Part 1 Misoro ye anhu 2 ruclips.net/video/vbSZtf7ZZic/видео.html P2 Misoro ye anhu 2 yakachekwa ruclips.net/video/-5tqa3VN7-I/видео.html P3 Misoro ye anhu yakachekwa ruclips.net/video/QARyqvhJt7A/видео.html
Ofcoz vanhu vakauraiwa zvavo uye hatisati taziva zvedu kuti naani kunyangwe zvigunwe zvakawanda zvichinongedzera tete, but mukomana uyo ngaadzidze kutaura chokwadi, video rekwamukotsanjera ndakariona, haana kumbobata tete ava as it is being said nemukomana uyo, i wonder sei tsvimbo yamambo isina kupa iriyo feedback, mkotsanjera akati zvichabuda zvega pachena, but ava vakuzvimhanyira manje, haaaa sandizvo. Ngaataure chokwadi tose video tinaro, takariona
Family iyi ine dzungu dai vaita zvemunhu one at a time, chavasiri kuziva vakatogadzirwa n vanhu vakatsipikwa kusvika vapedza tumari twese twavainatwo pasina chinobuda ndokurova kwazvo . Dai vadzikama husiku hurefu.
Handiti baTaps vanenge vachinyatsogadzirisa kuti tinyatsoona good picture quality and sound manje kumaraini kwamunodzionera hadzisi clear us royal followers dze Karanganda tomirira kusvika vaposte
Raibon under ground mikairi hamba satan kkk haaa mweya uripahasha Bt ths is so sad mani vakabatwa mai avo ngavaripiswe zvakaomarara nekutambisa maresources nenguva dzeevanhu
Part 1 Misoro ye anhu 2 ruclips.net/video/vbSZtf7ZZic/видео.html P2 Misoro ye anhu 2 yakachekwa ruclips.net/video/-5tqa3VN7-I/видео.html P3 Misoro ye anhu yakachekwa ruclips.net/video/QARyqvhJt7A/видео.html
Baba taps handidi nemi and pa sound ne quality picture handiregi kutaura ... wonderful
Chibaba chavo vese ichi big up BaTaps 🔥🔥🔥
Can't wait for part 3 ndinayo kusvika kumagumo
Hoyooooo ❤❤❤❤ Waivepo hre uuuuuum nyika yamambo mutasa mune mabhinya ndabvuma
Mambo Mutasa mbuya ava vakanyeba varipisei mombe nevamwe vaye vekwakanjanda vanozojairira
Kunyepa chaiko
Vanonyeba avo Mai
Patiently waiting for p3
Too short, vamwe venyu vakanda yese , saka itai plan bataps
Iyi nyaya Toda kuona magumo ayo
@@fofoemaibvise2768 taura hako
Mambo ripisai Madzimai avo kunyepa!!
Ofcoz vanhu vakauraiwa zvavo uye hatisati taziva zvedu kuti naani kunyangwe zvigunwe zvakawanda zvichinongedzera tete, but mukomana uyo ngaadzidze kutaura chokwadi, video rekwamukotsanjera ndakariona, haana kumbobata tete ava as it is being said nemukomana uyo, i wonder sei tsvimbo yamambo isina kupa iriyo feedback, mkotsanjera akati zvichabuda zvega pachena, but ava vakuzvimhanyira manje, haaaa sandizvo. Ngaataure chokwadi tose video tinaro, takariona
Anyepa mukomana..
