Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
kubata basa nemo nemo......much love baba Shero
Ele e Bem gostado no meu pais. Eu lhe assisti na beira e foi maravilha.
Em que ano ilustre
Em 2014, dia da cidade da beira, no dia vinte de Agosto
True born geniusses at work !!!!!! Blessssssssss.
macheso chibaba baba pane video yamacheso yandiri kutsvaka yakaimba iri live show paine mureme aitikunge shedia akaisa machira pamazamu pliz makaiwana ndoidawo
Ukangot Macheso ft iyasa paYutube unoiwona
That was serious business paMoza baShero
Baba Sheron kumberi kwekumberi nguva dzose always ahead of ahead
That's Zvigure beat and rhythm and dance at the beginning.
hahaha kuita kunge mbakumba
zvigure zvakapfadza tete, uye ndo kwazvinotambwa.ayayayaaa
Esse espectáculo deu se na Beira?
asi mamwe marebels akadzoka?
*sorry wanted to say Peter Moyo Dewa munenge muchinakidzwa guys*
Kasi muchongoyo ndewekuMoza?
pakatangwa nezvigure ka apa
Zvinyau haasiye macheso
rova ngoma ndiwe boss
hauperi macheso
Noel ndipo pazvinotengera key of the band
I like macheso
kkkkkk Inga ku live show kunonakidza nhai imi,ndaifunga kuti wapera kaiwe Macheso....
ndosaka tichimutevera macheso kwese kwaanenge ari paweeknd
Apa akapfeka mushe macheso pane zvaanombotiitira
yaa
Monya riri busy kkkkk
baba Shero havapere sezvinoita vamwe
ADAM NYANGUWO yaaa
yaaa
This year futi along side Peter J
Macheso kumberi mhani ndaingonzwa kt chigure kkkkkkkkk
uhoooowuuuuuuhahahahaha chigure kaicho hahahahahahaha
Pakaipa
Kurova ndandi 2019
Hhaha....c super ca..
Mathieu Falk kurisei
14:28
Sam Dexter mukazogara gara musafananidza Nyazanda nezvinhu zvisina basa
Iguitar resong ipi ririkurohwa naNoel apa nhai???
am sure ndere new song
Kudzwai
Rodza Patrick kudzwai
Hoi hoi hoi,nyau yanga kkkkk
Noel haana kumira mushe
nowerrroooooooooooo
Chigure live baba Sharooh kkkkkk
Sista, tamba asi usagume
kkkkkkkkkk pwaaaa kutamba kunge zvigure
akatoisa ari yake muhomwe
macheso kumberi
nowero iiiiiiiiih
pabatwa apo
Gure mukulu😂
mudhara cheso
Taiveko kkkk
taura hako muzaya
kkkk pakafaya apa
rakaipa dhara iri
Yesah
Kkkkkkk
Majuzi anoda kunzi anogona kutamba haade kupa vamwe mukana haabve paside namacheso kuzvida too much
Kkkkk bt iye achitogona wocft
Iwe kunemutemo ndosaka wakaona Franco paaivepo iye aiva number 2 apa ndiye best dancer Franco paakabva muchitarisa ndiye sinour dancer
Kkkkkkk hayas
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Come to Zambia we're go to arrest for exposing gure wamukulu
hahaha
Tom e jerry
kubata basa nemo nemo......much love baba Shero
Ele e Bem gostado no meu pais. Eu lhe assisti na beira e foi maravilha.
Em que ano ilustre
Em 2014, dia da cidade da beira, no dia vinte de Agosto
True born geniusses at work !!!!!! Blessssssssss.
macheso chibaba baba pane video yamacheso yandiri kutsvaka yakaimba iri live show paine mureme aitikunge shedia akaisa machira pamazamu pliz makaiwana ndoidawo
Ukangot Macheso ft iyasa paYutube unoiwona
That was serious business paMoza baShero
Baba Sheron kumberi kwekumberi nguva dzose always ahead of ahead
That's Zvigure beat and rhythm and dance at the beginning.
hahaha kuita kunge mbakumba
zvigure zvakapfadza tete, uye ndo kwazvinotambwa.
ayayayaaa
Esse espectáculo deu se na Beira?
asi mamwe marebels akadzoka?
*sorry wanted to say Peter Moyo Dewa munenge muchinakidzwa guys*
Kasi muchongoyo ndewekuMoza?
pakatangwa nezvigure ka apa
Zvinyau haasiye macheso
rova ngoma ndiwe boss
hauperi macheso
Noel ndipo pazvinotengera key of the band
I like macheso
kkkkkk Inga ku live show kunonakidza nhai imi,ndaifunga kuti wapera kaiwe Macheso....
ndosaka tichimutevera macheso kwese kwaanenge ari paweeknd
Apa akapfeka mushe macheso pane zvaanombotiitira
yaa
Monya riri busy kkkkk
baba Shero havapere sezvinoita vamwe
ADAM NYANGUWO yaaa
yaaa
This year futi along side Peter J
Macheso kumberi mhani ndaingonzwa kt chigure kkkkkkkkk
uhoooowuuuuuu
hahahahaha chigure kaicho hahahahahahaha