MUKADZI ANDINETSA NEKUDHAKWA ANOUYA PAKATI PEHUSIKU KUBVA KUBHAWA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • #foryou #viral #trending #zimcelebs #trendingvideo #trendingshorts #zimbabwe #breakingnews #viralshort #viralvideo #jahprayzah

Комментарии • 69

  • @Zimquiktv
    @Zimquiktv  3 месяца назад

    ‎Follow the Zimquik Tv Pro channel on WhatsApp: whatsapp.com/channel/0029VaeXmMw545uwtGrFau1K

  • @decentnkomo5899
    @decentnkomo5899 4 месяца назад +7

    Madhara imimi musape mhosva murume kusaroora kwake ndizvo here zvoita mukadzi apinde mubhawa, katori kanzenza ako nxa

    • @ZvikoMorebChidau
      @ZvikoMorebChidau 4 месяца назад

      Ko iye akuregererei kuroora 21years arikufungei ngaashungurudzwe

    • @memorymakoni9916
      @memorymakoni9916 3 месяца назад

      Ehe her happiness matters too

  • @decentnkomo5899
    @decentnkomo5899 4 месяца назад +2

    Vadare VaMambo munekaku dzvanyirira murume hangamanikidzwe kugara nemunhu anokudza bhawa uye mudzimai akangwarisa anotaura achikanganwa.

  • @b1nice923
    @b1nice923 4 месяца назад +1

    Jealous down veduwe nhasi Chief nedare vadadisa. The respect that they gave vanhu vauya vanyatsovapa nguva yekutaura. This is amazing. Am glad pane a big difference. Welldone

  • @samanthamapiye7682
    @samanthamapiye7682 4 месяца назад +12

    Please do something about the noise its very hard to concentrate

    • @Rebhara
      @Rebhara 4 месяца назад +3

      I find matare epanze achinzwika zvirinane, than emumaclassroom aya.

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 4 месяца назад

      Too much shuffling 😮

  • @BrianChikoka
    @BrianChikoka 28 дней назад

    This mambo is very fair and social

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 месяца назад +4

    Afunga chihure zvemba hachadi

  • @patriciachigodora9316
    @patriciachigodora9316 4 месяца назад +2

    Ukadzidzisa mukadzi doro anozonzwa kukudarika.

  • @edwardchipfiko1755
    @edwardchipfiko1755 4 месяца назад +1

    Kunwa doro kwakashatisisa kunyanya zvikaitwa nemukadzi ari mumba, ndirikufunga kuti pane zvakawanikwa naamai ava zvisiri kuwanikwa kumba. Vakadzi ngavachengetedza dzimba dzavo kwete kuita imba yekutsugira nemhandi yebango

  • @hazeljanuary3333
    @hazeljanuary3333 4 месяца назад +1

    Mambo Bushu, mukati aita noise mudare $5, munoita mari ndokuudzai

  • @it3788
    @it3788 4 месяца назад +1

    Aha mambo munoiswa tight nemagold mafia eshamva aha muripabussy mambo😂😂😂😢😢😮

  • @MazvitaNyandoro
    @MazvitaNyandoro 4 месяца назад +1

    Noise mudare

  • @MuchanetaKamwenje
    @MuchanetaKamwenje 4 месяца назад +1

    Hiii and sooka ndanyara doro ko kurisiya

  • @7mst14Mapako
    @7mst14Mapako 4 месяца назад

    Mai ava havana mhosva murume i hure uyo hatidi hudzvanyiriri unorara sei kumba murume asipo asiri kubasa usingazivi kwaari better kumwa doro wodhakwa zvako worara wokuka makuseni apa haana kana kuroora mudhara wose uyo haanhuwidza hapwa dzako mudhara iwe

  • @UnityNyika
    @UnityNyika 4 месяца назад +1

    Noise mudare hapana chonzwika mavoice arikure gadzirisai ipapo

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh 4 месяца назад +2

    But imimi vedare ndimimakato dhakwa, munga miririre hure erinopinda mubhawa it's obvious vatove hure

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 4 месяца назад

      Taura hako iye i boyfriend iri official chete but hapana hapana apo😂😂😂😂😂​@@nomsanyika151

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo 4 месяца назад +1

    Ukaona mkadzi avakupinda mubar ari mkadzi wemunhu ashatisa mufunge..hayiti kugara naye

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 4 месяца назад +1

    Blood test inodiwa apo musanyudza baba awo

  • @user-wm1es6cb5n
    @user-wm1es6cb5n 4 месяца назад +1

    Noise pliz do something nevanhu vane noise

  • @user-qc1pb6pv1q
    @user-qc1pb6pv1q 4 месяца назад +2

    Kkkkk vakastroker kkkkk vangavapiwa bronco nevafana vegukamakafela

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 4 месяца назад

      Ku stroker kubhawa manje. Tumbwa. Kunonzi ku sticker not stroker 😂😂😂

  • @roderickmushaya8296
    @roderickmushaya8296 4 месяца назад

    Noise dzemakumbo kugwesha gwesha hazvizonakidzi kuteerera .,ok mukadzi anemurume hazviitiwo kuzononoka kudzoka kubhawa

  • @user-wm1es6cb5n
    @user-wm1es6cb5n 4 месяца назад +1

    Kumwa doro kidarika murume Mai ava varikuda zvekurambwa ava

  • @TheChekas
    @TheChekas 4 месяца назад +2

    Tumadhara utwu twakadhakwa

  • @tafadzwamatinia3662
    @tafadzwamatinia3662 4 месяца назад +2

    Yeah mudare murikuita kunge mune nguruve dzirikufukunyura. Noise yacho ino irritator

