Ini chero JP akangokosora ndotoisa ka like 👍 Kana kutotambirira kachikosoro ikako , pava imbi vese JP ndomuda zvakapfurikidza , kuda munhu zviya zvekumuda nemukadzi wake ne family yake yese nezvopfuyo zvese zvekumba kwavo , that's how much I like him😊 ndototya hangu Kuti JP akaziva madiro andinomuita anondisungisa, I have said my own 🤗
Goosebumps all over watching him performing #Goto. Vanoita kukuma Mwendamberi on that particular song. Goto is meant to show case his raw talent coz kwekupedzisira panenge pasisisna instruments jus him and his mike....out of this world
❤️❤️❤️❤️🔥
Nhai stimy uripi, your smile is missing in action there...lol
@@nismotaka ndakaruza shaa
Ini chero JP akangokosora ndotoisa ka like 👍 Kana kutotambirira kachikosoro ikako , pava imbi vese JP ndomuda zvakapfurikidza , kuda munhu zviya zvekumuda nemukadzi wake ne family yake yese nezvopfuyo zvese zvekumba kwavo , that's how much I like him😊 ndototya hangu Kuti JP akaziva madiro andinomuita anondisungisa,
I have said my own 🤗
Taurisa hako inini ndinomufarirao 👍💯🔥 zvimwe zvipo hazvidi godo anogona zvake murume uyo me dancing enjoying his music 🕺🕺💃💃🕺🕺
me too
Dangerous,wow keep it up Jah Praizer
It was a memorable experience ❤❤❤
Goosebumps all over watching him performing #Goto. Vanoita kukuma Mwendamberi on that particular song.
Goto is meant to show case his raw talent coz kwekupedzisira panenge pasisisna instruments jus him and his mike....out of this world
Jah praizer never disappoint 🤞
Goto rinohwema last part is powerful. Jah is a🐐 Goat
hi Gonyeti urkuita nemoyo wako wese you are enjoying your energy is too much l love u yoo
Jah ndizvo zvese bhoo pazongoshota stimela chete haafanirwe kushaika pakadai
True
I was there I really enjoyed it
Stimela angaaripi jah
Mkoma wangu iyeye
Sper man .Jah never disappoint
Jah to the world
Loving the outfits too
❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥He is on fire
Ma voices pa second song 😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍
The best ever
Wagwizi to the world
the ending !!! moto motooo
Wagwizii to the world
Nothing much just goat 🐐 things
Excellent
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 always love you
Munhu wangu unondigonera
Gotoo🔥🔥🔥🔥
Goto song is powerfull
Keep the good work JP
That's nyc my boy
Where is Stimela?
1st class #1
Jah moto
Jah moto
#1👏
JP ma1 uyo 💥💥💥💥💥💥💥💥
Mukoma bho ... WaGwagwa ehe....bt Stimela.... Amanaka pasina mundex uya hapana Generation'
Its not the same without stimela bt well done guys
where is Stimela Jah makabva kure and she has been loyal to 3rd G
Where is stimella jar?
Skiri rekutanga naWenge iri ndikufarira
Jar 4 people#
Mabla 10 arìpi
Where is stimi
Color CCC Wagwizi kuseri ndikunzwei futi
I miss stimela pa goto apo ko akaendepi
He is happy when winky is not around to perform also
l am his fan but l feel like he still needs to improve a lot on his live stages the sound the vibe its a bit low and poor for me hangu .
its not the sound but the device we used it was not connected to the system
Goto
Ko stimi
What happened to the ORIGINAL 3 G
WOULD LIKE TO SEE HIM WEARING YELLOW ON STAGE IN ZIMBABWE...HYPOCRITE
Dangerous,wow keep it up Jah Praizer
Where is stimela
Where is stimela
they didnt come on this tour