He misinterpreted mukotsanjera and it's unfortunate
Tete vakabvuma nyaya yawo mukuru vakati andina kuti urayayi vanhu ndakati ndoda ropa Saka zvizhinji amungazvinzwisisi henyu
@@MelodyMwanyepa ndofunga takaona mavideo akasiyana
@@admiremwasenhu4885 kuita social media macomments amungazvinzwisisi vanhu vanoona sedrama l know this family zvinoda nyasha zhinji tete ava vakaoma
Kikikikikiki hamba Satani haaaa😂😂😂😂😂vane mweya muzhinji
Ko mkotsanjera vadiii maperero munodzokera chete oooh mark my words 🖐️🖐️
Karanganda TV mutiratidze madzimai avo vendimi vachinongedza pakachererwa vashakabvu, neDare richizogarwa afterwards. Thank you mukugona basa
Raibon marishezeni mikairi zygote????askana musadaro😂😂😂😂
Ndakavanyarira amai ava😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 msatamba nenyaya iri serious
😂😂😂😂😂😂😂 Ndakuona kushanda kwe data rangu manje
Waivapo here 😂
Haah kushaya data zvakaoma ,mmm ndimi dzakanyanya
😂😂😂mweya rudziiko kuita semepo
Mweya waramba kuvharwa
Ko madiii kuteedza nau yaMukotsanjera pane kunzwa vanhu awa wave kuuya nhasi nokuti wakuita wachinzwa nhau idzi saka moti ichokwadi here kuti munhu anotakura vanhu wakafa kwakuuya nawo koisa pamba nhai ummmmmmmm ,Nyamutsaka team teererai sekuru please bhora ropera musatye,ndimi hadzina basa dzokwanisa kutaurwa nemunhu wema njuzu kana munhu ane ma ndimoni saka haaaaaa lets move chivanhu,Nyakahwahwa anorova basa
Usanyepera vanhu iwe wanzwa ....Mkotsa haasiiye ega anogona ...ndimi idzo ihombe idzo nxaaaaa unorwara
Iwe Sekuru Mukotsanjera vanoda mari ko kana vakaremerwa nema charges acho unoti vanoita mahara
😂😂😂.ndimi lization😊😊
😂😂😂😂😂nyika yakaoma vanhu ngatinamatei pliz ummmmm zvorwadza
Hapamirwi panotyorwa tyorwa munhu 😂😂😂😂
Haaa chabvondoka apo , meditation under guidance, zvakanaka Ishe 😂
Pakaipa hope havadzimaidzwe
Ndini ndatanga raibon under gron mikairi👏👏👏🔥
Raibon marishezeni,mikairi zygote 😂😂😂
Kkkk famba satani
😂😂😂😂
Ndabatwa nesetsa pandimi apa ASI handizosek Handid kunotsva🤭
Mweya wamadzimai avo uuuu vanorwara vanoda shamhu
Shamhu hombe ana java atiwadi madzimai awoo
Kkkkk😂😂 mai ava kkk itsotsi ifake muprofiti kkkkkk haiwawo kutambisira anhu nguva kkkk
Madzimai ndevekunyepa avo
Family iyi ine dzungu dai vaita zvemunhu one at a time, chavasiri kuziva vakatogadzirwa n vanhu vakatsipikwa kusvika vapedza tumari twese twavainatwo pasina chinobuda ndokurova kwazvo .
Dai vadzikama husiku hurefu.
Muzim dai mangoiswa data remahara kkkk
Hambaa satan 😂😂😂😂
Mweya unocontrorwa haungoita kunge ngozi kungotushuka nepasipo zvozoita kunge dambe manje ma parts acho akazoshaikwa
Karanganda karangandawo wayiyepo here😂😂
Waivepo hre 😂😂😂😂
Murikunonoka kuunza nyaya takudzionera kwa tichkach pano takudzokorora chimunya
Unozouyirei waiona
@@agneskaitano1334 handina kutoipedza saka ndataura
Handiti baTaps vanenge vachinyatsogadzirisa kuti tinyatsoona good picture quality and sound manje kumaraini kwamunodzionera hadzisi clear us royal followers dze Karanganda tomirira kusvika vaposte
Munombotsvagei kumaraini nhai
Mkadzi muhombe uyo musada kudzikisira munhu nekuti mukadzi inga zvakataurwa naTsoka ndozvimwechete wani
Nyaya yacho yanga yakareba 1 hour something yatabva kuona makukanda chimunya 8 mins chete
kana zvinhu zvakarongeka unoona ne attendance look chaunga vs kwaMarange lol
😂😂😂 zvashata madzimai
Vachavgarirwa mweya izvi zvoda Shumba yengizi munhu atsve adure mamhanyisa musati mapedza kumwe mava kumwe munovhiringa mhiko dzaTsoka
Ndimi idzo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Raibon under ground mikairi hamba satan kkk haaa mweya uripahasha
Bt ths is so sad mani vakabatwa mai avo ngavaripiswe zvakaomarara nekutambisa maresources nenguva dzeevanhu
Kekeke hameno sure
Vakachera pakanzi ndipo panevanhu hapana chinhu😂
Munogona baba taps
Ummm Uyo mweya handina kunzwisisa ini ..
