Ndaiwana hama

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 30 янв 2025
  • Ndaiwana hama
    Written by BFC
    © Copyright
    Ndaiwana hama yakanaka,
    Ndaiwana hama ine rudo
    Ndaiwana hama yakanaka,
    Ndaiwana hama ine rudo
    Chorus
    Ndiyeyu Jesu wakanaka
    Wakandifira pamuchinjikwa
    Ndiyeyu Jesu wakanaka
    Wakandifira pamuchinjikwa
    Ndinomutenda mambo wangu
    Wandiponesa mumwoyo mangu
    Ndinomutenda mambo wangu
    Wandiponesa mumwoyo mangu
    Ndipeyi simba rekukunda,
    Ose mabasa a Satani
    Ndipeyi simba rekukunda,
    Ose mabasa a Satani
    Ndichazofara kumuona
    Mambo wangu Ishe Jesu
    Ndichazofara kumuona
    Mambo wangu Ishe Jesu
    Hallelujah, Hallelujah
    Ndinomutenda mambo Jesu
    Hallelujah, Hallelujah
    Ndinomutenda mambo Jesu

Комментарии • 16