Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Let's congratulate Mhosva zveku compare vanhu zvabvepi. Let's be civilised kwete ku rwisanisa. 🔥 Congrats Mhamha Vee 💗
Pliz siya mai Tt wanzwa mai TT vane shamwari dzavo
Congratulations Admire 🎉
Congrats Mama Vee
Congratulations you deserve it❤❤
Congratulations 🎉🎉Admire
Ingotaura zvakuti vee atenga mota ko mai titi vapinda papi unorwisanisa nyarawo kani
Ndozvaari uyu mukanwa make makamera chimai tt, anovavenga too much
Saka mai tt vakwana papi apa ...mastreets haana nyaya kana pasina mai tt element
Nhy nhy vakwana papi bvunza hako
Mayoutuber ekuZimbabwe are not creative like dzemwe nyikaKuromba kwega kwega plus kukwira kumanyowa. boring content...
Nhy nhy
Mhamha Vee pandinouya KO. Ini mudiscovery ndii.. mototitambire pa airport please❣️❣️❣️May God continue to prosper you..
Congratulations mhosva
Akanyanya uyo Mwari vanopa Amen
But why ivo mama Vee vasingakorokotedzi madam boss
Sei urikutaura mai tt unoda kurwisanisa vanhu iwe. Ingotaura zvaMhosva chete kwete kuzoti Madam Boss this mai tt that aaa imbomira kurwisanisa iwe
What are the awards based on? Because if this year we want to talk about numbers ana Nyathi nanaTyte are on top.
Uyo agent yasatan anofarira kurwisanisa vanhu
People can create content together but vasiri mafriends, its not that deep, ndobusiness racho zveee
Asi you are paid kurwisanisa maceleb. But why national iweee. Leave other names out. Talk about mama vee kuphela uyasinyanyisa wena .
Imi moda kuti vanhu vangopesana chete
Congrats mama Vee
Let's congratulate Mhosva zveku compare vanhu zvabvepi. Let's be civilised kwete ku rwisanisa. 🔥 Congrats Mhamha Vee 💗
Pliz siya mai Tt wanzwa mai TT vane shamwari dzavo
Congratulations Admire 🎉
Congrats Mama Vee
Congratulations you deserve it❤❤
Congratulations 🎉🎉Admire
Ingotaura zvakuti vee atenga mota ko mai titi vapinda papi unorwisanisa nyarawo kani
Ndozvaari uyu mukanwa make makamera chimai tt, anovavenga too much
Saka mai tt vakwana papi apa ...mastreets haana nyaya kana pasina mai tt element
Nhy nhy vakwana papi bvunza hako
Mayoutuber ekuZimbabwe are
not creative like dzemwe nyika
Kuromba kwega kwega plus kukwira kumanyowa.
boring content...
Nhy nhy
Mhamha Vee pandinouya KO.
Ini mudiscovery ndii.. mototitambire pa airport please❣️❣️❣️May God continue to prosper you..