  • @MaxwellMunyayi
    @MaxwellMunyayi 4 месяца назад

    Tesetese tinokotsira asi tisina kumwa kana mvura chaiyo

  • @winnetmakazho
    @winnetmakazho 4 месяца назад

    21 years yooh 😮😮😮😮

  • @clivechigaba663
    @clivechigaba663 4 месяца назад

    Sound plz

  • @user-qc1pb6pv1q
    @user-qc1pb6pv1q 4 месяца назад

    Problem sometimes kunengekusina mufaro kumbobvisa stress maSpeaker anonakaka😂

  • @user-zj1jd8cw5z
    @user-zj1jd8cw5z 4 месяца назад +1

    Nxaaaaa kasekuru aka matingero awo anondisvota hanzi wayiuya nezvinonaka

  • @noleentendai4402
    @noleentendai4402 4 месяца назад

    Kana chandanzwa nenoise ah

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 4 месяца назад

    kana munhu asisade munhu hachada mu nhu asamanikidzwe KUGARA nemunhu waasingade ngavaparadzane vachiri vapenyu munhu akazogumbuka can do anything chinonzi Rega ndochirimumaoko kwete chirimumoyo Amayi avo Havana kutwasuka ipfambi

  • @user-cu5mw5sj4g
    @user-cu5mw5sj4g 4 месяца назад

    Noise gadzirisai background

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 4 месяца назад

    Ivo amai avo zvavanenge vakura chaizvo kudarika murume wacho pamakore. Vangatadza kutuka sei ivo vanezera naamai vako; vachikuvona vanotovona chana chavo (toyboy).

    • @7mst14Mapako
      @7mst14Mapako 4 месяца назад

      Imi murume uyu zidhara iri mukadzi muviri chete but still fresh

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 4 месяца назад

    Tumadhaea utwo hatingone kutonga nyaya

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 4 месяца назад

    SHAMVA YANETSA NEMADZIMAI PAMJOLO. APA VANOMHANYA KUDARE KUMHAN'ARIRA VARUME KUDARE VACHITI TODA VARUME VATI BUDIRE. PACHENA

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 4 месяца назад

    Kunyepera kuzingaira mai ava . 😂😂😂

  • @rumbidzaimusakwa6151
    @rumbidzaimusakwa6151 4 месяца назад

    Ngaanoroora uko, ochiramba mukadzi akanyarara

  • @dzoko813
    @dzoko813 4 месяца назад

    That mudhara asiri mambo dai achinyarara hake becoz he is talking nonsense.

  • @clevermukaira4062
    @clevermukaira4062 4 месяца назад

    Tangayi mando testwa please

  • @faraindarukwa871
    @faraindarukwa871 4 месяца назад

    Hatisi kunzwa isu

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 4 месяца назад

    Kumwa Doro handioni kunebasa. Kumbondobvisa stress 😂😂😂. Chakashata kuhura

  • @7mst14Mapako
    @7mst14Mapako 4 месяца назад

    Murume asingarari nemukadzi wake fock ndomudii munhu akaguta kare kwaanogara kwacho ihure murume uyo anenge aripi mukadzi anonusiya nani paanenge asipo hure rembwa risina kuroora rachembera

  • @user-rl3xq3pc5s
    @user-rl3xq3pc5s 4 месяца назад +1

    Anopenga uyo mutongi

  • @FarisaiottiliaShawane
    @FarisaiottiliaShawane 4 месяца назад +1

    Mambo gadzirisai nhau ye Norse inoitika mudare umu nguvadzose

  • @VongaiKomboni
    @VongaiKomboni 4 месяца назад

    Apa cati vari kutuma vana kubhawa

  • @diniwemarange3787
    @diniwemarange3787 4 месяца назад

    Dare iri rinosvota nenoise

  • @josef.c
    @josef.c 4 месяца назад

    Mambo Bushu with due respect kindly remove these madhara they are too old ne brain dzachembera hapana chozikanwa . Shuwa pane murume angatendera mkadzi kuenda kubhawa???

  • @prettymoyo4594
    @prettymoyo4594 4 месяца назад +1

    Poor spund

  • @alfrednyatsambo5385
    @alfrednyatsambo5385 4 месяца назад +1

    Kunwa kutuka kuenda kubhawa karume aka kanenge kakawoma enda urowore

  • @ThamaryZano
    @ThamaryZano 4 месяца назад

    ko kanikidza munhu blonde ndokudiii ko kana vaisafamba mushe kubhawa

  • @lindachesayi9603
    @lindachesayi9603 4 месяца назад

    Iyi inoise yemudare here kana kuti vanhu varikutora mavideo ndovatone dambudziko nemachine yawo

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 4 месяца назад

    Hanzi aka stroker nedoro kkkkkkkkk

  • @user-cu5mw5sj4g
    @user-cu5mw5sj4g 4 месяца назад

    Ipai vanhu nguva yekuti vakutaurirei nyaya moona kutonga musatyisa vanhu mhani imi monokanganisa mambo uyo kutonga

  • @MuchanetaKamwenje
    @MuchanetaKamwenje 4 месяца назад +1

    Hiii and sooka ndanyara doro ko kurisiya

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 месяца назад

    Afunga chihure zvemba hachadi

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 месяца назад

    Afunga chihure zvemba hachadi

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 месяца назад

    Afunga chihure zvemba hachadi