🤣🤣🤣 iyi ichanakidza ndati tamiri ndakano mirira zvangu part 3
Mai awa wakangwara mukotsanjera ndiye akaita kutu vanhu wazotanga kubudirwa
Second seat
Izvo zvogonewa na doctor Mukotsajera chete vamwe garai pasi
Vanhu ava vachaviringa zvinhu. Mukomana uyo he wants a quick solution 🤔. Havana kupa Mukotsanjera chance. Varikumanya zvisina sense. Madzimai ava🤔tamirira kuona misoro yacho ???? 🤔🤔💯. Tazoona kwa Tich hapana hapana. Madzimai vanyepa😂😂
Baba taps ini ndoonera pano huyisai yese handikwati
Simbarashe kufanana natete vekutuma vanhu kunotsvaga moyo waTunzvi
This family ngavangoita stick to 1 plan ko vakuita sei futi
Pakaipaaa
Ukangonzwa muporofita ati mwari varikunditi ibvai mazuva kuti kunyepa rovai munhu
Manicaland yakatakura please
Next episode please
BaTaps ko ndochii chamatiira nhasi,isai malong video isu tomada isu musatedzere vakuti anobhowa
Ma1 aya
Umm veduwe nhau dzemaporofita idzi ewoni
Tavepano baba 🎤
Tete vakabatwa futy naKanengo
Tayepo iwewoshora usasoshora usasoshora
Dzungu rine muporofita uyu hakuna chinobuda mweta mutsvene kuita kunge dhimoni kudaro ...... Toziva mweya unozvi controller
Bhudhi wngu babq Taps apo
Mai ava vane demon kwete mweya mutsvene
part3
Mai vakazongonopusa
Vaivepiko muporofita ava tikuda Mukotsanjera isu
Mukomana anyepa uyu
Ini hangu ndanakirwa nendimi hamba Satan kkkkk
Apa baTaps mwanyima
Ichiri kupisha
Dhesheeee
😂😂😂
Hapana mweya apo nokuti Dare rekudenga rino teerera dare riripo
BT takayiona wani chiiko t one akatipa izvo tipeyi kucheriwa kweguva kani
Chirikupisa Dai vakagowanikwa pavanonzi varipo pacho
Drama iro ko ndimi dzekunyebera idzo
Part one tipei link
Manonoka mukuru
Chachimunya ichii. Hakuna chiriko kumberi uko
This guy Simbarashe is in pain mwari batsirayi chokwadi chibude tete mujeri
Ummmmmm hatina kwatiri kwendeba senyika
Apana chakabuda apa
Part 2
Tawepo
Vahombe
😂😂😂😂😢
Ndini ndatanga 05:28
Mukura kuita zvekutsvaka mari kwete zvekuti ndatanga zvineyi izvozvi kwana iwe
Chabvondoka
Baba taps munotiburira hombe pakaranganda mamuka sei vanhu woye
Tauya
Muporofita murwere uyu bipolar chaiyo
Mungatipa 8 mins tabva kuona yakandwa 1 hour something na Dj T1
Satan achativengesa vabereki vedu nekunyepa
Taapo
Baba tapis muri kunonoka mazuva ano muri kutangirwa na t1 why