Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
🎉😂nice
Nngoma ngoma 🎉
Make sure matrouse akanyatsosonwa pakati apo otherwise 😅😅😅
KkkkkkKkkkkk
Zvakatanganani ? Ndiye honzeri😂😂😂😂
😂😂😂
Zion😊
Famba zion tambira Mwari wako iweeee😂😂
Kunakidza kunakidza zvayo ASI pakati Mari apa
😂😂😂😂imikaaa
Kudenga kunoendwa nokutenda uye nemabasa ekutenda munhu owana baptism yemvura nemweya zvekutamb kucharika kusimudza tsvimbo kugerwa zuda kupfeka dustcoat kana gemenzi zvavezveduo izvoo church haipindirwe kuzunza muviri asi kunzwa shoko chete
Amen
Zion😊😊😊😊😊
Asi kunongotambiwa chete here
Kkkkkk hakudi wakapfeka suit yekumarunner😂avo mhamha vaneskirt yeyellow ndofunga ndivosahwira chete
Kkkk unepamuromo 🤣😂😂
@@BuheraVillageOnline kkkkkkk kana ndomaonero angu
Ndofunga vakadzi venyu vanonzwa nekusona 😂😂😂😂
😂
Famba Zion ndobva Zion ndoendepi❤❤❤
Kkkk zvichiri zve church here
@@GiftZimunya-i5l 🤣😂😂
No difference nebhawa
Ndazvishaya ini
❤❤❤
🧦😂
Kkkkkkk I remember this other comment yandakaona patik tok 😂😂😂😂😂😂Haaaaaa vuye don't
Hoyooo chero munhu wamakaunganira uyoo anonyemwerera ariikoko 😂😂😂
🥰🥰🥰😍😍
Fara pamberi pomusiki wako full stoo
Aiwazve vanogouyako sei Ivory vane church dzavo .Munodenha
@@TrymoreHove 😂🤣🤣🤣
Vane skirt yeYellow vaita ndiite mabayo 😂
@@BeaullaPindura-sx7hm 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kuomesa moyo😅😅😅
Aaaaa ma dhanzi ayoo achiri echurch here vamwe vachabudirwa chete kkkkkk
Kubudirwa hakuna kushata kkk
Kkkkk kuita kunge zvigure
Zveshuwa murizvigure varume
Ndobva Zion ndoindepi
Tambirai mwari wenyu
Amen and amen 😍😍😍
Kuenda kunotamba uku ngoma iri muropa
Kkk
Ndibude Zion ndoindepi
Imagine
Buhera Buhera 07 ndopadzinde
Tobva pazion tobva toenda kpi?
Ndiko kuti pasi idandaro. Kwedu church iyi inonzi Ngarimweke. Tsabai hama kusvika mabhurukwa amweka.😅😅😅😅
Kkkkk taura hako
Kuno kuMozambique kutete kuchingodzi mukuru wekereke awanikidzwa nemukadzi wemunhu vavene3years varimi Rudo zcc iyoyi
Kkkkk zvinowanikwa mukurarama
Chero usiri muZion chero kumakereke apo neapi izvozvo zvinowanikwa ko,asi zvakanzi kana wapinda Zcc miidxo haichakuteveri kanhi ndokwaitori mizhinji nekti Satani wakatobva kunevenyika wavakumanyirana nevanomata saka hatizvityi zvinowanikwa
Mapisarema 87vs4: Farikanya kwazvo kuti Jehovha vagokupa zvinodiwa nemoyo
Zvirokwazvo ❤
Famba
😂😂hoyooooo
🤣😂😂😂😂🤣🤣😍😍
Kuita ku spakwa na jesu 🎉
😍😍😍😍😍😍😂
Hero Zion
Tambira mwari wako munhu anechitenderano chake
Church yevaroyi nxaaaa
Kotsvo Zion 😂😂😂😂
Anoda zcc anoda mudzimu haadi mwari
Ndokufunga kwako but azvina kumbonzi tambai muchiita sooo kt Mwari afare
😂😂😂😂😂 Inezvigure mukati
VaMutendi ingirozi ipi iyoyo yaivapa madhanzi akadayi aya kutamba kunge zvigure kudai
🤣🤣
Endai makanyarara
Fambaaaa
Jehovhandiani unoramba zvamaronga hapana
Kunamata nemafaro zvinemusiyano
Bhoo hre kkkkk
@@cathrinemarwendo7654 uku hakusi kunamata uku kk
Asi kunamata kunemufaro kunesununguro
@@KarrenVuranda kunamata kunoda serious
ATR
Famba zion
Join yeZion
Ngoma netumasongs ndati
After ma dance monoberekana muwande somuchecha wegungwaa imwi
Jus like everyone else. Yourself included.
Sure dzangove nharo henyu
@@sithobekilemaipe9783 😂😂😂🤣🤣🤣🥰😍
Haa mishonga
Yekumba kwenyu
Varipachinhu chavo vafarire zvinhu zvacho
Kutamba kwacho
🤣🤣😂
ZCC hakusiko kunamata
Kwenyu kunonamatwa ndekupi
Mufaro uchava pazion
Kunamata hakusi kutamba ndozvauraya shoko ramwari
Apana kusingatambiwe and shoko rinotoparidzwa musangofarira kutaurisa
Tiri pajoini yezion
Fambai heyi narwo
Haaaaa zvakaoma
Mune zvipo
Haaa uku bodo
Singing like drunkards 😂
But Mwari vanotonzwa coz atina patakanzwa kt imbai muchidai