NdakaLoser memory ndiri kugig
pandinoramwaa ndinyengerere lol 💕
T gonzi ndi chamisa we hip hop
norman koffii usafananidze t gonzi nevanhu vasina basa...
@isaac mpofu best but underrated
Meaning he wont be winning anything anytime soon ......
lol
haaaa norman koffi chii newe iwewe.... usatifananidzireo Ti Gonzi nemadhodho aya shaaa. Dai wat Chamisa madhoti aTi Gonzi, yeah, this statement sounds fair.
Lol who else liked the video before listening?? This track is dope
TiGonzi to the world 💯
Ti Gonzi wakapenga hanzvadzi. Song on repeat nekuda kunzwa ma bars ako
Uyu anouraya vanhu anekathat kamaskiri.... 😊😊😊
yaaah uyu anonzi ti gonzi akdzoka akupisa kunge heatwave
kkkk T Gonz ndoma1 kkkkk ayas,,,,,,,,, nyc one
Ti Gonzi is the realest
First
😜😜😜😜Imwe mbeu dawo majipe😜😍😍😍😍
Pandoramwa ndinyengerere ..that part...I really wish that 😭
ti gonzi wawawawawawakaipa
T gonzi dzidzisa pwere idzi hip hop
TI Gonzi ane ngozi uyoo
Ti Gonzi pakumhanya 1 verse mandiriga semaelection. Pane kathat kandoda pakubatanidza malines ako. But the track is dope. Thumbs up
T Gonzi is that guy who everyone wants a collabo with, the Akon, Jah Prayzah of today
Ichi chopisa 🔥 🔥
Ti gonzi ukugona especially uchiimba nema new artist awo boysssssss
super cool song talented guys
uyo anozviti T-gonz akapenga hake...
bak to bak imwe mbeu